Panemashoko ekuti ukanzwa unotadza kana kutaura, chandakakwanisa kudhonza Tashie achibva agara pamakumbo angu uku achichema ropa richingoerera. Ndakaramba ndakatarisa panightdress rangu paidonhera ropa raibva panaTashie ndikazvibvunza kuti am l dreaming or we are acting my own husband kurova mwana soo because of a phone, on top of it orutsa mukanwa ๐Ÿ˜ญ chii chirikumboitika mumarriage yangu hatipedzi kana week tisina kunetsana what's all this nhai Mwari muriko here shuwa l said that to my self ndichibva ndatarisa baba Tashie anga akangomira kudoor akarova serious "why are you reminding me of my past chandakatadza chii shuwa after all these years ndanga ndatokanganwa nezvazvo ndichiti ndawana munyaradzi asi nhasi ndiwe wavakundiudza mashoko akadai nekuda kwekuti mwana aputsa phone nemistake iiii ndaneta nezveimba ini ndinokumbirawo undipe Mari ndidzokere kumba kwedu zvepano ndakundikana "ndakadaro ndakamutarisa ndakarova serous ende ndanga ndazvipira kudzokera kumba chero hangu ndaiziva kuti hakugarike better kushungurudzwa nerudzi rwako Baba Tashie" saka apa wavakutaura zvekuenda nekuti ndaranga mwana zvinemusoro here izvozvo or wanga wagara uchida kuenda "he said that with calm voice hake akaisa maoko muhomwe Me" oh ndokwaunoti kuranga here uku (ndakadaro ndichinongedzera Tashie uyo anga ava kungokwiridzira madziwa am sure anga vaneta kuchema mwana wangu) kuranga rudzii uku ndikaenda Kupolice do you know unosungwa ende pamusoro pacho wabva wati maproduct of rape anodii?kana achinetsa ayewa tafunga kukusiyai ini peace pamba penyu nekuti haungandituke using my past zvinhu zvaunoziva kuti zvakatora makore kukanganwa iii better ndibve zvangu nemwana wangu "ndakadaro ndichipukuta Tashie ropa nenightdress rangu... Let me take you back zvishoma zvakaitika kuti pazova naiyo yanzi product of rape nevanogona kutaura What happened is this, l grow up staying with my grandparents from my daddy's side natete little sister yadaddy but she was a return solder handizivi chavakadzokera kumurume hangu nekuti handina kumboudzwa by the way my parents died when l was grade 6 hanzi daddy vakapondwa vachibva kudoro then when mom heard about the story vakabva vanwa mushonga vakafirapo. Munongoziva mablacks panofa munhu pese zvisiri straight hatishaye chekutaura rumor yakazofamba kuchinzi mom vakauraya daddy vachida kuhura kuzviuraya kwanga kwavakutya kubatwa kuti ndivo saka since then family yese yanga yandimaka hanzi mai mhondi ndaingogara zvekuti ndiwane pekurara asi hupenyu hwacho aiva maone ndini ndaiita zvese pamba nekufudza mombe, kuchikoro kubva zvakafa vanamoms ndakabva ndanzi ndirege asi nekushungurudzwa ikoko ndaingokura. Ndakazoti ndavana22 years manje panemukomana akauya kubva kusouth anzi solo akatanga kundinyenga apa ndanga ndisingamude aiti kushata, kusviba oti kuzvida he was having that thing yekuti parezevha tisu tinopisa majoni joni not knowing that tanga tisiri tese vasikana vanoda zvinhu. Paakaona kuti ndirikumuramba akazoudza tete manje avo vakandirova zvisingaiti hanzi unoda kugara pano kusvika rini panekuti utotenda Mwari vakupa mukomana musvinu netsvina dzako "Haaa ndakarohwa kusvika ndavakukumbira ruregerero. Mazuva akafamba ndanga ndatowedzera kumuvenga Solo tete true kupopota kundirova but zvaisaita ndaitoti akauya pamba ndotiza ndozodzoka late hangu l was willing kurohwa than kumanikidzwa kuda munhu wandandisingade. Kurohwa kwakava kudya kwangu everyday nekuda kwekuti ndaramba Solo chero chikafu ndanga ndavakutoita zvekudya chasara nemistake kana chisipo ndaitorara nayo . I tried to look for a job but munongoziva kumusha kana usina connection yekutown maone. Rimwe day solo haana kuuya ende tete vakaswera vachifara ndakatoshaya kuti chii then ava manheru ndairara mukitchen vakati ndisalocker door vaida kuuya kuzobika tea ko ndazivei kuti kunyepa ndakazonzwa door ravhurwa ndatokotsira zvangu ndakaramba ndarara ndichiti nditete ka plus moto wanga wavakudzima ndanga ndisingadi kumutswa kuti enda undotora huni panze asi ndakazovhunduka munhu avakupinda mujira rangu ndikashaya kuti ko yaipi zvee. Ndakamuka fast pandakada kusimuka voice rakati rara bae ndini murume wako hana yangu yakaita kunge ichatsemuka it was Solo pandakada kuti wapinda sei akabva atotanga kundibata bata zvenharo apa zvairwadza l tried to scream but hapana akauya akabva adambura dress rangu akandirepa, ndakatanga ndicharwisa ndikasvika pakupera simba akaita zvaaida neni husiku hwese ndanga ndavakutonzwa kunge mweya wekufema wavakupera chaiko ndakademba vabereki vakafa kuti vakandiberekerei shuwa kuma4 am tete vakabva vapinda vakawana ndakati rabada ndisina nehembe Solo aripaside vakatanga kupopota hanzi wakapinza mukomana motoenda mese l tried to explain havana kuda kundinzwa kuchiyedza she told vanasekuru the same kuti ndapinza mukoma ndichibva ndatodzingwa pamba. I was so heartbroken misodzi ndiyo yaingoerera solo akabva andisimudza kana simba rekuramba ndakashaya takaenda kumba kwavo it's like they were expecting me family yacho yakafara kundiona. Days passed ndichigara Ndakarara nekuti nyama dzairwadza pandakapora Solo akatanga futi kuzvimanikidza kurara neni mazuva ekutanga ndachema ndikapedzisira ndavakungonyarara asi moyo wangu waiva wotowedzera kumuvenga, after a month akadzokera kusouth handina kutora time ndakabva ndaziva kuti ndavanenhumbu yakasvika pakuzvarwa asina kumbodzoka kana kutumira lucky baba vake vaiva neshop ndovaitotenga zvinhu zvemwana saka handina kunyanya kuzvifunga . Months passed munhu kana kuuya apa mwana achikura ndakazongomuka umwe musi vanhu vakaenda kumunda ndikasara ndikati chance given ndakabva ndatiza nemwana wangu tichiripabus stop ndopandakaona Tadiwa, with the way yandaitaridzika nayo akabvunza chainetsa semunhu wekusaziva ndakangoti ndirikutsvaka basa akati anasekuru vake vaimbotaura zvekuda munhu we went the vakati varikuda munhu shuwa lucky vakabvuma ndishande nemwana. Tadiwa aigara achiuya we ended up tatova mafriends kusvika pakundinyenga l told him everything zvanga zvakaitika akati anondida nemwana wangu ndakafara. He told me not to tell his family members about my past and l did so ndakangoti ndakamitiswa . Takatozouya tese kusouth nemwana wedu ehe ka anga akati ndewedu tese haasi wako wega asi apa ndanga ndavakuudzwa product of rape kana ndimiwo๐Ÿ’”... Back to my story Him"but is she not a product of rape?her father is still alive enjoying life chana chake chichiputsa fon yangu "akawedzera salt paronda zvake ndakadhonza fon yangu pabed ndikabvisa line ndichibva ndatora line rake ndikaiisa ndikamutambidza akaramba akanditarisa.... End of chapter Is it good to tell your partner your past or pane zvekutaura nekusiya in a relationship? Tah wesaladzone loves you all ๐Ÿ’™