Chapter 13 [MONICA] Ndakaita kunzwa hasha nezvakanga ataura izvi. Kudai ivo baba Taurai vaiva varipo ndiwo vakanga vachandiudza zvakanaka zvaiva zvaita kuti chikafu vhandamubikira chodyiwa naTaurai uyu. Ndakafamba ndichipinda muimba yandairara nemurume vangu ndaiva ndapererwa chaiko nokuti izvi zvaiva zvakatooma chaiko handidi kureva nhema dzangu. Ndakasvika nekuzvikandira pamubhedha ndokutanga kufunga zverimwe zano, asi pakanga pakaipa pasitorina zvekuita. Ndakazobuda ndokuenda kunogeza ndikapedza ndokupfeka ndakati regai ndione mwanakomana akanga achiita sei. Ndakafamba ndichienda muimba yekutandarira ndokusikoona Taurai achiputa mbanje zvake zvakandishamisa. "Taurai! Zvakatanga rinhi izvozvo? Ndiko kudzidza here kwauri kuita uku kuti unoswerera kuputa mbanje mumba mangu muno?" Ndakadaro ndichifamba kuenda pakanga ari. "Ndotadza nei kuita izvi nokuti ndizvo zvinoenderana neni." Akadaro ini ndaiva ndagara pedyo naye ndatora mbanje dzake dzaiva nadzo. Ndakaona otanga kundibata zvakandishamisa. "But munoziva chii! Kudai mangoti kamwe chete kana mudhara havazvione zvavo uye havapo pedyo pano nokuti munakiro vamakaita uyu ndautadza ini ndatovhiringika nawo." Akadaro achiswedera pandiri ini ndakanga ndichiti munhu arikujoker zvee namai vake. Ndakaona ruoko rwake rwakufamba nemukati meskirt yangu zvakatomdinetsa kuti ari kuda kuita sei handina kuda kuita dzungu ndakamusiya ndichida kuona. Ndakaona hezvo zvakuda kutosvika kusingatenderwe ndakamurova nembama achiwiruka kwakadaro uko. "Unoziva ndiri mai vako here? Unoti vaona musikana pandiri pano hauone ndiri mai vako here respect that." Ndaiva ndaita kutsamwa. "Kuti pane chandisingaziwe here pamuri ipapo? Kana muri mai vangu munopfekerei zvinotikwezva moyo isu sezvamakaita izvi kupfeka tunhu tudiki kudai. Ndichikuonai hamuzi mai imi munoti baba vangu ndinovanongoda kunakirwa nemi moga here kana neniwo." Ndakashaya kuziva mweya rudzii uyu chaiko zvokuti ndakangosimuka masikati aya ndokuenda kunorara kuroom kwangu. Ndakabatwa nehope kwavakurara kutadza kuziva kunze kwaiva kunei. Ndakazomutswa nekuda kwekubatwa batwa ndiri kuhope, ndakati hakuna umwe munhu murume vangu adzoka anenge andisuwa chete hapana umwe angaite izvi. Ndakanyatsomuka ndichizhamura uku maziso asingaone kana chii zvacho. Ndichisvinura kudai ndakaona ari Taurai arikundibata bata. "Taurai! Baba vako varikupi? Uye ndiwe uri kuita basa rekurasa hunhu zvakadai kwandiri mai vako?" Ndakadaro ndichida kuziva kana akanga ari iye. "Daddy havasati vadzoka ndini ndiri kukubatai batai ini nokuti hameno chii, chiri kuitika pandiri maybe ndatova murudo nemi chaiko." Akadaro achitaura zvakaita ndipererwe uye kuziva kuti ndiye akanga adya zvose zvaida kudyiwa nababa vake.. Ndakatadza kana kushama muromo nokurwadziwa nokuti zvandaifungira handizvo zvachose. "Taurai! Ndiri mai vako kwete wekunyepedzera chaiko zvino kana vavakuda kundiita mukadzi vako unonga uchida kuedza kutaura kutiii?" Ndakadaro ndichimubvunza apa iye akaramba achifamba kuuya kwandaiva akaita kushatirwa uye kuratidza mbanje dzaiva dziri mumusoro Make apa ini ndaiva ndakungodzokera kumashure. Hameno ndakapiringiswa nebed sei ndokuwira pasi iye akati mukana vavhurika akauya pamusoro pedumbu rangu uku simba raiva naro ndakashaya kuziva kwaraiva rabva zvokuti akatanga kukikiritsana neni. Ndiyo nguva yakavhurwa door naBaba Taurai vachiona skirt yakaita kufuguka uyu akabvisa trouse half way. Vakawisira zvavaiva vakabata pasi nokutobuda kuenda chaiko. Ndakapushira Taurai kwakadaro ndoku...... THEO Ndakasara ndakagara ndichirwadziva nezvakanga zvaitika izvi. Handina kuziva zvose zvichasvika pakudai ini. Hongu ndakatadza chaiko handifungi ndikaregererwa zvitadzo zvangu nokuti mbuya vake vakafa nekuda kwangu kwekuita godo risina kana nebasa rese iri. Ndaita kufamba ndichikwezva makumbo angu. Ungazoziva ndini musikana uya wekuzvida nhema here aiva achiita kusirikanwa chikoro chose kuita popular kunge chingwa kudai. Ndakasvika nekuzviwisira pandairara ndokutanga kubuda misodzi nekuda kwekusabata vamwe vanhu zvakanaka uye kuti ndidzokerane naTarisai yakanga yatova imwe nyaya iyi kutaura chokwadi. Mhamha vakazviona zvaiva zvichiitika. "Theo! Ndirikuona ukuratidza kusava nemufaro kwakanaka here vaitwei mwanangu." Vakadaro ndakaramba ndakaramba ndakanyarara pasina zvandataura. Zvakawanda zvakanga zvichiuya mukati mendangariro dzangu nokuda kwevanhu ava. Ndakaronga rimwe zano raikwanisa kundiyambutsa uye ndakanga ndatozvipira chaiko. Ndaiva ndazvikanganisira hupenyu hwangu nekusada kuteverera mashoko anotaurwa neumwe vangu,ndichiti zvandiri kuita ndiri kugona ini ndichitadza. Makuseni ndakageza nokuenda. Kuchikoro ndiri ndega. Ko, ndaitaura nani ini ndaitadzira vanhu zuva nezuva. Zuva rose ndaita kunge ndisipo ndichiona vaifara nevaitsamwisana zvokuti kana Mr Makuna vakanga vasisina nyaya neni zvachose. Ndakafarira kuona Tarisai achifara uye akanga achinja chaiko nokuti mufaro vaive nawo vakanga vakanyanya. Ndakaona Sophia auya pandakanga ndakagara. "Theo! Sorry kukuvhiringa dear zvako. Kuzogara kwako wega kudai kwakanaka here apa ukuita kunge uri kuchema varwara here?" Akadaro ini ndakaona kutaura chokwadi chose kwakanaka. "Sophia ndakaita zvinhu zvakashata kuna Tarisai uye handiziwe Mwari akandiregerera nemweya vandakaita wekutorera Tarisai mapiritsi aida kupa mbuya vake ini ndaiva ndatuma vakomana kuti vamurepe." Ndakaona Sophia aita kusimuka ndokutii.... TARISAI "Pardon plz shaa usandibata zvauri kuita izvi handizonzwe zvakanaka hangu." Ndakadaro ndakuita kushaya zvekuita nokuti kungondibata kwaiva akandiita kana zvose zvaakataura hapana kana chimwe chakapinda mumusoro nekuda kwekumutarisa muromo vake vaitaura uku pfungwa dzirikuresa. Ndakamutenda chose uye akanditi Mangwana achauya neneckless yangu ndainzwa kufara nokuti ndakanga ndichiida zvakanyanyisa. Patakanga takubuda ndipo pakauya Sophia akataura neni zvishoma ndikanzwisisa zvaakataura uye Theo ndaiti ndichamuona asi handina kana kumuona zvachose. Ndakanga ndakungoita ngoma ndiyo ndiyo ndisisade neshamwari yangu iyi vamwe vaitiona vaigona kufunga zvimwe takanga todanana chaiko. Uri musiwe Friday. Pardon akauya neneckless yangu akandipa ndakafara asi chakandinetsa iyi yaiva yerudzi rweGold pane yangu yakanga iri yeSilver . Handina kuda kutsvaka zvakawanda.. "Tarisai! Unoziva kubva ndichosvika pano kana kwandaiva handina kubvira ndakaita hushamwari nemunhu kunyanya vasikana kufana iwe. Iwe unelucky chaiko." Akadaro ini ndokuseka zvangu nokuti ndaiti ndikaona Pardon kana Mr Munetsi ndaitombokanganwa nhamo dzangu dzose uye zuva iri ndakatambira tsamba yakanga yabva kuna mbuya vakabereka Mhamha. Yaiva yakaiswa mastar nepen yered zvakandinetsa. "Vagashira zvakare tsamba yerufu, zvima star izvi ndezverufu." Ndakavhura tsamba iyi ndisina kugadzikana. Zvwndaitarisira handizvo mutsamba makanga mune mari yandakanzi ndishandise uye Mainini vangu vakanga vachida kuzondiona pavanouya kuno kuZimbabwe. Ndakaita kunzwa kufara kuita kujambira Pardon zvakamushamisa. "Zvakaoma chaiko! Vatova hanzvadzi benzi chaiko TARISAI...." Akadaro ini nekumuda kwandaiita avakunditi hanzvadzi yake but ndizvo zvakanga zviri bho. Takaenda kumba uye akaenda neni zuva iri ndiro rakanga riri rekutanga kusvika pamba pedu apa.. Ndakapererwa zvakare kuona mota yabamukuru iripo ndokuzviudza kuti kana vauya kuzoda kundiita mukadzi vavo nhasi ndovaudza chokwadi kuti Pardon ndiye mukomana vangu. Ndakaona pasina munhu zvapo. Hapana kuita nguva ndakaona vachibva nechekugomo vakatakura huni dzavo. "Mainini zvamauya zvanaka kwazvo uye ini nhasi handizi kudzoka ndiri kugara pano kwemazuva matatu zvangu nokuti chekumhanyira hapana.." vakadaro hana yangu ikarova chaiko. Ndisati ndataura ndakanzwa votaura apa vaiva vagara pasi chaipo. "Mainini zviri mupfungwa dzenyu ndiri kuzviziva kwazvo, uye zvamuri kundifungira handizvo zvandiri kuda kuita. Kuuya kwandiri kuita nezvinhu hazvirevi ndiri kuda kutora machances ndiri mubereki akakwana hamuna kusiyana nemwana komana wangu uye kudai ndaiva nemwana namai vanerudo serwenyu urwu kaa." Vakadaro vakubuda musodzi pameso avo isu taiva tagara zvakare. "Bamunini! Ndanzwa kunzi ndimi shamwari yamainini vangu ava, regai ndikuudzei mashoko maviri chete ndichiti. Musamhanyira kuita zvisakarurama musati magadzira hupenyu hwenyu, kana muchiita zvedzidzo ngazviwe zvedzidzo pasina kubvisana zvemukati mumaskirt umu. Once matanga izvozvo hazvichafambidzana nekudzidza munenge matofoira chikoro. Ndapedza uye zvandataura mazvinzwa." Vakadaro uye Pardon akatenda nemashoko aya akaoneka nekuendà ndakasara nababa mukuru. "Zvamadzoka futy nhasi kwakanaka here?" "Mainini! Ndasvika pano makuseni handina kuenda kubasa uye handina kurara kumba nekuda kwatete nemwana wenyu. Ndakasvika vaviri ava vachiratidza kuti vaiva vachifadza nyama dzavo mutambo wevakuru." Kutaura kwavakaita ndakapererwa chaiko uye kunzwa tsitsi kana mashoko ndakamashaiva kunze kwekuerekana nda..... End of chapter 13 Be blessed🙏🏻 Kune vari kunditsvaka pawhatsapp number iyi +27676644458 ndine hurombo haichisiri pawhatsapp zvachose.