VIMBAI Musoro uchipera,makumbo akatanga kundirwadza kutangira mumabvi umu, ndakatoona kuti azvisi zvega izvi,Mai Stole namai mufundisi vaindisimbisa havo pamwe chete naMaka,ndakazoenda kuchurch rimwe zuva ndiripa wheelchair chaipo nekutadza kufamba,musi uyu kwaive kwashanya vamwe prophet vekunerimwe district,vakatanga kunamata,vakazoti wese asizikunzwa zvakanaka ngaauye kumberi,ndakatoona iri chance yangu yekuzunungwurwa iyi, Nekuti ndinganamate hangu asi panezvimwe zvinoda ziso remweya kuti rivheneke nekuona,ndakapusha wheelchair yangu ndokuendawo kumberi kuya,kwaiyendawo wamwe, vakatanga kunamatira vanhu vaive vachirwara vaya,vakasvikawo nepandaive,vakatanga vanamata sepakutanga,pandiri wakaita a long prayer, "unoténda here kuti Mwari anoponesa", ndakati hongu, "Simuka mudikani uratidze hukuru hwaMwari", vakadaro prophet waya,mumoyo mangu ndakangoti, 'Jehovah let everyone witness your power,and You shall forever raign', ndakasimuka zvinyoronyoro,ndokunotsika pasi negumbo rekutanga kuzoti rechi 2,kwakutsika zvakanaka kunyangwe pekutanga ayishacker, after maminutes akabva amira kushacker kuya,kana kurwadza ayíve asisarwadzi,vakabva vanditi famba uchienda uko udzoke,ndakaenda kuya ndokudzoka,ndaive ndakutoita kunge ndisina kumborwadziwa, Vanhu vakaridza mhururu muchurch umu,izvi zvaive zvisati zvakamboitika since ndanamata church iyi, ndakabva ndatora mic,ndainzwa kufara chaiko,ndakatanga nekumhoresa vanhu nekutenda prophet waiwé wabata basa guru kwazvo muhupenyu hwañgu, "Ndirikunzwa kufara kwakapfurikidza,nekuda kwekusunungurwa kwandaitwa nhasi,haa Mwari mukuru mhani,isa amen inobhohwa satan iwe mwana waMwari,andina zvizhinji zvekutaura asikungomutenda Mwari,andina mari yekumutenda nayo asi kuti ndinomutenda nezwi rangu", ndakabva ndashaura kasong kandainyanyofarira ndakabva ndajoinwa nevamwe vangu vekuchoir,ayiwa church yakazonakidza mhani zuva iri,musi uyu ndakamuimbira Jehovah zvandaive ndisati ndamboita muhúpenyu hwangu, Church yapera prophet vaya vakabva vandidana namai Stole, "mwanangu Mwari wanzwa kuchema kwako warikuti zvakwana wavakufanirwa kukomborerwa badzi ndaona matenga azaruka pamusoro pako,asi kunemunhu arikudaidzawo zita rako katatu, arikumadokero,asi zvichikonzereswa neweropa rako,ndaona weropa rako akabata banga ririkuyerera ropa,ndaona achivhima rako ropa,asi shamhu yajehovah ndaona yavapadhuze kumurova,nekuti kusunungurwa kwawaitwa uku kwanosimudzira muhonzeri mhepo,shinga mwanangu nekunamata,asi ndirikuona mushakabvu arikuchema achiti dzoka mumusha,musha awungagarwi nevatorwa iwe uchigara musango", vakatsanangura mufundisi vaya, "ndinemubvunzo kuti ndiyani arikukonzeresa zvose izvi?", "godo neshanje mwanangu asi wotova nemoyo wekuregerera nekuti kutonga akusi kwedu asi ndekwaMwari", ndakazama kuti wandiudze kuti warikuzama kureva kuti kudii,asi vakaramba vakati "Redu basa kubatanidza vanhu kwete kuparadzanisa", asi akapedzisira nekunditi ndiyénde kumba kwababa vangu kuñgonodongorera badzi,uko ndokwandàisada kuendako,ndakazongoti ndichaona kuti ndodii,takazonanga kumota ndakaona Maka aripamota achitaura nemumwe mukomana so,ñdakatoti zvimwe sisi vavakuda kurorwazve sezvo,ko pamberi patete zvinotyisa here ivo variivo tete vacho,munhu wacho ayíve akafuratira saka ndakatadza kuziva kuti ndomuziva here nekuti vanhu vazhinji vepano ndovaziva, "hey friend,oh I'm so happy to day, indeed a miraçle worker He is,you are healed now", "yaah let's thank God for that,he's really amazing,thank you àlso for being there for mé", "don't mention it, anyway l want you to meet someone", "I know, i boyfriend yako handiti?" ndakadaro ndichitendeuka ndiçhitarisa kwaive kuna Maka pekutañga nekute ndaive ndakafuratira munhuwaiwe achitaura nàye,pandakanosimudza màziso kudayi ndokubva ndasanganidza mazíso naChris "not my boyfriend you silly girl,meet my brother Chris", "what, brother?", Ndakashamisikà neinformation iyi,ndakatarisa Chris ayitosekerera zvake, "éeh mwanangu úrisey ,it's been a long time", "mushe,murisey ambuya?" "ambuya vachirikuchengetwa nashe zvavo ", "hey am I missing something here?", NdiMaka akadaro nepaside, "not at all sister,l will fill you later", akangoti okay,ndokubva asuduruka, "what a small world?", "you can say that again,you the last person l expected to see here, especially befriending your sister", "yaah,anyway zvirisey, hurisey hupenyu?", "you have no idea,àsi ndiriku surviver hangu", "how did you ended up here,ukugara kupi,wakazodzokera kumba here?", "what do you mean?", "ndakanzwa kuti awusisiko kumba kweñyu,day rawakabuda ndakutsvaga kuitey,town yesé apana kwandisina kusvika ndikakushayiwa'', . "howo andina kumbobvira ndaenda kútown ini,hupenyu hwakaoma shamwari, ambuya vako vakandidzinga sembwa chaiyo pamba pababa wàngu," "what?", "yeàh ndichakuudza rimwe zuva,asi usavaudze kuti wandiona kuno kana nekwandirikugara ndapota hangu", "don't worry nehama dzako yangove history badzi", Mai Stole wakabva wasvika nemurumé wawo,wakakwazisana naChris, "ko wasvika nguwayi,maiguru avana kumbondiudza kuti urikuuya nhasi?", "ndangofunga kuti ndikuíteyi surprise chaiyo", "ayiwa wagona muzúkurú", vakaonekana zvavo ndakabva ndapindàwo mumota, Ndaitozviziva kuti Mai Stole navaStole vanemibvunzo hobho yavarikuda kubvunza,saka ndakabva ndatanga ndiriini nyaya yacho ndakavatsanañgurira zvose zvakaitíka muhupenyu hwangu kubva musi wakashanduka hupenyu hwangu musi washaika wabereki wàngu pamwe nagogo, nekuzouya kuñoku, nekuzoporofítwa namadzibaba waya nekudzingwa pamba ndiri Ini badzi nekuzopedzisira ndava pamusiwo pawo,ndakabva ndakumbira ruregerero nekuwanyepera,pandakapedza kutaurà Mai Stole vaive vava furious, "ndipe foni izvezvi ndifonere mapurisa vanosungwa badzi nezvavakaita tete vako,ndoinonzi domestic violence iyoyo nechild abuse,vanofanirwa kúrara warimujere nhasi chaiye", vakadaro vachitodhonza chikwama chawo wachibuditsa phone, "azvinzwaro Mai Eva,zvinhu zvinotauriranwa ende futi ndírikuoona kuti there's more to these story,muchiri kurangarira mazwí aprophet waya ekuti matambudziko ese aarikusangana nawo until now arikukonzereswa neweropa,pafuñge ipapo Mai Eva kuti arikunyanya kugainer ipapa stereki ndiyani,tete varikunzi vakamutemera nyora wacho vaasingazive,ñatete anova baba vake nemumwe mutauro wakatora imba necompany by force,vakamudzinga pamba kuti vagarike?", "mukuzama kuti tete ava ndohonzeri?", "no tete avangazosviki pakudaro", ndakadairira nyaya yavo, "I hope so too for your own sake,but you need to take what's yours back ", ndakazosimuka paya,asi ndavaconfused too much,I had too much for today , Zvekuti tete Mai Chimedza ndivo varikundiisira jambwa neminyama yese iyi,nehurwere hwese uhwu ndaisambozvi believer, because I mean yes she tricked me ànd took away my father's property and chased me out,but zvekuzosvika pakuroya,no I don't think so,she can't be that evil,no way, Ndakati ndakarara ndakarota murume uya ayinzi madzibaba natete akapfeka mucheka mutematema achikanda bute mumoto natete vakabva vabudikirawo nechepaside vachidéedzera zita rangu pàvaidédzera kudaro ndàibva ndàíta kúnge ñdirikudonhà,pandaizama kufamba ndaibva ndanzwa makumbo angu kupera zvekutadza kuasimudza chaiko, Ndakapatika hana yangu ichiita kurowa chaiko,nèdikità pamhanza kunge ndanga ndichimhànya maràthon,ndakatàrisa timé ndokuona dzitorí 2am,Ndakabva ndatongonama,ndakazozama kuràra zvekare asi zvakaramba ndàingooné zvandàrota mumaziso angu,ndakazama kubatanidza zvazvaireva asi ndakazvishaiwa, What's going on,is my aunt somehow involved in all this,no man maybe ndakazvirota nekuti ndakakotsira ndichifunga nezvazvo,ndakazongosiyana nazvo,ndakamuka hangu semazuva ese ndokuita basa rangu,nekutamba zvangu nekamwana kamai Stole,masikati Maka akabva asvika nàChris,ndàkavagamuchíra hangu mumba matete wavo,nàMaka taiwirírana zvekwambéri chaizvo ayíve akayenzàna neni pamakore,akazoti "guess what girlfriend?", "what is it, I'm not good at gúessing" "ndakuígira foni", "what,me, phone?", "yes," akadàro achindipa chicardbox chefon, "ko zvainenge nyowani nhaiwé,I'm sorry l can't accept it", "ayisinyowani baiwe,ndakabva múkúteñga fóni manje manje bhudhi Chris vakandivigíra imwe,saka I thought I will give the old one to you" "but yawakabata ndoyako wani yemazuva ese", " END OF CHAPTER SEVENTEEN