Jasi : " Kunenge kwava kuedza chihande kumba ". Kudzi : " Rega ndikuratidze something ". Kudzi akabva ayenda na Jasi pamba pavo ..... Jasi : " You mean ndipo pawaigara here ?" Kudzi : " Yaaa ndaitambura zvisingaiti ". Jasi : " Wakazoita mari sei ?" Kudzi : " Ma powers angu ndiwo akazondipa zvese zvandinazvo izvi ". Jasi : " Saka ukureva kuti wainyepa kuti baba vako vari kunze kwe nyika ". Kudzi : " Yaaa ndakanga ndisina choice ". Jasi : " Yaa sure wakanga usina choice ". Kudzi : " Ko iwe wadii kumbonotaura ne virson yakavuya muhope dzako kuti ikuvudze zvizere". Jasi : " Yaaa kanakwa chena ndichaendapo .so iwe chitidzosera kumusha kwedu ". Kudzi akabva abata ruvoko rwa Jasi .Ipapo vakabva vabudira mumba ma Kudzi .... Jasi : " Oh wadii kundibuditsira mumba mangu ". Kudzi : " Unotyei nyika ino ndeyako so ita visible woenda kumba ". Jasi : " Ok but ndine nhawu iri kundidya moyo ". Kudzi : " Inhawu yeyi ?' Jasi : " Ko gogo vangu vakapihwa acid iyi votoitavo demon here ". Kudzi : " Hapana zvekuita asi dai zvaibvira tavachengeta ". Jasi : " How ipo pakanzi hazviiti kuti tirape munhu asati ava demon ". Kudzi : " Usawara handi unoziva kuti munhu ari kufengi so kana vava demon unovaona ". Jasi : " Yaaa good night ". Kudzi : " Night but kwatoedza hako ". Jasi akabva apinda mu road ndokuenda kumba kwavo .Akasvika ndokuwana door rakaiswa key .Sezvo akanga ari visible akabva angopinda rakavharwa kudaro .Akabva ayenda hake mu room rake ndokurara hake ....... Hapana kumbotora nguva kwakabva kwaedza gogo vake vakabva vamuka ndokuenda mu room re mukomana ndokuwana akatorara hake .Vakabva vamusiya ndokuenda ku main door ndokuwana door rakavharwa .Vakabva vamhanya kuna Jasi .......... Gogo : " Jasi ,Jasi Jasi iwe ". Jasi : " Umm nhasi e weekend ". Gogo : " Ndozviziva asi ndiri kuda kuvhunza kuti wapinda sei mumba?" Jasi : " Inga zuro maka key ndirimo asi ndakanga ndine strees ". Gogo vakabva vanyarara vachifunga havo apa Jasi ayiziva zvese zvavari kufunga .... Jasi : " I know kuti muri kufunga kuti ndapinda nepa window ". Gogo : " Ehe ndizvo zvandiri kufunga ". Jasi : " But hazvisi hazvo ". Gogo : " Ok izvozvo hazvina basa .Kana wamuka ndoda kuti uyende mhiri kwana Panganai ndoda kuti unotenga beans ". Jasi : " Ok hapana kuipa ". Gogog vakabva vaenda havo kunoita basa re mumba ....... Saru : " Ko sekuru hamusati maenda court this time ?' Ba Bhur : " Handisi kuenda muzaya nhasi weekend ka ". Saru : " Oh ok saka moenda Monday ka ?' Ba Bhuru : " Hongu asi pane pandoda kuenda ?' Saru : " Mafunga kuenda kupi futi ?' Ba Bhur : " Ndoda kuvona Miss va Jasi na Baba vacho va Jasi ". Saru : " Ndovimba kuti hamuite hondo ". Ba Bhuru : " Unondiziva wani mazukuru izvozvo ndizvo zvandisingagoni ". Saru : " Ndokuzivai kule ". Ba Bhur : " Ndisingapedzi nguva rega ndisvike pachikoro ndogona kuwana Miss va Jasi sezvo iri weekend kudai ". Saru : " Mofamba zvakanaka ini ndakubudavo ndoda kuenda kwa Mai Rashi ". Ba Bhur : " Hapana kuipa tosangana pano " . Vakabva vasimuka umwe akabva ananga kwake umwe kwake ........... Makuseni iwayo Kudzi akabva amuka kubva mu room rake raanovata ndokuenda ku kitchen ndokuwana virson yakamira ichiratidza kusuwa . Izvi zvakashamisa Kudzi ........ Kudzi : " Since takavonana handina kumbovona face yenyu yakadai ". Virson : " Ichokwadi ndiri kufunga dai ndaigona kuziva zviri mberi bedzi ". Kudzi : " Muri kunyanya kufungei ". Virson : " Ndiri kunyanya kufunga kuti ko Jasi akatanga kurwa newe izvezvi zvinopera sei ". Kudzi : " Hapashaikwe plan cuz akaita visible ndichirwa naye ndinodyiwa plus iye agara achitorova futi ". Virson ; " Yaaa plana iripo tora chinhu ichi kana akuda kupanduka unorwa naye asi akaita visible isa chinhu ichi kuti akuvone ". Kudzi : " Zviri munzeve ". Mai Zindoga : " Ko mageza mava ne mari mafunga kuenda kupi ?" Zindoga : " Ndafunga kuenda kwa sabhuku ". Mai Zindoga : " Ko 100 us maiwana kupi ?' Zindoga : " Ndakaipihwa na Kudzi kuti nditenge doro ". Mai Zindo : " Ok mofamba mushe plz moita zvinhu zvenhu makangwara ". Zindo : " Zviri munzeve ". Zindoga akabva abuda ndokuenda kuma shops ndokutenga ma super ake 6 ndokuenda kwa sabhuku .Akawana sabhuku vakatogara zvavo...... Zindo : " Aaaa kwakanaka kugara usinganwi here ?' Sabhuku : " Aaaa sahwira izvezvi ndiri kutokufunga kuti ko wakafamba sei ne mwana ?' Zindo : " Zvevakadzi so ,kwani kuri kuda murume pedo ". Sabhuku : " Aaaaa anopenga ". Zindo : " Kundidanira kuti ndikame shuwa ". Sabhuku : " Ingoziva kuti vakadzi chete ,ko nhasi wabva wavuya ne doro rakawanda so kwakanaka here iro rizere kuno ". Zindo : " Hahaha sahwira unozviziva wani kuti doro ndotenga plus iro mangwana sunday ndipo patorinwa chaiko ". Sabhuku : " Hahaha usazvoita yaunoita kana wadhakwa ". Zindo : " Usawara ndoita munhu kaye .Sahwira vuya tinzwe doro ndoda kuzoenda kunokama". Sabhuku : " Ok hapana kuipa ". Zindo : " Mangwana adzimai vangu vachavuya kuzobatsira kuma poto ". Sabhuku : " Unenge wagona zvisingaiti sahwira vuya tinzwe doro ". Vakabva vaenderera zvavo ne doro ravo ....... Makuseni izuva iroro Jasi akabva amuka ndokuenda kwana Panganai kunotenga hake beans dziya .Achangobva gogo vake vaitova pamba pavakaona umwe mukomana achisvika pamba pavo ........ Gogo : " Panganai wabva vavuya apa ndatuma mwana wangu kunotenga beans idzodzi ". Panganai : " Inga afambira mahara ". Gogo : " Ko iwe wakazotanga rinhi kufamba uchitengesa ". Panganai : " Handisi kutengesa ini ndakuvigirai ". Gogo : " Inga waita hako rega nditodzibika .Yooo inga waita hako apa nhasi dzakanaka ". Panganai : " Muchitendei henyu ,Ini handichagari regai ndiende kwandabva kure ". Gogo : " Wofamba zvakanaka ". GOGO vakabva vatora beans dziya ndokuia mu class makonye akanga achivoneka asi ivo havana kunge vazvivona .Vakabva vagadza beans dziya ........ End of Chapter