Kudzi na Jasi vakabva vasvika pamba .Kudzi akabva apinda mu room rake ndokuchinja hake ....... Jasi : " Ini ndiri kuda kudya nhasi zvisingaiti ". Kudzi : " Ukuda kudyei ?' Jasi : ' Haungazviwani muno ". Kudzi : " Taua chikafu chese chaunoda hauchishayimuno ". Jasi : " Ok ndipe sadza ne derere rechirungu ". Kudzi : " Ok rega ndiende kunotora ". Kudzi akabva aenda ndokubva asvika achikumbira sadza ne derere rikabva ravapo .Akabva adzokera kuna Jasi ..... Jasi : " Yooo inga zakarongeka . So ndoda kuti undipevo sadza re mhunga ". Kudzi akabva ayenda ndokudzoka naro zvakare .Jasi akabva akumbira zvakawanda asi zvese zvaivuya ... Jasi : " Zvinhu zvese izvi zviri kubva kupi ?' Kudzi : " Ndiwo ma powers angu ". Jasi : ' Ndivudzevo ma powers ako ese ". Kudzi : " Ndine hwushamwari , ndokumbira zvandoda ndopihwa ne mvura and ndiri nyoka ". Jasi : " Hahaha chinzwa kuda kundivhundutsa ". Kudzi : " Ndiri kutaura chokwadi ka ". Jasi : " Chinja tivone ". 2 mins face ya Kudzi yanga yazara makwati e nyoka ye white..... Jasi : " Hand une ma powers here so chinja kuita nyoka muviri wese ". Kudzi akabva atanga kuumburuka pasi .Ndokutanga kuchinja apa Jasi akatarisa .Jasi paakahwaira akabva avona zinyoka rakamira mberi kwake .Nekutya nyoka mukomana akabva amira pamusoro pe sofa achiridza mhere .Nyoka iya yakabva yaenda pedo pa Jasi ndokutanga kumunhanzwa .Jasi anga atozviitira weti gare ne kutya .Kudzi paakazvivona akabva achinja kuita munhu ....... Jasi : " OMG usazviita futi no no kuita se movie kudaro ". Kudzi : " Ishuwa zviri kuitika ,Ko wanyorova nei ?' Jasi : " Imvura .Iyi yapera so une ma powers aya chete ?' Kudzi : " Yaaa ndiri munu anogona kuzviita 10 ka 1 vanhu vagofunga kuti ndini '. Jasi : " Ok so toita sei manje cuz kwavira ". Kudzi : " Do you trust me ?' Jasi : " Yaaa but not 100% for now ". Kudzi : " Ok ndibate ruvoko rwangu ". Jasi akabva abata ruvoko rwa Kudzi ndokuvhara maziso .Jasi paakavhura maziso akabva avona kuti ari pamusoro pe gomo ...... Jasi : "Ko tavepi manje ?' Kudzi : " Tiri pamusoro pe gomo rakarwirwa hondo 80 years ago ". Jasi : " Ok asi kuno diko kumusha kwako futi ?' Kudzi : " Hongu ndichakuratidza kana taenda kunovudzwa ma powers ako mubako ". Kudzi akabva atungamira nzira ndokuenda pa bako paya ndokupindamo .Maive ne rina asi Jasi paakabata dombo rimwe chete matombo ese akabva ayita light ..... Kudzi : " Wazviita sei ?" Jasi : " Handizivi ,ndangobata dombo iri chete ". Kudzi : " Ok hapana chakaipa ,so muno ndimo makaperera hondo yakaitika makare kare .So iwewe rega virson yangu ivuye itivudze zvekuita ". Jasi : " Une virson ?' Kudzi : " Yaaaa ndiri kuinzwa kure kure iri kuvuya ". Asati apedza kutaura Kudzi akabva avona virson yake ichivuya ....... Kudzi : 'Usavhunduka hao ". Jasi : " Ok ". Virson yakabva yamira pakati ne pakati pe pako ..... Virson : " Welcome ndimwi vatanga takamirira makore 80 apfuura kuti musangane kudai .Ndisingapedzi nguva ndokumbiravokuti Jasi uyende pakati pe dombo iro .Bata chifuva cha Kudzi .Iwe Kudzi mudisa banga riya ". Ipapo Kudzi akabva achinjakuita nyoka ndokubudisa banga riya iyo yaive key yekutanga ...... Virson : " Cheka ruvoko rwa Jasi mbijana kuti ropa riende padombo ." Kudzi akabva acheka ruvoko rwa Jasi ropa riya ndokuwira pa dombo rakanga raatorwa moyo na mai Kudzi . Ropa rakabva ramira kubuda ipapo matombo aya akabva adzima ..... Virson : " Ropa rako kana rikatenda kuti utibatsire dombo richita on asi kana rikaramba kutibetsra it means pachaita rima .Saka zvaitika izvi handizivi kuti chii cuz muno mava murima ". Kudzi : " No hazviiti ka ko munhu apa Jasi ring iyi amupirei ?' Jasi : " Munhu andipa ati ndiyo ichaita kuti ndigone ku controlpower rangu ". Virson : " Asi dombo radzima ka which means zvaramba ". Jasi akabva dzitsikitsira maziso ake ndokutanga kubuda ropa richiwira pa dombo ipapo . Jasi paakavhura maziso akanga akaita black Kudzi hana kunge azvivona sezvo makanga muri murima .Kudzi akabva anzwa arohwa mudumbu achiwira uko .Virson ya Kudzi yakabva yangonyangarika .Kudzi akabva amuka ndokuvona Jasi akabata zidombo zihombe hombe achida kutema Kudzi .... Kudzi akabva achinja kuita nyoka ndokutanga kurwa na Jasi . Apa ropa ra Jasi richiripo pa dombo rakangonyarara kuita rima . Zvakabva zvatanga kurwa zvikara .Jasi akabva avudzamiti kuti isunge Kudzi .Miti yakabva yatanga kuita mhepo ichida kusunga Kudzi .Asi Kudzi akaramba ndokubva achibva kuita nyoka 10 .Jasi akanga asisazive kuti Kudzi chaiye chaiye ndeupi ....... Jasi akabva arohwa n muswe we nyoka ndokuwira kure .Ipapo ipapo mvura yakabva yatanga kunaya .Mheni ichibva yarovamiti yese kuomesa .Nyoka yakabva yasvika ndokusunga Jasi kuti imumedze .Asi Kudzi akanzwa moyo kurwadziwa achivona kuti ndi Jasi asi angobatwa ne mhepo chete.Kudzi akabva ada kumuonesa ....... Kudzi : " Jasi iwe be yourself kani rega kukurirwa ". Jasi ayiva akatsikisira .Vanhu vaive mudunhu iri vakabva vanzwa noise mugomo asi kuti vaende vaitya .Zindoga akabva amira panze achida kuvona kuti chii chiri kuitika asi hana kuvona .Ipapo Jasi akabva aridza mhere yakasunda zvinhu zvese kure Kudzi akabva akurirwa simba achiwira mukati mebako pamusoro pe dombo raivene ropa ra Jasi ..... Jasi akavuya achibururuka ndokusvika mubako riya ndokubudisa zibanga zihombe achida kubaya Kudzi ..... Jasi : " Pako pagumira pano zvekare ". Kudzi : " You're wrong i have a plan ". Jasi paakatarisa ruvoko rwa Kudzi akabva avona Kudzi achizvicheka ruvoko ropa richibuda .Kudzi akabva abata dombo riya .Ipapo light rakabva ratanga kubuda Jasi ndokuwira pasi .Ipapo light raibva pamatombo rakabva ratanga kunyanya kupenya .Jasi akabva asimudzwa ne light riya .Vanhu vaive vari kure ne gomo vakabva vaona light richibva kugomo richipenya dunhu rese ...... Light riya rakabva radzoka rese richipinda muna Jasi .Rapedza kupinda Jasi akabva awira pasi simba rakanga rapera.Kudzi akabva abuda chokudya ipapo Jasi akabva adya ndokuita simba zvekare ....... Jasi : ' Yoooo sorry pane zvaitika ndanga ndatokuvuraya shuwa ". Kudzi : " Usachema i know kuti zvataita zviri rist asi ndafara kuti simba rakutendera kuti ubatsire hondo iyi ". Virson : " Zvaitika apa hazvina kunaka .Jasi hasi 1005 wedu dzimwe nguva pfungwa dzake dzichachinja dzobva dzatanga kukurwisa saka wochenjerea .Handisi kuti usamu trust no asi dzimwe nguva ndizvo zvaachaita .Iwe Jasi kana wadarovo kona kushandisa simba rako .Iwe na Kudzi ndimwe key so mangwana moenda Egpty kunotora imwe key .Ikoko ndiko kune zvese ." Jasi : " Zvamuri kutaura ndiri kuzvinzwa asi pane chandiri kunzwa mudunhu rino chakaipa ". Kudzi : " Uri kunzwei?" Jasi : " Mamwe ma demon akatozara mudunhu rino saka tinofanirwa kuita plan .Ndine murume wandavona ane huku dzaapa doro saka handei kwaari ". Kudzi : " Hapana kuipa ndiwe unoziva nzira tungamira ." Virson : " Oh musati maenda Jasi simba rako rakawandisa .Unobhururuka,uri visible ,Unofambisa nguva and unoziva zviri kutaura munhu ". Kudzi : " Totenda regai hedu tiende tinovona ". Jasi akabva abata ruvoko rwa Kudzi ndokubururka achienda kunovona Zindoga ne nhawu ye huku .Ipapo Zindoga akanga akatogara akarinda huku dziya .Akabva anzwa voice richibva ku gare .Akabva aviga huku achibuda panze ...... Zindoga : " Kudzi uri kudei pano ?" END OF CHAPTER