Chapter 21 . Tanisha Ndaiva ndisisazive kuti ndoita sei apo Laga aiva akagwadama achingodanidzira achiedza kumutsa Mai vake vaiva vakati zii. Apa sudhu yake yaiva yazara ropa. Ndakaswedera neniwo ndichigwadama ndichiedza kuvamutsa. Vana Tinashe naivowo vakauya zvavanga vachiedza kutevera vanhu vanga vachida kuuraya mhamha. Tinashe naiyevo akadanidzira achiedza kumutsa mhamha asi kupi kwavangamuka. "Tinashe enda unomutsa mota" Laga akadaro. Tinashe akasimuka achimhanya, Laga akasimudza mai vake achitevera Tinashe kumashure. Yaiva yangova maye maye vanhu vachichema. Mhukahuru nana Davula vakaswederawo. Ini ndakapinda mumota yaiva nana Laga apa veil yaiva yatsvuka neropa. "Mhamha!!" Letty akadaro achichema ukuvo na Lionah pa side hapàna ainyararidza umwe Laga akakutsa mota yakanga kuchipatara. Takasvika vakatora Mai Laga vakapinda navo. Tinashe na Laga vaingotenderera panzvimbo imwe chete vasingaonekwi zvavari kuita. Family yekwana Laga yakasvika ichiteverwa neyangu. Mbuya, bamnini baba Irene nevamwe bamnini Tau na mainini magumbo. Na Mamoe. Vakaswedera pandiri vachindimyararidza vose vachindivimbisa kuti Mai Laga vachamuka now vave mumaoko Ari safe vachabatsirwa. "Hapàna zvichaitika pana Mhamha Laga okay" Mhukahuru vakadaro. Ndakaona Laga achivatarisa neziso ra diabros chairo. Ini ndaingotarisa Laga aichema. Ndkaona Mamoe achitarisa Tinashe nemusikana wake. Aionekwa kuti akurwadziwa Asi hapàna zvaangaita. . Zvichakadaro doctor akabudikira achiuya kwatiri. Doctor uyu paakaona Laga akambo sticker zvekuti akatora ma seconds akamutarisa. "Hey vari sei Mhamha?" Laga akabvunza. Pfungwa dzakadzokedzana Kuna doctor achibva atura befu "Ahhm parizvino hatikwanisi kuutsanangura" doctor akadaro "F***k hakukwanisi kuutsanangura kuti zvaita sei? Mhamha havangapindi mu ward kwenguva yakareba kudai mobva mandiudza zvinhu zvakadaro" . Doctor akaramba akangotarisa Laga. "Bro calm down please" Tinashe akadaro "Calm down sei. Wavaona mhamha kuti vanga vari sei? Nema doctor acho ari useless havagoni basa ravo" "Lagaman calm down please " Mhukahuru vakadaro Laga akavatarisa nerimwe ziso achibva atonyarara. Doctor akadzokera mukati. Takagara kwema hours asi Mai Laga kana kumbomuka. Nguva y visiting hours yakapera taiva takufanirwa kuenda asi Laga akaramba kuenda. Ini ndoshaya kuti rubatsiro rwe private hospital nderwei kana vachiita kunge I public hospital. Laga akaisa four ma security kuti atarise Mhamha Incase zvigeven'a izvi zvikada kudzoka kuzopedzisa mhamha. . Tanga tichifanirwa kutanga taenda kumba Kwana Laga tozoenda kumba kwake patinopedza kuchata asi Evo zvazopera neimwe nzira. Takaenda kumba kwavo family yangu yakaenda kumba kwatinoroja Takasvika kumba tikananga mu room medu, maiva maka decoretwa zvekuti tanga tichave ne night yakanaka. Ndakaenda kunogeza hapàna aitaura neumwe. Ndakadzoka ndichichinja Laga ndichipfeka ma pyjama. Laga naiyevo akaenda kunogeza akauya achichinja "Laga" Haana kumbondipindura hake akaramba ari zii. Minutes later akasimuka achi destroyer everything yaiva mumba uku achichema achidanidzira mhamha. Ndakasimuka ndichinomira pa door "Laga please ndokumbira usadaro mhamha vachava right" ndakadaro ndichichema. Laga akanditarisa kwenguva yakareba zvekuti ndaiva ndakutya "Vachava right?" Ndakabvuma nemusoro. Laga akaswedera pandiri. Ndakatsinzina ndichitya kurohwa "Mhamha vachava right?" "Yes Laga vachamuka mhamha" Laga akatanga kundikisa asi aisandikisa zviri normal aindikisa rough. Haasati ambondiita zvakadaro Laga. Akandikisa kwenguva yakareba neniwo ndakapedzisira ndakumukisa. I can't say I'm enjoying this kiss no nzira yaari kuita nayo inorwadza iyi. Akuita kunge akupedzera marwadzo ese pandiri "Bothman" Akandisimudza achindikandira pa bed. Misodzi yakayerera nenzira yaakandikanda nayo. "Please Laga don't do this please please" Haana kumditererera akakurura ma pyjama. Ma pyjama acho aikurura achiabvarura. "Please Laga please ndokumbira usamdirwadzisa" ndakadaro ndichiedza kumuka asi akandisunda ndichirara zve Iyi I rape case ka iyi. Musiyano uri pakuti ndiku repwa nemurume wandachata naye. Akatanga kundikisa, ndakaedza kumurwisa asi handingapabudi. Simba rake rikuita kunge rakawedzerwa pane raagara anaro. Ndakaedza kudanidzira asi Laga akandivhara muromo ndakatadza chero kuita sei. Akandivhura makumbo achipinza nyovi yake. Maitiro Ake aiva asiri ekunyengerera shame. Akandibata huro achindidzipa. "Unondikuvadza Laga" ndakadaro ndichichema Asi haana kumboita hanya nazvo. Akaita zvaaiita. Ndakawedzera kuchema paaindibata vhudzi achiridhonza. Akapedza zvaaiita pandiri achibva aburuka pandiri. Ndaiva ndisisagoni chinhu nekuneta. Ndakaenda pa mirror huro yangu yaiva yakatsvuka kana uri semuviri handitauri wairwadza vhudzi raiva rakangodaro daro. Laga aiva atorara. Ndakaenda kunogeza ndikauya ndichipinda mumagumbezi ndichirara ndakatarisa mudenga. Misodzi yakatanga kuyerera pandiri . Saka everytime paanenge ane stress ndizvo zvaagara achiita Izvi. Aewa handingakwanisi kuzvimirira ini. Neyi azviratidza tachata? Anga achiregerei kuzviratidza nguva nguva yose iyi. No ndinonirwa kutaura naye paanomuka andiudze kuti akamira papi chaizvo?. **** Handizivi kuti ndabatwa nehope nguvai, ndakapepuka makuseni ndikaenda kunogeza, ndapedza ndakaenda ku kitchen kunogadzira breakfast apa handizivi kuti ndichatangira papi. Ndakamira kudaro Letty akabva apinda Takaitana ma morning naiyevo aiva auya kuzogadzira breakfast. Takabatsirana kusvika tapedza tichibva taendesa patafura. Munhu wese akauya kuzodya breakfast kunze Kwa Laga..and handisi kutomboenda kwaari never. Nezvinhu zvaandiita nezuro. "Morning everyone" Nkosi akadaro Vanhu vose vakabvuma. Mhukahuru you can see kuti vari mumarwadzo. Handizivi kuti marwadzo ekuti mukadzi wavo Ari kuchipatara here or nekuti mukadzi wavo haana kudae. Murume ane hutsinye haungamunzwisisi paamire chaipo "Ko Laga Ari kupi?" Letty akabvunza "I'm sure ave kuuya manje" ndakadaro ndichitora chikafu changu ndichitanga kudya asi Munhu wese akavhunduka paakaona Laga akabata pfuti achiuya straight Kuna mhukahuru "Wafunga kuuraya mhamha vangu ka? Worse part wazviita nezuva rangu rakakosha remuchato!!!" Laga akadaro achitendeka mhukahuru nepfuti "Laga ukuitei? Isa pfuti pasi tinzwe nyaya yako" Nkosi akadaro "Unoreva Kuti haundinzwi here? Murume uyu anga achishungurudza mhamha day and night Saka nhasi azofunga kumuuraya!!! Asi anonyeba naiyevo achafa namhamha!!" "Mukoma please mhamha vari kuchipatara iwe wakuda kutanga zvimwe" Letty akadaro "Vari kuchipatara nekuda kwake ka? Nhasi handimuregi anofa chete" Laga akadaro Vañhu vakaedza kumutsiura . Ndakavhara nzeve pandakanzwa kurira kwepfuti. Vanhu vakaridza mhere . Pandakavhura maziso ndakaona pfuti yakatarisa mudenga. Laga paanga akupfura mhukahuru Nkosi amhanyira kubata pfuti achiitendeka mudenga "Unopenga here iwe mpfana?!!! Ndochii ichocho chaukuda kutiitira!!!" Nkosi akadaro "Ndakambozitaura ini kuti mupfana uyu hadzina kuti kwesere" Davula akadaro. "Laga ndiye munhu akatokwana kudarika iwe Davula. Zvinhu zvaakuda kuita ndizvo chaizvo. Ko neyi maipindira imwi nekuti kuri kuuraiwa mhondi yashungurudzq vanhu" Tinashe akadaro "Newevo Tinashe?" Lionah akadaro Laga akavatarisa kwenguva yakareba achibva abuda. Tinashe akamutevera I'm sure vari kuenda kuchipatara. Ndakafonera Mamoe ndichimuudza kuti ndiri kuuyako. Ndakakumbira Letty kuti andiendese. Takanopinda mumota tichienda. Ndinofanirwa kuvaoneka sezvo nhasi vachidzokera Ku Chinhoyi. Takasvika vatova ready kunze Kwa mainini Mai Irene hamenho maybe pamwe ivo havaendi. Mbuya pavakandiona vakauya kwandiri vachindihaga. Takagara pasi tikataura nyaya dzakangodaro daro valandishingisa nekuti Mai Laga vachamuka. Takagahana vachibva vabuda vachinopinda mumota ya bamnini vachienda. Pavakaenda ndakaoneka Kuna Mamoe na Mai vake tichibva taenda kuchipatara. Lagaman I'm nothing without my mother. Handidi navo mhamha vangu. Handizivi kuti nei Nkosi andibata nekuti Mhukahuru ano deserver kufa..I know very well kuti ndiye anga achida kuuraya mhamha Asi iye ndichamubata hangu. Ndinoda kumubata chaipo paanofarira. Ndakasvika kuchipatara nazvino mhamha havasati vamuka..ndakagara pedo navo ndichivabata ruoko Mhamha ndinokumbira kuti mumuke. Marwadzo amandipa akwana manje chimukai please. Makomborero amakatipa handigutsikani nawo ndichiri kuda more. Ko imi mabvumirei kuti kuitike zvinhu zvakadaro nezuva renyu remuchato. Mukai mhamha titaure please. Ndichakuitirai zvose zvamumoda Ndichiri kutaura kudaro pakapinda vamwe vana baba vaviri vaifamba na doctor "Hey Mr this is Mr Leeway Mavhimira muridzi wechipata chino" doctor akadaro. Ndakasimuka ndichimira pa side. Baba vaifamba na Mr Mavhimira vakanditarisa Kubva kutsoka kusvika kumusoro hapàna zvavakambotaura. Neniwo ndakavatarisa. Chiiko navo. Handina nguva yake Ini nguva yandinayo ndeyamhamha. "Ndimhamha vako ava?" Baba Vaya vakabvunza. Yes why? Munovaziva?" Ndakabvunza Ndakaona Mr Mavhimira vachinditarisa vachitarisa baba ava. Apa maoko angu aiva muhomwe pandakatarisa ababa ava neavo aiva muhomwe . Ndakakurumidza kuabisa. "Ayy ayy handisati ndamboona zvakadai Ini. Iyi nyaya yakuda Perfect. Tidzo hande" Mr Mavhimira vakadaro "Leebzo enda pane zvandikuda kugadzira uudze Perfect na Jabu kuti vaede Ini handichaendi " Tidzo wacho akadaro. Mr Mavhimira vakaseka vachibva vabuda vachienda "Asi munovaziva mhamha" "No no ndanga ndichingobvuzawo hangu" Pandaida kutaura michina yakarira. Ndakamhanyisa maziso Kuna mhamha ndakaona ruoko rwavo ruchipfakanyika "Mhamha!!" Ndakadaro ndichidanidzira. Doctor akati tibude. Ndakaona baba ava vachitarisa mhamha vachinyemwerera. Maoko aingova muhomwe ko maziso kunge enyimo lol kunge angu madiki Ndakawana family yose yakagara pamabhenji. Baba Vaya vakatarisa mhukahuru kwenguva vachibva vaenda. "Chii chaitika pana mhamha?" Letty akabvunza. "Mhamha vamuka ndaona ruoko rwavo ruchipfakanyika" ndakataura nemufaro "Thank hody Ndakaona Mhukahuru vachifara Ndakadzungudza musoro. Pandakaona Butterfly ndakanzwa kunyara nezvinhu zvandaita nezuro. Ndanga ndichifanirwa kuzvi controller. Shuwa ndichatangira papi kukumbira ruregerero.. doctor akabuda mu ward achiuya kwatiri "Mrs Zhou vamuka asi varasikirwa neropa rakawanda saka panodiwa ropa" Ndakajamba same time "Ndiri match yavo Ini" Doctor akanditora achienda neni kune rimwe room. Zveshuwa ropa redu raka matcher. Takabva taenda Ku ward Kwa mhamha. Doctor uyu aingonditarisa. Ayy akuzondibhowa manje, chiiko naye. vakanditora ropa vachiisa pana mhamha. Vakandipa ma energy drink kuti Simba ridzoke "You'll be fine" Tinashe akadaro "Well-done boy" Nkosi akadaro Ndakangomutarisa handina kumupindura nazvino ndakamutsamwira ambondibatirei pandanga ndichida kuuraya mhembwe iyi Are you okay?" Tinashe akabvunza "Yah" "Wambotaura na Tanie here nhasi?" "Eish boy pane zvinhu zvandaita paari and ndinoziva kuti akanditsamwira" "Let's hope hauna kurova mwana wevanhu" "Wakambonzwa kuchinzi pane mukadzi wandakarova" "Hamenho zve. Unofanirwa kutaura naye manje" Ndakasimuka ndichienda kwaari. Kubva zvakwaedza handisati ndambotaura naye. Ndakamutora tichibuda pachipatara ..Tanie akanditarisa nemaziso aiva akazara misodzi "Butterfly I'm sorry nezvinhu zvandaita" "Why? "Handizivi but I'm sorry I didn't mean to" "Nezuva redu rekutanga tachata wakutondidai? I understand wanga uchirwadziwa asi zvawandiita haisi solution yekupedza marwadzo. Wandiratidza zvauchange uchiita kana wakatsamwa" "Aewa butterfly I mistake handipamhi" Saka zvinhu zvikuitwa na baba vako Pana Mai vako unozvifarira nekuti newevo wakuzviita kwandiri or ukuzviita nekuti hauna basa kana zvichiitika kune umwe mukadzi. Haudi zviitike Kuna Mai vako chete" Ndakatsinzina ndichitarisa mudenga. Gosh I messed up "I'm sorry" Haana kundipindura akandisisa ndakamira achidzokera mukati shit !! What have I done? Mamlilo Ndakavhura maziso angu ndikaona ndakarara pamubhedha wechipatara. Yes ndichiri kurangarira zvaitika. Ndaguma pachirira pfuti pandanga ndichienda Kuna Bothy na Tanie zvazoitika handichazive. Hamenho kuti vana vangu vapenyu vose here? Hapàna apfurwa here. Chero vasina kukuvara vari sei kwavari?. Vanga vachifanirwa kuti dai vachi celebrata asi vari kuchemera ini. Ndakavhunduka zvakanyanya pandakaona Tinaye. Akudei pano uyuvo uyu?. "Tinaye" ndakadaro nezwi raibvunda "Sharai wakunzwa sei?" "Ukudei pano? Ndiani akupa mvumo yekuva mu ward mangu" "Chipatara chemukwasha wangu remember" Tinaye akadaro achinyemwerera Ndakavhura maziso. Ko vandiunza pano? "Chero zvakadaro hauna mvumo yekuva mu ward yemurwere usina kupihwa mvumo. Unoziva here kuti ndogona kukusungisa?" Tinaye akanyemwerera "Ndizvo zvinhu zvaiita kuti mdikude izvozvo . Newevo unozviziva" "Buda muno Tinaye, what if murume wangu akapinda wakagara pano?" "It's 2am darling haangambosviki murume wako. Chero akasvika handina basa handimutyi ini, ndikumuda murume wako ndimbomubata bata zvishoma ndimuratidze kuti Kwa Khanye hakutambirwi" "Ko neyi une nharo kudari Tinaye?" "Ohh Sharai ndikare tichitaura zvinhu zviri useless manje ngatichitaura zvinhu zvakakosha and ngatisanyeberana nhai ka nekuti ini newe chokwadi tinochiziva" "Hapàna zvinhu zvandichataura newe Tinaye" "Ndiye right?" Ndiye uya ane maziso mahombe anogara akaisa maoko muhomwe sa baba vake?" "Ayy siyana neni Tinaye" "Ndiye mwana wangu uya hanti" Ndakavhura maziso "Haasi mwana wako handiti unoziva kuti ndakaroorwa?" "Handina basa nazvo ini Sharai. Wakachengetesa mwana wangu ne chipanzi chako. Wairambei Sharai pandakakuudza kuti une pamuviri?" "Tinaye siyana neni ukuona ndikurwara handiti" "Zvekurwara tozozviona haundingambokusiyi usina kundiudza kuti mukomana uya ndewekwa Khanye" Haasi wekwa Khanye ndewekwa Mhukahuru" Nharo hadzinatsiri nekuti ukaramba uchidai ndichamuvinga ini ndonomuudza chokwadi . Ndichakupa zuva ranhasi chete . Ndinoda kunzwa zvichibuda mumuromo mako kuti mupfana uya mwana wangu. Ndinoziva kuti mwana wangu asi ndinoda kuti iwe uzvitaurire wega" Handina kumupindura..ma problems ose aya ndichakwanisa here kuamirira..ndichine stress ini kuti Laga ndiye akauraya baba va Tanisha. Ndinoziva Laga anomuda mwana uya. Akamuramba zvinhu zvingazokanganisika. Hoyu zve Tinaye akuuya nedzimwe. Laga achaita sei paachaziva kuti haasi wekwa Mhukahuru? Mhukahuru handina basa naye ini munhu wandine stress naye ndi Laga. Achanditarisa sei paachaziva chokwadi. Achandiremekedza sezvaanogara achiita here. Achazondida semudiro waanoita manje. Achanzwisisa here reason yakaita kuti ndisamuudza chokwadi. Tinaye ane mukadzi Saka hazvaiita kuti ndimuudze chokwadi uye neni ndakaroorwa Saka neniwo hapana zvandaikwanisa kuita. Note: This Khanye team haasi ma new character guys yavo nguva yakadarika Saka ndichangovajoinidza apo neapo kune vasingavaziyi verengai ma pdf aiswa nhasi muma group from strong girl to Pain of love ndipo pane ma characters iwayo End of chapter