CHRIS Ini andina kumboona chaive chakaipa pavarí asi kuti ayíve atori munhu aribhoo zvekuti,but damn pretty,arimutsvuku,I think ndofanira kuisa distance mbichana pàkati pangu nekuenda kwana future ambuya,ndofana kusaenda pese pese and respect their privacy,kungotiwo ndaingokutora se my other home,since five years ago,pandakatanga kushamwaridzana naRunyararo,tikabva tazosvika pakupinda mirudo hedu 2 years back, Runyararo ayive munhu akanaka zvekuti mukati zvese nekunze ayi mublack beauty,ende zvekuva munhu wepamusorosoro ayizozvida fani,nguva yake zhinji ayitaura nechirungu,andína kumboona chakaipa mazviri nekuti munhu anoita zvaanoona zvichimuitira,zvichimunakidza,nyaya dzekuroora ndaive ndisati ndakuda hangu ndaida kumbotanga ndapedza kupursure career yangu, Ende ndange ndavamu final year kupedzisa course yàngu yemedical,gore rinouya ndinenge ndava professional doctor ,and for that I was happy because kudzidza kunodawo kupera mhani,seven years here amana,nguva yareba but ít pays back quiet well, Ndakasvika kumba kwava kuda kutosviba ndakwana mumba munemadzimai ekuchurch kwedu Methodist ndoyataiyenda,pamwe namama nemasisters angu matatu, Juliet,Makanaka na Josephine,nekabrother kangu Joseph,kaive matwins na Josephine,mudhara ayíve arikubasa ku Cuba,ndokwandaidzidza futi, Vaive vasina kuuya kuholiday ndini Ndaive ndambouyawo nekuti ndaive ndavanemakore ndisina kudya vhristmas nehama dzangu,ndaingouya kaone kana katwo pagore since pandakatanga kudzidza ikoko,zvemaminutes futi, Ndakasvika wakuda kutonamata ndokubva,ndanowa joinawo ,nyangwe hangu ndaida kunorara chaiko ndakaona zvisingaiti kuti ndigorara ivo vachinamata,vakatungamira munamato ndimai mufundisi Musvodza, vakanamata zvekuti neniwo ndakanyatsonzwa kuti nyasha dzaMwari dzavapano,ndakanyatsoona musiyano wazvo newaive vaitwa nevaya vaive vanzi ndimadzibaba, nyangwe ndimi dzacho,ndakatoona kuti madzibaba waya ndewefake chete kuda kuba mari dzevanhu,ndakaita note yekuzoudza Runyararo nezvazvo,tapedza kunamata ndakabva ndasuduruka hangu,vakasara vachienderera mberi nebasa ravo,nekuti ndaive ndisitombori good company kunaani zvake, Ndakapinda muroom mangu nekuzvikandira pabed,nekuti ndainzwa kuneta chaiko,kutarisa pacalendar yaive pamusoro petable yàngu, ndakatoona kuti andisisina mazuva akawanda ndirikuno but back to school eish ngazvichipera mhanhi, only four days left. Ndakàmuka hangu ndiripamba semazuva ose, after breakfast ndàkabva ndàbuda kunowoneka mudiwà wàngu sezvo mangwana acho ndaizodzekerà kuchikoro, Ndàitonzwa kurwadziwa kuti ndàkutosiya family yangu zvekare here amana,at least mudhara wàriko,mama wanomboúyawo apo neapo but even though the place was so nice and that àsi ayizozviki panehome land ka,homeland is always the best, Ndakasviko tambirwa zvakanaka, ambuya vangu vaizomhanyamhanya weduwe,kwakutondigadzirira breakfast,ndakamboda kuramba nekuti ndaive ndakazvimbirwa asi ndakazorangarira kuti chikafu chekwanaambuya achirambwe, ndakangodyawo zvechirango,ndakavaoneka kuti ndava kudzokera tozoonana pamwe December futi kana zvafamba zvakanaka, "ko ambuya wàngu wadiki waripiko zvandisirikuwaona,vavaseyi iyézvino?" Ndakabvunza ndiçhidaro nekuti vamwe vese ndaive ndavaona kusara kwavo bàdzi,vanhu vose vakabva vachinja zviso, kuratidza kusafara nezvandaiwe ndataura, "is everything ókay, is she okay,?", Ndakabvunza again,ndokuramba varizii, ndakatoona ndega kuti ndavakuda kutamisa mufàro wevanhu,ndakazozamà kuchinja ñyaya,ndakutobvuñza twana tsano twangu tunodeyi kubva kuCuba kana ndava kudzoka Ndakazobuda paya ndinechiponda moyo changu, "I'm gonna miss you babe", she started ndakamuti me too,asi ndaive ndatojaira, ndaitofungidzira kuti maybe long distance relationship ichatikuvadza asi kana taitova cool takadaro, "What happened kuna mainini wàko?", ndakazomubvunza paya nekuti ndaitova necuriosity, "what do yóu want from her?", akadaro atosunga face,"iii kubvunza nezvemunhu imhosva here besides she's your relative ,l care about her", "then don't, from today don't mention her name, forget that you even met her okay," "what's going on Runyararo?," Akatanga aseka,nechaisekesa ndakatochishayàwo ini, "nothing is going on because the problem is gone, she is gone, and for good as well,with her curses,I'm just glad kuti we escaped death it's self " "What?", l couldn't believe my ears and eyes right now, "how could you do such a thing, how can you all be so heartless like that,saka ukurewa kuti makabeliever madzibaba vefake vaya huh?" ndakamudaro, "Chris becarefull especially with what you say about my family, everything was true and he even opened my eyes to the things I was blind to", "okay whatever you say,see you" ndakadaro ndichitopinda mumota,I didn't wait even for her reply, I was furious,I mean how could they do that,how could they let her go like that,to where?,I mean ndaive ndambonzwa kuti amai vaRue ndovaiva vasara vachiri vapenyu kudzinza rababa wake,ende àyisazivà kunedzimwe hama dzake,and now instead yekumira naye vachimubàtsira kana zviri zvekuroiwa zvacho wozvibvisisa but they chose to abandon her?, Vamwe vanhu so,ndaisambofungidzira kuti vangadaro ini,ayisi mhosva yavo ndeyamufundisi wenhema vaya, vakaparadza kubàtana kwemhuri,Mwàri avenaye hake, Ndakapinda nemutown thinking kuti ndogona kúsangana naye mumastreets or muñzira,ndakàzama kutenderera mese munogara mastreet kids but andina kumbomuona,ndakambozama kufunga kuti angava aripi but semunhu wandaisanyatsoziva ndakatadza kuziva kuti angave arikupi,ndakadzokera kumba ndatoona kuti ndirikutambisa nguva yangu, Ndakasvika family yekumba kwedu yava kuda kutodya lunch, "good timing bro, because dai mati nonokei ndanga ndisirikumbokusiirayi kana chii zvacho l swear", ndiJoseph akadaro,ndakamhoresa vanhu vese vaivemo "Nekuti wàkandimaka ka mupfana uchàndisuwa hako ndadzokera,andidi kuzonzwa kuti phone yangu yafa, nditengerewo imwe phone", ndakamudaro ndichimudhonza nzeve, "I'm joking bro please leàve my eàr, zvinozoitawo here kuti ndikazobvunzwa nebeb rangu kuti konzeve yasvuuka neyi ndoti ndasvuurwa nemi,it will be emberassing, because you see I won't be able to lie to her", Takafa zvedu nekuseka, that's how mupfana wàngu was,full of jokes, "varisey severe vangu ,nemuroora wàngu", ndimama vàkabvunza kudaro,ndakabva ndatosvotekana worse, "varibhoo havo,enjoy your food,regayi ndimbono packer hembe ndangandisati napacker," ndakatodaro ndichisimuka patable pandaive ndiri, "what about food?" ndakatozodeedzera "I'm not hungry yet" ndatova kudoor,ndakapinda muroom mangu nekunanga kushower first,ndakazotanga kupacker hangu hembe dzangu ,zvaive zvisina kumbowanda zvaida kuróngedzwa zvacho, zvekuti 10 minutes dzaitowe dzakawandisa,kana mangwana ndaigona kutozopaker futi, But inyaya yekuti ndàisada kuti vanhu vazvione kuti pane zvaitika masikati zvàndibhowa nekuti amai wàngu waive good manje pakureader vanhu,foni yangu yaive pasilent pandazoitarisa kudaiso nekuti ndaive ndaisiya kumba time dzandàive ndabuda ndakawona makazara nemà missed call aRunyararo,nemamassages,ndakangosiya zvakadaro,andina kana kumbomavhura mamassages ake,ndakabva ndatoidzima, Ndakamboisa maproblems angu paside,kana ndikati maproblems zvaisatomboita ,nekuti ndaisafanirwa kuita worried nemunhu wandisingazivi zvekutadza kuenjoyer malast days angu nefamily yangu,nyangwe naRue ndaive ndaover reactor maybe,l shouldn't have gotten involved,ndakasimuka pachair yandaive ndakagara ndokudzika down stairs, it was late already yanga yatove time yesupper, ndakazodya pamwechete newamwe, Mangana acho wakandiperekedza ku airport vese apana akasara, "saka tozokuwuona december futi" Juliet àkadaro, my elder sister,ndaive second born mumhuri yekwedu, "Yes miss Gwizo,unless you give me a good reason to come back, like getting married l think", "haa tibvire apa iwe married kudii kwacho," ayíve ane 25 years,and she owns a small backery ,zvekuroorwa sevamwe vasikana vezera rake,ndoona zvisiri maari yet hanzi ndikuda kumbokura, "shuwazve ndikutotadza kuroora nekuda kwako iwewe nekuti awusati waroorwa ndirikutokurespecta pakukuti semunhu mukuru chitangayi imimi kuvhura nzira asi amusikuda,mira uwone ndirikuuya nemayellew born anemhino refu kuCuba uko anogeza nemukaka", ndakajoker hangu ndichídaro,akabva atogumbuka, "sayana nawo sister holy awa, mouya hangu kunewangu muchato", ndiMaka akazoidairawo, Maka ayive ne16 years,ende nekuda kweage yake kwaibva kwatondifungisa maiñini vaRue kuti varipi izvezvi,nekuti kuimagina Maka chaiye arimustreet alone gives me bad goosebumps, "iwewe badzi ndinokukidnaper musiwemuchato wacho unoda kuendepi nezera rako iri kwaunoziva,tidzidzire zvedu apa,I was joking big sis ", takazotanga hedu kutaura dzimwe nyaya kusvikira tasvika kuairpot,ndàkarwadziwa chokwadi ndichiita mafinal goodbyes kufamily yangu, mama ndowakaita kunge wachadonhedza misodzo but ndakavapromisa tenge tichitaura nemavideo calls,nyaya iya yaive yachitangidza manje yeback to school but I was happy kuti finally ndavakuchizvipedza manje END OF CHAPTER TWELVE