Mai Jasi : " Muri kureva kuti apa ndipo pawarwira here ?' Miss N : "Hongu hamutovoni dombo rakatsvuka ropa ". Mai Jasi : " Baba mwana nyaya iyi iri srs handei kunovona kuti mwana wew vanhu akauvara zvakadii ". Miss N : " Zveshuwa endai kunovona .Asi ini hangu Jasi yanga isiri mhosva yake ". Ba Jasi : " Ngatisawanzai munamato sadza richipora nhaika .Mai Jasi handei kunovona vanhu vacho ". "Kuenda kupi ?" Hee kuenda kupi kwamunoda kuenda .Munoda kupedzisa mwana wangu ka". Ba Jasi : " Ko Mrs Ndlovu ! ndiani uyu ?' Mrs N : " Ndivo vabereki ve mwana arohwa na Jasi ". Ba Jasi : " Oh saka zvavari kutaura vari kuzviwana kupiu manje ?" Mrs nN : " Ndizvo zvinoita munhu ari kurwadziwa ". Ba Jasi : " Kwaziwai ! Manga muchitaura kuno here ?' "Ehe ndiri kutaura ikoko .Ndati munoda kunovona mwana wani ?" Ba Jasi : " Wangu ka umwe wani ?" “ Ehoi wangu musamuvone henyu cuz mungatomupedzisa “. Ba Jasi : “ Sorry mati chii ?” Mai Jasi : “ Baba Jasi kani hande tinovona mwana wedu “. Ba Jasi : “ Mubate mashoko enyu .Ndokukanganwai izvezvi kuti mune mwana ari pa koma “. Mai Jasi vakabva vadhonza murume wavo ndokuenda mumota .Vakabva vasimudza mota vakananga ku town ..... “ Nhai mai mwana moda kutirovesa here ?’ “Iwe unongotyavo zvisina basa “. “Gwara harina mbonje mudzimai wangu .Baba Jasi unovaziva iwe unoda kuti ani afe “. “ Manje neni topedzerana vachandivona ku court ikoko shit ye vanhu “”. Ava vabereki ve mukomana akanga arohwa na Jasi vaitoendavo ku town klunovona mwana wavo akanga akuvara zvisingaiti .Vakasvika paainge arohwerwa ndokunokora ivhu ndokurisunga ndokuenda zvavo ku town kunopedzerana nyaya kuvaridzi vemutemo .......... Vanhu vakawana nhawu yava mudariro .Apa Jasi ari busy kupindura focho zvake ..... Judge : “ Wamuroverei ?’ Jasi : “ Anga achindishaisa mufaro “. Judge : “ Une makore mangani ?’ Jasi : “ 17 maybe “. Judge : “ What do you mean maybe ?’ Jasi : “ Judge amana muvhunzo yako iri kubhowa kani “. Vanhu vakanga vari mu court vakabva vatanga kuseka ,........ Judge : “ silence in court .Jasi wakakwana ?” Jasi : “ Umwe wangu hapo “. Judge : “ Ndiani iyeye ?’ Jasi : “ Mataura here ?” Judge : “ Iwe chikomana urikuita zvekutamba .Vabereki vako varipi ?’ Ba Jasi : “ Ndiri pano “. Judge : “Aaaa ndimwi sir muri pano zvenyu mwana wenyu achitaura zvaanoda “. Ba Jasi : “ Ndamutadzavo ini “. Judge : “ Oh kana mamutadza ini ndoziva chichamugona . 2 WEEKS uri mujeri Jasi uchachihwa zvako chando this July “. Ba Jasi : “ Ndokumbiravo mumutongere ari panze “. Judge : ‘ Hazviiti ane mhosva nhatu mwana wako .... 1 Akuvata mukomana uyu izvezvi aripa koma .... 2 Avhuna teacher ruvoko “. Ba Jasi : “ Ko yechi 3 ndeyeyi ?’ Judge : “ Yechi 3 ndeyekuti akarova vanhu pama shops akavakuvadza zvisingaiti “. Jasi : “ Saka maida kuti ndirohwe here ?’ Ba Jasi : “ Jasi izvi ndezva rinhi manje ?’ Jasi : “ Aaa handi makandisiya mukaenda ku town mega so ndakaenda kuma shops ka “. Judge : “Court ndeyangu so Jasi 2 weeks uri mujeri then uchazobuda hako wanyatso dzidza .Une chekutaura here ?’ \Jasi : “ Yaaa ndinacho “. Judge : “ Taura hako before waenda kuimba yako “. Jasi : “ Nhawu yendekuti kujeri handisi kuzoenda zvekudaro ndichambofunga “. Judge : “ hahaha unopenga iwe ka 17 years kari kutaura zvisina basa .Guards batai munhu muende naye kuimba yake “. Ba Jasi : “ Wait dai mangoterera zvaari kutaura please “. Judge : “ Never mutemo hautendi izvozvo .Ma Guardss makamirirei “. Jasi akabva amira pakati ne pakati pe court ndokufumba zvibhakera .Ko ma Guards akanga achitoti kutamba hana kuziva kuti mukomana akanga ane zvihombe zviri paari ..... Guard wekutanga akabva ada kubata mukomana reuvoko akabva apihwa zimbama achinowira kure . Zvaita kunge magic mumaziso a Judge paakavona ma guards ese awiras pasi . Jasi akabva ayenda kuna Judge ndokusvika achimubata pahuro ndokutanga kutaura........ Jasi : “ Zve 2 weeksa mujeri ndati no regai ndimbofunga wazvinzwa ?” Judge : “ Ehe ndazvinzwa boss “. Jasi akabva amuregedza ndokubuda panze apa vanhu vaivemo vakanga vakangotarisa cuz simba vakanga vachisina . Baba na Mai Jasi zuva iri vakanga vazvivonera kuti mwana uyu ane zvinhu zviri paari ..... Vakangotarisana baba na mai hapana chavakataura .Jasi akabva ayita zvekuvadana ...... Jasi : “ Asi hasiti kuenda kumba here ?’ Ba Jasi : “ Mwanangu unoziva zvawaita izvi unofira mujeri here ?’ Jasi : “Manga muchgida ndidii daddy ?’ Ba Jasi : “ SDai wangoendsa mujeri macho “. Jasi : “Aaaa daddy saka madii kuenda imwi cuz ini handsi kuda for now ndichiri kufunga “. Mai Jasi : “ Mwanangu wativuraya manje totangira papi nyaya iyi “. Jasi : “ Ohh nemwivo mhai muri kutofunga kudai handei kumba apa “. Ba Jasi : “ No ndine imwe plan . Munhu wese handei mumota “. Jasi : “ Yeeee makutaura manje “. Baba Jasi vakabva vamutsa mota ndokurova road vakanga ku bank kunotora mari pa ATM.... Ba Jasi : “ Jasi mwanangu unoziva ndiri munhu wemutemo so nhawu yawapara iyi unofira mujeri .So iwe tora marei iyi ,enda kumusha kuna gogo unogara ikoko .Chikoro wototanga ikoko .Please woitavo munhu kwaye .Ndichafonera gogo ndovavhunza kuti wafamba zvaklanaka here .” Jasi : “ Oh hamuna kutaura kuti gogo vapi . Plus handingasiyi ma friends angu ka ?’ Ba Jasi : “ Jasi mwanangu i know zvimwe ndombokutsiura ndine hasha asi huyu hupenyu jaya rangu please ndakumbira sa baba vako “. Jasi : “ Ok daddy asi hamuna kutaura kuti gogo vapi ?’ Ba Jasi : “ Mai vangu ndiko kwauri kuenda “. Jasi : “ Kure kwese uko ndosvika after 3 days ka “. Ba Jasi : “Iknow but ndiko kurte kwekuti mapurisa hambosvikiko zvekudaero “. Jasi : “ Ok kana madaro mosara zvakanaka “. Jasi akabva apinda rwendso rwemazuva 3 .Baba na Mai vake vakabva vadzokera kumba apa kumba kwavo kwakabva kwatumirwa ma soja .......... end of chapter not a real story