Chapter 28 . Tanisha Laga paakabuda ndakaswedera Pana mhamha vaichema "Mhamha musachema" "Mwana wangu akundivenga" "Aewa mhamha ihasha chete achava right" "Dai anditeerera ndatanga ndapedza kutaura. Bothy haafi akandiregerera. Mhamha vakaramba vachichema. Tinashe akapinda naiyevo akashamisika achiona mhamha vachichema. Akauya achigara pedo navo achivabvunza, mhamha vakamuudza zvose naiyevo akati kanha nazvo. Takagara kudaro takanzwa munhu aichema, patakateerera aiva Mamoe. Tinashe akasimuka Ari bara achienda kwaari nesuwo takatevera kumashure na mhamha. Takawana Mamoe akagwadama pa corner ye bed achichema. I'm sure izuva rake "Mamoe " "Tinashe mudumbu mangu muri kurwadza " "Anofanirwa kuendeswa kuchipatara " mhamha vakadaro Tinashe akakusimudza achienda naye kumota Ini ndakatevera kumashure ndichigara na Mamoe. Tinashe akamutsa mota yakananga kuchipatara, mhamha vaitevera kumashure. Takasvika kuchipatara Mamoe achingochema. Manesi akamhanya achimutora achimuendesa ku ward Lagaman Mota yanondisiya pane imwe park,ndikunzwa sekuti ndiri ndega panyika. Ndikunzwa sekunge munhu Ari close neni andipandukira. Mai vangu ndivo vandidai here? Ko neyi vasina kundiudza ndichiri mudiki? Mhukahuru aindiitisa zvose izvi nekuti handisi mwana wake. Dai mhamha vakandiudza ndichiri mudiki ndairamba kuita zvinhu zvaaindiitisa. Ndaiita zvinhu zvose zvakaipa mhamha hapana zvavaitaura. Ndivo responsible for everything yandaiita. Dai vakandiudza ndichiri mudiki ndairamba kuita zvinhu zvandaiitiswa na mhukahuru Asi Ivo vaizvifarira zvose. Now ndapedo nekusiiwa nemukadzi wangu paachanzwa kuti ndakauraya baba vake. Foni yangu yakarira aiva Tanie. Handisi mu mood yekutaura I know anoda kuti ndidzoke kumba nditaure na mhamha, aewa handisati ndada kutaura navo. Ne park yacho haindibatsiri nechinhu. Ndakaenda Ku mota ndichimutsa mota handizivi kwandiri kuenda. Kuchaperera petrol ndokwandiri kuenda Ndichifamba kudaro ndakaona imwe club, ndakabva ndatoendako. Ndakapinda mukati ndichigara pasi, waitress akauya achindibvunza ndikudei. Nhasi harizi zuva rema Heineken asi izuva rema whiskey pamwe ndingakanganwa nhamo dzangu. "Ndipe whiskey" "Okay sir" waitress akadaro achienda. Achiuya nayo achibva aenda Ndakatanga kunwa. Mashoko amhamha akatanga kutamba mupfungwa dzangu. No maan maybe mhamha vanga vachitamba neni. Ndakatora foni ndichivafonera "Mhamha, manga muchitamba neni right? Zvinhu zvamandiudza hachisi chokwadi manga muchitamba neni?" Ndinokumbira uuye kumba nditsanangure nyaya yose".. Arggg kutsanangurirwa chii Ini ndanga ndichida vandiudze kuti vanga vachitamba neni. Ndakakata foni yangu. Ndakanwa doro rangu kusvika rapera. "Another whiskey!!".. "Sir are you sure?" "Kana wakanditaura unondiona semunhu wenyambo?" "No sir it's just Kuti wan--" "It's just it's just Kuti kudii? Makuisa guarantee kuti munhu anotenga sei doro pano?* "Aewa sir" "Chienda unounza another whiskey, hanti ndikutenga nemari yangu" Akabva aenda achiuya nayo "Good, next time usandipa limit yekunwa doro nekuti uchapepuka wave pasi nembama " "I'm sorry sir" "Go" Akabva aenda, ndakasara ndichinwa doro, ndikunzwa kuti apa ndadhakwa but I still need more. Doro ndiro chete richandinyaradza pazvinhu zvandakatarisana nazvo. Ndakanwa kusvika rave pa half. "Haa iwe mpfana" pandakatarisa vaiva bamnini va Tafadzwa, "Ukuona kuti wadhakwa sei?" Handina kumupindura nekuti handina mhinduro yacho "Unopenga here iwe mpfana " "Ehe ndinopenga, dai zvaibvira mandiendesa kuvapengo" "Chii chikukonzera unwe kudai?" "Makore ose aya ndairarama hupenyu hwekunyeba" "Ohh finally wazoudzwa ka,?" "Vachindiudzei?" "Hande kumba, usiye zvekupenga izvi. Ini ndaifunga Kuti uchasiyana nevamwe sezvo wakakurira kumaraini izvo aewa Khanye I Khanye chero ukaenda kupi" Apo handichamunzwi ini kuti akurevei. Akandibata ruoko achindisimudza tichienda Tinashe It's been 20 minutes takamira panze. Takamirira mwana wangu kuti asvike panyika, ndanonokerwa ini, zvichakadaro doctor akabuda achiuya kwatiri achinyemwerera "Congratulations wawana mukomana and abereka zvakanaka" Ndakajamba ndichihaga mhamha "Wow what a good news tinokumbira kumuona" mhamha vakadaro "Of course" Ndakapinda mu ward ndiri bara, ndakawana mwana akarara padivi pake ."Mamoe" ndakadaro ndichinyemwerera ndichitora mwana ndichimukisa pahuma. Mhamha na Tanie vakapinda vachiita makorokoto Kuna Mamoe "Ndave baba manje baba va Tinotenda Zhou" "Wow I like it" Tanie akadaro "Me too" Mamoe akadaro Ndakapa Tanie mwana ndichinyemwerera. Neniwo ndakuzodeedzwa ndichinzi baba what a life? Narrated Perfect akatora Laga achimupinza mumuto achienda naye kumba. Family yose aiva atoifonera aiudza kuti Ari kuuya na Laga. Chinhu chaimufadza ndechekuti Laga aiva akuziva chokwadi chero hazvo asati akuziva mutupo wake. Perfect akasvika kumba kwavo akawana family yose yatovapo. Vakashamisika pavakaona Laga akapera nedoro "Ndochii Manje ichi?" Tafadzwa akabvunza achiseka "Perfect chii chikuitika Manje?" Tinaye akabvunza "Ndamuwana Ku AK47 club Ari manager wedoro " "Hezvo hanziiko kunwa kudai?" Jabu akabvunza "Ari kuchemera kuti haasi wekwa Mhukahuru hamenho akufunga kuti isu tine mhuka diki here?" "Akuziva here kuti ndewekwa Khanye?" Tinaye akabvunza "I doubt? asi kana doro rapera tinofanirwa kumuudza. Nemwiwo kururai mabhrugwa ayo aone kuti makatakura shato chaidzo kwete Mhukahuru nezita yaari kuchemera iyo" Perfect akadaro. Tafadzwa akapera nekuseka achibata zip yake seanoda kukurura. "Vhura mpfana izvongonyoke mupfana aone kuti pano takatakura kurema" Perfect akadaro vachiseka na Tafadzwa "Perfect na Tafadzwa muchakura rinhi imi?" Bongani akadaro Perfect na Tafadzwa vakagara pasi vachingoseka "Kumuudza hazviiti parizvino haasi right Saka ngatisiirei Mai vake zvese" "Ayy Tinaye uri mukadzi iwe, akuziva kuti haasi wekwa Mhukahuru Mai vake vamuudza newevo pedzisa pasiirwa na Mai vake" "Ayy Perfect, Tinaye Ari right isu tikamuudza tichaita kuti zvinhu zviite wesi. Ngatisiyei Mai vake vamuudze" "Ayy nemwiwo kutya vakadzi kwenyu uku" "Lagaman ngaaudzwe kuti ndewekwa Khanye ko kunotyei imi ayy ini paanomuka ndinomuudza" Tafadzwa akadaro "Fotsek Tafadzwa " Jabu akadaro "Baba ND+-" "Ndati fotsek,!!" Jabu akadaro. Tafadzwa akanyarara kunge asipo. Vakazobvumirana kuti Laga Havana zvavachamuudza mamlilo ndiye achamuudza chero hazvo Tafadzwa na Perfect vainyunyuta ***** Kikie aiva akagara mu sitting room aingonyemwerera nonstop sezvo Tinashe aiva amuudza kuti vakuchata soon Zvichakadaro sisi vake vakapinda "Uri kufarirei kudaro?" "Soon ndinenge ndakunzi Mrs Zhou" "Uhhm are sure? Coz iwe na Tinashe manga musiri good in your relationship?" "Tagadzirisa zvinhu" "What about mukadzi wake?" "Akangozvara chete vano divorcer" "Mwana achagara newe?" "Ini ndigare nemwana asiri wangu? Never haa!!" "Hanti mwana wemurume wako?" "Anavo maieits not like Mai vake vakashaya and staff" "Tinashe anomuda mwana wake, kana vakuita divorce achada kusara nemwana wake ndiwe uchamutarisa semukadzi wa Tinashe" "Never kana zvakadaro ngavasaita divorce yacho handibati mwana asiri wangu ini". "Kana waroorwa Kikie zvinhu zvose zve murume wako ndezvake. Mwana wa Tinashe unofanirwa kumubata sewako kuti imba yako isaputsika" "Ndinenge ndavinga Tinaye Inu kwete mwana wake. Kana zvirizvo zvaari kufunga mupfungwa dzake Tinashe anozvinyebera" "Hamenho Kikie ndanga ndichingokuudzawo zvinhu zvauchasangana nazvo " Bridget akadaro achienda Lagaman Ndakamuka musoro uchirwadza. Pandakatarisa mu room mandaiveri handisati ndakambopindamo. Handisi kutomboziva kuti ndiri kupi. Ko chiiko chiri kuitika pandiri. Ndaguma ndichinwa pane imwe club. Ndakasimuka ndichitatarika ndichitarisa nguva pamadziro, dzaiva Kuma 10 husiky. Ndakavhunduka ndichitarisa fonu yangu yaiva pasofa. Ndakaitora ndichiivhura, yaiva nehobho yema missed calls a Tani ndakabva ndatomufonera "Laga chiiko kubva wandivhundutsa kudaro" "Butterfly" "Neyi wanga usingadairi foni Yako?". "Ndakuuya ndikuwane kumba" "Huya kumba Kwa mhamha Laga" "Ndati kumba Tanisha" "Asi mhamha van--" "Wakaroorwa na mhamha here or neni?" "Okay" "Good" Ndakakata foni ndichibuda. Pandakabuda ndakaona kuti ndiri kumba kwana Tafadzwa.. ndasvika sei manje pano? Shit!!! Ndokupenga kwandaita manje uku. Ndaku stresser vaƱhu manje mudzimba dzavo. Ndakaenda ku sitting ndikawana na Tafadzwa akagara ega "Iwe saga wamuka?" Tafadzwa akadaro achiseka "Shit ndasvika sei pano?" "Siyana nedoro mpfana" Eyy tsek man, ndikuda kuenda kumba manje" "Ndichakuperekedza" "Relax" "Uchakwanisa kuchaira" "Handisisina kudhakwa" "Okay safe journey " "Thanks" Tafadzwa akandiperekedza kumota. "Ndasvika sei pano?" "Bamnini Perfect vakutora ku club yavo kwawanga uchinwa chidhakwa" "Shit!! Sure broe" Ndakadaro ndichipinda mumota ndichiirova yakananga kumba Tanisha Ndasvika kumba ndiri mu sitting room ndakamirira Laga sezvo ati Ari munzira. N After some minutes akapinda "Laga ukubvepi bdanga ndiri worried newe" "Ndasvika" "Ndanga ndiri worried Laga" "Nazvino uchiri worried? Ukundiona Kuti ndiri right hanti?" Ndakabva ndatonyarara, handidi noise hangu. Takaenda mu room medu ndikamupa zvinhu zvekugeza. Akazvitora achienda kunogeza. After some minutes akadzoka apedza "Wakunzwa sei?" "Ndiri right?" "Mushavi unofanirwa kutaura na mhamha" "Wati kudii?" Wati mushavi kwandiri?" "Please Laga?" "Ndadii? Hanti wanzwa kuti handisi wekwa Mhukahuru ndakahurihwa" "Laga usataura uchidaro Kuna mhamha" "Havana kundihura here?" "Asi ukuzvitaura neimwe nzira" Mhamha Havana kumbovimbika Kuna Mhukahuru that's why aivashungurudza" "Laga mhamha vanokuda unofanirwa kutaura navo please". "Ndikuda kurara ini" "Okay good night" Laga akaswedera pandiri, aewa handingabvumi kurara naye nhasi, anfazondiita zvaakaita musi uya. "Ngatirare Laga" Haana kunditeerera akaswedera pandiri achindikisa, ndakatsinzina apa akunhuhwa doro "Please Laga ngatirare" " I'm hungry" "Rega ndokutorera chikafu" ndakadaro ndichida kusimuka Asi akandibata achindiswededza paari "I want you" "Ndakaneta nhasi" "Come wakaneta neyi don't worry ndichakurapa" Okay hapana zvandingaita. Takatanga kukisana kwenguva yakareba achibva andisundira pa bed zvairwadza "Laga arggg" Akakwira pamsoro pangu tichitanga kukisana, neniwo ndaingotevera zvaaiita asi aindirwadzisa. Akakurura mbatya "Laga" Akandivhura makumbo achienda pamsoro pangu apa aiita zvekuzvikandira pandiri "Laga ukundikuvadza" Akatanga kuita zvinhu zvaaiita asi zvaisa a normal. Ndakachema ndichikumbira kuti andiite zvakanaka asi haana kumbonditeerera. Ndakachema asi iye aisatoratidza kuva neshungu . Akaita zvaaiita kusvika apedza **** Makuseni ndakamuka ndichinogeza ndichibva ndaenda ku kitchen kunogadzira breakfast apa Handikwanisi chero kufamba Lagaman zvinhu zvaari kuita ini Handikwanisi kuzvimirira. Ndiri busy kudaro ndakanzwa munhu achindibata kumashure. Handina zvandakataura ndakamusiya akadaro "Morning butterfly" Handina kumupindura" ,"Haa babe ndaitei Manje?" "Hauzivi zvawaita Laga" "Sorry" "Keep your sorry in yourself. Unoziva zvinhu zvauri kuita zvinondipedza rudo " "Ndinoziva ndaita mistake " "Mangani ma mistake awaita?" Haana kupindura" "Zvinhu zvauri kuita zvinondikuvadza chiberekonLaga, ko ndikapedzisira ndisisazvare? Uchafara ka nekuti iwe uchaita panze" "I'm sorry babe and I'm willing to do anything kuti uone kuti ndinozvoshora" "Usakumbira hako ruregerero it's fine ita zvawada nemuviri wangu" ,"Please Butterfly" "Ndichakuregerera on 1 condition" "Yes" Ndichafonera mhamha kuti vauye vakuudze nyaya yose" "Never better usandiregerera hako " "Okay" ndakadaro ndichida kufenda Asi akandibata "Please butterfly " "It's up to you. Tinovadana mhamha or handikuregereri" "Vadane" "Good" Ndakadaro ndichifonera mhamha ndichivaudza kuti vauye After some minutes mhamha na Tinashe vakapinda, ndakaona Laga achichinja huso Mhukahuru Ndadana Davula ndinoda kutaura naye. Ati achasvika after 20 minutes, I think it's the time now yekuti Lagaman afe. Mamlilo anofunga kuti.ndakapusa handizivi kuti mupfana uya haasi mwana wangu pedzezvo akupa mwana wangu Zita rechikomba chake. Aifunga kuti akundirwadzisa asi ndiye akazorwadziwa more mwana wacho akafa achiuraiwa na mubvandiripo wake. Handingagari nemwana ane Zita rechikomba chemukadzi ini. Zvese zvekuti Tinaye I sacrifice hazviko ndaikauraisa mamlilo haangandiitiri mat**zvi akadaro . "Mhukahuru mandidanirei?" Ndakasimudza musoro Davula aiva akamira pa door. "Svondo rino harifanirwi kupera mpfana uyu asati afa" "Ani Manje?" "Lagaman" Davula akapinda achigara pa chair achinditarisa kwenguva "Inga Wani Makati mwana wenyu hamungamuurayi" "Haasi mwana wangu uya!!!" Davula akavhura maziso "What?" "Lagaman haasi wekwa Mhukahuru ndakazviziva kare ndaingonyarara chete" "Baba handisi kunzwisisa" "Ndichakuudza rimwe zuva parizvino ndikuda Laga afe" "Mangwana chaiye ndinenge ndapedza naye " Ndakanyemerera End of chapter Next chapter is painful