Hanzi dindingwe rinonaka richakweva rimwe; Asi kana rokwehwa roti mavara angu azara izvhu. Vamwe vanoti zvinonakira kwasugar kana kwava kwaamunyu zvovava. Pavaiita utsotsi hwavo Tobi naPitirosi vaiva vana sahwi sahwi, Asi apa Tobi ainge oona humhondi huna Pitirosi. Aida kuridza mhere kuti zvimwe angawana angamubatsira; Asi zvaiva zvichiramba. Ko aive akasungwa nekuvharwa muromo. Zvino ainge ongoshinyira misodzi ichierera, zvairwadza kusvika mumwongo. Zvakaita kuti adzamise pfungwa afunge zvaainzwa vanhu vaibva kumajeri vachitaura nezvekurohwa kumashure akatanga kuvanzwira tsitsi. Ainge otadza kuziva kana kunzwisisa mweya wainge vapindwa neumwe wake Pitirosi. Panguva yese yaigomera Tobi nemarwadzo, Pitirosi akanga achigomera nekunakirwa, uku ziya rati chuchuruu. Akazosekerera achisunungura Tobias uku moyo uchisekerera. Tobi kusunungurwa kwaaive aitwa akatadza kufamba nekurwadziwa. Kunyemwerera nyemwera kwaiva pachiso chasahwira wake kwaimudzimbira nekuti narwadzo aainzwa aiva makukutu. "Pitirosi zvawaita izvi hazvipere mushe, ndotokuudza hako ndinoda kuvaudza vanhu zvese zvawandiita nhasi izvi, vachabva vaziva kuti Muchaneta aisareva nhema. Uri mhondi yemunhu iwewe, hunhu rudzii hwakadai? Vakadzi zvavakazara wani." akadaro Tobi achiita sekidhanaira akavhura makumbo airamba kuvharika. Ainge azvipira kunofumura gure rose rakanga richiitwa neumwe wake, aiva ashatirwa. "Ukangotaura zvandakuita izvi newe ziva ndichavaudza zvose zvandinoziva zvawakaita nezvaunoita. Kusanganisira kurara kwaunoita nemadzimai evanhu, unoti handina proof here? Maphoto andaikutorai muchibatana mazamo namai vaya mukadzi we murume uyu wekunyimwa ndebvu, ndinawo. Koita aya andaikutorai naMai vaya vemurume wevakadzi vekuwanda anopinda marange, Mai Eriza. Handiti maitosimbisana kuti haakudzi mukadzi nekuti anowandirwa, zvese ndinazvo. Mamwe acho futi nemukadzi waRazi, Asi unoti zvako zvitadzo zvishoma. Ndozvitaura futi kuti wakauraya baba svorai kuti udanane nemukadzi wacho, mukazonetsana nekuti akanga oda inini." Akadaro Pitirosi achiratidza kusavhunduka nezvaakanga aita. Pfungwa dzakanga dzadzokera panzvimbo, achinzwa kuti muviri wake wakutswa naTobi. Dambudziko ruoko rwake rwakanga rusingabve mukati mebhurungwa rake aingokwarabvura kunge munhu akanga arumwa nenda. Akatanga kufamba achida kubuda panze. Tobi achiona izvi akafunga kuti zvimwe kuda umwe wake akanga oda kumupamha zvakare akati zviri nani kutiza. Pitirosi achiona Tobi achifamba kubuda akatanga kudanidzira. "Tobi, haaaa handaiziva kuti unonaka zvakadai shamwari. Ndichakushanyira zvakare muzuva rinotevera. Ukangotaura chete ndichafumura masecret ako ose aunorara nevakadzi wevanhu muraini rino. Zviedze uone. Usakanganwe zvakare kutu ndiwe wakarepa munhu kusvika pakauraya, uya wekuzongoonekwa mudondo mukadzi wa...." Haana kupedza kutaura Pitirosi ainge avharwa muromo naTobi achimuti. "Chinyarara kani, handichaudza munhu nezvazvo iwewe usaudzawo vanhu nezvaitika izvi. Vaviri vakazovimbisana kuti havachafumurani asi mumoyo vainge vadyara ruvengo rwakakura kwazvo pakati pavo. Kuenda kwakakaita Tobi, Pitirosi akangorerukirwa kwenguva diki akatanga kuda mukadzi futi. Zuva rese ainetseka kuti odini, achingoti dai Tobi adzoka futi. Aimbofunga zvembudzi asi manje dzainge dzopera mbudzi dzake, ainge angosara nembiri netumbudzana tudiki tusina zvatwaibatsira natwo. Apa idzo mhenyu dzacho kubva zvaainge abatira imwe muchirugu usiku achivhenekwa nemwedzi dzakabva dzapumhuka kana kuzoda kudzoka pamba futi. Mazuva aifamba, zvinhu zvichiomere Tobias kuzosvika umwe musi awanikidzwa achirara nembudzi yevanhu kugura. Saka vanhu vaya vakaita noise achibva atiza asingade kuonekwa face zvefuti rekeni yakamukwachura nzeve yekurudyi haana kuvhunduka. Akazoterera marwadzo ava mumba uku nzeve iye yainge yarembera mumhepo ropa richingobuda. Akazvisunga kumisa ropa ndokupfeka pfeka apo ainge afunga kuenda kumbonoona sekuru n'anga vaigaromushandira vaya. Aida mishonga yekurapwa nzeve iyi zvekare nekuti mweya waMucha usamutambudze sekuti ainge ouya nekuhope nekuhope. Achisvika kuya akataura dambudziko rake uko akaudzwa kuti mweya waMucha waiva nehasha. Zvakadaro aifana kurara Nehanzvadzi yake ozouya nembewu vese kuti sekuru vagone kutsipika mweya uyu. "Iii sekuru, zvamataura zviri munzeve, Asi pahanzvadzi yangu apa mandiomesera." "Ndiyo inodiwa nekuti ndeweropa rako. Panoda mbewu yako iwe kuurayi wake nezvichabuda kuhanzvadzi yako nekuti ndeweropa rako, ari zvekare mukadzi nekuti mufi uyu mukadzi. Ndichazvisanganisa inini ndoita zvandaichaita, zvobva zvapera." Sekuru vakatsinhira. "Hapana here imwe nzira sekuru nekuti ini hanzvadzi dzangu dzakaroorwa dziri kuvarume. Ko mwana wababamunini, uripo wakadzoswa kumurume vhiki yapera iyi hameno hanzi dzinenge dzadambuka, Asi handisati ndamuona." Pitirosi akadaro apo ainge arangarira mwana wemumusha mavo ainzi ainge adzoswa achinzi ari kurwara njere. "Ndiye Mucha uyu, ingozi iyi yawakapara muzukuru yandinoda kutsipika. Hazvidi wekwababamunini izvi kana kwababamukuru. Hanzvadzi yako iwewe chaiyo chaiyo, iwewe muparazvongo. Asi pane imwe nzira zvekare, hameno kana uchiigona." Pitirosi akanyenuka achiti, "ii zviri nane, imwe nzira ndeipi. Kuda ingava nani." "Imwe nzira kuti uuye namai vako pano, vazogara pano kwemwedzi mitatu. Pamwedzi yese iyi vanenge vari mukadzi wangu nenyoka yangu iyi." N'anga inoita ichitendeka bucket raiva paside payo uku Pitirosi ainzwa kumerera. "Masikati ese anenge achirara nenyoka yangu iyi, muchiround chiri paseri pechino. Manheru achirarawo neni nekuti haatofani kundiona. Izvi zvichaitwa kwemwedzi mitatu yandichange ndichishanda inini kurwa nemweya waMucha. Itori hondo iyi yekuti ndichatopota ndichidzika pasi chaipo apa kunorwisana naye." Yakatsinhira N'anga. Pitirosi akapera simba, kupererwa chaiko achishaya pekutangira. Akazoguma ati aida kumbonofunga apo akazotenga mushopa wekurapa nzeve. Akaundunda achifamba kudzokera kumba kwake. Aitambudzika pamoyo pake achishaya pekutangira. Aizogona sei kurara nehanzvadzi yake, iko kuBulawayo kwavaigara vese nevarume vavo aikusvikirwa nani. Iyo hanzvadzi yake yacho yaizobvuma kurara naye kwacho here? Kurepa? Aizoita sei then apedza kubata hadzvadzi nekuti aitoziva kuti yaisazonyarara. Akadzoka futi pana mai akatanga kunetseka kuti zvino anovatora sei. Aivatora achiti aiendepi navo nekuti vainge votomutya nechekare. Pese paaiendako vaifana vatomuvanda chaiko kuri kumutya. Akambofunga kuita vekusenga chaiko usiku, kutotsvaka vari vanhu vanovaba. Asi mwoyo wakaramba zvekare. Aizogona here kutorarama achiziva kuti mai vake ndizvo zvavari kuitwa nekuda kwake. Yaisava imwe ngozi here yaainge oparamura futi? Ko ivo vanhu vaizoti varipi? Ko paizokwana 3 months dzacho vachidzoswa, zvaizoita sei? Akanetsekana mumoyo kusvika asara musoro wotema. Zvainge zvoti nzeve kupisa, yainge yaitawo dutu kuzvimba. Zvoti sekuru vainge vati futunuku mubhurugwa. Koti mashoko ainge ataura sekuru aiita kuti anzwe musoro kutenderera. Akademba chaainge akaurayira Muchaneta, jere raiva nane pane zvese izvi. Misodzi yakatanga kungobuda yega achifamba. Chaairaramira akachishaya apo akafunga hake kuzvipfuudza. Akabuda muroad, hoyo opinda nemusango. Akatsvaka muti waiva nemakavi ndokusvuura akati wandei. Apedza akamarukanisa kusvika yaita tambo yakareba yakasimba. Akatsvaka muti waiva wakakura zvekukura zviya ndokukwira padenga. Akasungirira tambo iya ndokupfeka ndiye rembezeku mumhepo. Tambo iya yakatanga kunyura muganda zvishoma zvishoma. Akanga orwadziwa manje oda kubvisa asi achitadza. Ainge omindurudza meso manje apo akapepuka arovera pasi paground nemagadziko. Akayuwira achiringa ringa achishaya kuti zvainge zvafamba sei. Aiva asina tambo muhuro apo akatarisa kudenga kumuti kuya ndokuona tambo iya yakarembera zvayo ichitoita sekuti yakururwa zvakanaka naka. Akayuwira achikwenya magadziko, rumwe ruoko ruchibata bata huro apo aitarisa tarisa kutsvaka kana paiva nemunhu padhuze nekuti chiitiko ichi chainge chamushamisa.