Chapter 2 Alleta Ndakatenda murum uya nekundibatsira nemari. Ndakafuratira ndakuenda kumba. Ko hanty zvangu zvainge zvaita here. Ndakafamba ndoenda kumba asi kusina kure kwandainge ndasvika ndakanzwa kudhuma kwemota kumashure kwangu. Ndakaramba ndakatarisa kwandaienda ndichibuda muroad kudzuvura kuti mota ipfuure. Ndakashamisika ndichiona mota iya yamira yakanangana neni. Ndakaramba ndichifamba ndikanzwa ndakudeedzwa. Ndakatendeuka kwakuona Ari murume uya andibhadharira chingwa kumashop. Ndakaenda paaive akamisa mota yake akati ndipinde anondisiya kumba kwedu. Sezvo ndainge ndanenguva ndisingakwire mota ndakatonopinda ndichimhanya. Akandiudza kuti anonzi Jayden Moyo. Yakarohwa mota low low apa achiridza masongs erudo. Ndaiita kunakirwa imi zvekuti zuva iri handirikanganwi. Ndainakidzwa nemota, nemasongs uye ndaiti ndikatarisa panze nepawindow ndoona kunge miti irikufamba. Ndaiita kufara zvangu ndichiita kusimudzira shamwari dzangu maoko. Ko hanty kaitove kechi2 ndichikwira mota here. Taitaura nyaya dzakasiyana siyana kusvika azondikanda shoko. Imwe pfungwa yakati ndibvume imwe ikati ko Chamu wangu. Imwe yoti haudiwo kuroorwa nemurume anemota here. Ndakambodhonza tutambo zvekuda kunyengererwa ndikazobvuma zvangu. Jayden akaita kufara akandimbundira. Takazongoita romance paya kusvika tese tasara tisina kupfeka. Takautamba mutambo wedu mumota imomo kwakuzorusimudzira toenda kumba. Ndakambozvishora nekumuvhurira nezuva rekutanga asi ndakazongoti yadeuka yadeuka haidyorerwi. Akanondisiya pagate kwakundisiira $20 hanzi nditenge zvandoda. Ndakafara zvekuti ndakanzwa kutomuda zvakapamhidzwa zvekuti ndakatonzwa kuda kunoramba Chamu ndiite zvembinga yangu. Ndakapinda mugate kwakutambirwa naamai. Allan akauya netea tikanwa zvedu tichifara. Ndakapira nyaya yangu naJayden kunamhamha vakatondisimbisa vachiti nhamo yedu yapera. Patakapedza kunwa tea ndakabuda ndoenda kunotsvaka huni kusango. Chamunorwa Ndaive ndakagara zvangu pasi pemuti ndakavanda zuva sezvo kwaipisa. Ndakangonzwa kuda kunotaimira bby rangu kusango kwatinosionana. Ndakasimuka ndikaoneka murungu wangu kwakupinda muroad ndonanga kusango. Ndakaita rombo rakanaka kuwana Alleta ariko achitotsvaka huni. Ndakamumhanyira nemufaro ndichida kunomuhaga kwakunakurirwa kure uko. "Ukuda kudii?" Akabvunza Alleta akarova serious. "Awu, asi handichatenderwi kuhaga musikana wangu?" Ndakabvunza ndichishamiswa nezvainge zvakuitika. "Musikana wako ndiani Nhai Chamu? Wakatokwana here?" Akabvunza Alleta ndikazvishaira pazvo ini. "Iweka Nhai mudiwa. Chipondamoyo cha----" handina kupedza kutaura ndaive ndagumisirwa panzira. "Ndikwanire Chamu. Unondiona semunhu wemhanga mhanga Kahi? Handisi type yako ini. Ndomudii munhu anonhuwa ndove ini? Zvitarise ugozvitarisa xaa." Akadaro achitopedzisa kusunga huni dzake. Ndakatomboti zvimwe kutamba asi ndaizvinyepera. Ndisati ndapindura akabva ati, "Handichakudi Chamunorwa. Handidanani nemarovha ini. Munhu anonhuwa kuita kunge ane chidembo muhembe. Pthu." Akadaro Alleta achindipfira kumeso. Ndakagwadama pasi ndikati, "Alleta mudiwa wangu, ndiregererewo kana pane pandatadza. Ndinokuda mudi---" handina kuzopedza kutaura ndagumisirwa panzira. "Ndati handichakudi Chamu! Unoda ndigadhe bere here kuti ubvume? Ndati handidanani namarombe ini. Kudanana nemurombo kuti ndashayei." Akadaro achitofamba kuenda achindisiya ndakagwadama pasi. "Uchandifunga nerimwe remazuva Alleta. Murombo Munhuwo uzvizive izvozvo." Ndakadaro Misodzi ichierera neangu matama. Ndakamboti zvimwe aitamba neni achadzoka izvo kwaani. Akatofamba kuenda kumba kwamai nababa zvake. Ndakasimuka Misodzi iripamatama kwakunotinha mombe. Ndakasvika kumba kwakudzivharira sezvo kwaive kwatodoka. Mkoma Mac vakabvunza kuti chii chainetsa ndikavaudza. Vakandinyararidza vachiti ange asiri wako, wako uchamuwana hee hee hee. Zvimwe handina kuzomboteerera ini. Ndaifunga madays andaidanana naye Alleta Misodzi ikakaruka yowedzera kuerera. Ndakambonzi ndizorore kwevhiki ndozotanga basa kana ndisisina zvinondinetsa. Ndakatenda mkoma Mac kwakunorara. Jayden Ndakatevera kwainge kwaenda nemusikana wandaive ndabatsira mushop uya kusvika takure nemashops kwakumudeedza. Akauya mumota tikataura zvakawanda kwakuzomukanda shoko. Akamboda kuramba asi ndakaramba ndakatsika sezvo ndaizviona zvese mumaziso ake kuti anondida. Akazondibvuma ndikafara zvikuru kwakumumbundira. Ndakamuromancer kusvika apera basa kwakumubvisa hembe ini ndozvibvisawo tikatamba mutambo wedu mumota imomo. Ndakatowana uri mwena wakapinda nyoka nechekare asi hazvina kundinetsa sezvo ndaingoda kupusha tym ndakamirira mukadzi wangu uyo Ari kunze kweZimbabwe arikudzidzira kuita doctor. Ndakazonomusiya kumba kwavo uko kwaitotaridza kuti ndekwevanhu vanozvitamburirawo zvavo. Ndakamusiira $20 akafara ini kwakuirova mota ndodzokera kuden kwangu. The End Alleta kuramba Chamunorwa kwaaita agona here? Haazochemi here mangwana?