CHAPTER 16 [SOPHIA] Kupinda kwandakaita muoffice yava Makuna. Vaviri hapana chavainge vaona vakanga vari busy nebasa ravo zvavo. Eliza aiva akaita kubata makumbo ava Makuna achiita kukwira nemudzika kuita kunge arikudhaya chibhorani uku achiita kakuchema kaiva kari pasi pasi kaisanzwikwa nemunhu zvake. Ndakafunga kuda kubuda asi ndakaona zvaiva zvisingaite. Pandakarovanisa maoko angu, Elizabeth akaita kuwirika kubva pana vaMakuna achinomira kwakadaro uku bhuru kwa raiva riri mumakumbo. Mr Makuna vakanga vozvivhara nemaoko avo vavakuratidza kunyara zvavo. Umwe vavo akanga asina kana basa nazvo zvake. "Sorry nekuvhiringa mutambo wenyu uyu, ndafunga kuti muri Mega handina kuziva mutori nemavisit muno ini. Ndauya ndikuda book rangu chete zvimwe izvi handina basa nazvo ini." Ndakadaro vakaramba vakanyarara hameno zvavanga vachifunga. "Famba utori uko, ndiko kune amwe mabook evanhu wemuclass menyu kasika uite uchibuda muno." Vakadaro zvavo asi inzwi raita semunhu aiva atsamwa chaiko. Ndakafamba zvangu ndichipfuura nepaiva naEliza nechemumoyo ndaingoti this time munobva pano pachikoro chete. Handina kuziva ini ndini ndaiva ndakaita kurongerwa chaiko. Ndakakotama kuti nditange kutsvaka book rangu. Ndiyo nguva yandakanzwa kurohwa mugotsi nekudonha ipapo ndikatadza kuziva zvakasara zvichiitika. Ndakazopepuka nduchiona ndiri murima chaimo ndakaita kusungirirwa maoko nemakumbo uku musoro vaiva uchindirwadza zvakanyanya. Ndakaziva vanhu vaviri ava ndivo vaiva vaita izvi.. Ndakarara murima ndisina chandaiva ndadya, zvekuti ndakazoita zvekumutswa. "Unoti ndingakusiya uchienda after zvavakaona? Ndiani aiva akutuma iyeye kuti uzotisvikira tichiita mutambo wedu. Vakandikanganisira zvinhu zvanguka? Manje muno hauzi kumubuda kusvika zvanaka maiti makachenjera asi hamuna zvenyu." Vakadaro Mr Makuna vachifambisa ruoko ravo kupinza mukati muhembe mangu ini chekuita pakanga pasina zvachose. Vakatanga kubata bata zviya zvehutsinye zamu rangu vadaro ndokutanga kupuruzira kamunyatso asi hapana zvakachinja nokuti hapana chandakanzwa kunze kwekuvavenga nezvavaiita. Vakangosimuka vasina zvavataura vachibuda mandaiva umu. MR MAKUNA Ndaiva pakati pekufadza nyama dzangu nemwana wechikoro. Eliza ndiye aiva auya uye kuti ndirambe zvaiva achida zvakanga zvisingaite nekuda kweumbowo hwaiva nahwo kunze kwekuita zvakanga achida zvose kuitira basa rangu risapera. Ndipo pakapinda SOPHIA achiita kufambisa maziso ake zvekuti ndakatanga kunyara chaiko nekuona nyaya dzaiva dzawanda paterm imwe chete. Ndakakasika kufunga zano raikwanisa kundiyamura. Ndakaona kuti mwana uyu akabuda muno arikuenda kunoudza head nezvatainge tichiita ndakamunyepera ndichida kuita mabasa angu. Ndakamurova ndomumusunga ndikaudza Elizabeth kuti hapana umwe munhu aifanira kuziva zvose izvi kana vabereki vake vakabvunza hakuna anodaira. Ndichaita plan kana vanhu vose vapera kuenda kudzimba dzavo mahusiku pane kwandinoda kumuendesa. Ndakadaro Elizabeth akabvuma ndokubuda zvake. Ini ndakamupushira pasi petable yaiva kuseri kwedoor ndokubuda ndichienda kwaiva naJerry MUNETSI. "Jerry basa unozogona zvako iwe yoo," ndakadaro ndichida kuona mapindiro "Haaa Tonderai shaaa tingadii isu takatimwa kuzodzidzisa vana ava, basa redu ndere kutoita mwoyo murefu chaiko kuti vadzidze." Akadaro achiseka ini ndakaona uri ivo mukana vakanaka kutaura nyaya yangu. "Jerry vakaoma kana kundiratidzawo mainini unoti ndinovadya here ini." Ndakadaro ndichiseka zvangu kuda kuona. "Haaa Tonderai hazvisati zvavamandiri ini izvozvi ndinoda kutanga ndagadzirisa zvakawanda hama." Akadaro Jerry zvake. "Nhasi handina kuona shamwari yako zuva rose arikupi? Auya kuchikoro here." "Kana uchireva Tarisai haana kuuya kuchikoro uye pamwe pane zvinenge zvamubata zvaita atadze kuuya kuchikoro nhasi, ndichanomutarisa nokuti anoita sehanzvadzi yangu chaiyo hama." Akadaro ndikaona zvandakanga ndichida zvichiendeka. "Jerry vakaoma iwe, hauone uri kutambisa mukana pamwana uyu here or urikudya kabisira usingade vanhu vazive zvavo. Nokuti kuwirirana kwenyu uku hakungaitwa nevanhu vasiri murudo zvavo." Ndakadaro. "Tonderai hapana zviripo she's like sister to me, nothing more Hama yangu. Handingaita sezvaunoita izvi kushaya hunhu zvako uye taura tinzwe zvaita uye kuno apa tarisa ropa riri pahembe yako chii chaitika." Akadaro achinongedza minwe vake nechepadumbu pangu. Ndakapererwa uye kuvhara vhara hangu nyaya ndokubuda ndisina kutaura zvimwe zvinhu. Ndaiva ndakutadza kuziva ndoita sei sezvo zvandaiva ndafunga zvaramba kuita. Ndakaona kutambisa Sophia front kwakanaka kana achinge aramba totangira ipapo zvedu, kana kumupfuudza ndakanga ndichizoita nokuti basa rangu ndaiva ndichirida zvakanyanya kunyangwe ndaiita misikanzwa yangu hangu. [MONICA] Hana yangu yakanga yavakuita kurova chaiko. Zvino ndichataura ndichiti kudii mwana zvaataura zvose izvi? Ndakanga ndichizvibvunza mibvunzo yakawanda isina mhinduro. "Muroora ndiri kutaura newe, vanyarara kwenguva yakakura kwazvo. Ndati mwana zvari kuti akanwa tea ungataura kuti itea ipi here?" Pavakadaro ndakaita kuramba ndiri zii kuita kushaiva mashoko ekutaura chaiko. "Mai Taurai! Handirwadziwe nezviri kuita mwana vako nokuti iwe vaigara uchitaura kuti mwana vako ndisamurova uye ndosaka ndakusiyai ndichikupai mukana. Kudai aiva vaindibvumira kuranga mwana uyu saBaba vake kudai pasina zvose izvi asi nhasi vazvionera wega pamhino sefodya uye ukaita chakanaka chichabatsira iwe, ukaita chakashata or kuita chinhu kuti zvikubve usingaziwe Mangwana zvichaita sei ameno hako." Akadaro murume vangu ini ndaiva ndakuita kushaya zvekuita nekuda kwezvakawana. Ndakangoerekana ndatii.. "Mhamha Taurai uyu avakutorwara nekuda kwembanje dzake uyu munoti zvaari kuita vadzisi mbanje here? Ini handina kumubikira tea ndakabikira murume vangu kwete uyu Taurai ndiri kushaya kuziva zvaari kutaura zvirikubva kupi. Imi baba Taurai zvamuri kutaura handizvo uye zvamaona ichokwadi asi hapana chaitika mwana anga achida kurara neni nokuda kwekuti ndakaisa mupfuhwira mutea yenyu yakanwa, ndaiva ndakaisira kuti muwedzere kundida nekukanganwa zvamaindibvunza zuva nezuva." Ndaiva ndazvipira kutaura chokwadi chose sezvachaiva. "Heeede muroora! Vakatanga riinhi kuita hunhu hwakafumuka kudai? Vakafa havasi mai vako here ava zvaunoita kudai? Ini mwana vangu hadyiswe mushonga anorutsa uye akuudza here murume vako kuti anoda kutora umwe muddzimai anova mwana wehanzvadzi yako anehunhu kudarika iwewe?." Izvi ndakaona zvisingaite zvachose kusheya murume neumwe munhu zvake kunyangwe ari mwana waamai vangu ndinouraya chete. "Mai Taurai ini for now ndiri kuda peace mumba mangu uye ndiri kuona kuti ukaenda kunogadzirisa nyaya dzako zvinhu zvakanaka uye imba yako iyi iripo zvayo. Hakuna chinorwadza sekutambudza kwauri kuita mwana uyu Tarisai. Nekuda kwanokuita achiona uri iwe baba vavakuita zvinhu zvakashata kudai hazvikodzere. Mira naye pose paanoomerwa iri nyaya yako nemwana ndakuregerera asi uchambobva pano zvako nokuti hupenyu hwakadai handihude." Akadaro murume vangu ndakaziva nyaya yacho payaiva iri. Uye ndakaita kunzwa shungu dzichita kundibata nokuti ndaida kuziva chokwadi here uye Tarisai haana kurara nemurume vangu akamuzadza chirwere chake here. Manje ini anondiona chete mwana uyu kana achizvinyepera kuti anotora murume vangu ndizvo zvatinenge tichida kuona izvozvo. End of chapter 16 200 likes kuti next chapter iuye....