Chapter 5 . Sarah Makuseni Sarah aiva busy kuita mabasa emumba, akaona mota ichimira pagedhi rekumba kwavo, akamira achitarisa kuti aiva Ani. Akaona Arnold achibuda mumota achiuya kwaari. "Arnold! ko, une mota?" "Yes! asi iyi ndeiya yazuro" "Colour?" "Ndaichinja colour ne number plate yava yangu manje" Sarah akaseka "Vari kubhadhara zvavakaita kwamuri, chero akauya achiti imota yake achindiratidza evidence inotaura kuti imota yake" "Une drama ayy" "Uri sei hako?" "Ndiri nani hangu, chero ndichiri mumarwadzo nekufunga zvakaitika Pana mhamha kuona mhamha vachiuraiwa zvinorwadza kudaro, handifungi zvikabva mupfungwa dzangu ini. Maybe zvichabva musi wandichauraya vanhu vakaita izvi" "Imboita calm down ucheme Mai vako, usatya hapana achaswedera pauri ndine maziso everywhere. Another thing muchato uriko mangwana" "Hezvo! ko, zvachinja neyi?" "Hamenho ndangonzwa Patrick achiti akuda kugara nemukadzi wake iye" "Dai ndiri ini ndikuchata mangwana" Sarah akadaro misodzi yatojenga. "Ini ndikutofara kuti hausiriwe uri kuchata na Patrick" "Why?" "Nekuti izvi zvinoreva kuti iwe uri wangu, ndinokuda Sarah" "Unondida?" "Yes" "Kubva rinhi?" "Handingakuudzi asi kutaura chokwadi pandaikuona uchibva kuchikoro moyo waikuchiva Sarah ndinokuda kwete zvekufungidzira. Cee ari right aroorwe na Patrick iwe uri wangu" "Unoziva here kuti Cee haasisiri mhandara" Arnold akavhunduka nekuti kumba kwavo vanoziva Cee ari mhandara uye machembere akamutarisa akawana Ari mhandara "What?" "Ndikukuudza Arno" "How nekuti vakamutarisa Cee vakamuwana achiri mhandara" ."handizivi asi Cee haasisiri mhandara akavhurwa kuchikoro na teacher aimudzidzisa science" "No mhani! Patrick anofanirwa kuziva nyaya iyi, munhu opinda pamusha nekunyepa, ndezvipi zve zvimwe zvaakanyebera Patrick?* "Ndokumbira usapindira nyaya dzavo hapana achaku believer Iko uchati wazvitora kupi?" Arnold akambonyarara achifunga "Yah ukutaura chokwadi Rega ndisiyane nenyaya dzevanhu nekuti ndikada kudzipindira ndingazonzi ndine godo" "Yah iwe nyarara uone kwazvichaperera" "Yah ukutaura chokwadi. Unoziva ndine imwe plan pano" "Plan yeyi manje?" "Ndipe foni yako" Sarah akatora foni achimupa. Kubva zvaaka kidnepwa yaiva muhomwe make chete yaiva yakadzima. Arnold akatora foni achitarisa Sarah "Hanti number ya Mai Cee iripo apa?" "Yes yakanzi Mbuya" Arnold akatarisa number ya Mangwenya achibva amufonera. "Hello" Mangwenya akadaira "Makadii zvenyu mhamha?" "Ndiri right ndiani" Mangwenya akabvunza hana ichirova aizvibvunza kuti ndiani iyeye akumufonera nefoni ya Sarah "Mhamha Sarah munomuziva here?" "Ehe ndinomuziva ndiani?" "Ndiri umwe we vakomana va Bhomba, sezvo tanga tatumwa na boss kuti tivatsvage vasati vatisungisa . Ndavatsvaga kusvika ndavawana Sarah ndapedza naye now ndakatsvaga mukomana waakatiza naye" "Shuwa here?" Mangwenya vakabvunza nezwi rainzwikwa mufaro. "Ehe mhamha" "Suuu thank you thank you so much unoziva ndanga ndisina kugarisika nekuda kwake mwana iyeye,now ndakuzorerukirwa manje" "You're welcome ndinovimba kuti boss achandipa a big award chaiyo nebasa randabata" "Ndini ndichatomuudza kuti akupe, ndinotenda zvakanyanya, gara zviya ndiwe ani. "Ini ndinonzi Denvoy Gwenzi anondiziva bhom---" Anorld haana kuzopedza kutaura airtime yakapera "Kubva manje havachakutsvagi zve, unofanirwa kuvapo pamuchato was cousin wako" "Ivo Mbuya vachiziva kuti ndafa here? Obvious vachandiona" "Ndozvandotoda kuti vakuone" "Why?" "Just watch and see" Arnold akadaro vachiseka Narrated Rakazosvika zuva raiva rakamirirwa na Cecelia na Mai vake. Raiva zuva rekuendeswa kwa Cee kwa Mambo. Mufaro waiva pavaviri ava waisatsanangurika. Cee akaperekedzwa kumuzinda zvinhu zvikafamba mushe akaziviswa kuvadzimu kuti muroora asvika. Nguva dzakafamba vanhu vakadzokera kudzimba dzavo. Patrick iye aiva atononokerwa nekuti azvivhurire mhandara yake. Vaiva mu room mavo vachikurukura dzerudo. Waingoona nekunyemwerera pavaviri ava kuti paita zverudo. Cee asati abva kumba kwavo Mangwenya akamumwisa mushonga wekuti Aite mhandara vakamupa imwe zve mishonga yekushandisa pamuzinda apa. Chinangwa chevaviri ava vaida kuti Ivo vatonge muzinda. ***** 2 days later Arnold naiyevo plan yake yaiva yeku introducer Sarah musi wemuchato wa Patrick.Sarah iye aitya Mbuya vake vakangomuona vanogona kumuita zvimwe,asi Anorld akamuvimbisa kuti achamudzivirira zvekuti chero nhunzi haimbomugumi. Sarah akagadzirira kuenda kumuchato we cousin yake. Apedza akafonera Anorld kuti auye amutore. Anorld naiyevo haana kuda kupedza nguva semunhu ainyengerera bhebhi. After some minutes, Arnold akasvika achitora Sarah vachienda kumuchato. Tsoro yavo vaiva vatoipedza na Elvis kuti Elvis ndiye achaunza Sarah kumberi . Vakasvika kwa Mambo vanhu vainge masvosve nekuwanda. Cee neshamwari dzake vaiva vakagara kumberi semukadzi wa Prince. Pakaitwa zvaiitwa . Vapedza Anorld akasimuka achinomira mberi kwevanhu achivamhorosa. "Hayi nhasi ndafara kuti mupfana wangu akuzoitavo murume haasisiri mupfana. Ndinokutendai mose mauya nezuva ranhasi. Asi neniwo ndati handingakundwi nempfana ini, ndinoda kukuzivisai munhu atora Moyo wangu achava muhupenyu hwangu kusvika kumagumo"Arnold akadaro vanhu vakapururudza vachirova maoko "Ndinoda kuti mumuzive nhasi chaiye. Ndichakumbira kuti auye kumberi vanhu vose vamuone" Vanhu vakatarisana kwaiva kwakatarisa Arnold vachida kuona muroora mutsva. Sarah akabudikira achifamba kunge asingadi achifamba na Elvis. Mangwenya akavhura maziso achishamisika nekuti iye anoziva kuti akafa uyo. Neukuvo Cee paakaona Sarah akadonhedza glass raaiva akabata nekuvhunduka. Sarah na Elvis vakafamba vachienda kumberi. Vakasvika vachimira mberi kwa Arnold. Arnold akabudisa a small box muhomwe make achigwadama mberi kwa Sarah. Sarah na Elvis vakatarisana nekuti vaiva vatoona zvichaitika. "Sarah ndokumbira undiite murume pavarume. Will you marry me?" Arnold akabvunza maoko achiita kudedera nekuti kwaingovawo kuita asi aisava netarisiro sezvo vaiva vasiri murudo na Sarah. Sarah akatarisa Elvis akabvuma nemusoro. Arnold aiva aita kurereka musoro akatarisa Sarah nemaziso ainyengerera. "Yes ndinobvuma kuita mukadzi wako" Sarah akayerekana ataura chero ayisaziva zvabva nepi. Yes moyo wanga wakumuchiva Arnold, asi izvi zvikuitika manje haana kumbobvira akambofunga nezvazvo. Arnold akavhura maziso achibata Sarah ruoko achimupfekedza ring achikisa ruoko rwa Sarah achisimuka vachihagana kwenguva. Madzimai akaridza mhururu vakomana vachiridza mhetegwa vachirova maoko. After some minutes vakazoenda kunogara pasi. Arnold akanogara pedo na Patrick aiva achiri shocked nezvinhu zvaiva zvaitwa ne mukoma wake. "Bro! ndochii manje ichi chawaita?" Patrick akabvunza achizevezera. "Hayi hayi Patrick inga wani ndakakuitira makorokoto pawakaroora wako mukadzi; Saka kwandiri unotadza neyi kundiitira makorokoto?" ",Unonyatsoziva kuti mwana uyo ihure anongorarwa nevarume vese uye haadiwe pamusha pano" "Wakamuona here achirarwa nevarume vacho? Patrick usataure zvinhu zvausina kuona" Patrick paaida kupindura Mambokadzi vakaswedera pavari vachidhonza Arnold vachienda naye mune rimwe room. "Mhamha chiiko kubva mandidhonza kudaro mberi kwevanhu?" "Neyi wakanganisa muchato we munin'ina wako nekuda kwehure iro? Mwana uya ndiye aifanirwa kusharwa na Patrick asi patakaenda takamuwana asisipo aenda kumurume. Ndo type yaunoda kutiunzira pamusha pano?" "Mhamha handina mashoko akawanda musare mushe" Arnold akadaro achienda. "Arnold!! Anorld!! Dzoka kuno iwe!!!" Arnold haana kuvateerera akaramba achifamba achienda kwaiva na Sarah na Elvis "Babe are you okay?" "Hayi Arnold handichadi kuva pano ini ndakuda kuenda ndinotya" "Usatya babe hapana zvichaitika kwauri" "Still family yako haindide" Sarah akadaro. "Vanokuda chete havasati vakuziva chokwadi" Arnold akadaro achigara pasi. ***** 🔞🔞🔞🔞🔞🔞🔞🔞 Kunze kwaiva kwasviba vanhu vose vaiva vaenda kwangosara family chete. Patrick akaudza baba vake kuti iye akuda kuita zvemukadzi wake . Mambo vakaseka vachitarisa mwanakomana wako... "Enda zvagara kwasviba tora mukadzi wako uende na Mai vako toda kumbotaura nemukoma wako. Patrick akanyemwerera achitora mukadzi wake vachienda mu room mavo. Cee aitaura hake asi hana yairova kuti what mushonga wa Mai vake usingazoshandi. Vakapinda mu room mavo vakaita zvavaiita vachibva vapinda mumagumbezi. "Ndini newe nhasi babe" Patrick akadaro. "Huya Patrick wangu ndiri wako" Patrick akabata Cee kuapura akanyebera kuvhunduka achijamba nhema. "Usatya babe ndichaita in gently" "Okay" Cee akadaro achitarisa pa side asingadi kumutarisa. Vakatanga kupuruzirana kusvika Patric achikisa Cee muviri wese. Akadzika naye achisvika kuapura achida kuridya. Cee akajamba achisuduruka pana Patrick. "Haa unoda kundidya kuzasi?" Cee akabvunza achishamisika nekuti aitanga kuita zvinhu zvakadaro zvakatomushamisa. "Yes babe! usatya ndichakudzidzisa zvakawanda" Cee akarambisisa nekuti aiona seari kumudyisa tsvina. Patrick akaseka achibva amusiya achikwira pamsoro pake "Shinga babe as long ndikapinda pauri hauzorwadziwe zve" Patrick akadaro achibata tsvimbo yake achiitambisa pa apura ra Sarah achipuruzira pamsoro. "Ahh babe" Cee akadaro achiviruma muromo wepazasi. Patrick akatanga kumukisa uku achimupuruzira muviri wese kusvika yasvika nguva yekutamba mutambo. Patrick akaedza kupinda, asi zvakaramba. Akaedza zve asi Cee akaridza mhere. Patrick akanyengerera kusvika akwanisa kupinda. Vakatamba mutambo asi Cee akanzwa amwe marwadzo zvekuti chero paakabiswa humhandara haana kumbonzwa zvakadai . Vakatamba mutambo kusvika vapedza. ******* Mambo na mambokadzi pamwechete nemukoma wa Mambo vakagarisa Arnold pasi. "Arnold ndochii chawaita chiya. Unoziva wani kuti mwana uya haadiwe kwa Manase?" "Haadiwe nemi baba asi ini ndinomuda uye ndiye mukadzi wandinoda" "Arnold utaure uchiziva kuti ndiri baba vako. Tora hure rako raiva kumurume ubve naro pamusha pangu. Handidi kuona chero tsoka yake" "Baba haana kumbobvira akagara nemurune Sarah" "Tora hure rako ubve naro pamusha pangu ndisati ndariuraya" "Baba mungabva madaidza munhu wandoda kuroora nekuti hu---- " Arnold haana kupedzwa kutaura mambo vakamupa gwati remamba Anorld akazvibata dama asinga believe zvaiva zvaitwa na baba vake. Haana zvaakataura akasimuka achibuda achienda kwaiva nana Sarah "Guys let's go, Sarah wanga uchitaura chokwadi zveshuwa havakudi pamusha pano" Arnold akadaro vachienda kumota. Maziso aiva akaita kutsvuka nehasha zvekuti Mambo dai asiri umwe munhu dai amupedzera zvino ndibaba vake haangaite zvinhu zvakadaro End of chapter