Notice : Hie guys ma chaoters angu mad ik I cuz ndiri out ne basa .Ndiri out kudaro vamwe vangu pavakabuda vakabva vasungwa so nd in I ndaive mumiririri wavo .so plz understand Kudzi : " Chii chaitika asi ?" Jasi : " Pane demon ravuya ne face ya Panganai so ndanga ndabuda but ndanzwa kuti pane something wrong .so ndaita visible ndikadzokera kumba ndipo pandavona demon riya richitobuda gate asi harina kundivona .Ndaenda kumba ndikavona gogo vangu vachipika beans ndabva ndadzidevura mumadota ndiri visible kudaro .So pavazvivona havana kumbonyanya kuzviisa mumusoro ". Kudzi : " Yooo inga ma demon aya ava kuda kuenderera manje ". Jasi : " Manje hasi kundiziva nhasi rimwe riri kufa chete kana kwavira ndoda uyende neni kunyika yenyu ". Kudzi : " Ok asi unotanga wataura ne virson yako wonzwa kuti inoti chii ?' Jasi : " Zviri munzeve rega nditomhanya kunonzwa ". Kudzi : " Jasi please uchenjere cuz hatizivi kuti virson yacho iri ku side kwani ". Jasi : " Thanks ndichatamba ndakangwara ". Jasi akabva apinda munzira ndokuenda ku muti kwaive akasangana ne virson yake .Jasi akasvika ndokurara pasi pe muti uyu kwechinguva pasina chaitika .Hope dzakabva dzabata futi ndokutanga kurota ane umwe murume .... Jasi : " Ko kuno kwandiri ndekupi kuri kuratidza kuti kwakaondomoka". V : " Ino ndiyo future yenyu kana mukartadza kurwisa vavengi .Zuva rinenge risisabuda mvura inenge yava kunaya zuva ne zuva. Nyika ichaita se Gotham kana mukatadza kurwisa hondo iyi . Rima ndiro richatonga nyika kana mukaramba makapeta mavoko ". Jasi : " Saka munoda tidii ?' V : " Endai egpty kunotora imwe key .Kana matora key iyoyo ndichakuvudzai kwekuenda ". Jasi : " Ko imwe key yekutanga inani ?' V : " Ina Kudzi yakachengetedzeka naye .Saka iwe ndiwe key yechi 3 asi motanga matora imwe key iri Egpty ". Jasi : " Ok hapana kuipa ko kuno ndekupi kwatava futi ?' V : " Ino ndiyo imwe future yenyu kana mukakwanisa kurwisa vavengi " Jasi : " Yaa nyika iyi yakanaka tichaita sezvamareva ". V : " Chienda hako mangwana motanga rwendo ". Jasi : " Ndine muvhunzo iwe V ndiwe ani ?" V : " Ndini imwe virson yako ndinizve victory yenyu saka ndibate mushe chikomana ndine nhaka yakakura yekukupai kana mapedza mutambo uyu". Jasi : " Ndine pandinotya kuzotengesa nyika ". V : " Taura ndakaterera ". Jasi "Sezvo dzimwe nguva ndisinga kwanisi ku controler power rangu ndichadii and why zvichidaro ". V : " Kuti udaro ndini ndakaita risk yekukuvudza iwe waifanirwa kuvudzwa na Kudzi asi ndakavona kuti zvinotora nguva ipapo ma demon anenge achiwanda ". Jasi : " Ichokwadi saka manje ndodii kana ndasvika pakupanduka ndisingadi ". V : " Kana wasvika panguva yakadaro ndoda kuti uvhare maziso utange kufunga wotura befu uchaziva kuti ndiwe ani and uri ku side kupi .Chienda mangwana mune zuva guru rekufamba '. Ipapo Jasi akabva apepuka ndokuwana kuti zuva rakanga rava kuvira .Akabva ayenda kwana Kudzi ndokuwana Kudzi amboenda ku town hake ..... Zuva rava kuvira vana Rashi na Saru vakaramba vakagara pachibhorani vachida kuti Tinashe avuye .Zvisinei nguva ya Tinashe kuti achere mvura yakabva yasvika pachibhorani ndokuwana panana Rashi vakabata chibhorani ...... Tina : " Pamusoroi ndokumbiravo kuchera mvura ". Rashi : " Kana usina kundivudza kuna Jasi hausi kuzochera ". Tina : " Aaaaa ko izvozvo zvabva nepi ndogara na Jasi here ?" Saru : "Saka ndikaita shamwari yake zvoreva kuti ndoziva zvese zvekumba kwavo here ?" Rashi : " Wangu hatisi kuseka ". Tina : " I know but pamavuraira tsoro yenyu ndepekuti hamuna kuda kutaura neni zvakanaka so handisi kuzokuvudzai even ndaiziva cuz hamugoni kutaura zvakanaka Rashi : " Ok chivuya titaurirane ". Tina : " Manonoka handichadi ". Rashi : " Ok fine manje chinzwa tikabata shamwari yako iri kufira mujeri manje ". Tina : " Whatever ". Tinashe akabva achera mvura ndokuenda hake kumba ..... Zuva ravira manje Jasi akabva adya zvake ndokuenda ku room rake kuti arare .Nzira yekubuda nayo akanga asina akabva aita phone yake on ndokuwana ma missied call a Miss Ndlovu . Jasi akabva atora phone ndokufona back ....... Miss N : " Hello zvirisei ?' Jasi : " Mushe ndavona ma missed calls ". Miss N : " Yaaa pane vanhu vari kukutsvaka and vati akuwana vachamupa mombe 6 saka iwe wadii waenda kumwe kunhu cuz unogona kutengeswa ". Jasi : " Ok maita basa ne kundibatisa chokwadi ". Miss N : " Pane nyaya yandoda kukubatisa futi ". Jasi : " Taurai henyu ". Miss N : " You know Jasi ndokuda even ndiri muhombe kwauri ". Jasi : " I think muri kutamba ". Miss N : " No ndiri srs ndipe mukana ". Jasi : " No hazviiti ndiri mwana imwi muri munhu mukuru bye ". Jasi akabva akata phone ndokumbovata.Miss Ndlovu pavakaona kuti Jasi adai zvakabva zvavabata ndokutanga kunzwa maungira a baba bhuru ...... "Munhu anenge abata Jasi ndichamupa mombe 6 ". Miss Ndlovu vakabva vatanga kufunga kutengesa Jasi ..... Jasi akavata akabva anzwa voice richitaura munzeve make .... " Jasi ,Jasi muka tichienda ". Jasi akabva apepuka ndokuwana pasina munhu asi akabva aziva kuti pane munhu ari kumudana > Akabva ayita visible ndokubuda panze ndokuwana Kudzi akamira .... Jasi : " Shaz aya ndo ma 1 gogo vakazondishaya nhasi futi ma 1". Kudzi : " Hauna here imwe plan ?' Jasi : " Ndotovhunza iwe kuti haukwanisi here kundiita ini ". Kudzi : "Ok rega ndikuite b ut hauzifanirwi kuzonyanya kunonoka kudzoka ". Jasi : " Kuma 1 tenge tadzoka haisi nyaya ". Kudzi : " Ko manje handi ma mangwana isvondo ndiko kune big party todii kana tikadzoka nhasi ?" Jasi : " Zvatichaita iwe mangwana kuseni uchatovuya pamba wokumbira gogo kuti ndikuperekedze ". Kudzi : " Ok good plan tichaita sekudaro so iwe chivhara meso ". Jasi akabva avhara maziso Kudzi achiita zvaari kuita .Kudzi akabva avudza kuti Jasi achivhura meso Jasi akavhunduka achizvivona .... Jasi : " OMG wazviita sei ?' Kudzi : " Easy mumvuri wako uyu ". Jasi : " Ok manje une ma powers here ?' Kudzi : " Kwete ,Nyaya hadziperi ngatiite tichienda '. Vakabva vapinda munzira ndokuenda zvavo .Manheru iwayo Zindoga ne mudzimai wake vakanga vakatogara havo vachitaura nyaya ... Mai Zindo : " Saka mangwana ndoswera ndakazvipfikiga here ?' Zindo : " Hapana yekutamba kana Kudzi akatovuya tichaita sekudaro "> Mai Zindo : " Handisi hangu kupikisa plan yenyu asi plan iyoy ngaishande zveshuwa ". Zindo : " Ndovimba kuti ichashanda "> Vari busy kutaura vakabva vanzwa Kudzi achitaura ... Kudzi : " Tisvikevo ?" Zindo : " Shiii musanyanya kudanidzira .Miti ine nzeve pindai henyu ". Vakabva vapinda ndokugara zvavo vachironga kuti vanozvifambisa sei .Vapedza kuronga Jasi akazoita muvhunzo .... Jasi : " Hongu mangwana tichaisa se zvataronga asi hatizovi ne mutengesi here ?' Kudzi : " Handifungi kudaro ini ndichatoita plana ye mvura kuti isuke acid yakaipa "> Jasi : " Ok kana pakadaro hapana kuipa saka nhasi ngatidzokere hedu tinozorora mangwana kuseni unovuya toita plan iya ". End of Chapter