VIMBAI Neyevaroyi ngayindisiye I belong to Jesus now I'm untoucheble,ndakazogaya nyaya yeive yataurwa namai Stole ndikaona vari right ,satan had been playing a big part in my life, bringing sorrow and darkness,he was dragging me through the mud over and over and I did nothing but not anymore by holy fire by thunder this time I'm going to shake the shame away and stand up, everyone was born blessed so I'm going to collect my blessings too one by one wherever they are,the devil is a lier, Saka ndakaona kuti going back to school was the only option,this is my opportunity,rimwe zuva ndakaronga kuenda kumba kwababa wàngu kunotora macertificates angu andaive ndakasiya ikoko,musi wandaida kuenda ndakaona Chris achisvikawo makuseni iwayo, ndakamumhoresa hangu,ndakafunga kuti zvimwe awuya kuzoona tete wake,ndakazonzwa oti "handeyi ndoda kukasika kudzoka", "kuenda kupi", "Kumba kwenyu,kasi tete avana kukuudza kuti tirikuenda tese here", "no avana,as in what?", " your bodyguard, what else," he said and then laugh, "I need to talk to Rue", "Haa makutaura manje mukwasha", ndakatodaro ndichiridza mhururu, "haa ibvapa iwe,wofarira zvinhu zvenhando nhayi,Maka was right that day mwana wako sandiye munhu wandirikuda muhupenyu hwangu,kana asina hanya newe hama yake ko kuzoti dzangu hama anotozodzinyima chikafuzve", ndakafa zvangu nekuseka, "andeyi mhani nguva dzirikufamba,or ukuda hako kukwira combi", "okay I'm almost done," ndakadaro ndichitora foni yangu nekachikwama,takabva tabuda ayíve awuya nemota,akandivhurira door rekumberi,ndakangopinda hangu, thinking kuti ndiro sit raifarirwa kugarwa naRue, But just to think about her,bring sorrow in my heart,she really changed out of the blue and I didn't see it coming,takaenda hedu tichingotaura nyayawo,takasvika pagate paya gedhi rakangovhurwa ameno ndiyani akavhura Chris akabva apinza mota mukati,ndokuípaka pafront pemba,patakaburuka ndopatakaona mukomana akavhura gate, Ndakamubvunza kuna Garikai ndichida kumutenda nezvaakandiitira muhupenyu hwañgu but akati ahazive akasvika asipo, ndakazofamba ndichienda kufront door, ndakanoka door riya but apana akadaira,ndakangovhura door riya chinyararire but apana kana mumwe wandakawona mudining,ndakavhura maroom ese asi ayisava nevanhu,ndakazopedzisira neroom yatete tisati tasvika paroom paya ndakanzwa kutaura kwewanhu,asi rimwe racho raiita kunge izwi rechirume, Ndakavhura door riya mbichanambichana,pandakarivhura ndaive ndakunzwa zvaitaurwa mukatí umu, "moti zvinonyatsokushanda here sekuru", "usanetseke muzuku rwendo runo arikufa chaiko,wotofano tenga bhokisi", "yeah andinetsa mwana iyeyu vabereki vake chaivo avana kumbondishungurudza sezvaandiita,saka zvirinani afe hake ", ndakanzwa tete vachidaro vakabata foto randaisaona kuti nderani vachiripisa mumoto waiva mukahari pamberi pavo, "Tete!" Ndakadaro ndichipinda mumba muya, vainzi sekuru vaya vakabva vatendeuka,ndakashamisika nezvandakaonà, "Madzibaba but..but how", vaive madzibaba vaya asi vayíve vakamonera mucheka mutema,zvakatondinetsawo kuti sey,ndakafamba ndichienda kwavaiva,tete vakaratidza kuvhunduka nekundiwona pamberi pavo, "Ndiyani wamakauraya tete?", ndakabvunza ndakavatarisa nekuti ndaitoda mhínduro svinu, "I said who aunt,who did you kill and who do you want to kill now?", "you misunderstood what I said", vakadaro vachipisa Tsitsi, "really okay" ndakadaro ndichiwatenderera,Ndakabva ndamhanya ndikatora photo raive half way kutsva mukahari,ndakaita kunge ndichafenda nezvandakaonà,,raive photo rangu randakatorwa naRue taenda kutown musiwe Christmas,that's when realisation hits me hard, "te..tet.tete,you ..you killed my p.p.parents",ndakavabvunza ndichizvidonhedzera pasi,misodzi andichataura "yes,yes I did so what about it, what is it ,are you happy now?,yes I killed them", vakadaro vachinja face vava neface yavaive nayo pavaipisa hambe dzangu chaiyo, "why,tete why?,vakakutadzireyi chii", "why?,because I wanted money,I love money but yaisabatika zvakanaka and pakaita baba wako mari ndaida kuuraya amai wako badzi kuti ndisare ndichishare mari nabhudhi wangu but nekuda nzira kwawo he died along with his wife,but it was good that he died also,so I got what I wanted his house,company,properties,see they didn't die in vain at all,I got what I wanted untill you showed up here, I wanted you to go away,so far away but you choose the wrong place by coming here, so I did everything I could to chase you away and I did,I didn't want to kill you but you are now ruining everything for me, mari yangu yavakungopera zvisina tsarukano ndakusangana nemaproblems akawanda wanda nekuda kwako so I want you dead,you hear, dead, nothing can stand between me and my money!", She confessed without fear or regrets, ."nooo,no,no,it can't be,tell me it's a joke tete", "it's real wake up, if you want be alive stay far from everyone I'm telling you", I couldn't believe my ears kuti tete,vangu tete ndiwo honzeri of all my misfortunes,just because of greed,ndakatarisa n'yanga iya ndikatarisa tete,face dzavo dzaiita kutyisa chaiko,ndikarangarira mafiro akaita wabereki wàngu pamwe nematamburiro andakaita,ndakanzwa moyo wàngu kuenda kure chaiko, ndakaibararadza mhere ndirimo mumba imomo, Chris akabva apinda he rushed to my side, "let's get out of here" ndakaona tete vachiita kushamisika nekuona Chris aripaside pangu, "mum..mukwasha uripano?'' Chris ahana kumbovapindura "wait,the documents where are they?", NdiChris akadaro achibvunza tete, ndaive ndatozvikanganwa Ini,"wh..which documents?", "mabirthcetificates ake aripi", he asked in a cold voice,tete vakangonongedzera nechigunwe kusherufu yewardrop yavo, Chris walked quickly towards where she was pointing,akavhuravhura zvaivemepo,ndokutóra zvaaida and we went out,tavapamusiwo takabva tasanganidzana naRunyararo achipindawo, "oh beb you are back" she exclaimed achihugger Chris, "but why didn't you tell me that you are here...wait what are you doing with this trush here?", "not everything is trush to you also trush to everyone,some are gold", "what, are you two really dating now,saka madzibaba waive rightka, oh I hate you Vimbai", "Heyi man not now Rue,stop with your nonsence" akadaro Chris achipushira Runyararo kuside,zvaitaurwa naRunyararo zvese andina kumbozviisa musoro ,ndaive ndakanyarara kuti ziro,looking into space,pfunga dzirikure kurekure chaiko,kana nekupinda mumota nekubuda kwatakaita ghedhi andinakumbokuona,ndainzwa zigodo rakaita kundigara pahuro chaipo,maziso achiita kupisa, "stop the car" akangopaka paside peroad chinyararire,ndakamhanya kubuda ndakunomira kumbira kwayo,I wanted to scream on the top of my lungs but I couldn't,nezwi rekudedzeresa ndakarishaiwa,ndakatongotanga kuhwihwidza ndiriko kumberi kwemota ikoko kana kumbogaya kuti kunani arikupfuura nepaside pangu,all I wanted to do was crying only,ndakazonzwa kubatwa mapendekéte angu..... END OF CHAPTER NINETEEN