Chapter 07 [Mary] "Usada kuti netsa Mary! zvataronga ndizvozvo hapana chino chinja anofanirwa kurara nesu tose, iwe uchaenda pechipiri kana usingade rega zvako tinoita isu tenga...." "Ndizvo zvaunonetsera iwe why uri kuda kumunzwira tsitsi munhu uyu hafanirwe kunzwirwa tsitsi shaaa.....Ziva kuti tatoita lucky tichimuona tingadai tamushaya uyu iwe ndipo votaura ngano dzako ngadzipere nhasi...." "Hongu!ndinoita zvangu zvakashata asi apa chanda ramba kuti ini ndotangirwa nemumwe, wadii kutangisa ini muridzi wacho..." Ndakadaro Kwakutangisa zvavo Pretty zvandaisa tarisira, asi chekuita pakanga pasina chataingoda kuti abude ropa chete.... Imwe nyaya yaigara ichiuya mupfungwa dzangu ndeye mapurisa akanga auya pano pamwe chete nabhiridha uyu. Ko, vakazodzoka ndinoita sei manje? Nyaya iyi yaitoda tapedza chivanhu chedu vonyatso funga chaizvo.... Takazoenda kwakanga kuna Patrick tikasvika tichiona shasha ichichema tikati, "hausati vatanga uye nekupinda muchikwata zvako..." Pretty ndiye aitanga kupinda naPatrick. Ko, tevera ini but chakava chishamiso kumunhu wese akanga ari mumba umu . Shuwa takambo zama kuti mushinhi umire asi vakarambira kure tikaedza upi neupi mushonga; asi zvaiita kunge pane anga avhiringidza zvinhu zvedu takambo Mira kwechinguva pamwe zvingaite.... "Vazvionaka Mary, zvavanga uchiitira nharo dzako....?Manje tikasarara naye munhu uyu nhasi hameno kuti tichaita sei or ndivevamuita kuti asarare nesu tose tiudze chokwadi Mary...." "Aah!Iwe Fungi ukuti ndinga muita sei ini...? Ini ndirikuda kutoti zvinhu zvanguwo zvisandinetse iwe ndipo votaura kudaro?papi pacho patakaita madeal ndichipikisana nemi....?" "Dai uri umwe vatoudza Pee uyu anongomukira kungoda kuitwa asati ambo bata bata munhu ungati mushinhi ungashande usina kumbo dai dai here...?Musada kundipa mhosva ini kana Pretty asinga kwanise kuita kuti mushinhi ushande, ipai vanogona guyz tingatopedza nguva tiri muno pasina chinobuda...." Ndakadaro mumoyo ndichifara. "Apa vataura Mary, saka iwe Pretty chimbomira tavakupa mukana uyu Tadii iwewe vazvitadza...." Kwakapinda Tadi zvakamboda kuita hazvo asi zvakazorambira kure ndipo pavakada kumushishidzira ndikavati "munhu uyu hachatombotye zvake saka musaita izvozvo...." Yakazosvika nguva yangu ndakangoti kudai mushinhi ukamira munhu wese akatanga kupopota hanzii "une zvavanga vakaisa iwe" ndakavarambira ndakati "chiregai ndidaikuona hezvo ko,zvavarara futy mushinhi vacho?" takaita kushaya zvekuita takazovimbisana kuita rimwe zuva sezvo zvezuva iri zvangazvaramba.... Takambo funga kuti pamwe mushonga yedu haichashanda,asi yaitoshanda Ndakaona kuti something wrong somewhere.... Takaenda kuno tandara tikasiya shasha irimomumba.... "Girls munoona sei nezvandiri kufunga....?" "Urikufungei! Mary pamwe zvingatobatsira zvauri kufunga..." "Ndikuti sezvo pano pakambo uya mapurisa saka ndikambo buda zvemwedzi mitatu ndozodzoka zvinhu zvagadzikana zvinoita here.?" "Ehe dear asi tinenge tavakutoenda tose kuMozambique kunoita two months tiri ikoko nemunhu wedu then tozouya zvedu... Saka ngatichidzokerai kune mukomana...." Takaenda kuroom kuya tikasvika shasha yakaita Ku...... [BabaPanashe] Ndakafamba kuti ndinobata vamwe vangu asi handina kuvabata ndakambo Mira ndichitsvaka munhu wekubvunza nezvepaimba iyi kuti yakamira sei uye vanhu vano garapo vakamboita sei... Ndakaona mumwe mukomana ndikati regai ndingomubvunza pamwe angaziva nezvepamba apa.... Ndakashamisika kunzwa kamukomana aka kachiti hakatomboziwe nezvepo hanzii "mota ikapinda gate rotovhara saka hapana anozoona zvemukati...." Ndabvunza kuno shanda muridzi weimba iyi asi akanditi "mukadzi anogarapo haana murume uye kwaanoshanda hatikuziwe....." Eish zvandaitarisira handina kuzviwana ini... Ndakaenderera mberi nerwendo rwangu ndakatofunga kuenda kumba chaiko zvekudzokera kuno shanda yakanga yatoimwe nyaya iyo... Ndakaudza mudhara vacho kuti ndakundikana ndino uya mangwanai... Ndakatora kombi dzaiti st Mary's sezvo kuriiko kwandaigara ndakaiwana yangayakutoenda ndikapinda ndikanogara kumashure chaiko kusina munhu anondivhiringa.... Ndakatanga kugaya zano raizondipa kupinda naro pamba apa kuti ndione mamiriro amakaita mukati macho bcz moyo wangu vaindiudza kuti mukomana uyu ari momukati umu... Uye munhu uyu kana asingabate bate nezvandaona pamba pakeungati ndewekushandisa mushonga chete ndinotofanirwa kumubetsera hangu.... Hongu! haizi hama yangu inoda kubatsirwa asi kana munhu ari panguva yakadai unotofanirwa kumubetsera hazvinei nokuti mutorwa kana hama yako nekuti mangwana ndiwe uchasangana nedambudziko rakapfuura seiri saka ndazvipira zvangu kufa or kusafa asi ndabetsera munhu uyu.... Vamwe munoti hanzii unoda kumubetsera ihama yako here? izvozvo handizvo... Kubatsira munhu hazvinei nekuti haasi hama yako mangwana iwe uchafamba rwendo rwakakura uchasangana nedambudziko uchada kubatsirwa asi ikoko kwavaenda hakuna hama yako ichakubatsira iyeye munhu asiri hama yako ndiye achakubatsira hama dzangu... Kana vafunga kubatsira munhu usadzokera shure kana kubvuma kufurirwa uchinzii "unoda kumubatsira kuti mune hukama here?" Izvo hazviiti saka ini ndadakumubatsira ndega ndichaona kuti ndinga mubatsira sei. Ndakazoburuka zvangu asi mundangariro dzangu uye nekuona kavission kandakaona musi vaendeswa mukomana kuchipatara ndakatanga kugaya..... Pamwe itori hama yangu izvozvi ini ndisingaziwe bcz ini kune dzimwe hama dzangu dzandinongonzwa kutidziri muno asi nekwadziri handikuziwe ndichazoti ndabvunza Mukoma wangu kumusha uko.... Ndakasvika nekurara zvekuti Mai Panashe vakatoshamisika kuti kwakanaka here kwaunosvika nekurara uye kudzoka nguva dzino.... Ndakangomuti "kunongonaka sei ini ndirikurwadziva nemukomana wandakakuudza nezvake nezuro...." Ipapo handinakuziva kuti munhu akatopaka zvake nekuda kubatsira mwana uyu ini ndakangoti kuda kana kusada ndikuzviita chete asi ndozviita pasina anoziva zvake... "Mune shuwa kuda kubatsira munhu vamusingaziwe?vamakatanga kushanda naye mazuva maviri ano vamusina kana rudzi naye?Kutadza kuno shanda nekuda kwake,dai anga ari mwana wenyu zvaiva nani.... Ndakushairai penyu baba Pana, shuwa murume mukuru kuswero tsvakana nezvimwe? musiyei akadaro pamwe vanozivana.... Ko,kana akaba imi moda kumubatsira..." "Kana usingaziwe zvirinani unyarare zvako mai Pana... Pafunge ipapo iwe voita dambudziko unobatsirwa nani iwe usingade kubatsira vamwe sezvauri kutaura izvii hazvina kana musoro..." Ndakawedzera kutsamwa nemashoko emukadzi wangu ndakashaya kuziva kuti akatanga rinhi kuda kuita hutsinye sezvari kutaura izvi.... Ndakazobuda ndikamuti "ndiri kudzoka" ndini uyo Ku........ [PATRICK] Kubva zvakapinda team iyi ndakatanga kutya uye nekuti dai zvikango ramba zvavari kuda kuita izvii... Ndakaona musikana ainzi Pee akauya akabvisa nhumbi dzake dzose asi ini hapana chanda kambonzwa even kunzwa kuda kurara nemunhu handina... Shasha yakazama kudii asi ini chakava chishamiso kwandiri mushinhi kuramba kushanda nechemumoyo ndakafara.. Kwakauya mumwe futy asi same-same. Pakazoti pauya vandakajaira mushinhi vakada kushanda, asi vakazoti vava mukati ukarara ndikanzwa shasha dzakutanga kupopota hanzi "saka zvazvaramba tichaita sei...?" Vakazobuda handiziwe kwava kaenda ndikasara ndiri ndega zvangu apa nzara yakanga yandirova manje... Zvino nechikafu chiya handifungi ndikachikona ini... Vakauya vakatanga kuda kutamba nemushinhi wangu ndikavati "ndine nzara" Havana kuramba zvavo... Chikafu chakanotorwa chikauya zvikanzi "munhu wese ari kudya asingadi kudya ndiye vatiri kuda kuzoona iyeye..." Haaa musi uyu ndipo pandaita kuna kirwa nechikafu kana zviya zvandaiti chikusemesa ndakanga ndisina kuchijaira ndakaita kupedza chose zvinova zvakafadza vanhu vose mumba umu.... Ndati garei garei ndipo pandakanzwa mushini wangu kuti apa vava kuda zvekushanda manje kana vakauya vose zvavo ndinokwanisa kuvashandira ndavane more power manje... Ndakaona shasha dzakusekerera padzakabata mushini wangu haaa ndakazonzwa zvakunzi..... End of chapter 07