Baba Jasi vakati kurumedzei kusvika ndokuwana vanhu vasati vatanga kushanda . Vakabva vambogara zvavo vakamirira kuti nguva ikwane . After ma hour 2 vakabva vadamwa mu officer ndokuwana mune ma guards akanga akati wandei .Pane vanhu vane zvigaro zviri pamusoro ...... Baba Jasi vakabva vaona kuti zveshuwa nyaya iyi yakora muto .Vakabva vapihwa pekugara vakatarisana na Manager na Judge akanga apotsa arohwa na Jasi ...... Manager : " Baba Jasi muri kuti chii ne nhawu yakaita mwana wenyu ". Ba Jasi : " Ndiri munhu wemutemo hangu asi hapo handizivi zvekutaura ". Manager : " Nekuti mwana wenyu ka ?" Ba Jasi : " Dai ari wenyu manga muchiti kudii ?' Manager : " Ok zvapera chitivudzai kuti mwana wenyu ari kupi ?' Ba Jasi : " Handisi kuziva ini ". Mananger : " Moda kuti titange tarovona here ?' Ba Jasi : " Moda kuti nditende ini ndisingazivi here ". Manager : " Ok hapana kuipa endai henyu asi mwana wenyu takumuisa pa news ". Ba Jasi : " Kana mamuwana mondivudza cuz i am worrid kuti aripi ". Manager : " Ok hapana kuipa ndokuvudzai ,mungaenda henyu ". Baba Jasi vakabva vasimuka ndokupinda road ...... Judge : " Saka masiya munhu uyu achienda zveshuwa ne mupengero wamaiita zuro ?" Manager : " Ndangovona kuti munhu wemutemo chete ndosaka ndamusiya ". Judge : " Saka todii kuti tibate mwana wake ?' Manager : " Mukandei pa news tokwanisa kumubata ne nguva ". Judge : "Ndovimba kuti munhu wese azvinzwa so itayi zvataurwa ". Vanhu vakabva vasimuka ndokudzokera zvavo .Nhawu yakabva yakandiwa pa social media kuti munhu wese azvinzwe .Baba Jasi vakati vachisvika kumba ndokuwana mukadzi akabata phone achichema ............... Ba Jasi : " Ko ukuchema chii nhai mai mwana ?' Mai Jasi havana kukwanisa kupindura vakabva vatambidza phone kune murume wavo ....... Ba Jasi : " How ?' Mai Jasi : " Ndotovhunza imwi maenda ka ". Ba Jasi : " Ndaramba kutaura kuna Jasi so vakati ndidzokere hangu kumba .Handina kuziva kuti vakatoisa nhawu iyi pa network ". Mai Jasi : " Manje zvazvadai vanomubata nekukasika ". Ba Jasi : " Apa achiri mu bus anosvika mangwana ". Mai Jasi : " Manje todii baba mwana ?' Ba Jasi : " Problem hana phone . Asi Jasi munhu akangwara hake anoibuda nyaya iyi ". Mai Jasi : " I hope so ". Masikati vana Jasi vari mu road kuenda zvavo .Vamwe mai vaifarira kuzwa news vakabva vaona pic ra Jasi ..... Human 1 : " Ko iwe mukomana , hausi iwe uri kutsvakwa here apa ?' Jasi : " Muri kubvira ini here ?" Human 1 : " Ehe iwewe ". Rue : " Tivonei pic racho ". Jasi : " yaaa ndini ". Man 1 : " Who are you ?" Jasi : " I don't know ". Rue : " Wakundityisa manje ". Jasi : " Ndozviripo but please ndokumbiravo kuti musandisungisa ". Man 1 : " Ko kana wakavuraya vanhu ?' Jasi : " I am not a killer ". Human : " How do we know ?' Jasi : " Dai ndiri killer ndisina kukubetserai kubata mbavha dziya ". Gogo : " Taura hako muzukuru .Imwi vanhu itai se vanhu vakuru izvezvi dai mari yedu yese yaenda asi tabatsirwa makuda kumusungisa futi ". Man 2 ; " Taurai henyu gogo hazviiti isu hatina kumbokuvona ". Vanhu vese vakabva vawarirana kuti mumota mukapinda police vanohwandisa mukomana..... Bus rakarohwa masikati ese ne manheru .Mangwana kuseni vakabva vasvika kwavaienda .Vari pa bus stop Jasi akamirira hake taxi inoenda kumusha kwavo .Rue akabva asvika ........ Rue : " I am story ". Jasi : " sorry yeyi futi ?" Rue : " Pane zvandakuvhunza mu bus ". Jasi : " i don't believe in past zvapfuura ". Rue : " Thanks , saka apa ukuenda kupi ?" Jasi : " somewhere around here in Iraq ". Rue : " Iraq yakakura remember ". Jasi : " Yaaa i know but ndakabva kuno kare so handisi kuziva tsvimbo yacho ". Rue : " Ok can i give you a kiss ". Jasi : " no comment bye gogo vangu avo vari kuvuya ". Rue akabva adhonza Jasi ndokubva amukisa . Jasi akaramba akamira Rue akamutarisa ...... Rue : " sorry it's a mistaske i hope youv don't believe in past .Bye see you again ". Jasi hana kupindura akanga akangomira kuratidza kupererwa ........ Gogo : " Muzukuru wangu Jasi kutadza kumhanyira gogo asi wandikanganwa ?' Jasi : " Ndakuvonai muchiri kure gogo .Makadii henyu ?" Gogo : " Ini ndakasimba hangu .Inga wakura 5 years ago wakanga uri kamwana usinganzwi zvisingaiti ". Jasi : " Hahaha zvakapera zviya ". Gogo : " Kuti kudaro here . Hazvisi kutowedzera ?'; Jasi : " Kana gogo ". Gogo : " Ngatipinde mu taxi unovona new home yako . Ndichikuvudza nyaya dzemudunhu redu ". Vakabva vapinda mumota ndokuenda kumba .Uku news dzakanga dzisina kusvika kuti Jasi ari kutsvakwa sezvo kwakanga kuri kumusha kwakasara zvisingaiti ... End of Chpter