Ndakapukuta maziso angu ndichiti maybe ndatadza kuona asi hapana chakachinja. ndakanzwa kunge ndatsemurwa moyo nepakati body yese ndakatanga kunzwa kupindwa nechando l couldn't believe it ndakambofunga kuti pamwe ndirikurota ndikazvitsunya paruoko ndikanzwa pain ndopandakaona kuti zvandanga ndaona chaiva chokwadi. Ndakazvishingisa kufonera maleah chero hangu ndainzwa kuti mweya wekufema wavakupera apa Tashie aiva akagara akanditarisa zvekushaya kuti chii chirikutora nzvimbo.l dialled maleah's number akadaira same time paakati hello misodzi nemadziwa zvikaita manyemwe zvichibva zvatanga kubuda kunge mvura irikurasika, Maleah akaramba achingoti hello but ndakatadza kutaura ndanga ndavakunzwa kunge pahuro panezibonzo ragara handizivi kuti chii chakaitika ndakazoona ndamuka ndirimuchipatara paside pangu pakagara mukomana or murume hameno uyo aiva akabata Tashie. Ndakatoshaya kuti ndiani ende ndaenda sei kuchipatara ndiribusy kuongorora bhudhi vaiva vakabata mwana wangu doctor vakabva vapinda Doc"oh you are awake now we thank God "he said that vachiuya pabed pandaiva uku vachisekerera havo bhudhi vaya vakabva vatoita kakuvhunduka vachinditarisa Him" oh l didn't see that she is awake glory be to Almighty "he said that vakanditarisa ndakashaya kuti ndodavira kuti kudii cause l was having many questions in my mind Doc" l can see you are still confused how you got here well Mr man here came with you yesterday "ndakavatarisa ndikangoti oh thank you sir Doc" ok let me check your BP "he said that vachindisa zvimushini zvavo Me" doctor what's wrong with me how is my unborn baby? please do me a favour and discharge me today my boss don't know that am here " Mr man" they know ndivo vatondifonera "ndakaramba ndakavatarisa zvekushamisika kuti varikuzama kuti kudii plus l thought he doesn't speak shona nekuda kwemalooks Doc" Ummm l will come back late neh my child don't think too much l will discharge you today if your BP goes down"vakadaro vachisekerera zvavo vachibva vabuda Me"ummm sory sir mati my boss know kuti ndirikuno how so nekuti handina kuvafonera ende imi makanditora kupi cause l recall ndichidonha mumba?? " Him" hey hey come down one question at a time, ok let me first intro my self am Pastor Bongani your bosses are my children in faith they called me nezuro vachiti ndiende kumba kwavo to check you nekuti your friend anga avafonera achiti you called but hausikutaura mwana ndiye arikunzwikwa kungochema then l rushed to your place ndikawana wakarara mufloor ndopandakakuunza kunoku so don't worry they are aware iwewe just concentrate on getting better "vakadaro havo nenzwi riricool ndakambotora time ndakavatarisa ndichizama kuongorora kuti kahupastor karipo here but noo even dressing he was wearing simple smart zvavo face chete ndoiratidza kuti munhu akanyarara asi handiti munoziva people pretend . Ndakazoti" Ummm thank you so much nekundibatsira handi..... "ndisati ndapedza vakabva vati Him" let's not go there like l said concentrate on your self zvekuti chii chakaitika let's not talk about it now remember doctor said unobuda if your BP is down" ndakangovatarisa ndikagutsurira musoro. I forced my self to wake up ndikagara ndakakumbira kuti vandipe Tashie uyo akatomboda kuramba achinakidzwa nekutambisa watch yavo hake, ndakazomutora ndikaramba ndakamutarisa pandakada kufunga zvanga zvaitika Pastor Bongani vakabva vati "Ummm next time usadya chikafu chakawanda dear uneweight aaa kkkkkk" he said that vachiseka Me"kkkkmm l don't eat to much ini "ndakadaro ndichipawo colgate smile vakabva vafonera maboss angu ndikataura navo they sounded happy kuti ndamuka hanzi tirikuuya weekend ini aizve vanhu vanga vasati vavane2 weeks vaenda ndakada kuti musatya am ok vakati kana tirikuda kuzvionera tega they were so caring. Time dzakafamba ndichitaura navo kusvika Doc vauya my boss akati ndisacutter fon aida kunzwa zvachataurwa ndikaita sekudaro. Doc checked me achibva vati BP yanga yaserera Him"but l don't know how to tell you this my child "vakadaro vachindibata ruoko Me" what is it Doc "ndakadaro ndatova confused Doc vakambotora time vakanyarara vakazoti" you had a miscarriage " Me" what how so Doc how noo mhani am heartbroken but l loved the unborn kid Doc recheck your machines noo"ndakadaro ndichideedzera him and pastor Bonganji tried to calm me down vakatadza ndakazopedzisira kunzwa ndabaiwa injection ndikazomuka musoro wangu uchirwadza my bosses vakagara napastor bongani paside ndakashaya kuti vanga vabva kubotswana nguvai chete pastor vanga vachinja hembe zvichireva kuti ndanga ndararisa Me"ouch what happened to me Eshii "ndakadaro trying to wake up vakandirambidza hanzi rest a bit ndakadzokera kurara ndakavatarisa but hapana akataura doc vakabva vapinda vakati" you are free to go with her please make sure she don't think too much it's not good for her health " my boss lady signed the papers vachibva vandibatsira kumuka tichibva tafamba slow tichibuda kuchipatara. We went home vachitaurawo mageneral talks l could sense kuti varikuavoider kutaura something ende iniwo pfungwa yekuti nhumbu yabva yanga isati yadzoka. Ndichipinda mumba ndangariro dzakadzoka pandakapinda musitting ndikatanga kufunga zvandanga ndaona pafacebook nekuti nhumbu yabva ndakazongoona misodzi yavakuerera Boss lady"come on Kumbie urikuda kuchema kusvika rini hona urikudhungurudza mwana l know zvinorwadza but for the sake of Tashie you must be strong please "she said that rabbing my back Pastor bongani" yeah it shall be well evrything happens for a reason umm before we seat let's pray for God to give her strength to move on "ndakapukuta misodzi tikabatana maoko he prayed a prayer yekuti pavakapedza ndakanzwa kuti am surrounded by people who loves me. Me" l thank you so much all of you for your love, ndinoshuva kuti mukombe uyu upfure nekuti pain yandirikunzwa haisi kuita for the sake of my daughter l must be strong though zvichingorwadza it's not easy to let go of this pain ndakabata a person that l loved as a sister, as my best friend partner in evrything that she was dating my husband behind my back 😒l still can't believe it mufunge the worst part nhumbu yangu yabva because of that as for my ex husband handina kana mashoko he moved on so fast zvekuti ndavakutoona kuti ndaivatadzisa kunyatsofara apa havana kubvira vazviratidza kuti vanozivana😭ndirikunzwa kuzvivenga shuwa ndaimboenda ndichinyeya murume wangu newandaiti friend achindipa maadvice not knowing she was a snake under grass kutovenga tete ariye anga andinyeya kwavari yeah ndiyo inonzi EXPENSIVE BLENDER 💔 yandakaita l was so stupid and blind not see the real her haaa what a lesson sure "ndakadaro ndakatarisa pasi misodzi ichibuda vanhu vese vaiva vakanyarara ndakaramba ndakanyarara Boss lady" life is full of lessons kumbie kuti utodzidza you have to face something it is well handiti waona kuti ivo varikunakirwa nelife yavo havana basa newe you must move on and forget what happened hanty"vakadaro vakanditarisa Pastor bongani "waipinda church ipi nhai mwanasikana" Me"ndanga ndisingaendi kuchurch ini" Pastor bongani "Ummm ok am seeing a curse on you yekunzi haufanire kuroorwa ungomitiswa uchisiiwa ndakatarisa hupenyu hwako wakakura mumarwadzo asi Mwari vavakuzokurangarira there is a verse that says a builder that builds without Jehovha build for nothing l want you to make up your mind utendeuke umbozama kurarama life inaMwari mukati, go on you tube search a song urisoja by Gweta Sean Deelroy he is a man of God who have a gift of singing he uses it to share message to the world that song inemessge isingaite inosimbisa especially kumasingle mothers then paineimwe futi yavasati vabuditsa inonzi zvinoda ndinemi iyoyo l only have a short video but ndinoifarira manje ende am sure newe uchaifarira after all that you have been through " Me" Eshii l don't even know where to start pakunanata nekutadza kwangu uku hazvisi mandiri ndangodyaira kuenda kuperekedza vamwe Pastor " Pastor" do not worry l will teach you...." ndakavatenda boss lady vakandivigira chikafu ndakamboda kuramba but vese vakandimanikidza kuti ndidye ndikaita sekudaro. Topic yakachinja Pastor vakatanga kutaura about Bible ini hapana chandainzwisisa hangu ndanga ndatotarisa tv. Kana mazogara moyo wemunhu hausi wekutamba nawo vanhu we the pain is untsanangurebho ende haibvisike, ndakaita mazuva ndichirara ndakasvinura facebook ndakamboidelita the only song that was always on repeat pafon pangu is urisoja then ka video kandakatumirwa naPastor bongani ikako song yacho pese pandaiiterera ndaitanga uchema (lyrics 🎧Ndirindega ndotya handimboenda very far Baba musandisiye zvoda ndinemi zvoda ndinemi Dzungu takariwanza tichizviita takangwara takadzidza pasina Jesu hupenyu hunongova mukwidza takaenda takadzoka kukwira nekudzika pasina chandabata ikozvino Mwari ndikaronga moisa chidhindo ndinozviziva hamumbodaira ndisipo kunyange murudo ndisati ndapinda ndobvunza imimi ndisapera kunge sipo Ndirindega ndotya handimboenda very far Baba musandisiye zvoda ndinemi...... 😔Ndaingoti pese pandinenge ndavakupfugama kunamata ndoiridza ndongoti Mwari ndakaita zvakawanda ndirindega asi ndichingokundikana ndavakuisa zvese kwamuri nekuti ndimi simba rangu😭 ndaichema ndotanga kunzwa kuti am feeling much better nekuti apa ndanga ndavakuzama kuvanza kuti am still in pain kunanaboss. Pastor vagara vachiuya kuzotiona pamwe vachitomboenda natashie everyday ndatumirwa lecture, maboss angu vandipa rudo rwandaishaya kuti varikuvavarirei boss lady aigara achinetsana neni hanzi don't call me ma'am am your big cc he is your bamukuru l was blessed to have them shuwa. Days passed cc vakabva vati vavakuda kudzokera nekuti ndanga ndavakutosekawo nevamwe zvandaisaita but vakati varikuenda naTashie hanzi l wish to have a child but Mwari havasati vatipa saka ndichatombotora uyu ndindogara naye ndivaraidzwe truly speaking l was not used kugara Kure nemwana wangu but ndakavanyara ndikati vaende naye but before they left vakagara neni pasi vakandiudza vashoko akandipedza simba ndangokwanisa kuti nhai Mwari mhosva yangu ndeyei shuwa😔... End of chapter Shoko rinoti Mwari havakuise mumuedzo wausingabude which is very Tru kumbie was going through hell Mwari vakamupa vanhu vane rudo unomuwanepi boss akadaro they are few n this world.... Tah wesaladzone loves you all ❤️