Episode 22 Story by Malvern Ndlovu #Adventure :Book not edited ⛔️ read on your own risk. Seu "Why uchingofunga kudya vanhu chete ?" "Handi atoratidza kuti hachina basa saka ngatimupfuudze tiri kunzwa nzara isu ". Seu "Uchenjere kuti tichadya iwewe kurumidzai kusenga munhu uyu achamuka hake ". Ngoni akabva asengwa ndokutanga kufamba vachienda kudunhu . Vana Tonde vakanga vatori muchikepe vachienda kwavairatidzwa ne map .Tonde akabva asiya Tsvimbo kuna driver wechikepe kuti a avone map .Tonde akabva abuda panze kuti arohwe ne mhepo akabva awana varume vavairi va Elvis vakabata pfuti ........ Tonde "Tichiri vasungwa here ?" Elvis "Ehe munogona kutiza ". Tonde "Unoziva chimwe chibhinja chinoda pfungwa chete". Elvis "Mind your words ndinokukanganwa izvezvi so ziva mashoko ekutaura kwete kungorutsa mashoko ". Tonde "Zviri munzeve saka muri kufunga kuti tinotiza tichienda kupi pakati pe gungwa kudai ". Elvis "Boys dzoserai pfuti ". James "We are family here so ngatingoitaivo vanhu 1 kusvika tawana chatiri kuda ". Vari busy kutaura ndege yakabva yavapfuura ichienda ku dunhu kunosiya chikafu ..... Elvis "Sezvo ndenge yapfuura iri kureva kuti vanhu venyu havasi kuzofa ne nzara asi vachazofa ne pfuti kana mukasaita kuti tiwane Egg iroro". James na Elvis vakabva vapinda mukati mechikepe sezvo whether yakanga yakuita ichichinja .... Mambo " Uri kufunga kuti tinokwanisa kukunda here apa ?" Tonde "Handisi kutomboziva asi chandoziva ndechekuti pasi pe mvura takambopakunda sei ". Baba Amos "Ngatingoitirai izvi dunhu redu chete ". Alice"Muvhunzo wangu ndewekuti chii chinozoitika kana tawana Egg of life pane pavachatisiya here?" Tonde "Izvozvo tichazozvironga kana tawana zai racho .Zveizvei ngatizororei tichimbofunga kuti Totowa Egg sei ". Timoty "Pano pakutanga kutonaya handei mukati tisaniwa ". Vakabva vapinda mukati mechikepe ndokugara vese se mhuri 1 zvavo .Chikepe chakarohwa manheru ese mvura ichinaya kana kumira .Zvino vakanga vavakusvika ku nzwimbo inogara ma giant ipapo chikepe chakatanga kumhanya zvisingaiti ..... Elvis "Ko chii chiri kuitika ?" Man 1 "Chikepe chiri kuramba kumira tasvika dead end yerwizi saka tiri kuwira mugungwa ." James "OH know ". Chikepe chakanga chasvika pakaita sepa vic falls munhu wese akabva abatiriri pachikepe chiri mudenga .Chikepe chakasvika chikarova zi munhu zi giant panzeve asi zimunhu iri rakaita kunge rangogumiwa ne nhunzi .Chikepe chakasvika ndokurovera padombo vanhu vachiwira munhu mvura ...... Vakabva vatanga kudhida vachienda kunopera mvura .James akanga asingagoni ku swim . Baba Amos pavakaona kuti James ari kunyora vakabva vadzokera mumvura ndokubva vamusenga ndokubuda panze ...... Zimunhu zi giant raitogeza zvaro rakagara pasi .Vana Tonde vaivona segomo chairo sezvo rakanga rakakura zvisingaiti apa mvura yainaya zvisingaiti .Zimunhu riya rakabva rasimuka ndokupfeka ndokutanga kufamba richienda kwakanga kune amwe acho ..... Alice "Ko Elvis aripi ?" Timoty "Ko Tsvimbo iripi manje ?" Tonde 'Driver ndiye ari kuziva kune Tsvimbo ". Timoty "Ko driver wacho aripi ?" Tonde "Elvis na Driver vanenge vawira mugomba umu ". Vakabva vacheuka vese ndokuvona got a rakasviba .... James "Hell know handisi kupinda umo ". Tonde "Vamwe Sarai pano regai ndipinde ndivatsvake ". Alice "Ko kana mune ma giant mukati imomo ?" Tonde "Hapana paachagara pasi apa warivona mukururo warakaita ". Timoty "I'm going with you ". Mambo "Nenivo regai ndivuye nemwi ". Baba Amos "Nenivo ". Tonde "Kwete Sarai ne vamwe ava tinodzoka manje manje ". Tonde ,Timoty na Mambo vakabva vapinda mugomba racho makanga mune rima risingaiti . Vanhu ava chavakanga vasina kuziva nechekuti Elvis akanga awira mumusoro me Giant rakanga richigeza manje kuti abuse yaive big challenge chaiwo saka akaramba akangogara imomo .... Pavakapinda makanga musinganayi makanga muchidziya apa makanyarara zvisingaiti .Vakabva vatanga kufamba ndokuvona ka light ka diki mberi kwavo .Vakabva vatanga kufamba vachienda ikoko .Vakasvika padhuze ne light riya rakabva radzima .... Timoty "Guys I think tofanirwa kudzoka kumasure ". Tonde "Shiii ". Tonde akati achiswedera mberi mbijana akabva arohwa pakati pedunhu achiwira kwainge abva nako .Timoty na Mambo vakati vachida kutiza ndokubva vanzwa magumbo asungwa .Tonde akanga afenda kwechinguva paakamuka akawana pasina kana 1 vaenda .Tonde akasvika pakanga pane light riya ndokubva anhonga chihuni ndokuchisimudza mudenga chakabva chaita on .Tonde akabva achiratidza pasi chikabva chadzima .Tonde akabva achisimudza mudenga ndokutarisa matsimba kuti vanhu vaenda ne kupi .Akabva angovona kuti pakanga vachikwevewa vanhu chete ...... Tonde akabva atanga kutevera pakanga pachidonzwa vanhu ....... Alice "Ko nei avachitora nguva kudzoka ?" Baba Amos "Rega ndimbomira zvishoma ". Bag rakabva rina Alice akabva atanga kuita se Shiri yabatwa .Alice akabva arirasira kure ..... Baba Amos "Ko chii chiri kuitika ne bag rako ?" Alice "Handisi kutoziva ini ". Baba Amos "Munei asi ?" Alice "Mune magic book riya ". Baba Amos vakabva vatora bag ndokurivhura ndokubva vaona book rakaita light re red..... Baba Amos "Ko chii chiri kuitika " . Alice "Ndipei ndiverenge". Alice akabva atora book ndokuvona mufananidzo wakanga uripo ichiita kunge uri kupfuta .... Baba Amos "Riri kuti chii book ?" Alice "Book ririkuti pa next patiri pano pa gomba iri ndipo pane toilet yema giant ". James "So zvopindirana papi ?" Baba Amos "Mira apedze kuverenga ". Alice "So ma giant anoti kana akavuraya munhu anobva amudya ndokuzovuya pano pa toilet iyi so zvinozokonzera kuti soul ye vanhu vaya irambe iri mugomba umu .so munhu wese apinda hapana arikubuda because ma demons anotamba newe kusvika watanga kupenga kana kutofiramo .Ma demons aya anokuratidza ma vision e nhema kuti urivare akwanise kusvika pauri ". James "So it means vakomana vari pasi apa vari kuda rubatsiro rwedu ka ". Alice "Hongu and hanzi gomba iri vanoriti the well of death vakawanda vakafiramo ". Baba Amos "Tora book Alice tipindemo .James ne vakomana na sekuru sarai pano tiri End of chapter