Jasi hana kumboratidza kuti pane zvaafunga .Akabva asimuka ndokuchinjana pekugara ne na Kudzi . Jasi akanga asinganyanyi kugona kana pava panyaya dzechikoro . Vanhu vaitomuseka paayivhunzwa muvhunzo achikonewa ........ Iye akanga asina basa nazvo .Shungu dzake kwaiva kuda kudzidza bedzi zvakawanda akanga asina basa nazvo even zvevasikana . Break time vanhu vakabva vaenda havo kunodya .Jasi hana kunge aziva Kkuti Kudzi uyu ndiye musikana ari kunzi akanaka pachikoro chese zveshuwa Kudzi akanga akanaka but hapana munhu ayiziva history yake ,Kuti anobvepi mwana wani ..... Kudzi ayitova hake mumota make akaringa Jasi but Jasi hana kunge azvivona .Ayitova akagara hake se munhu asina mbuva apa uri new patsvimbo zvaitobhowa .Shamwari akanga asina ayingova Jasi chete .Akagara kudaro pakabva pasvika umwe mukomana ....... " Hie i am Ngoni and you ?' Jasi : " Nice to know you Ngoni i am Jasi ". Ngoni : " Nice to meet you .Vuya tidye ". Jasi : " Oh thanks ndakaguta ". Ngoni : " Vuya tidye kani ". Jasi : " Ok thanks vuya kwacho ". Ngoni na Jasi vakabva vatanga kudya zvavo vachitaura nyaya apa Kudzi akaringa ........ Jasi : " Ko vakomana vari kudei pa mota apo ?' Ngoni : " Pane musikana anonzi Kudzi uya watodzidza naye so vanhu vakawanda vanomuda ". Jasi : ' Akatanga kudzidza pano rinhi musikana iyeye ". Ngoni : " 2 weeks ago apa vane vakuita kurwirana kuti vamupfimbe ". Jasi : " Ok so iwe wakatanga kudzidza pano rinh ?' Ngoni : " Pazvakavhurwa ndipo pandakatanga .Primary ndaidzidza kuchikoro chiri zasi uko ". Vari busy kutaura bhera rakabva rarira .Vakabva vasimuka ..... Ngoni : " Rega ndimboenda ku toilet tosangana mu class .' Jasi akabva abata ruvoko rwa Ngoni .... Jasi : " Thanks ne food ". Ngoni : " Usazviisa mumusoro i am your friend '. Ngoni akabva amhanya hake ku toilet .Kudzi akabva apfuura achimhanya achiguma Jasi ,Jasi akaita kunge arohwa ne getsi akaita kunge avona virson for 2 seconds . Hana kuzvinzwisisa futi but shungu dzake ayida kumuguma kuti anzwe kuti pane chaachavona here ?........... Jasi akabva ayenda mu class ndokutanga hake kudzidza . After shcool vanhu vachibuda gate .Jasi akabva ayenda madhuze na Kudzi ndokubva amuguma asi hapana chakaitika . Aaaa Jasi akangoti maybe pane zvangoitika pavambogumana . Vakomana vakabva vaenda kuna Kudzi kunonyenga .Kudzi akabva apinda mumota yake ndokuenda kumba .Sezvo Jasi ayifamba ne tsoka apa vachigara pedo nepana Jasi .Kudzi paakavona Jasi akabva amisa mota ...... Kudzi : " Hie classmate pinda mumota tiende ". Jasi : " Oh ndiri kuda kufamba ndichimbovonavo tsvimbo ". Kudzi : " Nguva izere uchazongoivona ". Jasi : " Thank you nguva yakawanda uchandiperekedza hako ". Kudzi : " Ok kana wadaro hako ". Jasi akabva arova hake ne tsoka .Kudzi ndokubva ayenda ne mota yake ,ari munzira pane zvakatanga kuitika ...... Virson : " Mukomana ndiyeye wawavona so unofanirwa kumuvudza zvese kuti anzwisise.Usamuvudza muhope asi tanga watora moyo wake first ". Kudzi : " But ari kuratidza kunyumwa cuz pandambomuguma ndamuvonesa twu green but hana kuvcona kuti chii .Plus zita rangu akarinzwa kupfurikidza ne maporofita ". Virson : " Ari kunyumwa asi hapana chaanoziva toda kutangira nguva .Ma powers ake akawanda so toda kuma train isu ". Kudzi : " Manje ndotora moyo wake sei ?' Virson : " Chipo chake chekutanga kuda vasikana saka uchamutora moyo chete ". Kudzi : " Zvamakati ndisararea ne munhu manje ndodii ?' Virson : " Hatimupi nguva yakareba cuz ndomuziva haiti .Anofanirwa kukutora sa sister yako kana wamuratidza ma virson ". Kudzi : " Saka ndine nguva yakareba zvakadii ?" Virson : " Nguva ndiyo yausina asi mukomana uyo ndiye anokwanisa kuwedzera nguva pa 3 months dzatinadzo ". Kudzi : " Ok ko ma demon hasati asvika ku nyika ino here ?' Virson : " Handikwanisi kuvona zviri mberi asi gara wakavhura ziso bedzi cuz pawasvika anosara achisvikavo .Anonzwa hwema hwako ". Kudzi : " Ok pakanaka ndichaita plan kuti teacher vatipe home work yekumba kuti ndiwane mukana wekutaura naye ". Virson : " Good plan .Kudzi the world dependes on you na Jasi wako ". Kudzi : " Handikurasisei cuz makandipa hupenyu .Ndiri kunzwa kuti ndava munhu ane thank you ne zvipo zvamakandipa ". Virson : " Zvakawanda zvichavuya ,munhu anohwora ashanda ". Virson ya Kudzi yakabva yaenda .Kudzi akanga ava munhu anoshamisira pa vanhu .Dzimwe nguva ayiti akazvivona pa class ayiyerera musodzi ..... Jasi ne kuda kufamba ne tsoka akabva atsauka ndokufamba nekanzira kanofamba mombe .Akabva avona bako asi pakanga pane muti muhombe risinganyatso onekwa .Jasi akabva avona chinhu chichivaima murima kuita kunge diamond .... Jasi akashamisika kuti chingava chii chinopenya murima rakadai .Akabva atanga kuswedera zvishoma ne zvishoma achienda kubako . Akasvika pabako ndokubva atanga kunzwa kunge mune munhu ari kutaura .So Jasi akabva atarisa side achitsvaka chitanda kuti atokonye . Ari busy kutsvaka apa akazembera padhuze ne bako ....... Mubako makabva mabuda ruvoko rwe ghost ruchipfungaira hutsi .Jasi hana kuzvivona akanga ari busy .Ghost iri rakanga risingadi zuva so rakabva ramira kuti mukomana aswedere .Zveshuwa Jasi akabva aswsedera .Jasi akabva anzwa kuti abatwa ruvoko .Akabva avhunduka ,ghost ndokutanga kudhonza mukomana mubako .Jasi zvekuridza mhere akanga asingazvigoni akabva ayisa gumbo uko rimwe uko ...... Ari busy kurwisana ne ghost asi iye akanga asingazivi kuti chii .Pakabva patodarikavo umwe mukomana ayirisa mombe mudunhu iri ...... Boy 1 : " Iwe mukomana usatambira pabako ipapo pane shato ". Jasi akabva anzwa kuti ruvoko rwake rwasiiwa .Akabva amuka ndokubvapo kunge hapana zvaitika . Asi ruvoko rwake rwaive rwamarwa ne nzara asi zvaiita kunge akweshera padombo. Mukomana hana kuzviisa mumusoro sezvo akavudzwa kuti mudunhu iri hapana anoshereketa plus pakuna zviera ....... Mukomana akabva ayenda hake kumba kunge hapana zvaitika .Akawana gogo vake vasipo apa pakanga pasina kana chikafu . Mukomana akabva atora bhaketi ndokuenda hake kumvura . Akasvika ku mvura ndokuwana Kudzi achitochera hake mvura ....... End of chapter