FINAL CHAPTER 💚 "The thing is pastor bongani is in love with you"vakadaro boss lady vakanditarisa Me" you are joking right" Her "noo am not vakatiudza nezuro vatorimunzira kuuya kuzokuudza apa tatoita makuhwa" Me"but why me Inga makati vanechurch wani pavana vesangano vashaya wavada here muedzo rudzii uyu nhaimi cc ndirisingle mother ndine bad history shuwa ndonzi ndokuda nemunhu waMwari kuti zvadiiko vanoidii mvana hakusi kuda kundinzwa here uku " Her" wawanirwa nyasha mpfanha wangu usafunga zvakaipa l know Pastor for long time havana history yekuda vasikana l was shocked pavakatondiudza " Me" iiii ngavandisiye hangu am not his type he is not my type too saka hapana nyaya ngaipere hayo " Her" kkkkkkkkk what do you mean by he is not your type panekuti ufare kuti wavakuzoita mai mufundisi "her husband was just smiling Me" handina kumbobvira ndashuvira kuita Mai mufundisi ndisiyei hangu ngaipere nyaya yacho " Her" OK mummy😅 musare bho"ayas ndakangovapa fake smile zvangu ndichibva ndatosimuka kundoisa mabag mumota takabva taonekana but ndakarwadziwa kuona mwana wangu achienda l felt like ndatorerwa but chekuita panga pasina. They left ndikatanga kufeeler lonely , pasina time pastor vakasvika hanzi ndanga ndauya kuzooneka vana vangu ndikati vaenda thats when he said it's ok allow me to chart with you ini ehwoi Him"l know it's hard to believe me but handisi kunyepa l truly love you Kumbie chero hako unezvaurikusangana nazvo l wanted to give you more time to heal asi the way am always thinking about you is now serous am ready to be the father of Tashie " Me" nhai mufundisi was that the reason why you helped me that day kuti muzondinyenga? ko kuzondipa tumaprophecy maida kunyangira zvenyu what kind of a Pastor are you huh muchurch menyu mashaya vasikana here mafunga kundishura "ndakadaro ndatotsamwa l was feeling like he wanted to take advantage of my situation vakatarisa pasi vachibva vati" am telling you the truth Kumbie anyway am inviting you kuchurch Sunday handiti hope this discussion will not stop you from coming "vakadaro nekutosimuka l could see he was not happy but handina kuita basa nazvo aah nhai he knew that l was going through heartbreak vavakundinyenga panekuti vandisimudzire 🙄apa he was not my type vanga vasina kathat kandinoda pamukomana so apa vaiva black black ndakafunga kuti ndovaisa pai shuwa aaah. Ndakasara ndikarara hangu he sent a lecture handina kuivhura vanga vatondibhowa. Days passed vachiisa malecture everyday vaipota vachiuya kumba kuzondiitisa Bible study apa ndanga ndisisiri serous nazvo because of the issue yekundinyenga. Tashie ndaigara ndichitaura naye everyday,ndakati ndakagara umwe musi hangu ndichibva ndafonera Maleah Her📞hun wagona wafona did you see the news mumastreeets.... Me📞news dzei futi am not much into social media ini... Her📞check you inbox... Ndakabva ndatarisa ndikaona atumira mapic pazasi panevoice note ndakatoshaya kuti chiii l opened the pictures ndikaona zvinhu zvakandirovesa nehana. Ndakaona mapic emukadzi anga akarara pabed akachekwa chekwa pakazara ropa asi achiratidza kuti akafa then other pictures aiva aTadiwa akasunga nemachains makumbo nemaoko Me📞maleah chii chirikuitika l don't understand haasi Tadiwa here uyo who is that lady.... Her📞Rega ndikate uterere nyaya yacho....akabva atodropper call I played the audio ndinzwe🎙️ vanhu vaMwari hameno kuti vanhu tapindwa nei kana tichipinda murudo ngatisapinda nemoyo murume wamurikuona apa anonzi Tadiwa uyo akarara apo igirlfriend yake hatingati mukadzi nekuti according to ziyana kurikunzi musikana uyu aiva friend yemukadzi waTadiwa asi mukomana akanetsana nemukadzi akabva aenda apa aiva nenhumbu hapana kupera maweeks vaviri ava vakatanga kudanana zvakazobatwa kuti vanga vagara vachidanana from word go asi mukadzi waTadiwa hana chaiziva. Hazvanzi yaTadiwa ndiyo yavakutaura zvese kuti aizviziva kubva kare kuti vanodanana ndivo zvakare vakaisa mapills efamily pazuva kuti asashanda nekuti vaiudzwa zvese zvairongwa nemukadzi wacho asi vati Progy anova musikana wekuurawa uyu vakabata kuti ihure iyewo paakaziva kuti tete vaita kuti mapills aitise mukadzi wacho anezita rekuti Kumbirai nhumbu vakabva vatanga kunetsana, hanzi kunetsana kwese kwavaiita Progy ndiye aifururira Tadiwa manje mukadzi wacho aenda Progy anonzi akaramba achihurira Tadiwa apa iye anga avakufara kuti anenhumbu yake asingazivi kuti landlord varikudyawo bota kusvika zuva ranhasi Tadiwa akarara naprogy atora fon yake yaabata mamssge ezvikomba zvinosvika 6 vese vachitaura nyaya yekuti irisei nhumbu nemanude pictures ake nedifferent types of Man kugallery zvinova zvamupa hasha akatanga kumurova manje cc nepamuromo vamuudza kuti handina deal newe ndakakudira mari plus jealous rekuti maidanana zvinobhowa nemukadzi wako ndokuzobaiwa kwaaita akafa..... Ndakambotora time ndakanyarara ndichifunga zvese zvakaitika kumashure l needed answers from Progy but wekupindura panga pasina Maleah akabva afona fut Her📞hello wapedza ka nyaya yanetsa mumagroup iyi Kumbie even kuno ndatoendako nhasi nekuti zvakaitika nezuro ndawana tete Lucy vachingochema vanga vachikudemba zvanga zvichinzwisa tsitsi.... Me📞it's part of life vakaita zvavaiona zvakanaka may her soul rest in peace shame though l still don't believe wy she did all that... Her📞Haaa she deserve it uyo anyway how is that side ndakanzwa boss wako achiti akaenda naTashie.... Me📞kuno kuribho yeah ndakasara ndega shaa apa pastor bongani busy kundinyenga kkkkkk mashura angu.. Her📞that's good news wani munhu bho ndakatarisa papic you never know pamwe ndivo vako... Me📞hausisina nyaya bye... Ndakabva ndatokata fon hangu. Nyaya yaTadiwa ndakaita madays ichingouya mupfungwa dzangu ndainyatsofunga kuti so nekumutruster kwandaita aidanana nefriend yangu yeah neh murume haasi hama yako sure. Pastor vakazombouya umwe musi ndikavatuka zvekuti ndakazonyara vanditi sory in a calm way ndakanzwa kunyara zvekuti ndakazokumbira ruregerero kubva ipapo tanga takutaura, mukutaura l realized that he is a good person handiziv ndakazocatcher mafeelings sei takatanga kudanana. Ndanga ndakuenda kuchrch but vana vesangano vaisaziva kunze kwanaboss chete. Months passed vakati varikuda kundoroora iii ipapo manje l told him my history vakati God is with us they are your family we must go ndakatanga ndichitya but takazoenda tete pavakandiona vakatadza kundiziva pandakazovaudza kuti ndiani vakafara apa vairatidza kupera kunge varikurwara zvainzisa tsitsi gogo ndakanzi vakashaya ndakarwadziwa. Mhuri payakaudzwa zvekuroorwa kwangu vakafara zvekuti vaiva vakambondivenga hazvina kuoneka they changed shame ndakamboda kuvatuka nekundibata kwavakaita ndichikuru but ndakazozvidzora. All went well ndikazondona family yabae paya takadzoka kusouth tikatanga kugara tese tichigadzirira kudzokera kuzim kundochata. My husband was so lovely handidi kunyepa ndaidzidziswa everyday how to deal with vana vesangano avo vaindida zvisingaite. Tashie was growing everyday boss vanga vachirikungoramba naye apa iye wacho anga atova nebond navo, maleah ndiye anga avakugara pandaigara.solo akambozama kuda kunditaudza nezvemwana pafacebook my husband akamuti don't worry she us ok hatisikuda help yako kumuchengeta what a husband 😍......... End of chapter ✍️Before you get close to people study them ✍️Some situations are there to take you to your destiny dai kumbie asina kusiya Tadiwa the is no way yaaiziva chokwadi ✍️It's never too late to give your life to God no matter how bad your past ws Tah wesaladzone loves you all ❤️