CHAPTER 25 (MARY) Ndakanga ndakushayazve kuti shuwa Mwari wakuda kutora Patrick asati.Asiya rudzi pano panyika ... Ndaingochema ndakatsiki tsira pabed pakanga pane murume wangu,aitooneka zvake kuti kurarama inyasha dzaMwari... Face yake yakanga isingatarisiki kaviri nezvironda,uye ropa zvaro.. Ndakatadzakuziva chandakatadzira Mwari Ini kusvika pakudai ... "Mhamha nguva yatiri yavakuda munamato, kwete kuchema kwamuri kuita uku mukutopa satani mukana imi.." Ipapo ndakaona chiri chokwadi chataurwa naPanashe,asi ini kunamata ndingareva nhema uye handitogone zvachose.... Ndakatozongo tanga kuimba song yakaimbwa naHillsong worship yekuti "mighty to save!" *Ndakatanga kuimbira murume wangu ndakamubata ruoko APAmisodzi iri mokoto pamatama * 'Everyone needs compassion, A love that's never failing. Let mercy fall on me,Everyone needs forgiveness.The kindness of a saviour.The hope of nations..." "My God is mighty to save,He is mighty to save Forever,Author of salvation. He rose an dconquered the grave ..." Hameno zvandaingonzwa pandai imba song iyi,asi zvakazouya mupfungwa mangu ndezvekuramba kutambudzwa nemunhu wenyama akafanana neni zvangu.APA ndazvipira kuita zvandodakuita kana ndikafa asi my hands is clean.. Ndakangoerekana ndasimuka ndokufamba ndichinobuda panze... Panashe aingonditevera kumashure zvake akanyarara asinga taurewo kana chii zvake.. "Nhai Panashe!kwaishanda Patrick unokuziva hanty?" "Ndakango kusvika kamwe chete hangu..." Ndakatoziva Kuti zvandikuda kuita zvatobudirira manje asi ndaifanirwa kutamba ndakachenjera pamadeal andakufunga kuita Aya do or die chaiyo, pfungwa dzangu dzaitoona zvose zvavanani. Panashe akandipa house number zvese zvandaida akati iye ari kuzosara akamirira Patrick zvake... Ndakangopinda mukombi ndokutoenda rwendo rwangu rusina ani nani zvake anoziva Kuti ndikuda kuita sei.... Ndakasvika mu unit D ndikabvunza House number, ipapo ndakangoitavo rombo rakanaka ndikaona pandaida... Ndakaknocker kamwe chete pakauya murume umwe airatidza kuti ganda rake ndere munhu anemari uye anenge muridzi wepo... Aka ngotanga kusekerera zvake ari ega hameno Kuti ainakirwa nei murume uyu... Hanzii "mabbie anouya oga ndoatinoda zvee,"haaa Anga asingatoziwe zvandakamugadzirira zvangu... Chekutanga ndichipinda Mumba kutarisa macamera kuti arimo here,zvandakaona Musina ndakafara zvisingaiti... Murume uyu akanodira two mawater glass Ake akanga ane juice akauya nawo ndokuisa patable ndokuti inwa drink iro then tozotaura panguva iyoyo akatindakanganwa foni mubed room ndouya izvozvi.... Murume mukuru anofunga Kuti handiziwe zvaari kuronga here? manje kurongerana chete... Ndakasara ndikatora juice rake ndokurimwa zvangu rakangariri rangu ndokuisa pakanga pane rake sezvo ndakangandisati ndanwa.... Hanzii "aah vatopedza drink randakuisira saka renga ndinwe rangu ndipedze tozotaura...." Murume mukuru akazopedza drink akanga akutonzwa zvake hope ndopandakaziva Kuti akanga andiisira something mudrink munhu uyu.... Ndakatanga kutsvaka zvandaida ndakazvishaya asi semunhu akambozviita hapererwe ndakanotenga macable tire ndokumuisa maviri kumakumbo mamwe mumaoko nechekumashure ndikatora makey Ake emota yaifamba nayo iyoyo ndikamuisa imomo... Dambudziko rakanga rakunetsa kwekumuisa manje..? Ndakangorova Mota ndakananga nechekumayambara kune zvimusha musha ndainotsvaka imba ikoko zvangu... Pandakasvika pane imwe imba yaitonzi irikutsvaka anogara, ndakatofara zvangu uye kunzii nemunhu wepo ndichaenda Kunze kwenyika zvemwedzi mitatu... Haaa ndakafara Kuti zvandaida kuita uye pamwedzi mitatu ndenge ndapedzanazvo.... Ndakazosara pamba apa ndokuisa Shasha muroom yakangaisina kana chii uye munerima chairo.... Ndakabuda ndikano dzosera Mota yake kumba kwake zvangu.... Pandakadzoka ndakasviko vhura door ndokuona Shasha irikunzwisa tsitsi zvayo... Ndakango sviko mu.. (FUNGAI) Yakandimonerera mumutsipa zvekuti hapana matiziro andaikwanisa kuita,ikatanga kufambisa musoro wayo apa karurimi kachiti kaka buda panze kodzokera zvekuti ndakanga ndava kuita kunge munhu arohwa nechando panguva yacho... Ichisvika panhengo yangu yakatanga kuda kupinza musoro wayo asi nekuda kwekuti ndanga ndakasunga makumbo zvakaramba yakazoita zvekutanga yapinza karurimi uuuummm gyz ndakatanga ndichachema asi ndakanga ndava kunakidzwa nazvo ini asi zvakangooma hazvo kuitwa nenyoka uchiziva kune vanhu kunze uko.... Ndaimboseka Petty zvangu ipapo aitonakirwa zvake Mwana vanyamunhu iyeye... Zvakazoitika handina kuzozviziva Ini ndakanga ndachirara zvino.... Kurarara hope dzehumambo chaidzo ndakazomuka na4am ndokuona mamissed call aKudzi, ndaishaya nechaifonera ini... Panguva iyoyo Petty akavha apinda akati "ndikuuya rega ndimboenda paMbare pane zvandoda ikoko." Handina kumurambidza apa ndakati ndotanga kurwadziva,uye kunzwa kungopera Pera Simba ndakatambura Ini zvekuti pakapinda mumwe musikana Anga akarova mashedzi Ake APA achifamba zvekuratidza Kuti ari srs zvake.... Akasvikogara pedyo neni tikatanga kukwazisana ipapo voice ndakarinzwa rakanga rakafanana neraMary pakabvisa mashedzi aakanga akapfeka ndakarohwa nehana uye Kuti nhasi ndopapona here ndiri ndega, uye mukomana wake akatofa chete ndosaka adzoka... Akatanga kubvunza Petty kwaiva ndikamuudza akanditi "ndauya kuchikwata manje..." Ndakafara Mary kudzoka,uye nekuti mukomana wake akafa saka adzoka ipapo "akanditi hande kuChitungwiza" tinoona imba yangu..." Ndakamuti "ndikuda kutanga ndageza" akaramba kudzamara ndapinda mumota yaiva nayo yemhando yepamusoro chaio saka ndaifara zvisingaiti. Ndazoerekana ndasvika paiti pamba pake pakanga pakavakwa zvekuti ndakasvika pakukanganwa foni mumota ndichipinda Mumba umu hameno zvandakangonzwa ipapo,ndakaona ndabatwa maoko zvine simba ndakada kurwisa Mary asi akanga atondikunda APA ndatopasi ndokundiisa macable tire mumakumbo nemaoko ndokuno ndiisa kwaiva nemumwe murume. Haaa ndakatoziva Kuti Hondo yatanga manje APA ndakadakubvisa asi aitowedzera kurwadza kwacho kusvika murume uyu akanditi....... PETTY Izvi ndozvandaizvi rambira hangu, hezvo zvava kuti pinza mumatambudziko tavakupfukirwa nezvinhu zvatakatora uye vanhu vatakauraya vakuti netsa manje... Shuwa munhu mupenyu kusvika pakurara nechipoko zvakaoma hazvo,ndaingonzwa kunzii zviri kuitika asi ini ndava kuzvionera pamhino sefodya.. Apa ndakutya kuita nhumbu yechipoko ini chandakazvitira chiii? handichazvinda zvemushonga Ini hongu ndaida Mari inemuvhuri uye yainditadzisa kurara zuva nezuva usingarare Mumba uchirara vakagara paseat remota zvonzi hupenyu Iwo vanotambura vanorara hope dzehumambo manheru oga oga isu vanoda zviri nyore hatirare husiku asi masikati ndopatenge toshamisira zvedu nekuda kwezvemahara kwedu... Imwe pfungwa yaindituma Kuno kumbira ruregerero kune vose vandakaitira hutsinye uye vandakauraira vabereki vavo nevamwevo nokuti ndatambudza zvangu... Mumwe vangu ndiye ainyanyo shingirira Ini ndakanga ndisisada ndavakuda kunamata sezvikuitavo Mary zvake... Ndakabva kuMbare ndokusvikoona iri nzvimbo yoga yoga, asi nekuda kwekuti munhu wandoziva mafambiro Ake ndakangoti achadzoka zvake.. Ndakagara almost 1hrs ndopakapinda sms yekuti ndabuda naMary... Ndakaramba ndakavhura ziso . Ko, Mary avakupindwa nei kuda kudzokera mumaoko emhondi iyi manje zvandikufunga zvinoita here.? Ndakatora runhare ndokupinza call kufoni yaFungai iyo yakadairwa naMary achindiumudza kuti huya tisangane paChitungwiza paMakoni pashop paOk.Bcz Fungai Asiya foni mumota pane zvanoda kutenga... Ndakanzwa kahana kangu kuti baaa.... Ndikaziva kuti hakuna kumira mushe kumberi uko ndakazongorowera Moyo padombo ndokupinda mumota nekurova pasi.. Muroad mose ndaingo tongesana nepfungwa, nekuti.Ko, vazonzwanana zvaita sei? uye Fungai aiti ari kuda kuuraya Mary nemurume vake... Handina kuona kuti ndasvika nguvai kuChitungwiza ndikasviko parker pakanga pataura ndavakubuda ndakaona mumwe munhu achibuda mubango remota asi ndakaona kunge........ KUDZI(MAI PANASHE) Ndakamhanya Hama dzangu uye kumhanyisa Mota zvemufilm chaimo... Ndichisvika pagate ndakamirira Kuti gate rivhurike sezvo taishandisa remote,munoziva pagate pakaita mashura chaivo kuramba kuvhurika kusvika ndaburuka ndikano vhura nemaoko ndichiita kupusha. Ndakati ndapedza kuvhura ndakuda kudzokera kumota ndopandakaona ichitouya yakutopinzwa mukati ndakatarisa kudai vanei, ndibaba Panashe ndakangoti gumbo kuda kutiza vanei kumberi kwane coffin Kuti ndidzokere kwandabva zvanga zvisingaiti. Ndakatanga kuita kunyahwaira ndichiendapa coffin iri ndaida kuona kuti mukati mune chii imomo uye nderani.. Ndakasvika ndokukikirisana naro kuda kurivhura. Hama dzangu regai zvinzi munhu idya cheziya rako kwete chero zvacho mangwana chino kutambudza... Mukadzi akarohwa neshamhu nechekumusana APA aiva busy kukikirisana necoffin akaerekana ava kumhanya achipinda mugate ndiye Mumba kwakukiya door,shuwa ungakiya door Kuti chipoko chisapinda here? ndokushaya brain ikoko achipedza kukiya akatura befu asingaziwe zviri mugotsi make mamiriro azvakaita.... Panguva yakatendeuka achida kufamba akaupuhwa unomucheka( mbama)vakavharira imba yose uye nekuonarima ndokuti Pasi...... End of chapter 25 Be blessed 🙏