CHAPTER1️⃣3️⃣ KIMBERLY Ndakanga ndazvisikira Moto muziso chaiko. Handina kuziva ndaiva ndichitadza izvo ndakanga ndichiona sendaronga tsoro yangu ikabudirira zvakanaka naka naFarai.. Farai akanga achida Tambudzai, asi nokuda kwekuti akanga achingoda kurara naye omusiya chete nokuti ndakanga ndisingade aroorane naye. Ndaronga zvedrink ndikabudirira asi ndini ndakazorinwa. Hapana kuita nguva ndakamuka ndichiona ndakazara hurume uku Farai ari pedyo neni asina kusimira ndakavhara muromo nemaziso nekuda kwenyadzi dzakanga dziri apa. Ndakanga ndichiti ndagona Tambudzai ini ndiri ndini ndaiva ndagadzikwa mudishi kusiiwa pachena ndakatarisa ndisina tarisiro yazvo. Tambu akatanga kuti Farai arare neni izvo Farai akaita nokuti takanga totya kusungiswa naTambu. Ndakaedza kuchema nokuti ndaitwa ndisingade uye zvinhu zvekuita musina kuwurirana hazvina kunaka nokuti zvinenge zvichirwadza. Ndakapedzisira ndonzwa kuti pano ndakuita kurwadziva nezvandaiitwa naFarai. Ndakangoti nechemumoyo mangu Tambu ndichapedzerana naye kana tavakubasa ndinoda kumuendesa kujeri chaiko.... Hapana kuita nguva padoor pakaita knock and ndakaita kupererwa nezvakataurwa naPardon ndaiti pose APA akanga achindida izvo ndisingaziwe ndaiva ndakarasika. Ndakabuda misodzi yendangariro nemarwadzo aiva pamoyo pangu. Kupinda kwaakaita achiona ndisina kupfeka ndakaita kuzvivhara mazamu nemaoko uyu Farai vatenzi vaiva panze asingafungi kunze kwaiva nei Ndakada kurohwa kudai pasina Tambu ndingadai ndakaitwa kanyama ane zveshuwa aida kundirova iye akanga asingandide zvaibuda here? Ndakazopererwa kuona Tambu achiita kuti Pardon amubate muchiuno nekumubatisa mazamu ake aiva akaita kuti twiii. Ndakaona osimudza gumbo rimwe chete akariisa pamusoro pebed apa akatarisa kwandiri ndakaona zvose zvaiva mukati kuti akanga asina kusimira nguvo yemukati kusiya kweDress chete kumwe aiva chiberekerwo zvake. Ndakaona obatisa Pardon gara rake iye akati unonyepa kani. Vakatanga kukisana nokubatana order takatarisa nemaziso edu ini ndaiva ndoita kubudisa misodzi ndakavhara meso angu kuti ndisaona izvi, asi pandakavhura maziso ndakaona vaviri vavakutoita mutambo wevakuru takatarisa ndakasimuka ndokusaidzira Pardon kwakadaro achibva panaTambu achinorovera panrimwe simbi yaiva umu zvakaita atange kubuda ropa ipapo ndakakasika kufunga zano rekuita nokuti vabereki vaPardon vakanga vachindiziva Nekudonha kwaiva aita achirovera ndipo takashandisa mukana uyu kubuda tichitiza kusiya Tambu naPardon vakangozvambarara. BABA TAMBUDZAI mashoko akanga otaurwa naMachinga akanga achiramba achidzokera mumusoro mangu nguva nenguva. Mainini Veronica ndakanga ndichivada, dambudziko ndakanga ndoona kunge ndatyora mhiko dzandakatenderana nemwanasikana wangu Tambu. Chekuita ndipo pakanga pasina kana achinge achindirasa nokuti ndaroora mainini vake zvakanga zviri zvimwe izvi. Ndakanzwa kufara nokuti Maria akanga aita ini naVeronica tirorane. Chakanetsa ndechekuti kutaura kwakaita kwakandirwadza. Uye pain yandakaona Yakanga yakonzereswa namai vavo ndakanga ndakagumbuka zvekusada kutaura nawo zvose nekuvaona pedyo neni. Ndakanzwira mukoma nemunin'ina ava vaiva vamira neni kwenguva pfupi yaiva yadarika ndakatendera kuenda kunogona Mai vavo. Kusvika kwatakaita ndakarwadziwa kuona atezvara vachiita kugezesa mudzimai wavo uku takanga tiri panze. Ndakaona Simba akanga achibva kunochera mvura kurwizi ndakaziva zvakanga zvichiitika. Takazoti tatenderwa kupinda ndichiona maziso akaita kunyura mukati vakaita kugara vakaisirwa magumbeze akawanda. Izvi zvakaita ndinzwe kurwadziva nokuti ndaiti zvavakaita hazvipere, asi chimwe nechimwe chine mavambo acho. Ndakarwadziwa kusvika kubuda misodzi ndakavatarisa vachiita kutadza kushama muromo kuti vadye porridge ravaipiwa. Ndakatadza kuzvidzora ndokubuda ndichienda panze pedyo nemba yavo iyo ndakanzwa mukati kuita semune.... To be continued on chapter 14