Mai Jasi : " Ko nhayi baba mwana mabereka bag mafungepi ?" Ba Jasi : " Ndafunga kuenda kunotsvaka mwana wangu ". Mai Jasi : "Aaaa nhayi baba mwana madii kumbomira time will tell ". Ba Jasi : " Aaaa why uchindivharira asi waizviziva nguva yese here ?" Mai Jasi : " Ummm kana nyaya yava ikoko endai henyu mofamba zvakanaka. Ko mwana akavhunza kuti daddy vaenda kupi ndinoti chii ?' Ba Jasi : " Unomuti ndaenda kubasa ". Baba Jasi vakabva vabereka bag ravo ndokupinda munzira kuenda Egpty ..... Sabhuku : " Ko iwe ndiwe ani wandisingazivi ?" Jasi : " Izvozvo hazvina basa asi ndafara kuti masungunurwa ". Sabhuku : " Chii chiri kuitika ?" Jasi : " Imwi ne mudzimai wenyu makapihwa acid kuti muite ma demon so ndabva ndabvisa ma demon aya kwamuri asi handina mukana wekubvisa kune mukadzi wenyu ". Sabhuku : " Ndokumbiravo kuti mundibatsire handidi kuti mukadzi wangu avuraye vanhu vakawanda nhasi ". Jasi : " Imwi ndimwi mungatondibatsira ". Sabhuku : " Ndokubetsera sei ?" Jasi : " Ndoda kuti mudire doro rese panhu 1 ". Sabhuku : " Ummm pava ne nguva zvonetsa plus vanhu vatovungana ". Jasi : " Ma plans haperi saka ipai munhu ne munhu cup yemaheu". Sabhuku : " Handifungi zvichibuda cuz vamwe vanhu havatonwi ". Jasi : " Ok tichaita imwe plan.Saka imwi endai kunogara pane vamwe Mai Zindoga vachavuya ne doro rakagadzirwa kare ". Sabhuku vakabva vaenda kunogara zvavo pane vamwe .... Mai Sabhuku : " Mai Zindoga madii vatora doro manopa varume vedu". Mai Zindo : " Ok hapana kuipa ". Mai Zindo vakabva vasvika mu room ranga rinodoro ndokuda kuita maths dzake kuti doro ribve acid iya asi zvakaramba .Akabva abuda manje kuti asangane na Jasi asi Jasi akanga ari invisible hana kunge achimuvona .Jasi paakavona kuti ariega akabva ayenda ndokubata ruvoko rwake .... Jasi : " Ko kusuwa kwakanaka here ?' Mai Zindo : " Zvaramba kushanda zvine simba risingaiti ". Jasi : " Manje todii cuz vanhu vavungana apa uri kuda time yatisina ?' Mai Zindo : " Handisi kutoziva ndapererwa now ". Jasi : " Kudzi haupererwi makuseni akadai ka ita plan shz ". Mai Zindo : "Handina plan ndatopererwa ini apa vanhu vese vatosvika ". Jasi : " Ok handi une simba rekukumbira zvaunoda here .So kumbira doro rekufana kupa vanhu ". Mai Zindo : " Ok rega ndiite sekudaro ". Jasi akabva amuregedza ruvoko ndokuenda hake .Mai Zindo vakabva vasvika mumba ndokukumbira doro ndokupihwa .Vakabva vatakura doro riya ndokupa vanhu vakanga vasvika .... Zindo : " Ndovimba kuti rakachena doro iri ?" Mai Zindo : " Inwa henyu makasungunuka ". Zindoga akabva aziva kuti doro rakanaka zvaro kuti anwe .Vakabva vatanga kunwa vachitaura nyaya asi Sabhuku vaingofunga zvaive zvakaitika .Mai sabhuku havana kunge vaziva kuti murume akanga ava munhu ari normal ..... Makuseni iyayo demon rakanga rarohwa na Jasi rakabva rasvika kune mamwe aro richifemeraka ...... Demon 3 : " Ko iwe uri kubvepi uchifemereka kudai ?" Demon : " Ndabviswa muimba yandakaiswa na Jasi .Now ava ne ma powers and ariko ku party kwa sabhuku kuti avharidzire vanhu kuti vasanwa doro "> Demon 3 : " S****t anofunga kuti akangwara manje hasi kundiziva > Varume munhu uyu hasati ava ne key yekumisa ma powers edu saka ngatitore ma powers ake . So munhu wese handei ku gomo ". Ma demon akabva asimuka ndokuenda ku gomo kwaive kwakatora mai Kudzi chipo ..... Demon ; "Saka muri kufungei ?" Demon : " Mira uvone mashura achaitika pasi pezuva .Vadenha mangwiro ". Vanhu vaitonwa zvavo doro vachifara paya .Vakabva vatanga kunzwa imwe sound inotyisa kubva kugomo .Munhu wese akasimuka achitarisa kugomo ,Munhu wese akabva avona gomo richisungunuka .Ipapo doro rese rakanga riri mumba rakabva ratanga kuputika ma konye achibuda akati kurei ... Gonye raiti rikaguma munhu ayiitoita demon .Vanhu vakabva vatanga kutiza vachivona izvi .Apa gomo rakanga richiondoka matombo achidzika ne simba .Jasi akabva ayenda kuna Kudzi ..... Jasi : " Wangu hondo iya yatanga apa tanga tisina kuigadzirira hona vanhu vese vakuita ma demon manje ." Kudzi : " Umm zvakaoma ma demon aya ari kuda kuwanda kuti akwanise kukti rwisa manje ". Vari busy kutaura kudaro munhu wese ayiva pa party iyi akanga atova demon .Zvino Jasi na Kudzi vakanga vakatariswa ne vanhu vese ..... Demon 3 : " Ndiwe watanga hondo saka ipedze kana kuti tipe simba raunaro tiregerere vanhu vese ava ". Jasi : " Vuraya vese kana kuvachinja izvozvo ndizvo zvisiri kuzoitika ." Jasi akabva ayita invisible mademon akashaya kuti munhu ayenda kupi . Jasi akabva atora banga rakanga rina Kudzi ndokuenda kumasure kwe rimwe demon . Akabva abaya demon riya richibva rafufunuka ipapo .... Mamwe ma demon akashaya kuti chii chaitika ndokutanga kumhanyisa Kudzi . Jasi akabva abata Kudzi ndokuita invisible ndokubva vaenda ne chekure ...... Kudzi : " Kusvika rinhi tichitiza ?' Jasi : " Hakusi kutiza asi chinotanga izano kwete kungomhanya ndipo patinozoita zvinhu zvisiri izvo ". Kudzi : " Ok saka plan yako ndeye kudii apa ?' Jasi : " Plan yedu ndeyekudanha virson yako kuti ivuye itaure ". Kudzi : " Ok zvawareva ". Kudzi akabva adana virson yake kuti ivuye .Pasina nguva yakabva yasvika ... Kudzi : " Ndotenda mavuya! mungarondedzera here kuti nei simba rangu risina kushanda apo ?' Virson : "Hapachadi simba rako apa pava kuda mushonga wekupedza ma demon aya ". Jasi : " Mushonga wacho uri kupi ?" Virson : " Motoenda Egpty mangwana chaiwo ". Kudzi : " Kunei ikoko ?' Virson : " Kune mavambo ne magumo ezvese ". Virson yakabva yaenda .... Kudzi : " Saka mangwana tava kufanhirwa kuenda zvemashuwa cuz nguva ndiyo yatidya ". Jasi : " Tarisa zviri kuita nyika vanhu vese vari kumhanya asi havana kwavanosvika ma demon aya ari srs ". Kudzi : " Hande kumba tizorore munhu wese anofanirwa kusungunurwa mumazuva mashanu (5) ". Kudzi akabva apper pa mota yake ndoku driver vachienda avo kumba.... Jasi : " Mune problem mudunhu rino ". Kudzi : " Nei wadaro ?" Jasi : " Inzwa noise "./ Kudzi : " It means ma demon aya atosvika kuno ?" Jasi : " Yaaa so zvatichaita pano neizvi .Mota ino tichaitita invisible kuti vanhu vasativona ". Kudzi : " Yaaa cuz hapana imwe plan ". Vakabva varova mota ndokusvika pamba pana Kudzi ndokuwana imba yakatsva yese asi pakanga pasina vanhu .Jasi na Kudzi vakabva vamhanya kuti vaende kunotarisa gogo .Vakabva vaona gogo vakagara zvavo kunge munhu ari normal . Jasi akabva ada kuita visible Kudzi ndipo paakabva amubata ruvoko ..... Kudzi : " Ko kana vachinyepedzera ?" Jasi : " There is one way to found out ". Kudzi : " Risk ". Jasi akabva ayita visible ...... Jasi : " Maswera sei gogo ?" Gogo vakanga vakatsikitsira Jasi na Kudzi havana kunge vawana mukana wekuvona face yavo .Gogo vakabva vapindura ...... Gogo : " Wazvitangirei uye iwe ndiwe ani ?" Kudzi : " Havasi gogo vako ava usavapa mukana kuti vataure newe ". Jasi : " Rega ndinzwe kuti varikudei . Nhayi gogo muri kudei pandiri ?' Gogo : " Hahaha ndiri kuda chipo chako kuti ndisungunure nyika ". Jasi : " Ko kana ndisingadii ?" Gogo : " Then die ". Kudzi akabva arohwa achiwira uko .Jasi achicheuka akawana imba yatongombwa ne mademon ...... Demon 3 :"Hahaha uri easy kubata iwe .Unofunga kuti wakangwara here iwe . so tipe zvatiri kuda ". Jasi : " S **t watanga imwe hondo murume iwe .Hausi kuziva kuti ndini ani pasi pezuva ". Demon : " Vakadaro vakawanda 80 years ago asi vaihwina ne lucky asi gwendo guno hakuna iyoyo ". Jasi : " Yaaa you are right gwendo guno hakuna iyoy zveshuwa ". Kudzi : " Jasi uri kuiteyi ?" Jasi : " Gwendo guno hamusi kuzorarama zvachose and hakuna imwe war ichavuya ". Jasi akabva atsikitsira achikoka ma powers .,.... End of chaspter