Me" sory shandisa yangu ndangandichikumbirawo mari ndibve pamba pako neproduct of rape yangu nekuti zveimba ino ndazvitadza hangu "ndakadaro ndichizvishingisa kutaura uku misodzi ichierera pamatama Him" bho kana wafunga kuenda rova pasi haungatsamwi kuti ndaranga mwana kuzama kutondiratidza kuti handina right yekumurova ka since ndisiri baba vake apa ndichimuchengeta "akadaro achindinongedzera Me" Handichadi zvekutaura please ingondipa Mari ndibve pano ndaneta kushungurudzwa " Him" Gara zviya wakandibatisa mari rini nhai Kumbie kana wafunga kuenda ingobuda wakanyarara ka oh usati waenda inzwa ndaizviziva kuti wainwa mapills uchindiita benzi hako vamwe ndovanozvarirwa vana isu tichichengeta or ndaifanira kukurepawo kana wazvara mwana wangu umuunze hako " hana yangu yakaita kurova ndakada kubvunza kuti akazviziva how ndikashaya simba kuti ndirambe with the way yaanga aneconfidence nayo zvaisaita ndakangoramba ndakamutarisa, akabva atokwira akarara pamubed. Ndakazvimanikidza kusimuka ndikaisa Tashie pasi ndichibva ndatanga kurongedza hembe dzangu nedzemwana wangu nekuti chekugarira panga pasisina chokwadi anga avakuziva apa andituka mashoko andisingakanganwi chero nanhasi saka ndakati better nditsvake basa hangu since anga andinyima mari yekudzokera kuzim. Ndakarongedza ndikapedza achiita kunge asingandione hake ndakabereka nwana wangu ndichibva ndataura bag rangu rimwe murouko pandakada kubuda padoor ndakaona munhu andibata Him"saka watoshinga kuda kundisiya nekuti ndarova mwana? wakandinyepa ndikanyarara wani asi wanga wagara uchitohura hako? unoendepi kuma10 pm kuno nekuti hauna hama muno"ndakanyatsomutarisa zviya zvekutoshaya kuti munhu akakwana here or akupenga Me" Tapiwa ndokumbirawo undisiye kwekuenda handishayi don't worry "ndakadaro ndichitovhura door akada kundidhonza ndikamuti ukandibata chete ndodeedzera vanhu kuti wandirova remember muno mujoni unorohwa kuti warova mukadzi, akabva andisiya but l could see kuti arikuda kutaura asi handina kumupa mukana iwoyo . Ndakaita luhcky rekuona gate risina kulokwa ndakabva ndaenda kumba kwatete Lucy vakatoshamisika kuona ndichisvika hausiku vakabvunza changa chaitika ndikavaudza zvese asi zvekuti mwana anzi product of rape handina kuzvitaura Her"Zvakaoma makoti munhu asimudza mhepo dzese haasi Progy here benzi riya nxaaa " Me" ko anosimudza how tete haasi kutoziva kuti tanetsana uyu " Her" aaaa makoti kashamwari kako kanyoka kaye iwe unofunga kuti ndiani akaudza murume wako kuti wainwa mapills nekuti neni ndanga ndisingazvizive" Me "aaa tete maybe akaona ndichinwa handizivi ini Haaa Progy haangambodaro" ndakadaro ndichirara ndakatarisa mudenga Her"kkkkkkkk kumbie never trust a human being iwe do you know she told me that Tashie wakamuwana through rape wakanyepera family yedu ndosaka ndanga ndakakuvenga paya "pavakadaro hana yangu yakarova" the only person anozviziva ndiTapiwa Progy anenge azviwanepi nooo mhani tete vanenge vakaudzwa naTapiwa vavakunyepera kuti Progy "l said that to my self Her" ko wanyarara wani wavakuona kuti inyoka ka munhu wako zvese izvi ndazviwanepi Tapiwa ndiye akazondiudza kuti Progy akandiudza zvekunyepa madays awanga wava nenhumbu Aya ndosaka wakazoona ndachinja hunhu towards you " Me" haaaa Progy handina kumbomudza izvozvo tete hameno kwazvirikubva anyway ndakuda kurara ndaneta "ndakadaro ndichitarisa kuside hangu Her" ok muroora rara zvakanaka hako "vakadaro vachibva vatora fon yavo vakafonera Tapiwa ndaingonzwa vachimupopotera asi vaisanyatsotaura vaingoti ndaisaziva kuti uchasvika pakushungurudza mukadzi wako Tapiwa" ndakatoshaya kuti inyaya yei. Vakataura kusvika vadropper call vachiridza tsamwa ndakanyepera kuvhara maziso asi ndanga ndisina kurarara hangu, vakazoti varara ndakamuka ndikagara pabucket ndichifunga kuti kuchiedza ndichaenda kupi l was tied of Tapiwa especially nemashoko ake ekundifungisa my past ndakazviudza kuti kuita single mother hakuurayi apa ndanga ndasiya fon kumba ndakashaya kuti ndotangira papi munhu wandaitofunga ischoolmate yangu Maleah wandakambotsvaka ndarohwa ndikamushaya manje apa ndanga ndakunamata kuti ndiwane ariko andibatsire uku ndichizvibvunza kuti kuti aunt vanga vachitaura chokwadi here about Progy but she is not that type yekunyeya mhani ini. Kwaedza ndakangosvinura handina kumirira kuti tete vamuke ndakabva ndageza nemwana wangu ndikanyora kanote kuti makaita basa nekutipa pekurara ndichibva ndatobuda kuma5. Ndakasvika pamba peMaleah pachitobuda mota ndakabva ndatopinda mugate ndikaenda kuroom yake ndikamunokera lucky boyfriend wake anga asipo aizotii kudii veduwe kushanyirwa na5. She was shocked to see me apa makumbo anga azvimba nebp, takapinda mumba ndikamuudza nyaya yangu akaratidza kurwadziwa akabva anditi panekurikudiwa munhu anochengeta pamba pecouple inogara kubotswana vakavaka but havagari kuno ndandichitotsvaka munhu pese apa hameno kuti unoda here apa nenhumbu yako kuti vanobvuma here " Me" shaaa please ndirikurida hangu chero ndikagara vasingandibhadhari vachindipawo chikafu it's fine am tied nekuroorwa if possible ndotoenda now nekuti kuchiedza tete vachatonditsvaka l know "ndakadaro ndavakuchema ndakamupfugamira akandibata akati ndigare she called munhu wacho akaisa fon paloud akataura nemukadzi achibva amudza about me akatomudza kuti ndinoshungurudzwa nemurume zvimwe achiwedzera munhu wacho akanzwa tsitsi hanzi l can imagine what she went through nechemumoyo ndikati Mwari pindirai shuwa. The lady akabvuma hanzi story yawataura yandirwadza varume vanehutsinye give me your address ndiuye kuzomutora now if she is ready handidi munhu anozoti ndafunga kudzokera kumurume wangu apa ndinenge ndiriout of South Africa hanty"by the way she was a Zimbabwean married to a South African Me" no ma'am l won't l have made up my mind "ndakadaira ndega akabva ati arikuuya kuzonditora she was staying in mahikeng near boarder rekubotswana but that day aiti arimujozi hameno aiitei so anga avakutouya kuzonditora kuti tiende tese kaone. I was so happy that l will be far from Tapiwa regai kunzi usadadira munhu musikana akandiwanira basa we were not that closed but she helped me when l was in need of help ndakamutenda ndichichema shame. She cooked rice for us hanzi idyai mufambe makaguta you never know zvirimberi ndanga ndisingade kudya but she forced me to, around 11 madam vangu vakasvika l was shocked ndichimuona she looked young zvekuma 25 but mari yaitotaura yega, airatidza kuva free zvake akatosvika nekusimudza Tashie ndakaoneka Maleah sahwira mutsva lol eeh anga atova sahwi nekuti akandibatsira takabva tasimuka hedu. Muroad ndaibvunzwa abut my marriage ndakamuudza zvese zvimwe ndichinyepa kuti anzwe tsitsi ndini ndadii guys ndaida basa. Takasvika kumba kwake around 4 the house was big and beautiful she introduced me to her husband uyo aiva cool and quite ndakaratidzwa zvese zvepamba vakati varikusimuka zuva raitevera kudzokera kubotswana ndikangoti ehwoi. Zvinhu zvese zvaivapo chikafu type yese ndakangoti Mwari maita henyu shuwa. The next day vakamukira kundimutsa vavakuenda vakabva vandipa fon hanzi shandisa apa yaiva new one ndakashaya kuti ndotenda sei shuwa. Days passed ndaigara zvakanaka nemwana wangu taiswera tichingoona TV ko panga pasina basa nekuti ndaisasvibitsa mumba.rimwe day ndakamuka ndichifunga tapiwa regretting kukurumidza kubva pamba kwandanga ndakaita hameno kuti inhumbu yaidaro here or what l went on Facebook ndikatanga kutsvaka Progy kuti ndikuudze kwandiri nekunzwa kuti arisei Tapiwa then boom ndakasangana nemashura pawall pake paiva nepic rake naTapiwa akagarirwa pamakumbo rakanzi l can't wait kuti ndibate mwana wangu l love you babe❤️apa Tapiwa was the one akatagger Progy uyo akapindura mucomment section kuti me too daddy💗ndakapukuta maziso ndichiti ndatadza kuona asi kana ndozvaivepo vairatidza kufara kani ndakazoongoona fon yavapasi misodzi ichierera "am l dreaming? Progy akatanga kudanana rini naTapiwa atova nenhumbu? Does this mean tete Lucy vaitaura chokwadi kuti inyoka? No mhani it can't be vanhu ava vaisawirirana nooooo.... 💔😭........... End of chapter 💔Poor kumbie 😒 Tah wesaladzone loves you all 💙