Jasi : " Ko iwe uri pano ?' Kudzi : " Ehe ndanga ndichichera hangu mvura yekugeza ". Jasi : " Oh nice watonyora homework here ?' Kudzi : " Ndiri kutonyora ". Jasi : " Ukutonyora ? what are trying to say ?" Kudzi : " Oh sorry ndanga ndichida kuti ndoda kusvika ndichinyora ". Jasi : " Ok ". Kudzi : " Ko wazvivona kuti ruvoko rwako rwakuvara ?" Jasi : " Yaa ndakuzvuka ". Kudzi : " Ok but richaratidza kuita ronda homwe ". Jasi : " I don't think so . Hande hedu ndatopedza kuchera wakangomira ". Kudzi : " Ndiri lonely cuz hapana wandoziva mudunhu rino ". Jasi : " Even me ". Vakabva vafamba vachitaura havo nyaya .Vati fambe fambe Jasi akabva atura .... Kudzi : " Watoneta ?' Jasi : " Ehe ini izvi handina kuzvijaira ". Kudzi : " Haisi nzara here rega ndikupe chekudya ". Kudzi akabva apinza mavoko ake muhomwe ndokubudisa ma apple matatu ndokutambidza Jasi .Mukomana ne kunyara akabva amatora ..... Jasi : " Ndichadya hangu kana ndorara ". Kudzi : " Ok hapana kuipa ini ndasvika wofamba bho ". Kudzi akabva apinda hake pamba pake .Jasi akabva ayenderera ne rwendo sezvo ayigara mberi ne kwana Kudzi . Jasi hana kudya ma apple ayinge apihwa cuz akanga asati o truster Kudzi .Akabva angomaisa muhomwe asi akaramba kukwana akabva amabata hake ...... Jasi akasvika kumba ndokugadzika hake bhakati rake ndokuenda ku room rake kunoisa ma apple aya .Ari mumba akabva anzwa gogo vake vachidana ..... Gogo : ' Jasi muzukuru ?' Jasi : " Hello gogo ". Gogo : " Ko chikafu chako wachivona here ?' Jasi : " Handina ". Gogo : " Ichi chiri apa .sorry hako muzukuru ungatoti gogo vanogara but pandabika ndabva ndasuka ndiro ". Jasi : ' Kana gogo pane pandingadaro here ". Gogo : ' Ko ruvoko rwaita sei ?' Jasi : " Inzara yandimara ne mistake ". Gogo : " Ok rega ndibike mbuva yako ya mangwana ". Jasi akabva atakura chikafu chake ndokuenda hake panze kunodya .Zuva rakanga rovira ipapo ,apedza kudya akabva ayita hake home work yake ...... Judhi : " Saka daddy mukoma Jasi vanodzoka rinhi ?" Ba Jasi : " Wamusuwa here ?' Judhi : " Ehe ". Ba Jasi : " Achadzoka hake manje manje ". Mai Jasi : " Enda kunondichereravo mvura mwanangu ". Judhi akabva asimuka ndokuenda kunochera mvura .Ivo vakabva vasara vachitaura .... Mai Jasi : " Saka nhai baba mwana makambotaura naye here Jasi wacho ?" Ba Jasi : " Ndavona message yabva kuna gogo vake hongu akasvika ". Mai Jasi : "Kana akasvika zvinokudzwa ". Ba Jasi : " Dai akasaita musikanzwa ikoko .Mangwana hande kumasowe tinonzwa ". Mai Jasi : " Kana madaro toenda shuwa but muporofita hazoiti sezviya here ?' Ba Jasi : " Umm hamheno zviro zviedzwa ". Vari pakati pekutaura Judhi akabva asvika ne mvura vakabva vachinja havo nyaya . Manheru iwawo vanhu vakatogara havo Mai Tinashe vakabva vavhunza ...... Mai Tina : " Ko nhai Tinashe shamwari yako Jasi hanzi iripi ?' Tina : ' Handisi kuziva ini ". Mai Tina : " Aai vabereki vake vari kuziva ka ?' Tina : " Matanga mhamha ,ini ndati handizivi ". Mai Tina : " Anofanirwa kusungwa Jasi hanzwisisi .Munhu asinganzwi apa mudiki zvisingaiti ". Ba Tina : " Hongu haanzwi asi hazvitifadzi kuvona achishungurudzika .Plus Jasi munhu kwaye asi ukamutanga chete ma 1 ". Mai Tina : "Nemwivo baba muri kutotenderana ne zviri kutaura mwana wenyu .So dai ari Tinashe achiita zvinhu zvinoitwa na Jasi maidii ?' Ba Tina : " Mwana ungadii ". Mai Tina : ' Ummm zvakaoma zvenyu regai ndirare zvangu ". Jasi munhu akanga asina basa ne phone zvakanyanyisa .Munhu ayigona kungogara pasina chinomuvaraidza cuz anga azvijaira .Vanhu vakanga vavata ,iyevo akanga ari mumachira ake .Ruvoko rwake rwakatanga kurwadza kunge munhu atsika zimbe asina shangu. Akabva amuka ndokuita light on . Akabva ayenda pedo ne light ndokuvona chinhu chakaita segonye chichifamba muropa rake .Ndicho chaiita kuti arwadzewe .Jasi hana kuzviisa mumusoro akabva atoracandles ndokuriita on ndokuisa ruvok rwake kuti apise chinhu chiri mukati .Zveshuwa zvakashanda panguva yacho ....... Akabva apinda hake mumachira ndokurara. Manheru iwawo Jasi akanga akagarirwa dare nema demons ...... Demon 1 : " Ndanga ndamubata mukomana asi pazongosvikavo umwe mukomana ndipo pandamusiya ". Demon 2 : "Iwe haushandi sometimes everytime unongovuya ne zvichemo ". Demon 1 : " Asi nhasi ndavuya ne ropa ra Jasi iri randabisa pa nyama dzake ". Demon 2 : " Good tichashandisa ropa rake kumuita wedu .Kana tikadaro tinenge tapedza mhiri zhonga . But panodiwa 3 days kuti ropa rake rimire kutamba zvariri kuita izvi ". Demon 1 : " Tadii kuzama kurimisa cuz ririkuda kutiza ". Demon 2 : " Drop re ropa rake rine power rakadai ko ropa rake rese .Tofanarwa kuita plan .1 wedu anofanirwa kuenda kunyika ". Demon 3 : " Ini hangu ". Demon 2 : " Kune hondo kunze uko so wochenjera .Mangwana uchaenda ckunotsvaka tsvimbo pachikoro ipapo . " Demon 3 : " Ndakadai here ?' Demon 2 : " Kwete ndiwe uchava mhandara yakanaka kudarika vamwe vese pachikoro ichi .Jasi achakuda chete ipapo ndipo patichamubatira ". Ma demon akabva abatana mavoko ndokupa simba kune rimwe ravo .Rakabva rachinja kuita ka babe nyama ...... Demon 2 : " Enda ku nyika zita rako unonzi Netsai ". Demon 3 : " Why Netsai ?' Demon 2 : " Cuz uchavanetsa so go go unoita basa enda kunoita legend ". Mangwana kuseni Jasi akanonoka kumuka cuz akanga asina kana alarm apa gogo vake vaitova vakatofa ne hope . Jasi hana kuwana nguva yekugeza kana kudya even kutakura mbuva chaiko .Akabva apinda mu road achimhanya .Akanonoka ndokuwana vanhu vatova pa semble .So vanhu vese vanonoka vakabva vamiswa panze .Apa ranga rir day 2 ra Jasi kuenda pachikoro ichi .Vakamira kudaro Jasi akabva akwenyiwa .Akabva atarisa ndokuwana ari Rue ...... Jasi : " Aaaa hie .ko unodzidza pano ?' Rue : " Yaa ko iwewe ?' Jasi : " Yaaa ndakatanga zuro .So unogara kupi cuz that day wairatidza kuti unogara kure ?' Rue : " Ndogara kure zveshuwa .Ndogara ku town so taxi yandovuya nayo yambofa ". Jasi : " Yoo zvaunobva kure nha iwe .Asi hakuna zvimwe zvikoro ikoko here ?' Rue : " Zviriko but this school is the best ". Vari busy kutaura pane mota yakabva yasvika ndokusiya nyama ye babe .Jasi akabva amutarisa so mwana akanga akanaka iyeye ........ End of chapter