Chapter 36 . Anenyasha Eish hakusi kunyarara ikoko. Handitombizivi kuti ndinofanirwa kuita sei.saka handisisiri mhandara? Mukati ndaiziva here kuti zuva iri richisvika. Ndakatarisa Tafadzwa ndichinyara asi iye akanywmwerera "Uri kunyarei manje" Ndakatarisa pasi ndichida kutora sheet asi akandirambidza achibva aritora achinoriisa pa corner ye bathroom achibva auya achinditora tichienda kunogeza. Akandisiya ndichigeza achibva auya nemunyu. Ndakamutarisa ndichishamisika "And then?" Munyu uyu uchaita kuti usanyanya kurwadziwa" Tafadzwa akadaro achindipa munyu achindiudza kuti ndiite sei nawo. Ndaingoiita asi nyadzi zvadzaindiita so. Ndapedza akatanga kundigezisa apura nemvura ine munyu tapedza takaenda pa bed, akundibata chirebvu achinditaridza kwaari "Thank you so much nekundivimba ukandipa chinhu chawanga uchididisa" "Ndikare uneni Taffy so you deserve it" "Uri kunzwa sei?" "Ndiri kurwadziwa " "Sorry babe uchapora" Tafadzwa akadaro achiseka "Ndiani akakuudza kuti kune mapuri ekuti usarwadziwa" "Ndanga ndisina choice" ndakadaro ndichizvichara kumeso nemaoko asi Tafadzwa akandibisa maoko achinditarisa "Ndokuda mukadzi wangu" "Ndinokuda murume wangu" "Ngatirare " Tafadzwa akadaro achindiisa pachifuva chake tichirara ***** Ndapepuka muviri wangu uchirwadza, pandakavhura maziso Taffy aiva akagara pedo neni. "Ohh shit ndanonoka kumuka" ndakadaro ndichiedza kumuka asi Tafadzwa akandibata "Babe wakaneta unofanirwa kurara" "Aewa Tafadzwa vanhu vachati kudii vachiona ndichimuka nguva dzino?" "Uri kurwara hanti ndiani akakuudza kuti unofanirwa kushanda kana uchirwara" "Taffy hakusi ku Harare kuno ndisiye ndimuke" "Hazviiti ndichanokugadzirira coffee then ndoudza mhamha kuti uri kurwara" "Handirwari Tafadzwa usanyebera vanhu vakuru" ndakadaro ndichida kumuka asi ndakarwadziwa "Ouchh" "Ndakuudza Ane rara kani" Handina kumuteerera ndakamuka ndichinogeza apa handigoni kufamba kwacho. Ko ndamborara here na Tafadzwa kuita kunge anga achindikaurisa. Ndapedza kugeza ndakabuda ndichienda ku kitchen Maidei na Mpume vaiva busy kugadzira breakfast. Takamhorosana ndichitanga kuvabatsira Tapedza takaendesa chikafu munhu wese aivapo kunze Kwa Taffy. Hezvo Taffy ari kupiko nekuti anofanirwa kudya. Zvichakadaro akabudikira. Ndakamutarisa ndichinyemwerera naiyevo akanyemwerera eish this guy's achandiuraya Kani. Kungomutarisa chete unonzwa ma butterfly achitamba mudumbu. Tafadzwa akauya achigara pasi tichitanga kudya. Tafadzwa akakosora zvemunhu ane zvaanoda kutaura. "Chii Tafadzwa?" Mai Munya vakabvunza "Pane muroora mutsva" Taffy akadaro "Tinozviziva Tafadzwa saka" Mai Munya vakadaro "Sheet rakasviba haridiwi here kwandiri?" Tafadzwa akabvunza. Ndakavhura maziso ndichimutarisa. Vanhu vose vakatarisana vachishamisika. Ohh gara zviya ndaiva ndakaroorwa na Munya Saka vanofungira kuti ndiye akandibisa humhandara "Nei Tafadzwa uchitaura zvinhu zvakadaro Ane hanti aiva mukadzi wemukoma wako?" "Ane haana kumbobvira akaita mukadzi wa Munya ndimwi makamunanikidza Saka havana kurara vose" Tafadzwa akadaro achinotora sheet achiuya naro vanhu vose vakashamisika "Munyaradzi" Mambo vakadaro "Zvayi" Munya akadaro achitarisa pasi. Tafadzwa akavaudza nyaya yose yakaitika "Huh!! Newe munyaradzi wakanyarara nenyaya yakadai" Mambo vakadaro Munyaradzi haana kupindura. Madzimai akatanga kupururudza vachitora sheet vachiriendesa kudanga. Roe akapera nekuseka. Munya akaridza tsamwa achienda mu room make. Vanhu Havana kuzopedza kudya vakasimuka umwe neumwe achienda kwake Tafadzwa akaenda mu room make ndakamutevera "Nei Tafadzwa waita zvinhu zvakadaro?" "Hanti ndivo vakati chivanhu Saka neniwo ndaita chivanhu" "But t--" handina kupedza akandibata achindiswededza paari "Haungambonditsanwiri nezuva rekutanga tiri tose" "Haa nxaa unopenga iwe" "Should I ?" Ndakabva paari ndichitiza Tafadzwa tichiseka Mpume Ndiri kugezisa Popo "Mhamha ndave kugona kuzvigezera ini" Ndakaseka "okay ndichakugezisa nhasi chete then kutanga mangwana uchageza wega" "Okay mhamha" Ndakamugezisa achingohumana achindiudza nezvemuchato Wana Tafadzwa kuti wanga uchibnakidza sei. Ndapedza ndakamuzora ndichimupfekedza mbatya dzekurara zvichakadaro Munya akapinda "Daddy!!!" Popo akadaro achimhanyira Munya achimuhaga "Princess" "Ndanga ndichigeza daddy" "Okay Princess chienda unorara" Munya akadaro achimusimudza achienda naye mu room make I wonder chii chaari kuda kuita zvaari kuendesa Popo kudai. Ndakabva ndapinda mumagumbezi. Ndakamunzwa achipinda achikiya door achiswedera pandiri "Nei usina kudaira foni pandanga ndichikufonera?" "Foni?" Ndakabvunza ndichinotarisa foni yangu Ndakawana ine ma missed hobho ake. Nhasi handina kumboita nguva nefoni sezvo tanga tiri bus zuva rose "Ruregerero Zvayi nhasi ndaswera ndiri busy?" "Haisi landline iyi Mpume I cellphone inofanirwa kugara muhomwe mako" Pandaida kupindura ndakanzwa negwati rembama rakandivhara kumeso. "Nei wanga uchiignowa ma calls angu? Hee?" "Munya handina kumboignowa ini ndaswera ndiri busy" "Wanga uchiitei?" Tanga tichirongedza zvinhu sezvo nezuro wanga uri muchato" "Muchato muchato wekudii? Ndiwe wanga uchichata? Nei ivavo vanga vachichata vasina kuzvirongedzera" Ndisati ndapindura ndakanzwa rimwe gwati achindibata nevhudzi achinditsimbirira pamadziro achindiroverera pamadziro nemusoro uku akandibata nevhudzi. Ndakaona vhudzi rangu richidonhera pasi one by one "Munyaradzi unondikuvadza chiiko?" Ndakadaro ndichichema asi haana kumbondinzwa akaramba achindirova achindisundira pa bed achitanga kundirova nezvibhakera. Akandirova kusvika Aneta achibva asimuka achienda ku bathroom achidzoka achikwira pamsoro pangu achitanga kundikisa achindikurura mbatya. Zvese zvaaiita aizviita ne rough. Apedza kundikurura akatanga kurara neni zve rough kusvika apedza ***** Handina kurara, husiku hwese ndichingofunga hupenyu hwandiri kurarama. Munya arara neni husiku hwese achiita hu rough hwake.handikwanisi kuita chinhu muviri wangu wese uri kurwadza, ndinofanirwa kunogera musoro sezvo munyaradzi andibisa vhudzi nezuro.ndakasimuka ndichitora mapiritsi emarwadzo. Handikwanisi kuita chinhu muviri wese uri kurwadza. Zvichakadaro ndakaona Munya achipinda "Good morning" "Morning baba Jay" ndakadaro ndichisimuka ndichida kuenda ku kitchen "Uri kuenda kupi?" "Kunogadzira breakfast" "Why nekuti pane muroora mutsva hanti ndiye anofanirwa kugadzira breakfast" Handina kumupindura ndakangotarisa pasi "Ndinoda kugeza" Ndakabvuma ndichienda ku kitchen apa gumbo rairwadza pandamunyuka nezuro Munya paanga achindidhonza. Ndakazvidhonza ndichienda ku kitchen. Ndakawana Ari ku kitchen pa stove pane mugomo wemvura Takamutsana ndichibva ndamukumbira mvura nekuti ndikada kumirira kuti Ane abise yake ndizoisa yangu ndingazorohwa konzi ndanonoka Ndakakumbira Ane mvura akabvuma. Akanditarisa achishamisika asi ini ndakatizisa maziso kwaari "Mpume uri kurwara?" "Aewa ndiri right Ane" "Gumbo waita sei?" Ndadonha nezuro asi ndichava right hangu" "Ohh sorry pane mushonga wa Tafadzwa mu room mangu kana wapedza uuye ndikurabhe" Ndakabvuma ndichitora mvura ndichienda nayo ndakasvika ndichimudirira achibva ageza. Aitoita kunge zvinhu zvose zviri Normal. Kana hanya nezvinhu zvaandiita nezuro Ndakabuda ndichienda Kuna Ane, akasvika achibudisa mushonga achindirabha. musoro uri kuita kugwagwadza, yes ndamwa mapiritsi emarwadzo asi zvatoita sekunge ndamwa mapiritsi ekuwedzera marwadzo. Ane apedza akandipa mamwe mapiritsi emarwadzo. ndakatenda ndichibuda ndichienda mu room . Thank God ndakawana Munya asimo . Pamwe ndingakwanisa kurara zvima minutes Anenyasha No man pane zviri kuitika chete pana Mpume, paakabuda ndakasimuka ndichienda ku kitchen. Ndichangopinda Mai Munya naivowo vakapinda. Ndakavamhorosa vakangobvuma zvekuti zvindibve. Ndakaedza kutaura navo pamwe vanganzwisisa kuti ini na Taffy tinodanana asi evoo haa Mai Munya vanondivenga kwete zvekufungidzira. Vandipindura shoko rimwe asi kwandiri rasvika mumoyo rikawana nzvimbo.ndakabuda ndichidzokera mu room medu ndakawana Taffy achangopedza kugeza "Sheunesu" Akanyemwerera achindiswededza paari "I miss you" Ndakaseka "Miss me?" Akadzikisa maziso achinditaridza nyovi yake yaiva yatovaka tent pa trouser "Hayi Tafadzwa hayi" "Tinofanirwa kuti tikagara gara tocheka apura iro. Unoona marwadzo awanza nezuro ukagara nguva yakareba usina kuchekesa apura iro unozonzwa marwadzo anodarika awanzwa nezuro "Hakuna zvakadaro" "Unozvizivirepi iwe?" "Mnxm" Akandiswededza paari achindikisa "Ndinokuda wanzwa?" Neniwo ndinokuda murume wangu" Akandisimudza achinondigadzika pa bed naiyevo achigara "Unenge une zvaunoda kundiudza" "Taffy pane zviri kuitika chete pana Mpume" "Chii manje?" Ndakamutsanangurira zvandaiva ndaona Pana Mpume "Ane ininj I think unofanirwa kusiyana nenyaya dzevanhu" "What?" "Ane unoona kuti pamusha pano havakudi usada kuita kuti zvinhu zvive wesi" "Taffy vakadzi vanoshungurudzwa mudzimba umu vasingatauri pamwe Munya pane zvaanomuita" "Ayy Ane ini nyaya dzevanhu handidi kudzipindira ndinoda kumboita zveimba yangu.ndichangobva kufonerwa manje ku New Harare private hospital " Ndakavhura maziso "Hanzi?" "Hanzi ndiuye kubasa" "Ohh my word hanzi uchatanga rinhi?" "Monday imagine apa zvinoreva kuti tinofanirwa kuenda mangwana " "Zvinoita here kuti ndiende Taffy?" "Unofanirwa kunoverenga Ane uye tichangobva kuchata Saka haufanirwi kugarira kure nemurume wako" "Vachabvuma here vana baba?" "Vanoramba kuti vachakunyova here" Ndakaseka ndichimutarisa "Okay baba" "Ndinotenda mukadzi wangu" Tafadzwa I'm so happy sezvo ndadamwa kuchipatara. Now ndave kufanirwa kugadzirisa hupenyu hwangu. Ndava nezvose zvandinoda Saka ndave kuda kurarama hupenyu huri normal. Now ndinofanirwa kunovaudza kuti mangwana tiri kuenda na Ane asi handizivi ndichaudza ani..ndakaona mhamha vachipinda mu kitchen ndakavatevera "Tafadzwa" "Mhamha mangwana tiri kuenda kubasa vati ndiuye" "Mandlovu unoenda naye here?" "Ehe mhamha" "Ahh Tafadzwa zvakaitika kupi izvozvo?" "Please mhamha" ",Okay enda unoudza baba vako" "Baba vapi vacho?" "Nhasi hauchazivi baba vako iwe Tafadzwa" "Pamusha pano panana zvayi vaviri" Mhamha vakadzungudza musoro vachibva vaenda neni kumuzinda. Takavawana vakagara vari vaviri. Ndakagara pasi ndichivamhorosa "Baba mangwana tiri kuenda kubasa vari kundida" "Kana uchiti tiri unoreva kuti uri kuenda na mandlovu" Zvayi mudiki akadaro "Ehe baba Ane achiri kudzidza Saka anofanirwa kuverenga" "Pamusha pano hapana muroora anodzidza" baba vakadaro "Wangu muroora anodzidza enda naye iwe Sheu" "Shingi usapindira nyaya dzausingazivi " mhamha vakadaro "Sheu mwana wangu Saka ndinopinda nemusoro zvese nemakumbo. Sheu usasiya mudzimai wako iwe endai anozadzikisa zvishuviro zvako enda mwanangu takunzwa" Shingi akadaro Ndakasimuka ndichivasiya vachikakavadzana. Pandaienda mu room mangu ndakaona Ethan akagara aionekwa kuti Ane zvaari kufunga. Ndakaenda kwaari ndakasvika ndichigara pedo naye "Uri kufungei kudaro?" "Wamuona here munin'ina wa Ane kuti anga akanaka sei?" "Ani manje? Unoreva Paida?" "Yah yah" "Paida agara akanaka Wani" "Asi zvazuro zvanga zviri wesi" Wee shasha yava kuchiva ka apa" "Asi unomuda" "Eish broe" "Munyenge zve" "Haa ndotangira papi ndinotya ini" "Wee ayy Sara wakadaro vachamutora vasingamutyi kana uchibhayiza" ndakadaro ndichisimuka ndichiseka ndichienda mu room mangu. Ndakawana Ane achizora. Ndakamubata ndichimuswededza pandiri "So what about me and you?" "Tafadzwa" "Come ohn babe" ndakadaro ndichimusimudza ndichimuradzika pa bed. Anenyashadza Months later Wow it's been a months now zvinhu zviri kuendeka na Tafadzwa handidi kunyeba Taffy anondida kwete zvekufungidzira. Chinhu chinonyanya kundifadza akasiya zvose zvaaiita now ava doctor pachake. Ndakapepuka asipo pa bed i think Ari kugadzirira kuenda kubasa. Zvichakadaro akabva atopinda akapfeka be uniform. Ndakamuka ndichimugadzira color. Uhhm munhu kana anaka kudai ndinobva ndaita godo vanhu vaanoshanda navo vechikadzi vanenge vachiyeva runako urwu. Akatora ma key ne briefcases yake tichienda kumota. Ohh mota Mambo vakaitenga exactly yaiva yakaita seyavakapisa. Nyaya yakasvika Kuna bamkuru Shingi ihh murume ndeimwevo type akamgotaura shoko rimwe chete svondo harina kupera yaiva yadotengwa. Ndakamuperekedza achienda kumota. Takasvika kumota tikakisana achibva apinda mumota achienda. Neniwo ndakadzokera mumba ndichinogeza. Ndinofanirwa kubikira murume wangu chikafu ndimuendesere. Haangadyi chikafu chekutanga mukadzi wake ndiripo. Kuchikoro handichaendi ndakapedza kunyora Saka ndangomirira ma results Tatenda Eish handisi right guys handizivi kuti ndichaita sei. I can't do this anymore ndatadza chero kuenda ku campus ne stress yandinayo. I'm scared. I don't know vabereki vangu vachati kudii. Kana vari sa mhamha vachandiuraya. Zvichakadaro Linda roomza wangu akapinda "Tatenda unofanirwa kuudza vabereki vako. Uchasvikepi wakadai?" Linda akadaro. Misodzi yakatanga kuyerera "Ndichavatangira papi Ivo vachiziva kuti ndichiri mhandara" "Ewuu nyaya yako yakaoma iyi" Ndakatarisa dumbu rangu. Esh nhumbu yacho ine mawara iyi. Ndi 4 month now ndine pamuviri asi yave kutoonekwa. Handizivi kuti ndichaenda sei kumba sezvo zvikoro zvava pedo kuvharwa ANENYASHA Ndiri kugadzira chikafu chemurume wangu foni yakarira aiva Paida "My young sister" "Sisi muri sei?" "Ndiri right ini uri sei iwe?" "Handisi right ini eish ndi Ethan" "Adii manje?" "Anoga achindinyenga?" Ndakaseka "Iwe unomuda here?" "Handizivi ini sisi pamwe ndinomuda" Ndakaseka "Siya kutamba Paida kana uchimuda wakamirira manje? Uchasara wakavhura muromo atorwa nevanogona. Rega ndiendesere murume wangu chikafu " "Okay sisi" "Asi nyaya ya Ethan imboifunga kana uchimuda mubvume Paida usiyane nekukakama follow your heart" Paida akabvuma tichibva taoneka ndichinokwira kombi ndichienda kuchipatara.ndakamuwana ane umwe doctor mukati "Okay thank you doctor Tafadzwa " doctor uya akadaro achibuda akandidarika ndakamira pa door "Hey ma'am " "Hey" ndakadaro ndichipinda mu office ma Taffy. Paakandiona akasimuka achiuya achindihaga "Wauya babe" "Nei doctor uyo achikuti doctor Tafadzwa " "Haa imhosva here?" "Haafanirwi kukudana achidaro." "Godo rose iri mukadzi wangu" "Ndini ndega ndinobvumirwa kukudana ndichidaro" "Kwete vasinjonjo" Tafadzwa akadaro achindiswededza paari achindikisa achinovhara door achikiya... "Nei uchikiya door" "Handidi munhu anoti disturber" Ndakaseka achibva andiswededza paari "Tanga wadya chikafu chako" "Ndoda kutanga neichi chinogara chakabikwa" "Tafadzwa" "Haa babe ndanga ndave kutouya kumba kuzodya chikafu changu" Tafadzwa akadaro achindisimudza achindiradzika patafura achitanga kundikisa "Hazvisi right Tafadzwa" "Office iyi handisi kuyisheya nemunhu okay" Ndakaseka ndichidzungudza musoro tichikisana Tapedza mutambo wevakuru takazvigadzira tichigeza maoko. Tafadzwa anopenga shuwa mu office. "Une misikanzwa tafadzwa" Kumukadzi wangu hanti" Ndakseka tafadzwa akatanga kudya chikafu tichitaura nyaya. Nguva dzekuti atange basa dzakachaya "Uchandiwana kumba ndave kuenda ini" "Ndangosarirwa ne two hours chete kuti ndichaise ndimirire" Saka two hours dzose idzi ndinenge ndakangogara" "Tora laptop yangu uone ma movie pa Netflix password Anenyasha" Wow. Ndakatora laptop ndichitanga kuona hangu ma movies after some minutes foni yangu yakarira aiva Tatenda. "Cousin" "Ane ndaita problem pano ndine pamuviri" "What" "Eish cousin handizivi kuti ndiite kumba ndinotya kuvaudza" "Yoo sorry cousin unofanirwa kuvaudza vachatsamwa zvigodarika" Mhamha hauvazivi iwe" "Ine mwedzi mingani nhumbu" "4 months Ane pawakauya kumba paya yaiva ne one months" Ndakapererwa ndakazomuonesa pandaigona tichibva taonekana "Uri kuonei apo?" Taffy akabvunza "The unexpected" "Ndochii ichocho?" "Haungazivi zvagara hanti iwe uri wema action unoona ma movie ekubiwa kwemari" "Tasvika SEI ipapi Ane?" "No ndanga ndichingotaurawo hangu" "ASI hausisiri right, asi pane zvawaona pa laptop?" "Aewa ndichakuudza mumota" Nguva dzekuti achaise dzakachaya ndakamubatsira kurongedza zvinhu tapedza takanopinda mumota "Chindiudza" "Tatenda Ane pamuviri" Taffy akaseka "Chii manje?" "Ko haasi mhandara here?" "Neniwo ndizvo zvandanga ndichiziva" "Inga Mai vake vaiti uchamudzidzisa chihure. Vakaura" "Tatenda haana zvaaita okay so I feel sor for her" "Mai vake vachanya chete" "Tate ati baba vemwana havasisiri vose" "Yoo Saka pakaipa sorry babe handidi kukuona wakasuruwara" I'm fine" Taffy akamutsa mota tichienda kumba End of chapter