After school Rudo akabva ayenda kunomirira Justice kuti abude gate . Rudo hana kuziva kuti mukomana ari busy ne babe rake Athe . Akamira musikana after 5 mins ndipo paakabva avona mukomana achivuya ane rimwe babe . Rudo akabva ayita hasha ndokuenda kuna Athe ndokumupa zenya rakashamisa vanhu kuti ka grade 7 kangarova form 1 kudaro . Athe mavoko makanga musina but Rudo ayiva mudiki zvake asi dzaivuya . Justice akabva amubata Rudo akazama kuda kububa asi mukomana hana kuregedza munhu ....... Rudo; Justice ndati ndisiye wanzwa uri kuda hure iri kupfuura ini ka ".\ Justice : "wangu dzikama ndovimba kuti nyaya iyi takaitaura zuro so why". Rudo : "so ukufunga ndongokusiya uchienda ne umwe babe apa ndiwe wakandibvisa humandara ". Justice : " chinyarara shz vuya titaurirane ". Rudo : " hapana chandiri kutaurirana kusvika wavudza babe rako kuti hauchamudi then wovudza ini kuti unondida". NARRATING: Justice akabva atarisa Athe ndokuvona achichema apa akamuzembera .Akabva atarisa Rudo ndokuvona kuti zveshuwa musikana ane hasha . Justice akabva azevezera Athe .... Justice : " babe sorry pane zvaitika you klnow kuti munhu uyu ndakamuramba before tasangana now arikuramba achinetsa so kupedza nyaya nhasi iwe chienda kumba ndokuvona mangwana i love you sweet girl ". NARRATING ; ko Athe akanga achida mukomana wake zvisingaiti akabva amuterera ndokuenda hake kumba . Rudo akabva aziva kuti zvake zvaita . Akada kubata justice ruvoko mukomana ndokujamuka .... Rudo : " asi nhayi Jasi asi waimbondida wani ko zvakazoenda kupi ". Jasi : " yaaa ndaikuda asi zvakapera unoda ndidii ". Rudo : " ndiri kuda kuti udanane neni ". Jasi .; " handisi kuda shz nzwisisa ." Tinashe : " best nguva yaenda remember kuti tiri kuda kuchera mvura ". Jasi : " ok toenda wngu . iwe Rudo ukangonditevera chete ndiri kuzokupa zizenya rawapa Athe idiki ndokukwatura tevera uvone ". Rudo ayiziva kuti mukomana anorova so akatya kumutevera .AKabva asara kumasure achifamba zvishoma ne zvishoma . Jastice ne friend yake vakabva vasvika padhen ndokuwana mudhara wa Jasi akabata chitorobho . Ko mukomana hana kuziva kuti baba vakatamwa . Akasvika ne dzungu rake ....... Jasi : " maswerasei daddy ko mabata chitorobho kwakanaka asi nhasi mafunga kuticherera mvura ne ngoro here?" Baba vacho vakabatwa ne shanya ndokubva varova mukomana .Mukomana akabva aridza mhere achidzokera kumashure ....... Jai : ' ko daddy muri kundirovera chii manje ?" Ba Jasi : " ukutovhunza ndokupamha izvezvi usaita kunge hausi mwana wangu . wakatodza ani iwewe nhasi watosvika uchiita bhuru pachikoro kwakanaka unoda ndidamwe kuchikoro kwako ". Jasi : " saka daddy manga muchida kuti ndirohwa ndakatarisa here ?" Ba Jasi : " yaaa zviri nani kupusa pane kuda kuzviita iwe everyday . " Jasi : " ok fine ndichapusa kwacho asi mangwana musasondinzwira tsitsi ". Jasi akabva apinda mumba ndokutora bhaketi rake ndokuenda na Tinashe kumba kwavo .Tina nekuda kudya Jasi akabva agara akamirira mukomana . Vakazoenda havo ku mvura zuva rakundovira . Mudunhu iri makanga mune vasikana vakawandisa and vanhu vese vaingodanana kuti sisi na bhudhi asi Jasi akanga achingonyara Judhi cuz ndiye sisi yake ye mudumbu chete vamwe avo ayinyengera kure ..... kubva kuna A kusvika kuna Z kubva kuna Ayanda kusvika kuna Zinhle Jasi akanga akanyenga vese and akanga achidiwa manje .Mangwana mukomana akamuka ndokuenda kuchikoro semazuva ese ndokusvika mu class ndokugara . Akabva avona vanhu vakawanda vari kuvuya akabva asiyana nazvo . sezvo teacher vake vakanga vasati vasvika vakomana vakabva vapinda mu class yake .Pakanga pane 5 vakomana vamwe ndivo vaakanga akarova zuro 1 wacho ndiro raizvidzavo bhuru . Jasi akanga asiri mu mood this day bhuru riya rakabva rasvika richigara pa table yake ndokumuvharira kuti asanyora ..... Jasi hana kutaura akabva asimuka ndokuenda kunogara pa window . Bhuru akabva atevera ndokusvika achimurova mbama apa vanhu vese vakanga vakatarisa . Jasi akavona kuti pano paipa akabva abata dama rake ndokutanga kuridza mhere achogodama kuna bhuru iya ..... Jasi : " sorry kani shuwa ndati sorry usandivuraya umwe wangu ". bhuru :" usati sorry kwandiri ,iti sorry kuvakomana ava ". Jasi : " soerry guys handina kuziva kuti ndadenha mako ". Boys : " Takuregerera asi everyday uvuye uchiti kwazisa pese pawativona "> Jasi : " aaaa zvoga no problem ndozvigonesa izvo "> Mukomana akanga atosimuka akutotaurirana ne vakomana kunge hapana chaitika . Vakomana vakabva vabuda nepa window vaona teacher wana Jasi .Vanhu vese pachikoro vakanga vakamirira kuseka mukomana pa break manje mukomana hana kunyara akabva abuda hake vanhu vakamuseka . so teacher wake aklabva avona kuti mukomana ari kusekwa akabva atumira munhu kuti avuye kumba kwake kuzomuvona . Jasi akabva ayenda mumba ma Teacher wake >.... Jasi : " hello Mrs Ndlovu ndanzwakuti mandidana ". Mrs N : " Yaaa ndakudana ndiri kuvona vanhu vaskuseka asi chii?' Jasi : " nothing kungosekwa you know maybe handina kugeza ". Mrs N : " Aaaa inga vakasara so vasikana havasi kuvona how cute you are ?" Jasi : " handisi cute plus kutanga kunzi cute thanks miss ". Mrs N:" so une phone here undipe number dzako tinge tichitaura pa app ne nhawu ye homework ". Jasi : " phone handina daddy vakaramba kunditengera apa young sister yangu inayo ". Mrs N : " ummm sorry shame ok asi ndikakupa haiyiti mhosva here ?' Jasi : " Kana haaa musawara "> Mrs N : " asi usataure kuti ndini ndakupa neh . mangwana weekend sorry so Monday ndichakutengera phone yako ." Bhera rakabva rarira mukomana hana kuzokwanisa kunzwa zvakawanda akabva asimuka achimhanya ndokuenda ku class>...... end of chapter