VIMBAI "Tichazvigadzirisa" "ibvapa iwe ukudà kutoronga hupenyu hwangu kuti ndiwe ani" asatí apindura Maka akabva avhura door reroom yake nekuti ndokwandàyiendawó, "what happened to you guys?", akatibvunza achibva padoor kut ndipinde , . "Your crazy brother pushed me into the pool can you imagine", "no l can't imagine, because my brother can never do that", "well you don't know him then because he did", . "stop exaggerating Vee,sara uchipihwa hembe ndikuperekedze kumba tete vangasvikondigura musoro", akadaro achitóbuda kuenda, "this guy though...never mind can you lend some clothes or a hot shower instead because I'm so cold", "what really happened out there?", "hapana Maka ,ndakuudza zvese wani", akabva aseka hake,"kungoti you both look different", "how?", Akabva ati forget about it achindipushira mushower,ndakageza ndokubúda muya, ndakasvikowana hembe dzakaoma dzakaiswa pabed,ndakapfeka ndokudzika downstairs,ndakawana Chris atovako kare, ndakawoneka vanhu vesé, "come back soon mwanangu kunozotiona", vakadaro mai vaChris, "don't worry mama ndichatongoita wemusenga bere ndouya naye pano,mogara muchimuona evéryday mombe dzozotevera", akadaro Joseph,ziso raakazopihwa naChris ndakatorishaya kuti ñdereyi,vamwe vese vaifa zvavo nekuseka, "unenge wagona mwanangu zvimwe ndingawonewo vazukuru ndisati ndafa nekuti mukoma wako ahasikuda kuroora uyu kana hanzvadzi dzako idzi", "Ngaaroore hake asi wezera rake kwete kuda zvevanhu vakuru" akadaro Chris,achindizvuva neruoko,ñdakañgobúdawo ndichitevera kumashure,ndokusvikopinda mumota toeñda kumba, "your family is really nice",ndakatanga kumutaudza trying to break the thick silence between us, "Yeah they are,I don't know what I will do without them", "that's the only thing I ever wished for my entire life, parents,many siblings, happy and united as well but I ended up alone in foreign place" "don't worry zvinoita chete nguva yaMwari ichasvika uchatoitawo yako family ,uchawawana wanhu wauchadaidza kuti family and they will be worthy it," he replied, "you think so? ", "I'm certain ,be patient my dear everything in due time,you know God's time is always perfect", "okay pastor I heard you,I will just have to sit back and see what he has install for me then", ndakadaro ndichíburuka mota nekuti taiwe tasvika,and maybé he's right,maybe I should just let God's will be done in my life because right now I truely derseve some grace not because I'm righteous but because I have been reaped away from that for a very long time now,but with my aunt I wasn't done with her,I just wish I could show her hell on earth,she doesn't deserve any kindness,I'm sure she's planning something right now, Ndakabva ndatozvipira kumbotsanya kwesvondo rimwe kuti Mwari andirwire hoñdo dzangu dzepamweya nekuti ndega andingadzikundi, TETE "Mama n'yanga yenyu iya inogara iripo here" ndiRue akasvika achidaro achikandira mabags ake pasofa, ''ko kwaítikeiko zvaunenge wakagumbuka?", "inowanikwa here mhamha nekukasika,pane muñhu wandirikuda kusota", "ehe inowanika,asika tanga wandiudza kuti chii chaitika", ndakabvunza ndatowe worried, "it's that niece of yours,Chris is leaving me for her and on top of it she slapped me mama", akadaro achipwanyira waterglass raive nemvura pasi, "she did what?, but I told you kuti vanhu vaya vachapedzisira vadanana", "what should I do mama I can't loose anything to her never", "calm down Rue colm down,I'm sure kuti zvidikidiki izvo,handey tione," Ndakadaro ndiçhítonotora makéys emota kuti tiendé kwasekuru Chanzwa kuya,ndakàtoshingira kuenda nekuti Chris ndaitoda kuti aroore Rue nyangwe zvikadii,kwete kuti bag remari riende nevamwé especially Vimbai ,my enemy never,ehe ayitove eñemy yangu nekuti ayive onditadzisa kurarama nerugare,ndaitoshaya kuti vaChanzwa varikutadza neyi kumupfuudza simple pasina kuvhuñduka nekuti akafa apana anomubvunza, Imwe nyaya yandaidira kuti afe inyaya yekuti ayíve oziva kuti ndini ndakauraisa maparents ake,kana hanya nazvo andina asi kuti ayizogona kuñoreporter kumapurisà,pangu pàkandiperera,takasvika pamba pasekuru pàya ndokupinda mukitcheñi yavo yehuswa ,ndimo maigara zvinhu zvavo zvávayashandisa, "zvidíki diki izvo muzukuru,kanda màkwati umu nhasi chaiye anotorara àwawako muzukuru,", vakàdo vàChanzwa after tàvàtaurirà nyàyà iripo,Rue akakanda mari yaidiwa akabva atoisa yakawandisa kupfuura yaaive anzi ayise,"iwe yese iyi", "Chris worth more than this even though handiti ichangodzoka here ndavakugara nayé" ndakangogutsirira muzoro,ndakatoona ayine point vakangoroorana badzi,ndotoziva kuti ndapinda machena ndinenge ndisisina nhamo nestrees ndenge ndatove mhene yemari,ndaive ndotoronga kuti vakagara makore kana five ndomupfuudza futi Chris wacho, kosara mwana wàngu arishirikàdzi yake,ndozviziva kuti ndiye anotopedzisira anemasheres ekucompay yavo badzi inooparetera iriku Cuba ,ndaitozviona ndatova Cuba chaiko,ende ndaizobvisa wese anoda kumira munzira yangu kusanganisira iyeyu Vimbai, VaChanzwa vakati vaida mufananidzo wake waChris,Rue akavapa nekuti ayitove atoutakurira just in case,vakautora mufananidzo uya ndokuuyisa mundiro yàivepo inenge yedhaka vakabva vamwaya mwaya zvimishonga zvavo vachihon'yera,vakabva vati kuna Rue ataure zvaarikuda kuti zviitike àchisunga photo riya neshinda tsvuku yavakamutambidza, Avakuda kutaura ndakangóona kupenya kwemheni,ndàkanoumburukira uko ,ndakanotarisa vamwe ndakaonawo wakadaro futi mumwe nomumwe kwake vari pasi,kwakabva kwaita zimhepo,amheno rakabvà nepi raive neguruva zvekuti ndakatadza kuona kana chii zvacho,brain dzangu dzaiita kuñge dzarohwa nechadzímira,ndakazodzokedzana pakapera mhepo inetsvina iya Rue akabva amhanyira kumashure kwangu,"mom what's happening?", ndakaramba ndakanyarara ndichishaya kuti chii chirikutorawo nzvimbo, "sekuru chiiko chirikuitika,chii chaitika", ndakabvunza ndichitenderedza maziso angu neimba yese,ndakashamisika nezvandakaonà mukamba umu,imba yese yaive marara ega ega,zvinhu zvose zvaive zvava mamvemve,matehwe ayíve akaturikwa mudenga ayíve ava pasi akabvaruka bvaruka,mabhonzo ehakata iyi aanokanda pasi raive rati rimwe uko rimwe uko ,hari dzaive dzatsemuka kuita tuma piece ma piece,hapana chaive chichiri chisvinu mumba umu, "ndabata pasingabatwe" yakangoereka yataura n'yanga iye,isu taive totya pamwe nekusanzwa kuti varikurevey, "tauray zvakanaka sekuru Murikutiiko kana muchidaro", "andidi kukuonayi futi pano budayi tione,mukuda kundiurayisa here,tarirayi vadzimu vangu vatsamwa nekuda kwenyu vanhu vanehudyire imimi munoda kudya pamusina kurima,muchafa makanyenama segudo mukasachinja...." END OF CHAPTER TWENTY TWO