Chapter 35 . Tafadzwa Ndakamuka makuseni muviri wangu wese uchirwadza. Handizivi kuti kubhawa riya ndabuda rinhi Iko pano ndasvika sei. Kana kuri kurara handitauri. Ndarara kunge Munya aisirwa drug rekuti asarara na Ane. Ndakamuka ndichitora Amsteel yangu. Chinhu chandinoda kufurwa nemhepo ndimbozorora ma drama epamusha pano . Pandaiva ndave kubuda ndakasangana na mhamha pa door. "Mwanangu dzora moyo kani" "Mhamha ndinoda kumbofurwa nemhepo please" "Aewa zve nhai Taffy tinofanirwa kutaura" "Ini handidi kutaura asi ndinoda kumbofurwa nemhepo" ndakadaro ndichibuda gedhi ndichifamba ndichitevera nzira yaienda kurwizi. I think ndiyo nzvimbo yandingawana peace. Kuri kufefetera mhepo inotonhorera. Hapana munhu achange achingoti Tafadzwa this Tafadzwa that. Ndinoda kuziva kuti kana zvinhu zvakadai ini ndakamira papi manje.ndakagara padombo ndichiyeva mvura yaiyerera uku ndichimwa doro rangu. Ndainzwa kunge ndiri kunyika yangu ndega. Ndainzwa kunge munhu wese andisiya. Ndangosara ndiri ndega. Shiri dzaingotsviriridza kunge dziri kundivhairira. Dzaibhururuka dzichimhara kunge nhasi izuva rekisimusi yadzo. But why vabereki vangu vakandidaro? Kunyanya mhamha . Nei vasina kundiudza nyaya iyi? Vairega murume uya achindishungurudza? Ndaimwa doro asi dumbu rangu rairira nenzara. But I'm not ready kunotarisana be family iya. Foni yangu yakarira aiva aiva Ane ndakaidaira "Sheunesu" "Anenyasha" ndakadaro nezwi raiva rakaneta "Uri kupi Tafadzwa?" "Kurwizi ndiri kufurwa nemhepo huya undijoyine kana uchida" "Okay ndiri kuuya" "Undivigire chikafu ndinenzara" "Okay ndinosvika manje" ndakadaro tichioneka Ndakaenderera mberi nedoro rangu. After some minutes Ane akasvika. Akaswedera pandiri achindihaga. Pandakamuona ndakanzwa kurerukirwa kunge mutoro wanga uri pandiri wabva "Taffy uri right?" "I'm fine babe" "Ndakuvigira chikafu hanti wati une nzara?" Ane akadaro achivhura lunchbox "Haa drink Ane?" Ndakabvunza ndichiseka "Iwe sei uchimwa usina kudya?" Handina kumupindura ndakatora chikafu ndichidya. Naiyevo haana zvaakataura kusvika ndapedza kudya "Ko drink?" "Babe yangu drink iyi" ndakadaro ndichitendeka doro "Chii chaitika Taffy?" Ndakamuudza nyaya yose, naiyevo akati kanha nazvo. "Haa Taffy nyaya yose iyi" "Ndizvo zviripo babe" "I'm sorry babe I know zvinorwadza but unofanirwa kuva strong" Ane akadaro achindihaga.. "I wish ndabva hangu pamusha paya. " "No babe usataura uchidaro. Remember soon muchato wedu so we need ma blessings avo" "I wish dai ndisina kumbobvuma rubatsiro rwemurume uya" "Usataura uchidaro babe akatibatsira" "Aiva asingabatsiri asi aizviitira kuti kana chokwadi chobuda ndisamutsamwira" "No babe unofanirwa kumuregerera munhu uya ndi baba vako" "Baba vangu? Handina baba ini" "Taffy ndi baba vako. He deserve second chance munhu wese anoita ma mistakes wesi doro unoziva rinokuitisa chero chii" "Unorevei kana uchiti doro rinokuitisa chero chii?".. "Unoziva chii chakaitika Pana Bridget nekuda kwedoro?" "Zvakasiyana na Bridget takabvumirana zvino iye akarepa mhamha" "Ndiri kukunzwa babe but please calm down zvakadarika. Kutsamwa hakuna zvakuchachinja please babe" "I'm not ready for that" "Are you okay?" "I will be fine babe" "I love you " Ane akadaro achindihaga "I love you more" "Nhasi ndanga ndichifanirwa kudzokera ku Harare nekuti ndofanirwa kuenda kuchikoro " "Tiri kuenda manheru na Roe tichaenda tose" "Zvinoita here kuti uende?" "Pano ndanga ndaunzwa nenyaya Yako Saka ndapedza ndichadzoka tave kuchata" "Okay" Narrated Shingi aiva mu room make achifunga zvinhu zvaiva zvaitika zvichakadaro Mambo Zvayi vakapinda "Shingi uri kuona here zvinhu zvawaita?" "Ndaitei ini? Hanti ndimwi makavanzira Sheunesu kuti mwana wangu. Plus usanyanya kufara, Sheu ihasha chete achadzoka uye paachadzoka anenge ava kugara pachigaro chake chehumambo" "Tafadzwa haafi akaita Mambo!!! Uye haangazvibvumi izvo!!" "Tichaona zve kuti hazviitiki here" Mambo vakaridza tsamwa vachibuda Anenyasha Shame my poor husband. Ndiri kumunzwira tsitsi Taffy pazvinhu zvose zviri kuitika paari. I can imagine dai zvichiitika kwandiri. Ndakasvika kumba ma girls atova ready kuti tiende. Ndakaenda Kuna baba ndichioneka. Ko shumba yave kunditaudza ka. Roe na Prince vakasvika asi Taffy aiva asipo "Taffy Ari kupi?" "Haachaendi" roe akadaro "Why?" "Handizivi asi haachaendi ati achatitevera" Ndakatora foni yangu ndichimufonera "Taffy" "Hey ndanga ndichiti ndichakufonera" "Nei usingachaendi?" "Pane zvinhu zvandinoda kutanga ndagadzira ndichakuteverai" "Okay babe" Tafadzwa Hazvibatsiri kuti ndiende kuHarare ndichisiya nyaya dzangu dzakaturikana kudai. Ndinodanirwa kushingirira kusvika zvinhu zvose zvava mugwara kuti muchato wedu ugofamba zvakanaka. "Uri kunzwa sei nezvinhu zvose zviri kuitika?" Ethan akabvunza "I will be fine" "Unofanirwa kuvaregerera bamkuru" "But nei vakaita zvinhu zvakadaro?" "Handizivi asi vakatokubatsira dai usipo pano" "Dai ndiri kumwe" Zvichakadaro pakaita knock aiva Shingi "Pindai bamkuru" Ethan akadaro Akapinda achigara pa bed "Regai ndimbokusiyai ini" Ethan akadaro achisimuka achienda "Sheu" "Ndinonzi tafadzwa ini" "Ndinoziva kuti uri kurwadziwa nezvinhu zvose izvi" "Nei Makita zvinhu zvakadaro?" "Ndiregere" Hupenyu hwangu hwese ndairarama hupenyu hwekunyeba" "Hazvisirizvo mwanangu" Ndakakura ndisingazivi kuti ndini ani* "Uri Zvayi iwe" Handina kuvapindura "Ndinoziva kuti zvandakaita zvakashata Zvayi asi zvakatoitika ndinokumbira tizvipfiudze titarise zvekumberi ndiregerere Zvayi" "Ndiri pano nekuti ndinoda kuti muchato wangu ufambe zvakanaka" "Uye unofanirwa kugadzikwa pachigaro chako che humambo" Ndakavatarisa nekushamisika "Uri mwanakomana wangu Saka humambo ndewako" Ndakabva ndasimuka Handisi mwana wenyu ini uye handidi chigaro chehumambo ini " ndakadaro ndichibuda ndichivasiya vega Anenyasha Months later Mufaro wandinawo hautsananguriki kani, I can't believe mangwana ndiri kuchata. Ndakazvitarisa pa mirror shuu kunaka here uku. Tafadzwa achashamisika achindiona ndakadai No lies guys I'm so happy kunge muchato uyu ndewekutanga asi zvakangofanana nekuti ndewekutanga. Paya na Munya ndaiva ndaita zvekumanikidzwa. Kumba vanhu vakazara vari kubatsira apo neapo. Muchato wedu uchange uri ku town kune imwe church nzvimbo yacho pane nzvimbo ye mota dzino spinner eheka ko hanti kuri kuchata gangster here Saka mota dzinofanirwa ku spinner. Ndaiva ndakagara ndakatarisa girls dzichoirova ma steps Paida akaswedera pandiri achiti ndiri kudamwa mumba. Jesus ndave kunorairwa manje. Ndakapinda makazara type dzose dzemadzimai. Chero vakadzi VA Mambo vaivapom vakatanga kundiraira umwe neumwe achitaura zvake. Eiyy ndaingogutsurura musoro zvimwe ndichibvuma I'm happy kuti ndiri kuchata asi nyaya yekuti ndiri kusiya musha wekwedu, ndichachinja mutupo aewa zvinondirwadza izvi. Pana Munya handizivi nei zvose izvi zvaiva zvisipo pamwe nekuti ndaiva ndisiri serious naye ndakazviudza kuti ndichamusiya chete. Vakandiraira vakapedza, ndakasimuka ndichienda mu room mangu, ndakawana ma girls achihurorota. Wee kuti mangwana vanhu vachamuka ipapa. Tafadzwa Hee imiwee chitaurirwa hunyimwa I don't believe kuti mangwana ndiri kutanga new family. I'm ready kuva murume ari straight pana Ane.. ndinoda kuti tiri vaviri tichembere pamwe chete "Hee kubva wanyemwerera kudaro" Ethan akadaro "Ndiri kurohwanehana tjoo" Vakandiseka "Haungaregi" Ethan akadaro. Ticha akaswedera pandiri akatanga kundiraira achindiudza kuti mukadzi anobatwa sei bla bla. Neniwo ndakamuvimbisa zvose zvaaiva ataura zvapinda mumoyo zvikawana nzvimbo. Zveshuwa ndaitaura chokwadi ndichava murume akavimbika Kuna Ane . Zvichakadaro Munya akapinda ndakamutarisa I wonder paachavhura muromo achati kudii. Ndakagara pa bed ndichitarisa vana Roland vaimwa. Ini handidi doro nhasi. Zvekuzotatarika pa stage aewa bodo. Munya akauya achigara pedo neni "Tafadzwa zvinhu zvawakandiita zvinorwadza. Ndiri kurwadziwa nezvinhu zvawakandiita. Asi hapana zvandingaita nekuti Ane akashara iwe" Handina kumupindura "Ndinoziva kuti ini newe tanga tichigara tichinetsana asi izvo hazvichinji kuti uri muninina wangu" "Unorevei nezvauri kutaura?" "Ngatisiyane nekurwa Taffy uri munin'ina wangu uri ropa rangu" Munya akadaro achiisa ruoko achida kundikwazisa Zvinhu zvaari kutaura Ari kutaura chokwadi here or ane maths dzaari kufunga? I wish to know. I don't have choice ndakamupa ruoko tichikwazisana "I'm sorry neniwo handina kuzviita nemavune" "I understand ndozvinoita rudo" ******** Mangwana ndakamuka vakandigadzira sezvo taiva tave kuenda kwatiri kuchatira. I can't wait kuona Anenyasha. I can't wait kuti akanaka sei. Asi handina doubt ipapi Ane akanaka wee chero asina kuiswa madhaka kumeso. Tapedza zvose baba vakauya kwandiri. Handina nguva yavo ini. Infact handina nguva yavo vari vaviri. Vari kurwa Hondo dzavo nezita rangu Saka handingazvikwanisi izvo. "Wakura mwanangu" baba vakadaro "Ndinotenda" "Wava kuzoita murume manje Saka unofanirwa kumirira nyaya dzemusha wako" baba (Shingi) vakadaro Ndakaona mhamha vakamira vakanditarisa. You can tell kuti havasi happy. Ko nei vasingafariri kundiona ndichifara. Saka kwavari munhu akakosha ndi Munya. Vanoda kuti ndisiye Ane atorwe na Munya for the why? "Mhamha kana musingadi kuenda kumuchato wangu it's fine" "Ndamboti handidi kuenda here?" "Huso hwenyu hunoonekwa mhamha kuti muri kuzvimanikidza" "Taffy unofunga ndinganzwa sei nenyaya yose iyi? Anenyasha aiva akaroorwa na Munya. Dai Ari umwe musikana dai ndichifara" "Saka hamusi kufara. Mufaro wangu hauna kukosha kwamuri?" "Wakakosha Tafadzwa asi-- "Asi chii mhamha?" Zvichakadaro Ethan akasvika achindidana nekuti taiva tave kufanirwa kuenda. Takanopinda mumota dzatichaenda nadzo. Kana pane munhu asingadi Ane handina basa nazvo ini. Inj na Ane tiri kufara nawo Saka hapana achaumisa. Muchato uyu kana wapera tichaenda ku Harare tovasiya murunyararo. Takasvika mu church. Shuu mukati ndaiziva here kuti kana uchichata unorohwa nehana kudai. Ndakamira pa Altar ndamirira mukadzi wangi. Ndakanzwa mota dzichipipiridza. Ndakanyemwerera pandakaona Ane akabatwa ruoko na baba vake vachifamba pa red carpet vachiuya kwandiri Ndakanyemwerera ndakamutarisa runako rwese rwaiva rwakati bhaa pachena. Rogwe raakapfeka kunge raiva rakamirira iye mu shop. Vakaswedera pandiri "Ndiri kukupa mwanasikana wangu nemoyo wangu wese. Ndinokumbira kuti umubate zvakanaka" Zhou vakadaro "Ndinokuvimbisai baba ndichamubata zvakanaka" Zhou vakatendeuka vachienda. Ndakasara ndakatarisa Ane. Ndanga ndisingafungiri kuti angazonaka kudai. Ndakaedza kuvhura muromo asi ndakatadza ndakaperera pakumuyeva. I know kuti Ane akanaka asi izvi zvazonyanya Kani. Naiyevo anobva andiwomeserera nekungonyenwenyerera nonstop "You're so beautiful Mrs Zvayi" Ane akanywmwerera. No ways nhasi ndichafa ne heart attack "Newevo Zvayi wakanaka" Takatarisana kwenguva yakareba Paida Wow unoziva handina kumbozvifungira kuti rudo rwa Ane na Taffy ruchasvika pa stage iyi. Aewa vanodanana shame kwete zvekufungira. Ndinoshuvira kuti pasaita chinhu chichavakanganisa murudo rwavo. I'm sure Munyaradzi naiyevo Ari kuzviona. Haa apa haakwanisa kuvaparadzanisa. You can see chero vachitarisana kuti vanhu vanodanana ava. Ndakatarisa baba ndikaona vachinyemwerera vakavatarisa wow *Tafadzwa Zvayi unobvuma here Anenyasha Zhou kuti uchamuita mukadzi wako uchava naye munhamo nemumatambudziko" pastor akabvunza "I do" Taffy akadaro achiita ma vows ake apedza akapfekedza Ane ring. Vanhu vakapururudza "Anenyashadzashe Zhou unobvuma here kuita murume wa Tafadzwa Zhou. Uchava naye munhamo nemumatambudziko?" Pastor vakabvunza "Yes I do" Ane akadaro. Vanhu vakapururudza. Ane akapfekedza Taffy ring achiita ma vows ake. "Now I can pronounce you as husband and wife. May groom kiss the bride" pastor vakadaro. Takarova maoko tose. Ndakaona baba vachitarisa pasi. Vakakisana kwenguva diki.. Muchato wakaitwa zvose zvaiitwa vanhu vakafara vana Ane vakanotora ma pictures. Vapedza takazoenda kumba Kwana Taffy. Kule vaivapowo pamwe chete Ngoni. Hapana aiva asipo Kani chero vana Sarah vaivapo AnenyashaπŸ”žπŸ”žπŸ”žπŸ”žπŸ”žπŸ”žπŸ”ž Ohh gosh zvese zviri kuitika ndiri kunzwa kunge ndiri kurota. Zvechokwadi ring iri pachigunwe changu ndeya Tafadzwa or ndichazoibiswa zve. Ndaingoitarisa nonstop Kani. Muchato wakafamba zvakanaka tikacheka cake. Kukaitwa zvechivanhu. Munovaziva Kwa Zvayi nemitemo inozara chitima. Tapedza ndakabuda ndichienda kwaiva na baba. Vakandiyeva runako rwangu. I'm so happy kuti ini na baba tave kuwirirana zve sekare. Vakandiraira baba vachindiudza zvinhu zvakawanda nekuti ndisavanyadzisa ndakavavimbisa baba kuti vachadada neni. Takahagana na baba vachibva vaenda neniwo ndakapinda pakati pevanhu vaifara havo asi ini ndakaneta shame. Tafadzwa akanditora tichienda mu room medu. Maiva makashongedzwa ndakageza, ndapedza Tafadzwa naiyevo akageza. Tapedza Tafadzwa akaswedera pandiri achindikurura mbatya ndichisara ndiri mysvo "I'm sure wakaneta" Taffy akadaro. "Yah" Don't worry ndichaku masaja" Ndakanyemwerera. Akata ga kundizora mafuta e massage mutsoka. Ndainzwa kakutekenyedzwa kainakidza, akakwira kusvika asvika kumeso kwangu akatanga kundikisa. Takakisana kwenguva yakareba pasina aitaura neumwe. Tairova kiss iri slow. Unoziva makisiro aaindiita you can see wega kuti ndinodiwa apa. Akandikisa achidzika muhuro. Eish zvinhu zvakadai hazvitani kundipedza simba. Ndakanzwa ndave moan "Tafadzwa nd--" Mashoko akaramba kubuda. Akadzika zvishoma nezvishoma akasvika paguvhu. Ndakabva ndatoona kuti apura riri kudyiwa manje apa. Gaba riri kuvhurwa nhasi asi yava nguva yacho. Chishuviro changu kubva kare, nhasi chiri kuzadzikiswa. Ndakazviudza kuti munhu achatora humhandara hwangu munhu achafadza vabereki vangu. Tafadzwa azviita akandiroora vabereki vangu vari kufara. Akaratidza munhu wese kuti ndiri mukadzi wake. Yava nguva yacho manje yekuti apura ridyiwe. Yes I'm scared but hapana zvandingaita uye hapana kudzokera kumashure. Ndichagara ndiri mhandara kusvika when. Taffy aiva asingachanditarisi. Kumeso uku aiva asingachajairiki. Aiva busy nezvaaiita. Chinhu chiri kundishamisa aiva adikitira muviri wese. What the fuck nekuita izvozvo munhu angabva adikitira kudai. Maziso Ake aiita kunge munhu Aneta. Aingonzwikwa nekufemera mudenga He patiently adjust my weave sezvo yaiva yandivhara kumeso I think iri kumukanganisa. He squeeze my breast, my eyes are on his d***k pointing at my apple. Ohh my word yose iyi ichapinda panani. My heart pound faster fearfully.ndakanzwa muviri wese kuoma kuti gwaa kunge munhu abatwa ne cramp. No I'm not ready for marwadzo. Vanhu vandinowirirana navo vaigara vachindiudza kuti hapana marwadzo anodarika kubiswa humhandara. He pick me up gently place me in the middle of the bed sezvo tanga ta mover nekutsvutsvurukisans. Ndakavhura maziso mahombe as he grab his d**k and rub it in my soft wet apple. Ndakascreamer "Tafadzwa" ndakadaro nezwi raitya "Relax I'm not coming" Ndakafemera mudenga no handiudi muchato ini kana zvakadai "Tafadzwa!!" "Relax babe" Ndakabva ndanyarara I know kuti ave kuenda kune imwe nzvimbo manje. Asi nhasi handingamurambiri shame. Ndikare achishingirira. "Ndinotya Tafadzwa" "Usatya babe siira ini zvose iwe chako ndivimbe" Ndakabvuma nemusoro. Ndakanzwa chinhu chaifamba muzvidzva zvangu. Ndakatsinzina ndichibatirira pama sheets "Zvicharwadza okay? Asi ndichava gentle" "Please Tafadzwa" ndakadaro ndakavhara maziso Ndakachema pandakanzwa kuti pane zviri kuitika "Shhhh try to be calm" Taffy akadaro "Hapana here mapiritsi ekunyaradza marwadzo aya?". Tafadzwa akaseka "Babe there is no such" Ndakatura befu. Aitaura nyovi yake yakadongorera pa apura rangu. He slowly push his d***k but hapana zviri kuitika Tafadzwa akaramba achiedza kupinda asi aitadza. Aizama uku achindikisa. I guess ari kuitira kuti ndisava focus mumarwadzo. But zviri kubatsira hazvo. Pakapera ma minutes, he even moan . Ndakanzwa kunge ndiri kuchekwa be razor ku apura kwangu I screamed so loud. "Tafadzwa noooooo!!!!" ndakadaro ndichiedza kumubisa pandiri Ndaipedza nguva nekuti aiva ati kwati kwati pandiri "Babe be strong please we almost there" "Fuck man!! Ibva pamsoro pangu!!!" Aiva atsinzina achingoedza kupinda. Ndakaridza mhere pandakanzwa kunge ndachekwa kyzasi "Noooooo!!!!!" Ndakamuona achizorora and I heard something inside my apple. "Ndapinda " Tafadzwa akadaro achinyemwerera Akatanga ku mover zvishoma nezvishoma. Handizi chii Chave kundichemedza now nekuti handichadi kuti abve pandiri . I am a woman now. Tafadzwa make me a woman End of chapter