Chapter 30 (final) KWA MHUKAHURU Nigel na Tinashe vaiva vakagara pfungwa dzavo dzaiva dzisimo mumba umwe ne umwe aizvibvunza kuti Munashe awanikwa here apa ndikare vachizama kufonera Lulue na Mhukahuru asi havadairi ma calls avo " Pamwe vamushaya " Tinashe akadaro ne izwi raipisa tsitsi " Vachamuwana usanyanya kufunga " Nigel akadaro Zvichakadaro phone yake yakarira aifonerwa me musikana wake " Lilly " Nigel akadaro achidaira phone " Babe urisei " " Ndiri right ini urisei " Nigel akadaro " Ndiri right but not 100% ndinokumbira undipewo mari ndinoda kunoona doctor " " Okay lovie is everything okay unoda marii okay ndinokutumira manje umhanye Kwa doctor handidi chinhu nemi " Nigel akadaro atove down " Iam sure ndichava right ndinongoda 200 dollars chete " Lilly akadaro " Okay ndichaiisa manje " Nigel akadaro achikata phone achitumira Mari " Nigel doctor we 200 dollars haaaa iwewo urikudyiwa iwe " Tinashe akadaro achishamisika " Hazvina basa kunyangwe ndikadyiwa as long mwana wangu Ari right " Nigel akadaro " Hezvo ko ivo sisi havashandi here " Tinashe akabvunza " Ooooooh don't worry ane mari dzake uyo ane ma business ake asi kana wakamutarisa haungambofungi kuti ane ma Business " Nigel akadaro " Isn't it strange kuti business woman ane ma business arikuda 200 dollars kwauri " Tinashe akabvunza ari confused Nigel akaseka vachibva vaenda kunorara ***** Husiku vana Nigel vaiva vakarara Mhukahuru na Lulue vakapinda vari vaviri Munashe aiva asipo " Kubva mauya mega mama na baba Munashe arikupi " Tinashe akadaro achisimuka achitarisa vabereki vake " Eish mwanangu tamuwana " Mhukahuru vakadaro vachitarisa pasi " Oooooh thank God zvino arikupi " Tinashe akadaro " Ari kuchipatara apfurwa iam sure aripa coma " Lulue akadaro achizvidhonza achinogara pasi Ko iye handiti anga angodonha avhundutswa ne pfuti akafenda Lydia akadonhera pamusoro pake " Zvino mama imi kubva mazara ropa kudaro " Nigel akabvunza " Ndere shamwari yangu atamba ndima yakakura paku kuponesa Munashe apa nyaya yose yanga yatopera murume wake ndipo paamupfura akadonhera pamusoro pangu rimwe bara ranga richifanirwa kuuya kwandiri randikuta rikananga straight mumota kwanga kwakagara Munashe " Lulue akadaro misodzi ichiyerera " Oooh shame saka shamwari yenyu iyo irikupi " Nigel akabvunza " She couldn't be do it Nigel she is the die only nzira to hospital " Lulue akadaro achichema "Eish mama sorry imzirq yedu mama " Nigel akadaro achimunyaradza " It's my faulting Nigel ndanga ndisingafanirwe kuti ndimupinze munyaya yose iyi " Lulue akadaro " Aiwa mama musazvitongese zvichadarika Tinashe hunza mvura ne black yavo " Nigel akadaro Tinashe akaenda kunotora zvaaiva atumwa " Mudirire mu glass " Mhukahuru vakadaro vachnyararidza Lulue " It's okay now Lulue ooooh imwa mvura yako iyi " Mhukahuru vakadaro vachimupa beer Lulue akainwa uku achichema " Mmmmmm Imi handikuchenesei hamudanani here Imi " Nigel akabvunza achisimuka achiyenda ku kitchen akasvika achigara ku kitchen " Saka hauchadzoki here iwe mwana unofunga kuti tingaitei mu sitting room " Mhukahuru vakadaro " Mmmm ini regai ndinorara ndakaneta " Lulue akadaro " Ooooooh Munashe wangu " Mhukahuru vakadaro vachinyebera kuchema Lulue akaswedera pavari Mhukahuru vakamuvahaga " Eeeeee " Lulue akadaro nekushamisika aona Mhukahuru vati name name naye " Ndakuzviona neniwo Nigel zvawanga uchitaura " Tinashe akadaro achisimuka achitevera Nigel ku kitchen DAYS LATER Munashe haasati abuda kuchipatara asi arikupora zvakanaka Lulue akadana doctor wake we counselling kuti auye kuzotaura na Mhukahuru " Ooooooh wasvika doctor small " Lulue akadaro achikwanisa " Yaaaaah ko ndononoka here ini " doctor " Thanks doctor regai ndinomudana " Lulue akadaro achikwira upstairs achienda mu room ma Mhukahuru " Asvika doctor uya " Lulue akadaro " Doctor weizve nhai Lulue?munhu uyu unomuona kuti arikundida " Mhukahuru vakadaro "Zvine basa here kana achikuda hanti uri single?" "Saka iwe unoreva kuti pawanga wakatsamira pachipfuva changu. Hapana zvawanzwa?" Mhukahuru vakabvunza "Zvakaita sezvipi? I was drunken master by the pain" Lulue akadaro achidzika ma steps mhukahuru akamutevera kumashure. Doctor paakamuona akanyemwerera zvekuti chero mwana mudiki aiona kuti doctor anotsva moyo pana Mhukahuru. mhh but kachipfuva ka Mhukahuru kanodziyirira wena Lulue akadaro achiseka achienda ku kitchen "Ehh kubva wanyemwerera wega mhandara kwakanaka? Mukomana wako akuudzei?" Nigel akabvunza "Mukomana?" Lulue akadaro "Ayy mhamha musaita semusingandinzwi.ndiri kukuona na Mhukahuru hangu" "Nxaa unopenga iwe" "Eisj mhamha mazuva ari kufamba asi handisati ndaita chinhu nekuroora. Ndokumbira tizame mhamha sezvo family yekwa baba ndisingaizivi " "Unoziva Mhukahuru akamboti usamhanyira kuroora usati watora decision yekuti munochata rinhi" Lulue akadaro ",haa mhamha kuroora nemuchato zvinhu zvakasiyana. Ndokwanisa kuroora muchato tozorongq tose akugara pano" "Neniwo handizivi Mhukahuru anga achirevei asi unofanirwa kuunza Lilly wako pano timuone " don't worry mhamha achauya mhamha asi anouya aroorwa" Nigel akadaro achinyemwerera aionekwa zveshuwa ari murudo week later Its been a week now Doctor achiuya kuzoita counselling nhasi anha auya kekupedzisira. vakabuda mu study vakabatana maoko na Mhukahuru vachiseka vachinoona tv mi sitting room. lulue akaridza tsamwa akavatarisa "Thanks Lulue nekundisanganisa na Mhukahuru aewa zviri kuendeka soon tichakukoka kumuchato" "Ohk " lulue akadaro achiratidza kubhowekana nazvo "Asi pane zvandataura zvakashata?" "Aewa ndiri kutemwa nemusoro". "Lulue ndokumbira kuti tsvarakadenga iyi iuye kuzodya nesu dinner nhasi" Mhukahuru vakadaro vachinyemwerera "Ndiani anenge abika dinner yacho Albert?" Lulue akadaro achiridza tsamwa achisimuka achivasiya "Hezvo Lulue" mhukahuru vakadaro vachinyemwerera "Iwe Lulue unomuda Mhukahuru ndakuona!!" doc akadaro achidanidzira Lulue haana kumupindura akakwira ma steps achienda mu room make " Mmmmmm I can't wait kuti vanhu vazive ne zve rudo rwedu " doctor akadaro achiswedera pana Mhukahuru achiyedza kumukisa Mhukahuru akasuduruka " Aaaaaa chii manje iwe unoda zvinhu " Mhukahuru akadaro achisimuka anomuvhurira door " Hezvo ndakudzingwa futi " doctor akabvunza " Hazvisirizvo tsvarakadenga pane kwandiri kuda kumhanyira " Mhukahuru vakadaro achinyepa doctor akabva abuda achienda Zvichakadaro Nigel akapinda " Baba " Nigel akadaro achimhoresa Mhukahuru " Yaaaah mwanangu " Mhukahuru vakadaro " Handizivi kuti mama vanga vakuudzai here chikumbiro changu " Nigel akadaro " Mazuva ano handitaudzi saka hapana chatambotaura Asi kana iri nyaya yemuchato usamhanyira ku saina ma paper ku court musati maroorana " Mhukahuru vakadaro " Okay baba ndiri kukunzwai baba asi handizivi kuti nei nekuti tatoronga zuva remuchato " Nigel akadaro " Iwewe zvinhu zvandiri kukuudza uri kuzvi ignore ndamba kuudzwa akaonekwa ne mbonje pa huma " Mhukahuru akadaro " Eish baba ndinomuda mukadzi uya ndingaite chero chii chaanondiudza regai ndinotarisa mama " Nigel akadaro DAYS LATER Kwa Mhukahuru varikufara Mhukahuru na Lulue vave kutaudzana chero hake asingadi kubvuma kuti anomuda asi Mhukahuru naiyewo akazomuvhurira chipfuva chake kuti chirwere che shuramatongo akachiwana kujeri kwaairepwa Lulue haana kuita problem nazvo anomufungidza mapiritsi zuva ne zuva ne vana varikufara vachiona kuti vanhu ava vanodanana manheru vaive vakagara patafura vachidya Mhukahuru akagwadama mberi kwa Lulue " will you make me the happiest man alive and be my wife " Mhukahuru vakabvunza " Wow say yes mama " vana vose vakadaro pamwechete " Iam yes " Lulue akadaro achinyemwerera Vanhu vakafara mumba zvakanyanya Mazuva akafamba Mhukahuru akaenda kunoroorera Nigel kwa Moyo zvinhu zvose zvakafamba zvakanaka vanhu vose vaifara Nigel aiva aroora zvese zvaidiwa vanhu vose vaifara ne zvinhu zvaiva zvaitwa na Nigel ,,,,, Nigel naiyewo aifara ne zvaiva zvaitwa na Mhukahuru " Ndinotenda zvakanyanya baba matamba ndima yenyu shuwa " Nigel akadaro "Family ndizvo zvainoita mwanangu " Mhukahuru vakadaro " Ooooooh makorokoto mwanangu wakura manje "Lulue akadaro achiseka achitarisa Nigel " Mangwana kuchingoedza muroora anofanirwa kusvika timuone " " Oooooh ndakanganwa kukuudzai ndakugadzirirai surprise " Lulue akadaro achiseka " I wonder ndeyei surprise yacho " Mhukahuru akadaro achiseka " Nyarara iwe uchaona " Lulue akadaro achienda ku kitchen Mangwana makuseni pakaita knock pa door Munashe akaenda kunovhura " Wow ndimwi manga muchidanwa kuti surprise " Munashe akadaro kuna Brenda ne munin'ina wake vachipinda " Apa ini ndanga ndichitoti i serious surprise ayii mamawo futi " Nigel akadaro achiseka achinohaga vanin'ina vake Lulue aiva atobika vakagara pasi vachidya Manheru vapedza kudya vakagara mu dinning room vachiona tv zvichakadaro pakaita knock pa door " Nigel enda unovhura " Lulue akadaro " Vana vese ava vadiki vakazara mumba muno vachimisa kushata asi masarudza ini " Nigel akadaro asingadi kunovhura " Chero takashata asi ndiwe watumwa " Tinashe akadaro " Nxaaaa rega ndiende kwacho " Nigel akadaro achinovhura door " Amanda is it really you " Nigel akabvunza achishamisika achimuhaga achichema " Ndini mukoma ndiri kurarama nekuda kwako you came through for me Nigel handifi ndakakukanganwa ne zvinhu zvawakandiitira " Amanda akadaro achichema vachihagana Vanhu mumba vose vakasimuka vachimhanyira kuzoona Amanda nekuti vadiki vaingonzwa kuti kuna Amanda asi vasingamuzivi Lulue akanyemwerera paakaona Amanda " I love you my brother handifi ndakakanganwa zvinhu zvawakandiitira " Amanda akadaro achipa Nigel ma key e mota " Amanda the was no need for that I love you ,,,, you are my sister " Nigel akadaro achishamisika achitora ma key achimhanya achibuda panze vanhu vose vakamutevera vakawana pane mvura ye mota panze mukati maiva ne ma toys ne mbatya dze vana zvose zve vana ma Prema na walker "Lulue waiziva ukanyarara hako " Nigel akadaro chitenda zvaiva avigirwa vakatangazve pasi vakatanga kuita braai vachifara Amanda vakamugamuchira naiyewo akaona kuti zve shuwa pamusha apa pane rudo " Eeee musafarisa mangwana kuri kuuya muroora " Lulue akadaro vachiseka vachienda kunorara mangwana vakamuka vachigadzira mumba vachishongedza sezvo muroora achiuya. Nguva dzakafamba Lilly akauya nedumbu raisbiks uku. Paakangopinda vanhu vakamuitw welcome asi Brenda akavhura maziso "Liliam wave nepamuviri zvarinhi last week wanga wakaisa syomach out. Broe ndiye mukadzi wako uyu?" Brenda akadaro vanhu vose vakamutarisa vachishamisika "Sisi uyu haungamuzivi she is a high profile" Nigel akadaro "Broe uyu ndi Lilian mukadzi wa landlord anogara duze neku university." "Watii? Taura zve Brenda pane mhepo?" lulue akadana "No mommy she is confused" lilly akadaro "Kana zvakadaro zita rako anorizivira kupi?" Nigel akabvunza "Hand-- handizivi" Lilly aiva akukakama lulue akasimudza hembe achida kuona Zveshuwa ane pamuviri here. "Demet lilian waindinyebera pose apa. Ndezvipi zvimwe zvawakandinyebera?" Nigel akabvunza Misodzi ichiyerera. Paakaona Lilly haana nhumbu anga akaisa sponge "Im sorry nigel handisi business womam ini. Ma business andaikuratidza ndea madam wangu" Lilly akadaro achichema. Lulue akamupa gwati rembama "Tsek buda pamusha pangu!!!" Lulue akadaro nehasha nigel akabuda achimhanya achingokumbira ruregerero kuna Nigel. **** Mazuva akafamba Nigel akazoenda kubasa kwake akakanganwa nezva Lilly. Akati achambomira zvevakadzi nekuti Lilly akamurwadzisa zvakanyanya.. Lulue na Mhukahuru vakachata muchato wakaita mbiri ukabuda muma newspaper nemuma radio lulue achiri kumwa doro asi zvava nani. Amanda akazoroorwa nemurungu ku America. Lulue na Mhukahuru vaivako ku America kumuchato. Lulue aivauraya nechirungu chake. Munashe na Anashe vachiri kudzidza. Amanda ne munin'ina wake vakushanda vose Lulue vanomuremekedza as mai vavo the end