Chapter 5 . Anenyasha Yoo anenge ane pamuromo mukomana uyu. Ndiani ko mukomana uyu? Ohh pamwe ndiye munin'ina wa Munyaradzi anodzidza ku America anouya pa holiday ya December chete. Ayy rega breakfast ini ndisiyane nezvisingandidi ndakatanga nekubika mazai uku ndichozora chingwa. Mazai acho handigoni kubika ari normal. Ndajaira angu andozviitira kuchikoro. Ndakaisa mvura pa stove uku ndichigadzira chikafu. Ayy handigoni kubika ini. Ndajaira kuzvibikira chikafu changu ndega kuchikoro pandakaisa rice pa stove vashandi vakabva vapinda thanl God vakuzondibatsira. "Mambokadzi hanzi nhasi tiri kuda nhopi vapikire nhopi?" mushandi akadaro ndakavhura maziso nhopi as in kucheka shamba ndobisa mhodzi?" Ehe Mambokadzi " "Ohk" ndakadaro misodzi yatojenga handigoni ini kubika nhopi yacho. Iyo nhopi yakamboita breakfast when? Kungoda kundikaurusa chete. Shuu ndatambura wee pamusha pevanhu ne one day . it seems like this is the beginning. Nhopi yacho ndaksmboibika kupi inj. kuma 8 vanhu vakagara pavanogara kana vachidya. Ndaiva ndatopedza kubika dhirihora yangu. Nhopi hsnzj ndeyemasikati. Vashsndi vaksndibatsira kuendesa chikafu "Warara sei mwanangu?" mai Munyaradzi vakadaro "Mushe mhamha" ndakadaro ndichitarisa mambo ndakamuona achinyemwerera. Ndakaisa chikafu pasi. Mitemo yepano inoda ma gorrila chaiwo hanzi vatezvara havatauri nemuroora the reason why i don't but i think there is something behind . ndapedza ndaiva ndisingszivi what is next. Ndakatendeuka ndichida kuenda ku kitchen ",gara pasi udye newevo mwanangu" Mai Munyaradzi vakadaro pandaida kugara pedo na Mai Munyaradzi, Munyaradzi akandidana kuti ndiuye ndigare pedo naye. Ndakaenda kunogara pedo naye. Vanhu vakatanga kudya. You can kuti varikuzipirwa nechikafu changu lol. Vari kudya vachifinyamisa huso. I don't care hanti ndivo vasiisa chikoro. Handina kuuya kuzo empress (a) munhu ini. Tapedza kudya Mambo vakatarisa Munyaradzi "Munya" "Baba" "Tinoda shidhi" Ndakashamisa ndichitarisa Munya. Munya iye akatarisa pasi. I shidhi rei manje rikutaurwa apa? Mai Munyaradzi vakandiona kuti ndiri murima. "Shidi ramanga makarara pamsoro paro" mai Munyaradzi vakadaro vachinyemwerera "Why?" ndakabvunza vanhu vose vakanditarisa. Tafadzwa akapera nekuseks. "Shidhi rakasviba mwanangu rinorataura kuti wabga uchiri mhandara" mamoyo vakadaro. Ndakavhunduka. Tafadzwa akapera zvake nekuseka asi akazonyarara baba vake pavakamutarisa "Munyaradzi" Mambo vakadaro "Zvayi" "Riri kupho shidhi" "Zvayi Shidhi haripo" Vanhu vose vakamutarisa "Izvi zvinoreva here kuti mangorara kusvika kwaedza pasina zvamamboita?" mama Ethan vakabvunza "Ko imwi manga muchida kuti tiite sei? Hanti ndimwi makandisiisa chikoro makuda kuti ndiz--" Mao Munyaradzi vakabva vandinyararidza. "Nei usina kuzviita munyaradzi?" Mambo vakabvunza "Ohh baba nezuro munhu wese anga akaneta saka hapana zvataita" Munyaradzi akadaro ohh my gosh. Ko tanga tichifanirwa kunyovana? No ways handingakwanisi kupa murume wandisingadi humhandara hwangu ibi never" "Haa handifungi kuti pamusha pano pane achiri kutevedzera mitemo kunze kwa Ethan chete" Mama Ethan vakadaro "Munyaradzi hanti haudi kuti ini newe tirwe?".. " ehe baba" "Unoziva zvaunofanirwa kuita sa Mambo" Mambo vakadaro vachisimuka vachienda. Midodzi yakatanga kupisa munaziso angu asi ndaksaidzora kuti isabuda "Haa pamusha pano here? Nhaka tichadzidza zvakawanda gore rino" Tafadzwa akadaro "Iwe Taffy wakamboita serious when" mai Munyaradzi vakabvunza "Asi mhamha nei pachifanirwa kutaura nyaya dzevanhu vaviri. Why muchitaura nezvema sheets asiri enyu. Changosara kuti munovaitisa imwi muchivapidigura makumbo" tafadzwa akadaro achiseka. Ndakona Ethan achizvibata muromo achida kuseka. Ndaksbva ndasimuka ndichienda ku kitchen. Wes Anenyasha we nhamo. Ndakufanirwa kurara na mambo zve. Ayy tichaona tayambuka bridge. Ndakadzokera ndichinotora ndiri. Ohh my God ndakufanirwa kubika zvw nhopi apa handizivi kuti ndotangira papi. Ndiani achandibatsira? Coz ndanzwa kuchinzi mukadzi wese nhasi ngaasapinda mu kitchen. Ndofanirwa kuita basa ndegs. Ndichiri kusuka ndiro Taffy akapinda akabata ndiro.. "Uhhm wanga waita kukwapaidza pakubiks breakfast. Haa unobika mukadzi we brother yangu" Taffy akadaro achiseka "Thanks " saka kuri sei kuroorwa?"... "Nezuva rekutanga ungandibvunza izvozvo here?" "Zvakawanda zvatoitika already. Unofanirwa kubikira mhomho yose yepamusha pano. And iwe unoonekwa kuti hausi type iyoyo" "Ohh wakundiziva manje?" "Haa Ini munhu ndomuziva ndichangotanga kunuona nyasha dza baba" Ndakadzungudza musoro ndichitora banga ne shamba nepekuchekera shamba racho "Nhasi tichadya dhotito unogona here kubika nhopi yacho?"... " aewa " "Saka uchatibikira maranatha" "Ndichaedza" "Eyy ini ndingakubatsira kucheka shamba asi kumberi uko ratova drama but we can do something" "Like what?" "Google" Taffy akadaro achiburitsa foni yake" "Hezvo unopenfa here iwe. What if someone sees us?" Saka haudi rubatsiro? " "Ndoda asi nd--" "Vhara muromo tibvunze sekuru vedu google" Taffy akadaro achi seacher akapawana achibva aenda pa video. Takaona video yacho kusvika yapera. Ndakatanga kucheka shamba achindibatsira. Apa mumba maiva masviba sei asi hapana zvandingaita. But andibadzira hake dzungures uyu. Ndapedza kucheka ndakaisa mupoto. Zvimwe zvaiva nyore ndaizoita ndega hangu sezvo ndaiva ndaona pa video Narrated Kubva makuseni Zhou havasi right. Vari kungofunga mwana wavo "Mushavi muri right here?" mai Sarah vakabvunza... "Ungandibvunza sei zvinhu zvakadaro. Handizivi kuti mwana wangu kwaari ari sei" "Haa baba Anenyasha ari strong achaakwanisa mabasa ose. " ."unenge wamukanganwa nyasha mai Sarah. Haagoni kuita mabasa ekumusha. Kana kuri kumuka handitauri" "Ndamumutsa" "Wamumutsa" ."ehe kuma 4" Zhou vakavhunduka "Wamutsa mwana wangu kuma 4?!!" "Ehe baba anga achifanirwa kumuka achigadzirira vanhu chikafu chemakuseni" "Iwe wakambomuka kuma 4 here?" "Ini na Anenyasha hatifanani baba. Anenyasha aroorwa kumuzinda ini handina kuroorwa kumuzinda" "Hazvina basa izvo mai sarah. Dzababa anofanirwa kumuka kuma seven kwete na 4" "Then vanhu vagodya nguvai chikafu chemakuseni" Zhou vakazvibata musoro "Mwana wangu mudiki" Mai Sarah vakavahaga "Dont worry baba ndinoziva kuti Anenyasha anokudai baba achaita zvinhu zvichaita kuti mudade naye. Achaita zvinhu kuti mufare" "Iye agofara rinhi?" "Achafara baba" "Pane zvinhu zvaakanganwa ndofanirwa kumuendesera now" "Haa baba achauya kuzozvitora rimwe zuva" "Aewa izvi anozvida manje" Zvichakadaro fonj ya Mai Sarah yakarira vaiva mama Ethan. Mai Sarah vakasuduruka pana Zhou vachidaira vega "Why usingadi kuti ndiuraye mwana uyu? Anondikanganisa kuti Ethan atore humambo"... " unofunga kuti ndingakubvumira kuti uuraye mwana we murume wangu?" "Aifanirwa kufa paaichata sevamwe vakadzi va Munyaradzi" mai Sarah vakavhunduka "What? Ohh ndakuona manje. Saka ndiwe wese uyu aiuraya vana vevanhu" "Unoda ndiite sei? Hee!!! Chii chaunoda kuti ndiite?" "Chero Munyaradzi akasaita Mambo asi mwana wako haafi akaita Mambo. Zviise mumusoro mako izvo mama Ethan" "Handineti kusvika aita mambo" "Asi ini wemurume wangu mwana asafa" "Asafa nei nekuti haumudi?" "Ndakakuudza here kuti handimudi Nyasha? Ngapasaita chero chii chichaitika pamwana iyeye" mai sarah vakadaro vachikata foni Anenyasha Ndakapera nekuneta. Kwanga kuri kwwkutanga kushanda kunge dhongi muhupenyu hwangu. Ndakatora foni yangu ndichipinda pa facebook ndichivhura chipoko changu ndichichisendera message. "Ndakachata nezuro" Akangovhura message yangu haana kuipindura. Ndakaenda kunogeza ndikachinja. Ndikatora foni yangu aiva atopindura. "Why?" "Same question" "But hauratidzi kuti uri musikana anokurumidza kuita give up ini ndoona sekuti uri musikana anorwira ma rights ake" Ndarwa kusvika ndaneta" Zvichakadaro mushandi akapinda. "Mambokadzi pane munhu arikukudai panze" "Ndiani?".. " ndi baba vako" Ndakaisa foni pasi ndichibuda ndichimhanya ndakawana vakagara pa chair ndakasvika ndichivahaga "Baba" "Dza baba" "Ndafara kukuonai baba" "Uri right here mwanangu" "Ndiri right baba" "Ndakuvigira ma book ako waakanganwa" "Ndiadii baba?" "Uchaada mwanangu" "Ohk baba ndinotenda". " usare mushe gotwe wangu ndakuenda" "Mufambe mushe baba" "Umhorose vamwe" Misodzi yangu yakayerera ndichiona baba vachienda. Ndakadzokera mu room mangu. -------------------------- Husiku ndaiva ndakarara mu room medu. Munyaradzi handizivi kuti ari kupi asi zvagara handina basa nazvo. Dai akatouya kwayedza. Kuma 10 akapinda "Hey" ."hie" "Zvinhu zvataurwa na baba makuseni". " aewa" "Uri mukadzi wangu saka ndofanirwa kuzviita" Misodzi yakachururuka pandiri "No please Munya" Ndakadaro ndakuchema apa airatidza kuti aiva akadhakwa "Ndiri kumwedzi please mirira nditangw ndapedza" "Hazvina basa" Munya akadaro achindidhonzera paari ndakavhara maziso achibva andikurura mbatya dzanfy "Ndokumbira usandidaro Munya please" akandiradzika pamubhedha. Chinhu chandiri kunyanya kutya amwa munhu ugu saka achandirwadzisa asina kana hanya. Akabva akurura mbatya dzake akasara ari musvo. misodzi yaiyerera pamatama ndichiedza kumunyengerera kuti asarara neni. Asi aitoonekwa aitoda zvekutora humhandara. "Please Munya" Ndakamuona achipera simba achidonhera simba achibva adonhera pa bed. Ndakatarisa ku door ndikaona Taffy achipinda "Taffy handina zvandamuita ndangoona achid--" "Shhhhh" "Uri kudei pano?" "Ndiende here? Usare uchinyovewa" "No help me" "Saka dzungu nderei?" Taffy akadaro achinditarisa mazamu angu ko hanti ndanga ndatokururwa here. "Uri kunditarisa chii?" "Pfeka zve newevo ayy" "Chii chaitika paari?" "Hanti wanzwa kuti panodiwa sheet remunyoviwa" Tafadzwa akadaro achiseka "Ndiri munyatwa hombe iwe uri kuzvitora sema jokes hako" " ndanga ndichiziva kuti nhasi izuva renyoyi ya Mambo na Mambokadzi ndosaka ndamwisa Munyaradzi " "What? Wazviitiireyi Tafadzwa?" "Asi bhinzi iri kuvava wanga uchida kukwenyiwa?" "Nxaa tsek Tafadzwa haugoni kutaura zvakanaka. Its not kuti ndanga ndichida kurara naye asi wanga usingafanirwi kudaro nekuti dai asina kumwa anga asingandiiti chinhu" "Uri bofu iwe hanti wavanzwa baba vachiti vanoda sheet ranyoverwa" "Yes amwa but nei akadai?" "Ndamuisira piritsi rekuti asarangarira chinhu" "Zvakangofanana izvo mangwana vachamuka vachida sheet rine ropa" "Ndins plan" Taffy akadaro achibuda achidzoka nechigaba "Munei?" "Fake blood" "Are you crazy? Unofunga kuti vangatadza kuona kuti harisi ropa iri" "Saka ngatinyovane ka ropa racho ribude" "Nxaa unopenga iwe" "Ndichaita plan kuti zviratidze kuti iropa rechokwadi" "Pamwe tingazama zvimwe" ndakadaro ndichinyara ndichitarisa pasi "Taura" "Ndiri ku period maybe zvingashanda" "That's good plan wifey" Taffy akadaro achindiudza kugi ndiite sei "Ndakuenda ini kana wapedza undidane ndiuye kuzoona kuti waita izvo here" Ndakabvuma nemusoro achibva aenda. Ndakasara ndichiita sekundiudza kwake. Ndapedza ndakanomudana "Hamenho kuti ndizvo here" "Yah zviro right usakanganwa mangwana makuseni" "Saka haazooni here kuti hapana zvataita" "Usatya masango anenge matema rinenge riri rima rega anomuka achizvitutumedza kuti avhura gaba ega izvo gaba rine varidzi" "Unorevei Taffy?" "Ayy Mambokadzi ndakunorara ini handina kuzopindura mibvunzo. Asi ndandauya kuzobatsira semutumwa wa Mwari" Taffy akadaro achibuda achienda. ndakasara ndichikurura ndichipinda mumagumbezi. Im sorry Munya hapana zvandanga ndichikwanisa kuita neniwo. Handingaendesi humhandara hwangu just like that ******* Kuma 4 ndakamuka ndichigara pa bed ndichichema sekurairwa kwandaitwa na Taffy. I have to make sure kuti ndino pretender kuti ndiri kurwadziwa zveshuwa Ndakaona Munya achimuka achizvitarisa. Paakaona kuti akashama akavhunduka achipfeka nekukurumidza achiswedera pandiri. Akanditarisa achibva atarisa sheet "Nyasha" Andina kumupindura "Shit!!!" somehow i feel so bad coz Munya anenge ari munhu ari righr asi ini chii chandiri kumuita. But i can do everything for my rights. ",im sorry Nyasha i didnt mean kuita zvinhu zvandaita im sorry please" ",buy you did it" ndakadaro ndichichema ndichinotora mbatya dzangu dzekugeza. Ndapedza ndakaenda ku kitchen. Ndakanzwa misodzi ichipisa kumeso. Ko ndichidaro mwana wevanhu? Ndichiri kufunga kudaro ndakanzwa ma footsteps kumashure kwangu "Argggg" ."wavhundukei?" "Taffy hauoni here kuti wandivhundutsa sei?" Haana kundipindura akavhura fridge achitora ma ice ne bhodhoro redoro "Are you addicted on alcohol?" "Aewa" Saka nei uchiita zvinhu zvauri kuita?" "Because i want" "Unoziva here kuti doro rauri kumwa rinokuvadza sei?" "Wakamborimwa here?" "Ramba uchimwa ndakuzokurevera" "Iti shuwa" "Im serious Tanga doro ir harisi right for iwe" "Hauzivi reason inoita kuti ndimwe saka siyana neni" Taffy akadaro achibuda achienda Problem yake chiiko mukomana uyu? Ayy ndakaenderera mberi nekugadzira breakfast yevanhu. Zvichakadaro foni yangu yakarira vaiva mhamha vaindibvunza kuti ndamuka here. Pandakavaudza kuti ndamuka vakakata foni. Ndakaita basa rangu. Kuma 8 vashandi vakauya vakandibatsira kuendesa chikafu. Takagara pasi tikadya. Mambo vakatitarisa na Munya. Munya aionekwa kuti haasi right. Tapedza kudya vashandi vakaudza sheet rembiri. Mai Munyaradzi nevamwe vakatora sheet vachiritarisa. Jesus ndakarohwa nehana what if vachizoona kuti harisi ropa rekubviswa humhandara iri? Ndakatarisa Taffy achibva adzungudza musoro neniwo ndakava steady. ndakaona vachibuda ne sheet vachipururudza. Zvinoreva kuti havana zvavaona. Tafadzwa akanditarisa achiseka hake mwana wekwa Zvayi.. Vakadzoka zve mukati "Zvayi vana vaita basa" mamoyo vakadaro "Awuu awuy tinotenda Zvayi" mambo vakadaro vachikwazisana na Munya. ndakasimuka ndichienda ku kitchen after some minutes Taffy akapinda takaseka tichirovana maoko "We did it" ndakadaro tichihagana tichitarisana kwenguva yakareba. Ndakabva paari nekukurumidza "Thanks" ndakadaro ndakutambisa zvigunwe. Chii changa chakuda kuitika "You welcome" Taffy akadaro achibuda ndakasara ndichisuka ndiro after some minutes ndakadanirwa kune imwe imba ."tinotenda Mambokadzi " ndakatarisa pasi "Unoziva tanga tisingazvifungiri kuti ungakwanisa kumuka makuseni uchiita vasa remumba " mai Munyaradzi vakadaro "Nesuwp tashamisika nazvo. Saka usachimuka makuseni seni uchamuka nenguva dzinomuka vamwe harisisiri basa rako wega iri uye maiguru vako Maidei varipo mukadzi wa Tichaona muchabatsirana sezvo wanga usingamuoni kune kwavanga vaenda asi vamodzoka nhasi" Mamoyo akadaro "Ehoyi" "Sezvo tato usachimuka na 4 hatina kuti rara kusvika zuva rakupinda mumagadziko" mama Ethan vakadaro "Aewa handidaro mhamha" "Chienda hako" mai Munya vakadaro ndakasimuka ndichienda mu room medu. Ndakawana Munya akamira pa window. Aionekwa kuti aiva nezvaaifunga. Ndakatanga kuwarura mubhedha ."handina kukuvadza here?" Munya akabvunza asina kumbonditarisa "Aewa hauna" "Eish ndiregererere hako ndanga ndisingafanirwi kuzviita" "Zvatodarika kwandiri coz at the end tanga tichazviita" "I need to go" Munya akadaro achibuda. ndakasara ndichigara pamubhedha ndichizvibata musoro. Ohh God please forgive me nezvivi zvangu. Ndakatora foni yangu ndichipinda pa facebook Charmer aiva asina kumbosenda message ndakabva ndamumhorosa "Hi" Akabva atopindura ipapo "Uri kudei? Hanti waiva wakandi blocker?" "Ohk so haudi kutaura neni here?" "Chii chandichataura nemukadzi wemunhu?" "You know wani everything is compromise" "Chero zvakadaro hazvingachinji kuti wava mukadzi wemunhu" "So zvinhu zvose zvawaitaura zvaiva zvekunyeba?" ."no use for it" "Ohk good day" ndakadaro ndichiva offline i don't know how i feel nezvinhu zvataurwa na Charmer but the way i feel now handidi kuzviisa mupfungwa dzangu Narrated Vakomana vekwa Zvayi vaiva vakagara vachikurukura havo "Nhai Ethan newe Tafadzwa munoroora rinhi?" Tichaona akabvunza. Tafadzwa akapera nekuseka "Hezvo wasvika nguvai ikoko dzokera kumashure ikoko?" Tafadzwa akadaro "Zvagara iwe kuroora hazvisi zvako Taffy waona here kuti wandiitei nezuro" Munya akadaro "Akuitei" "Kundimwisa doro kusvika ndakangamwa zita rangu pandinopinda mumba ndini uyo pamsoro pamandlovu ndikatora humhandara hwake. Kuti ndazviita sei neniwo handizivi. " "Hezvo wakumwa doro here iwe?" Tichaona akabvunza "Hauzivi Situation yandanga ndiri iwe. Asi handisato ndava Mambo ka" "Mwedzi unouya unoiswa pachigaro" Tichaona akadaro "Tichatangira ipapo" Munyaradzi akadaro vachiseka vachiri kuseka kudaro mushandi akasvika pavari achiti atumwa na mambo kuti auye kuzodana Ethan na Tafadzwa. Vakabva vatosimuka ipapo vachienda. Vakasvika vachipinda mumba ."tauya baba" Tafadzwa akadaro "Ndiudzei imwi muri vaviri munombofungei chaizvo?" "Nei baba?" Ethan akabvunza "Mucharoora rinhi vakadzi" Mambo vakabvunza "Haa nekuno zve ayy ini wangu Tafadzwa haasati akuzvongonyoka anongozvongonyoka achida kuita wiwi chete saka musandiverenga pakuroora husiku ndomupei mukadzi wacho?" Tafadzwa akadaro "Unopenga here iwe Tafadzwa?" "Baba tichiri vadiki isu" Ethan akadaro "Ndiri kukupai mwedzi miviri kana pasina change ndichaita plan. Garai muchiziva kuti mushure memwedzi miviri muri kuroora" Mambo vakadaro. Ethan na Tafadzwa vakatarisana "Chiendai henyu" Mambo vakadaro. Vakasimuka vachienda. "Pamwedzi miviri yataurwa na baba yangu tsvimbo ndinenge ndatoicheka ndosara hangu ndisina chinhu. Ini kuroora never. Zvinozodawo kumanikidzwa here kuti Tafadzwa nguva yekuvhura zip yakwana. Baba vakubhaizawo apa" Tafadzwa akadaro. Ethan akamuseka end of Chapter