CHAPTER 1️⃣1️⃣ TAMBUDZAI handina kuda kumhanyira kuita dzungu semunhu akanga achiziva zvakanga zvichida kuitika pandiri ndakanga ndakaita kuvhura kaziso kangu kamwe chete uku ndakaisa magadziko mudenga ndokuita kuti makumbo nekuzvidya zvive panze kwete zvose zvokuti paaiona izvi ainzwa kumedzerera mate kuti nhasi ndinodya namambo. Ini ndakanga ndaitira kunyatsoona munhu zvakanga achida kuita. Hapana kuita nguva shasha yaiva yasara yakashama zvayo. Ndakaona achiita kunanzviririra rurimi rwake ndikaona akuita kuzvirova dundundu rake ini nechemumoyo ndakangoti tsano ava kudai vari kuziva kuti munhu vavari kutamba naye atori kumberi kwavo zvakare. Akatanga kutambisa danda rake ndokufamba achiuya pabed pandaiva ndakandwa ndokutanga kundibata kumakumbo aiva panze achikwidza kuuya kumusoro apa maoko ake akanga achitomara zvavo kunge munhu aiva neman'a mumaoko ake. Ipapo ndakaona shasha vakuita kunge kakufemurika ndokurova kwakaita kumashure kwangu ini ipapo ndakanzwa kurwadziva ndokumuka nokukurumidza ndichimudzipa huro hwake zvine simba.. Iye akatanga kuda kukoshora, asi hapana zvaikwanisa kuita zvachose. Ndakazviudza kuti uyu ndiye vandisiri kuda kurova nemaoko angu nokuti angafira mumaoko angu ndakafunga imwe plan nokuda kwekuona tambo yaiva mumba umu. "Fatso unoziva chiii? Ini zvaunoda kundiita handizvigone uye handisati ndakazviita zvachose hongu ndinokuda nomoyo wangu vose. Asi ndinonyara zvakanyanya ndaikumbira kana zvichibvira uvhare maziso ako pane zvandinoda kuita zvandakadzodziswa uye kuti ndibvise nhumbi dzangu vakatarisa hazvingaite." Ndakadaro ndatoona kuti yandaive nendatanga nayo yakanga isingaite zvachose. Iyi pfungwa ndiyo yakanga ichizomupedzera iye naShamwari vake Kim uyu...ndakanzwa shasha yoti... " Babby! Ita zvekukasika nokuti ndatononokerwa ini." Ini ipapo ndakabata maoko ake ndokuisa tambo akatanga kuda kupfukunguka murume mukuru zvose zvakashaya basa zvachose nokuti ndaiva ndamutangira zvose nekusunga makumbo akangosara akashama. Ndakada kubuda nezvandaiva ndakapfeka zvakanga zvisingaite zvachose ndakaona kuti mumba umu maiva nehembe dzaKim dzandaikwana ndokutora ndikapfeka ndokutora makiyi ndikabuda ndichisiya ndavhara musiwo nekuenda pakanga pane vamwe vanhu. Kusvika kwandakaita ndakaona mukomana vaKim akanga aita kuparara uyu Kim aiva angoti rabata nokuti akanga anwa drink randaifanirwa kunwa ini. Ndakamusimudza kuenda naye muroom maiva naFatso umo ndakasvika kumukandira pabed paiva naFatso ndokumubvisa zvose kubva kushangu kusvika kuchipfeko chake chomukati ndakaona Fatso achivhura meso ake.. "Farai! Ukuona zviri kuda kuitika pano kaaaa? Nyaya hombe ndiyo yavanga uchida kuita pandiri, imi mafunga ndiri mwana mudiki. Hongu panyama ndiri mwana, asi papfungwa ndiri munhu mukuru kwamuri mose now chinzwa nyaya iripo inoita tose tonzwe kuvirirana tisasungisana dear. Ndauya nemusikana uyu tarira zvinhu zvavanga uchida pandiri kushongedzeka kwazvakaita pane ari pedyo newe uyu ." Ndakadaro iye akatarisa ndikaona maziso ake aita kuzara nemisodzi ini ndaiva ndisina kana tsitsi nokuti ndakanga ndapfeka mweya vaTambudzai chaivo. "Tinoda kuti zvinhu zvifambe zvakanaka uye macondom aya hazi kuzoshanda sezvo iwe vanga usingade kumashandisa pandiri wadaro ndichakuregerera, asi ukada kudedzera help uchafa." Ndakadaro ndichimubvisa tambo mumaoko nemakumbo ake kwete zvekubvisa zvose kunze kwekuti akwanise kuita mutambo. Ndakaona munhu aenda pamusoro peumwe ake ndokubairira danda rake akatanga kuita zvinorova zvakadaro kusvika apedza ndaiva ndakatarisa zvose nokuona kubuda ziya kwaive aita. Adaro ndakati "hazvisati zvapera now ndakumirira shamwari yako iyi imuke ndione zvakare muchiita mutambo usina kubiririra nokuti mose munonga muchiona." Ndakadaro uku aiva asina kuziva ndainge ndamutora video nefoni yangu neyaKim zvakare ndokuenda KUWHATSAPP pachat yemukoma vake ndokutumira ipapo ndaona yaticker kamwe chete ndakanga delete kufoni yaKim chete kwete kwese ndokunyarara zvangu.. Hapana kuita nguva Kim akamuka zviya zvekuita kuvhunduka achiona akashama pedyo pana Fatso APA aiva asina kundiona kuti ndakanga ndirimo mukati umu. "Fatso! Varara nenika? Ukasiya hurume hwako mandiri zvafamba sei?" Aikwamata zvokuti pakaona ndichitambisa gumbo rangu ndakagara pachair yaiva umu akavhunduka kuda kuedza kukumbira ruregerero ini ndakaramba nokuti ndakanga ndakatotsamwa kudarika zvaiziva ndakaita kupfeka face yeshumba chaiyo. "Kim umwe vangu? Handina kuziva une moyo vakaoma zvakadai. Zvandakavimba newe ndikakuudza matambudziko ose andakasangana nawo nhasi ndipo vakuda kutora advantage yezvandakakura ndichiitwa? Uri munhu rudziii chaizvo izvo nhai iwe?" Ndaimubvunza ndaita kunonzi kutsamwa uku ndaiva ndakuita kutadza kufema nokuda kwehasha dzandakanga ndavanadzo zvokuti kudai ndakada kuvarova ndaigona kungotyora mumwe munhu. Hasha dzose dzakaperera mukuchema kwandakaita ndichipedza maziso aiva aita kutsvuka semhiri phiri, ndakavati vaite mutambo vavaida kuita pandiri ipapo vakatanga vachiita kunyarana ndikarova Fatso nechimuti chemhopu chaiva mumba umu zvakaita atange kuita zvose uku Kim akanga achichema handina kumunzwira kana tsitsi nezvaiva achida kundiita.... Hapana kuita nguva padoor pakaita knock vaviri ava vaiva vakashama vasina kusimira, ndakasimuka kuenda kunoona akanga achiknocker. Ndakaona ari mukomana vake aiva akaita kupfeka face yeshumba. Ini ndakangoti mai wangu Shumba nechemumoyo. Ndakamuti apinde angoona mashura aya. Ndakaona munhu achiita ku...... MARIA ndakashaya zvekuita kana kuzvidzora ndakatadza kunze kwekubuda Mangwanani makuseni seni ndichienda kunotsvaka rubatsiro kumaporofita. Zvose zvakanga zvichinzi vanofanirwa kuonana nevanhu vavakatadzira. Ndakadzokera kumba kwava kumanheru ndikaona pasina kana chaiva chachinja ndakapinda munzira kuenda kumba kwababa Tambu. Ndaingo chema munzira mose apa ndakanga ndiri mumwe chete pandaifamba Simba aiva asara achibatsira baba. Ndakasangana naSolomon ndichibudisa misodzi akatanga kutaura zvisina kana basa. Handina kupindura kana kumuudza zvakanga zvichiitika zvokuti ndakasvika kumba ndichiona sisi varipanze vachibudisa misodzi ndakashaya kuziva chakanga chaitika. Ndakavabvunza chakanga chichitora nzvimbo, ndakanzwa vavakuti.... To be continued on chapter 12