SEASON 1 FINAL CHAPTER [SOPHIA] Zvandaiti ndasimba ndavakuda kufara ndipo panotangavo zvimwe zvinhu zvinorwadza moyo wangu, handina kuziva kunze kune vavengi vakazara vakatikomberedza. Maziso aiva aita kutsvuka nekuchema nekuda kwezvaiva zvaitika apa ndakanga ndati ndadzoka kuchikoro sezvo vaMakuna vakaenda kujeri. Ndakachema handidi kureva nhema chaiko ndakatariva Sir,. vaMunetsi vachitakurwa kuendwa navo kuchipatara apa ndakadaidzwa kwaheadmaster zvakare. "Sophia! Nezvaitika izvi hatione ukaramba uri pano mwanangu, uye handina kuziva ungaita zvinhu zvinoshoresa zvakadai izvi. Ungapa mudzidzisi vako chikafu chine mushonga akutadzira chii chinoita uite zvakadai? Tarira uone condition yavanemudzidzisi now nekuda kwako." Vakataura vachiratidza kugumbuka zvekurevesa vaisatoda kutaura chaiko. "Sir, kutaura chokwadi handina chikafu chandauya nacho ini. Kudai zvimwe vaMunetsi vaikwanisa kutaura vaigona kundipupurira chaiko." Ndakadaro asi zvaiva zvisisashande nekuti ndakanga ndapihwa umwe mukana zvino apa ndavakuenda kujeri ndisina mhosva yandaiva ndapara here ini, kuri kuripa mhosva dzaitwa nevamwe here? Ndakachema asi hazvina zvazvakabatsira nokuti mapurisa aiva achitondosunga maoko angu uku misodzi yaiva iri pamatama chaiko ndichiita kushaya zvekuita kana vabereki vangu vakazvinzwa vanofa nebp. Iko zvingaita kuuraya munhu akandiraramisa here. Ndaita kusundidzirwa ndichifamba uku vana vechikoro vakanga vachiita kupururudza vamwe vainditema nematombo vamwe vachindira madhaka. Zvekuti pandakaona Theo akada kuuya kuzondimbundira asi zvose zvakashaya basa nekuda kwemapurisa akamusaidzira kwakadaro uku. Ndakarwadziwa moyo wangu ndaiti ndichaudza umwe vangu zvaiva zvaitika, asi handina kupiwa mukana wekutaura wacho. Misodzi ndiyo yakanga yongotaura yega kana akanga achindinzwira tsitsi pakanga pasina zvapo. "Munotanga kunzwisa tsitsi kana maona kuti zvarema asi pamaiva muchiita zvinhu izvi manga musingaone kuti zvakashata here nhai iwe musikana." Akadaro umwe murume aiva anehutsinye achiita mundipusha chaiko. Handina zvandakakwanisa kupindura kunze kwekunovharirwa kwacho. Mwari ndivo vanoziva kuvimbika kwangu, ndivo zvakare vachaita kuti ndibude muno nokuti handina kutadza kana kutadzira munhu, handinganzi ndiri muipi ini ndisina kubvira ndakaita zvakashata kudai. Ndakavharirirwa ndikarara umu handina kurara husiku hwese ndichingo chema nekunamata kuti kudai Mr Munetsi vakwanisa kupora vasafa ndikwanise kunzwirwa Ngoni ndiye chete munhu aikwanisa kundidzikinura kubva mumatambudziko andadai kusangana nawo aya. Ndiri pakati pekuchema ndakaona umwe auya pandaiva ndiri akanditi. "Mwanangu ndaona vachema kwenguva refu, hapana zvazvichabatsira kuchema nokuti ukangodzamara vapinda muno muchizarira kana machances ako ekubuda mashoma kunyaya nenyaya dzako idzi, zvavakutoda iye musiki aite kuda kwake. Tarira vose vari muno vakazara ava hakuzi kuda kwavo asi kuda kwevavengi vaiva vagere nawo vakaita vave muno vasina kana mhosva dzavaparamura zvadzo, ndinoti pukuta misodzi uzive Mwari ndiye achaita kuda kwake uye unamatire kuti munhu iyeye apone kana aiva achireva chokwadi kuti anokuda uchamuona achiuya kuzokubudisa muno. Ukaverenga Luke chapter 12 verse 2 inotaura iyo kuti, *hakuna chinhu chakafukidzwa, chisingazozarurwi, chisingazozirikanwi." Zvoreva izvo kuti nekufamba kwenguva vaiti wemabasa erima ava vakaita izvi nekufamba kwenguva vachaziri kanwa kunyangwe zvikatora makore akaita sei asi zvichabuda pachena chete. Ukaenda kuna Mapisarema chapter 91 verse 15 zvakare inoti, iye achadana kwandiri, ndichamupindura; ini ndichava naye pakutambudzika, ndichamurwira nokumukudza. Ukaziva zvose izvi uye kunamata Mwari anokunzwa kuchema kwako uye kuchema hakuna zvakuchabatsira zvachose." Akadaro mukadzi uyu ndokubuda achienda ini ndaiva ndiri mumarwadzo zvose izvi ndaiva ndichiona zvisina chiyamuro kwandiri chaiko. Kunze kuchiedza ndakadanwa ndichinzii kune munhu akanga achida kukuona. Ndakafamba ndichienda ndakaona kwaiva neumwe mukadzi akanga akada kuita wechikuru zvake kwete zvakanyanya. "Handina kuziva uri mharadzi yakadai. Chokwadi kudai akararama oziva mabasa ako aya otadza kukuroora akatadzei mwana vangu kwauri zvinoita ude kumupfudza nenzira yakadai? Kukubatsirai kwakakuita ndiko kwaita ude kumuuraya? Unowanei kana uchinge vamuuraya uye mweya vako ndeya Satani chaiko kana denga chairo haupinde " vakadaro ini ndaiva ndaita kubatikana nemashoko avo aya handina kuziva ndizvo zvichaitika ini. Hongu ndakanga ndichida Munetsi zvakanyanya kwete zvekureva nhema uye kuti nditaure zvaiva pamoyo pangu zvakanga zvisingaite chaiko. Vangu munyama vakanga uri werudzi chaizvo unoita ndiitwe zvakadai izvi? Handina kuziva ndiko kwazvichasvika uku ini. Ndaiva ndorwadziva nokuti ndiri pachikoro ndakanga ndichinzii ndinohura asi handina kubvira ndakarara nemunhu rume zvake kunze kwezuva randakaponeswa ndikaenda kunogara kumba kwana Tarisai apo ndakasara naMunetsi akandipindira ndakashama ndikashaya zvekuita akati iye hapana zvekuzviita sezvo zvatoitika kusvika pakurara tose asi hakuna anozviziva kunze kwangu chete uye Munetsi ndiye akava munhu wekutanga kurara naye akabvisa humhandara hwangu. Kana achinge aramba kuti ndini ndakamuisira mushonga chokwadi ndicharwadziva chaiko. Handina kupindura ndakasimuka ndokudzokera mukati. Ndakaita mazuva akawanda ndirimo pasina kana akauya kuzondiona kusvika rimwe zuva baba vauya kunondiona vakanditi ivo. "Mwanangu ndiri kurwadziwa uye votosimba chaiko nekuti zvavakuda simba raMwari iri. Kusauya kuzokuona mumazuva akanga adarika zvinhu zvaiva zvakarema uye handizive ndokuudza sei nezvakaitika kunamai vako pamwe ini ndini nditori next kutaura kudai" vakadaro ini ndaiva ndoda kuziva zvaiva zvakaitika kuna mhamha. "Sorry kukuudza izvi Sophia uye unotofanirwa kuzvigamuchira hapachina yekutamba nokuti ndiyo inenge yatoitika, mhamha vako vaka......" [ELIZA] Chokwadi ndega ndakatoti mukomana uyu anondishurira chaiko, anonzwa kunhuhwa kwangu. Ko, zvanga achida kunyudza mumatope acho musina kugezwa anga achazvitaura here kana anenge atonakirwa chete. Manje ndinoda kumugadzirira size yekuti kana akaenda kupi zvake anonga achingo funga ini chete paanenge ari ipapo . Ndakapinda kunogeza ndakanyatsotora nguva yangu ndiri mubath umu ndichinyatso kwesha kona by kona nekuona kuti yapinda mvura here zvayo ndokupedza ndikasiya nhumbi dzangu ndadzinyika mumvura kwakumonera towel rangu zvangu uku gumbo rose raiva riri panze iko kuzotsvuka uku shure ndaiva ndakaita yekuramwirwa chaiko kwete zvekutamba. Ndakatanga kufamba ndichiita kakumodela so zvekuti pandakasvika kwaiva nemukomana uyu ndakaona aiva achiona tv ndikamubvunza kwaiva aisa kabag kangu. Akasimuka achifamba ndokuvhura maiva neimwe kamuri yakanga yakanaka zvekuti ndakapinda ndokutanga kuzora makumbo angu mafuta ndakapira gotsi kudoor. Kana zvekufunga kuti door raiva ravharwa here ndakanga ndisisaziva zvangu. ndavakutoona ndava kurarama humwe hupenyu. Ndakati regai ndibvise towel randaiva ndakamonera ndokuriti pasi, ndokutendeuka ndakaona munhu amire kumashure kwangu uku hana ichiita kakurova ndaita kuvhara kumusoro chete. "Handina kuziva vakanaka zvakadai ini Eliza runako rwako rwaita ndipererwe uye kuumbwa kwavakaitwa vakaumbwa kwazvo zvekuti moyo vangu unokuda" akadaro achindibata mabendekete angu uku taiva tongotarisana zvino naye achipuruzira muviri vangu kusvika kuzasi anobata magadziko angu akatanga kutamba nawo zvimwe zviya zvekuti ndaiva ndoshaya kuziva zvekuita apa ndaiva ndakaita kushama ndisina kana kusimira kana chii zvacho. Ndakangoona miromo yedu yanamana tatova kukisana ini ndaita kubatawo uku ndaiva ndanzwa zvakare nezemo. Hazvaiita kutaura uye nekuti vasangana nemunhu panzira vakuda kutomupakurira ipapo zvaisaita chaiko. Ndakanzwa ndobatwa kuzasi uku ndikanzwa zvichinakidzira zvekuti kana neni ndakatanga kumubatawo ikoko. Zvekuti iye akachiti zvino avakutanga ku..... [TARISAI] "Sisi Tarisai, munoona zvichiita here zvinoda kuitwa namhamha? Uye kwamaenda uku manga maenda kunoitei chaizvo izvo." Akadaro zvake ndikamunyepera kuti. "No Brendon ndanga ndaenda kunoona murume uyu kuitira kana ndavakuda kutanga basa hapana zvimwe zvakawanda zvaitika." Ndakadaro asi ndakaona kubatikana kwake ini ndaiva ndisingade kumuudza chokwadi chaicho. Hapana kuita nguva Mainini vakasvika uye handina kuziva kusara kwavakaita vaiva vasara vachiudzwa kunzii nemurume uyu pamusoro pezvandaiva ndamuudza.Ende Kana vaudzwa nhasi ndaizoitwa kanyama kanyama chaiko. "Tarisai sorry mwanangu nekukufungira zvakaipa zvekuti pamwe vaenda kunorwa nemurume uyu zvako, uye anditi mwana wenyu anga auya kuzoona pamba kuitira kana ouya kuzowacha nekuziva mazuva andinenge ndiri pamba apa." Vakadaro ndikaona kuti murume uyu pane zvaiva avharidzira chete uyu. Ndakangokwanisa kugitsurira musoro vangu zvangu. Zuva iri ndakarara ndokukasika kumuka makuseni ndichigadzirira kuenda kuchikoro asi ndisati ndaita sei ndakabuda zvakare kuenda kumba kwemurume uyu uye chakandishamisa ndechekuti why akanga asingaende kubasa mari aiva achiona kupi? "Tarisai, ini handina hutsinye zvachose ndichikuona kudai uri zera remwana wangu zvako, kana uchida ndinokwanisa kukuudza zvose uye hakuzi kuda kwangu asi mhamha vako vakakutengesa kare ava. Kutaura chokwadi mhamha vako vakatizwa nemurume kuenda kujoni nekuda kwemabasa avo aya avanoita. Iwe handidi kurara newe nokuti uri nherera yakangofanana nemwana wemuridzi wemba. pano ini ndaiva mushandi zvose izvi hazvisi zvangu zvinemuridzi wazvo, kutaura chokwadi uye kuti hupenyu hwako hunake unofanirwa kupretender ukasadaro chokwadi Mainini vako vanokuita zvimwe kana kukuuraya chaiko. so ini newe tinofanira kuita deal tonyepera kunge zviri kufaya asi ini newe tisu tinenge tichizivana pachezvedu," akadaro ini ndakabvumirana nazvo nekuti Brendon akanga akambondiudza zvake. Ndakati ndichadzoka kumanheru totaura ndavakumhanyira kuchikoro. Ndakasvika nekuita zvinhu zvangu Mainini vakandiperekedza kunosvika kuchikoro kusiya ndaratidzwa mandaizodzidzira maiva nevamwe vana zvavo. Ndaiva ndine mufaro zvekuti ndaka.... To be continued on season 2. Thank you so much for your time and help, support guy's. Mwari akukomborerei uye ndinoshuvira kuti tichava tose kumberi uku.. SHUNGU DZEMOYO SEASON 2 NOW ONSALE PAYMENTS 👇👇👇 S.A OTT, Blu voucher,1voucher or easyload airtime. 20R Zim side 6000 rtgs ecocash : ecocash number (0777650455)Plaxedes Katiyo or $1 airtime. Plz musazonetsa munhu ane ecocash number idzo, huyai kwandiri ini munyori wenyu. Screenshot inouya panumber dzangu idzi +27637976857 kuWhatsapp Patrick stories [MANASSEHPATRICK] Voiswa mune vamwe musub group... NB book ririkuverengerwa kuWhatsapp only. ngatimhanye tese nehuwandu hwedu tinzwe mutakunanzva webook redu Wezvichemo makasununguka kundibata pawhatsapp number yangu iyo☝️☝️☝️☝️☝️☝️ THANK YOU FOR YOUR SUPPORT