Chapter 14 PROGRESS 6 months later Yoooh ndini here uyo ave kugona kutaura chirungu. all thanks to Jay nekuita zvose izvi kwandiri. Neniwo ndave kufanana nevamwe vana zvaisava nyore pamwedzi yadarika iyi asi ndakakwanisa na Mr Ndoro vaiva patience pandiri. Ndainzwa ndiri comfortable pavari chero ndaikakanganisa vaiva patience, now ndakamirira mr Ndoro sezvo nhasi riri zuva ravo rekupedzisira kundidzidzisa sezvo ndave kunotanga business studies after some minutes vakabva vasvika ndakanyemwerera tichihagana tichikisana "Hey" ndakadaro "Hello" Mr ndoro vakadaro tichihagana zve I can say kuva kwedu pamwe chete takapedzisira tave murudo. Now tine mwedzi muviri tichidanana but haisi nyaya iri serious tiri kuzama, neniwo ndinoda kuona kuti chii chichaitika kana ndiri murudo. Asi pa relationship yedu ndinoita shungu kuti ndisarasa focus kana ndichidzidza "Are you ready for test?" "More than ready" ndakadaro ndichinyemwerera "That's my girl" Mr Ndoro vakadaro vachindipa zvandinofanirwa kunyora Zveshuwa ndakatanga kunyora I can say kuti pfungwa dzangu dzinokurumidza kubata nekuti handina kutora nguva yakareba ndaiva ndapedza. Ndapedza kunyora akatanga kumarker "Ndinokumbira kusabiridzirwa ipapo" Akaseka. "Unoziva handingamboiti izvozvo zvinhu zvose ndinozviita neprofessional" "Ooooh that's good" ndakadaro tichiseka Ndakaita 47 out of 50 akanditarisa achiva proud neni "Wow you did it" Ndakafara zvakanyanya tichihagana pataiva tave kukisana Jay akabva apinda takaregedzana nekukurumidza. Ko hanty Jay haazivi nezverudo rwedu here asi maitiro ake anondisvoresa pane zvaava kuziva manje "Ko chiiko kubva mafara kudaro?" Jay akabvunza "Ndaita 47 out of 50 maths I can't believe it" ndakadaro ndakaona mr Ndoro achinyemwerera "Ooooh congratulations" Jay akadaro asi aiva asina mufaro "Tapedza maths zvanhasi musoro wake unokurumidza kubata" Ndoro akadaro "Oooh that's good" Jay akadaro "Mangwana tiri kutanga business studies" Ndoro akadaro "Oooh I'm sorry to say this but nhasi anoguma kuuya kuchikoro nhasi ranga riri zuva rake rekupedzisira kuuya kuchikoro. I think now Proggy wave kuziva zvakawanda nhaika" Jay akadaro Ndakamutarisa ndivhishamisika. "Ndinoda kuenderera mberi Ini" "I'm sorry Proggy asi izvi zvandataura hazvimbochinji" Jay akadaro Takatarisana. "Thank you Mr Zvayi nekundipa basa" Mr Ndoro vakadaro Jay akaburitsa mari achimupa. "Mari yose iyi hatina kumbobvumirana nemari yose iyi?" Teacher vakabvunza "Wakaita basa rinodadisa so you deserve it wakaita basa nekudzidzisa Proggy asi nguva yapera manje" Jay akadaro "Okay" Mr Ndoro vakadaro "Chero ukadeleta number yaProggy now it's fine" Jay akadaro Ndakamutarisa ndichishamisika asi hapana zvandakataura. Mr Ndoro vakatora zvinhu zvavo zvekudzidzisa vachienda. Ndakatarisa Jay handizivi kuti ndomutenda sei nezvinhu zvaandiitira ndakabva ndamuhaga kwenguva yakareba "Thank you thank you so much Jay" "You're welcome ndokumbira tiende pane zvinhu zvandinoda kunokuratidza" "Chii manje?" "Uchaona tasvika" Jay akadaro tichienda kumba takasvika tichinanga muroom make Ndakaona laptop yeapple pamwe chete nephone ndakavhura maziso zvinhu izvi anoda kuzvipa ini here "Wadzidza zvakawanda manje wave kukwanisa kushandisa zvinhu izvi so laptop iyi ndeyako. Zvinhu zvose zvichaita nyore kwauri" Ndakapererwa kuti nditi kudii misodzi yakatanga kuyerera "Hey uri kuchemei manje?" "Why uchiita zvose izvi Jay?" "Nekuti ndinoda kukuona uri shine gojasi" Ndakanyemwerera. "Thank you so much handizivi ndinga kutenda nei" "Don't worry usanditenda neniwo unondibatsira saka tinobatsirana yave nguva yekukutenda" Ndakamuhaga zve asi pane chinhu chandinogara ndichinoticer paari kana ndichihaga Jay chipfuva chake chinoita kunge chine magic ndinenge ndichida kuramba ndakamuhaga. Ndakaramba ndakati kwati kwati paari ndichiteerera zvinhu zvandainzwa paari "Saka hauchadi kubva pandiri here?" Ndakabva paari nekukurumidza "I'm sorry" ndakadaro ndichipukuta misodzi "Unoda here kugara pachipfuva ichi for the rest of your life ?" Ndakaseka" it was a mistake" Jay akanyemwerera. "Mangwana tiri kuenda" "Kupi?" "Forosi" "Folosi as Victoria falls" Ndakavhura maziso "Yes after zvese zvawaita unofanirwa kumbofurwa nemhepo uye pane zvinhu zvaunofanirwa kuona" Eyy zvawandisa zvinhu zvacho handichaziva ndoti kudii manje chinhu chandinokwanisa kuita kuchema chete. Jay kubva andiita Munhu pavanhu handisati ndambofungira kuti hupenyu hwangu huchachinja nenzira yakadai. zveshuwa hupenyu hwangu hwachinja Kugara pamusha pano neniwo ndinofara asi Muchaneta musikana wake haadi kuti ndigare. Kana ari pano Jay asipo anenge achindibuller but now ndinofanirwa kuzvigadzirira nzira yangu yamangwana. Nzira yandiri kufara nayo now kuti ndave kumbobuda muno muHarare haitaurike. MANGWE Pamwedzi 6 months yadarika ndiri kunzwa kuti ndave munhu pavanhu ndatokanganwa nezvinhu zvaitika kare ndave focus pamwana wangu. Ndiri kufara zvakanyanya sezvo mwana wangu ave kuita form 4 manje ndinonzwa sekuti ndiri kurota kuti ndini here ndave nemwana akura kudai Makuseni ndakamuka ndichinogeza ndichibva ndagadzira breakfast Tadie akabudikira atopfeka uniform yake. Takamhorosana tichitanga kudya "Haaa mazuva ano unotaura pafoni Tadiwa yoo" Tadiwa akanditarisa achishamisika "Ndinokunzwa ndiri muroom mangu unotaura kwenguva yakareba iwo mabook uchiri kuverenga here?" "Mhamha handitauri nguva yakareba pafoni" "Unenge uchimbotaura nani nekuti ndave kunoticer kuti pane zviri kuitika pauri. Wave kutaura pafoni kwenguva yakareba nei Tadiwa?" "Tinenge tiri paconference call neshamwari dzangu" "Lets hope uri kundiudza chokwadi" Tadiwa akaroller maziso. Mwana uyu ndewangu ndakamuzvara ndinoona kuti achinja chero kukanzi kudii ave nemukomana uyu asamboedza hake kurara naye. Haaa varume so asi kudanana ngaa danane hake asi pakurara ngaasamboedza hake. Tapedza kudya takapinda mumota sezvo ndichidarika ndichinomusiya kuchikoro kwake iye aiva busy nefoni yake. Pandinomutarisa anobva aseka mwana uyu ave kupenga here takasvika kuchikoro ndikamukisa padama "Udzidze zvakanaka mwanangu" "Thanks mom, nemwiwo mushande zvakanyanya musakanganwa kuti ndinokudai zvakanyanya" Ndakanyemwerera. "Neniwo ndinokuda zvakanyanya mwanangu" ndakadaro ndichimutsa mota ndichienda kuchipatara Ndakasvika ndichipinda muoffice mangu ndatokanganwa kuti ndine musangano naMr Mhuri vedepartment of health ndakavawana vatogara "Morning sir I'm sorry nekuva late" Vakatarisa nguva. "Hausi late ini ndini ndakurumidza kusvika" Shit handina kumbotarisa nguva ndangotaura chete "Aaaah sorry ndanga ndisina kutarisa nguva" "Asi wabva kumba uchimhanya kani?" "Ayewa ndine zvinhu zvakawanda mupfungwa dzangu hazvisi nyore kuva nemwana ava teenager" "Ndinozviziva hazvisi nyore vana vemazuva ano vave kutemesa musoro Jesus" "Taura hako" Musangano wedu wakatanga hatina kutora nguva yakareba takakurumidza kupedza "I'm sorry kusataura izvi asi neniwo manager andiudza nhasi" "Akuudzei manje?" "Ati ndikuudzei kuti zvarongwa nevakuru ve department of health kuti kwasharwa vanhu 5 kuti muende kuZvishavane" "Zvichatora nguva yakareba sei?" "Muchaenda mangwana makuseni modzoka ne monday" "Ndivanani vatiri kuenda navo?" "Dr Shumba, Dr Moyo, Dr Khanye, Dr Zvayi and you Dr Ngwenya" "Ndichagadzirira" "Thank you so much" mr Mhuri vakadaro "Tinotenda" ndakadaro vachibva vabuda ndakasara ndichiita busy nebasa rangu. TADIWA Handizivi kuti takazodanana sei naManue but the truth is tave kudanana and Manue ndinomuda zvakanyanya what I can say is he is so sweet hapana chinhu chakashata chaakambondiitira kubva zvatakatanga kudanana. Tabuda chikoro takaenda kumba nhasi ifriday saka tinokurumidza kubuda kuchikoro. Ndakasvika kumba ndakawana pane mamissed call aManue ndakabva ndamufonera "Hey" ndakadaro "Urisei babe" "Ndiri right" "Wadzidza sei?" "Zvakanaka babe" "Okay unoziva mukoma wangu Jay ari kuenda kuVictoria falls mangwana saka andikumbira kuti ndinomutatisira imba yake" "Oooh" "Saka ndinokumbira kuti undishanyire mangwana chero usingarare neni ndinoda kuspenda whole night newe" "Neniwo ndinoda asi handizivi kuti ndichati kudii kuna mhamha" "Please ita plan" "Okay ndichaona kuti ndichati kudii" "Thanks" "You're welcome" Takazotaura dzimwe nyaya tichibva taonekana. Mhamha vachandiregerera shem ndatadza kuzvibata Manu ndinomuda zvakanyanya. Yes ndakavavimbisa kuti handifi ndakaita mukomana ndichiri kuchikoro asi ndatadza ndinomuda mukomana uyu. PROGRESS Ndeimwe life yandiri kurarama handisati ndambofunga kuti ini Progress ndingararama hupenyu hwakadai. Ndaifunga kuti ndichatambura kusvika ndafa chero family yangu ndizvo zvayaifunga asi vhiri rinochinja rimwe zuva. Ndinotenda Jay zvakanyanya nezvinhu zvaandiitira unoziva ndaifunga kuti munhu anovhaira pandakatanga kusvika pamusha pano nekuti munhu ane mari. Eyy vanhu vane mari sometimes havazivi umwe munhu kunyanya ava vanotambura asi nhasi ndiri pano nekuda kwake. Asiya mabusiness ake ose nekuti anga achida kundiona ndichifanana nevamwe vanhu handizivi zveshuwa kuti ndinga mutenda ndichiti kudii pazvinhu zvose zvaari kundiitira. Kutaura kudai ari kuchaira ndaiva ndakamutarisa asi iye aiva busy nekutarisa mberi "Gojasi kubva wanditarisa kudaro? Ndakavhunduka nguva yose iyi ndanga ndichifunga kuti haandione Oooh Jesus ndaive ndava kublusher manje anondifungirei "Hezvo handina kumbokutarisa ini" "Uri kutoblusher ndiri kutokuona hangu" "Not me" Jay akaseka achidzungudza musoro. To be honest ndakatanga kuva in love naJay kare asi ndaitya kumuudza asi ini naye tine difference yakakurisa. I'm scared kumuudza izvi angabva anditsamwira ondidzinga pamusha pake then ndodzokera pakutambura kwangu pekare. But I'm being honest Jay ndinomuda and kana ndichimuona ane mumwe mukadzi ndinorwadziwa naiyewo anobva avaunza kunge ari kukaurisa ini. Ndakadanana nemudzidzisi wangu nekuti ndaiedza kumubisa mumoyo mangu but I can't "Say it" Jay akadaro "Say what?" "Zvinhu zviri kukudya or ndoti zvinhu zviri mumoyo mako" "Hapana zviri kundidya hapana chinhu chiri mumoyo mangu" "Gogasi ndave kukuziva iwe ndiri kuona kuti pane zvauri kufunga" Ndakabva ndanyarara foni yake yakarira aiva Muchaneta akaitora achiidaira achiisa paloudspeaker sezvo aichaira "Mucha" "Babe" "Hey" "Uri kupi nhaiwe Jay?" "Handizi muHarare ndiri munzira ndiri kuenda somewhere" "Uri kuenda kupi Jay usina kundiudza?" "Ndafonerwa nekukurumidza ndichakuudza kana ndadzoka, chero family yangu haizivi kuti ndatraveller" "Asi hazvisi right zvauri kuita izvozvo unofanirwa kutora at least 3minutes wondiudza" "Am driving I will call you kana ndasvika okay" "Okay babe I love you" Jay akanditarisa ndakatarisa paside "I love you too" Jay akadaro achikata foni After some minutes ndaiva ndatobatwa nehope ndanga ndichifunga kuti handimborare nekuti ndanga ndichida kuona nzvimbo asi izvo hazvina kuitika nekuneta nekugara mumota. Ndakazomutswa naJay tasvika kuVic falls. Ndini uyo ndave kuVictoria falls zvinhu zvinochinja shuwa. Ndakabuda mumota ndakayeverwa nerunako rwenzvimbo iyi ndaifunga kuti ndichaguma kuzvionera patv asi nhasi ndini uyo. Ndichiri kutarisa nzvimbo kudaro Jay akandibata ruoko "Unoida nzvimbo iyi?" "Yaaaah ndinoida Jay" "That's good mamas" Ndakabva ndatoblusher nonstop sezvo aiva andidana kuti mamas. I love it kana achindidana kudaro asi kana achidaro achandirwisanisa nemusikana wake rimwe zuva "Okay ngatipinde mukati" Jay akadaro Takabva tapinda mukati tichibva tapinda panzvimbo yaitengeswa mbatya akandiudza kuti nditore zvinhu zvandaida kupfeka. Zveshuwa ndakatora tapedza akandiendesa kusalon inodhura ndakagadzira musoro wangu takaita zvose akandiendesa kumassage it was perfect. Tapedza takazoenda kuhotel kwataiva tabooker TADIWA Ndaiva ndakagara pamubhedha wamhamha ndakavatarisa vachirongedza mbatya dzavo sezvo vachienda kuZvishavane "Uri kunditarisirei kudaro?" "Hayi mhamha handichafanirwi kukutarisai here?" "Ayewa nzira yauri kunditarisa nayo inondishamisa" "Ndinokudai mhamha" ndakadaro ndichiseka ndichisimuka ndichivabatisa bag sezvo vienda kumota "Vana Prim vati vachasvika nguvai?" "Masikati" "Okay musare mushe musaita musikanzwa" Ndakashamisika. "Misikanzwa ipi mhamha?" "Yakawanda misikanzwa inoitwa negeneration yenyu iyi" "Ko hamuendi nemota yenyu here?" "Ayewa tichaenda neimwe ichatiendesa kuairport sezvo tichienda nendege" "Oooh wow nesuwo tinofanirwa kumbobuda out tikwire ndege ndakaiguma kare" "Ibasa chete asi ndinokuvimbisa rimwe zuva tichabuda out of the country" Ndakavahaga zvichakadaro mota yakabudikira vachibva vapinda vachienda. Chinhu chekutanga chandakaita kumhanyira mu room mangu ndichifonera Manue ndichimuudza good news. Wow ndakamunzwa pafoni mufaro waaiva nawo. Takazovimbisana kuti auye anditore ndicha spender naye whole night. Kuma seven manheru Manue akauya achinditora sezvo tichienda kumba kwavo. Sheila na Prim vanyatsondiraira kuti ndisatomboita zvinhu zvinhu zvinobuda munzira. Ndakapinda mumota tichimhorosana achibva amutsa mota takananga kumba kwe mukoma wake. Wow this house is a small heaven shame. . Mumba macho maiva clean shame "ASI mukoma wako ane mukadzi?" "Aewa why?". "Imba inogara mukadzi inongoonekwa yega" "Aewa ane mushandi haana mukadzi" "Okay" Akapakura chikafu chedu tichibva taenda mu room maticharara. Takadya chikafu chedu tapedza takanwa juice "Thanks babe nekundishanyira" "Kubva zvatakatanga kudanana handina kumbobvira ndakakushanyira ndiwo mukana wandawana uyu" "You're so beautiful" "Newevo" ndakadaro ndichi blasha Manue akaswedera pandiri achindihaga tichitanga kukisana kwenguva yakareba Kubva zvatakatanga kudanana hatina kumbokisana kwenguva yakareba kudai. Taingokisana mumota kwema seconds. Akanditora achindiradzika pa bed, achienderera mberi neoundikisa. Akandikurura mbatya dzose naiyevo akasvikurura tikasara takadaro. Paaiva akuda kukwira pamsoro pangu ndakamurambidza "No" "What" "Hazviiti kuti tit--" handina kupedza akatanga kundikisa Ndakapera simba ndikava weak neniwo ndichibva ndatanga kumukisa. Nenzira yaaiita nayo zvinhu zvandainzwa I don't know asi ndakanzwa kuti no Manue ndinomuda apinde mukati manje. "Handikukuvadzi usatya babe" Manue aitaura uku achindikisa "I'm scared" "Usatya I promise handimbokukuvadzi" Takakisana kwenguva yakareba, ndakazonzwa something yaindigumha pa apura rangu. Ndakatsinzina nekuti ndakanzwa marwadzo, ndakabatirira ma sheets ndakavhara maziso. After some seconds ndakanzwa a sharp pain yaiita kunge apura rangu riri kubaiwa netsono. Ndakanzwa Manue achifemera mudenga. "I'm inside" Mangwe So since ndasvika pano I'm tired nema meetings acho asingaperi. Tapedza meeting ndakaenda mu room mangu, ndakatanga nekufonera mwana wangu. Akatora nguva asingadairi akazodaira after some minutes. "Mhamha* Tadi akadairira kuhope "Haa Tadie warara nguva dzino" "Ndakaneta mhamha" "Wakaneteswa nei?" "Handizivi mhamha asi ndakaneta" "Okay mwanangu ndanga ndichingoda kunzwa kuti uri sei good night" "Good night mommy I love you" "Unodiwa neni my baby" Takaonekana ndichibva ndaenda kunogeza, ndapedza ndakamonera thawuro ndichibva ndagara pa bed ndichitanga kuzora. Ndiri busy kuzora ndakavhunduka ndichisimuka pandakaona Tafadzwa amira mberi kwangu. Shiit ndakanganwa kukiya, asi naiyevo anoziva kuti panogara mukadzi pano aregerei kugogodza. Ndakaona Tafadzwa achinditarisa muviri wese. Ohh demet, I didn't notice kuti pandasimuka thauro radonha. Ndakarinhonga nekukurumidza ndichifonera. Ndaiva ndave kunyara nekuti aiva atondiona already. Tafadzwa uri kudai pano?" Haana kundipindura akaswedera pandiri. Ndakadzokera kumashure naiyevo aingoswedera pandiri kusvika ndablockewa nemadziro. "Tafadzwa" ndakadaro ndichitaurira pasi pasi. Tafadzwa akatora body lotion achiisa muruoko rwake achitanga kuzora pamapfudzi zvinyoro nyoro. Achisunungura thawuro. Ndakarinzwa richidonhera pasi. "Ta--f--adzwa uri kuitei?" "Shhh" Tafadzwa akadaro achitanga kundizora. Ndakatsinzina. Maoko Ake aiita se magic kwandiri, akandisimudza achindiisa pachiuno chake. Maziso ake aiva achinja kuita madiki, akaenda neni ku door achinokiya door achiuya achindiradzika pa bed tichitanga kukisana tichibva taita zvinhu zvacho. I tried kumudzora asi ndatadza End of chapter