EPISODE 31 STORY BY MALVERN NDLOVU Tonde ' Hongu asi hausi kuziva '. Elvis ' Handisi ini asi iye ndiye akandivudza kuti ndiwe wakada kundivuraya '. Tonde ' Dai ndaida kukuvuraya dai ndakakuvuraya that day asi handina moyo iwowo ndosaka ndosaka ndisina kukurova panovuraya .' Alice ' Nhawu yenyu muchazoitaura pano vuyayi tiite plan kuti todii manje sezvo ndanyepera David '. Tonde ' Wamunyepera kuti chii ?' Alice ' Kuti parikudiwa ropa re munhu '. Baba Amos ' Manje munhu wacho akavuya pachaiwa sei ?' Alice ' Ndosaka ndati pakudiwa plan apa '. Tonde ' Hapana kuipa iwe wagona ,ma giants aya hasi kuzodzoka anosvika akavuraiwa uko '. Alice ' Saka todii ne kuti panoda plan apa '. Tonde ' Totaura naye tomuvudza chokwadi tese tiripo '. Elvis ' Chokwadi chekuti chii ?' David akanga ari busy kutaura na Mambo .... David ' Usawara ma giant anodzoka nhasi totora zai redu toenda hedu .' Mambo ' Ma giants ayenda kunotora munhu kupi ?' David ' Chero kwavaenda isu chatiri kuda munhukadzi chete '. Ginat ' Boss vasungwa vari kuda kutaura nemwi '. David akabva asimuka ndokuenda kunana Tonde ndokubva avabudisa mubako ndokuvuya muimba yematae .Mambo vakabva vagara pa side pa David ..... David ' Ndanzwa kuti muri kuda kutaura chokwadi pano '. Tonde 'Hongu chokwadi ndicho chatavuya nacho pano .Kuchitambira kana kusachitambira zvava kwauri '. David ' Ok taura nhawu yako '. Tonde ' Nhawu yakativunza kuno ku dunhu kwako ndeye zai iri .Tsvimbo iyo ndiyo yakatiraira kusvika kuno . ' David ' Oh ok so uri kuridii zai'. Tonde ' Ini ndiri kutaurira dunhu rangu .The egg of life ndiro rinovunza kujega mudunhu redu ndiwo hupenyu hwedu '. David ' Ok ko iwe Elvis urikuridirei zai iri ?' Elvis ' Ini ndatumwa kuzotora zai then munhu wacho ondipa 500 billion '. Tonde ' Ko iwe uri kuridirei zai ?' Daivd ' Ndiri kurida kuti ndipewevo 100 billion so handingasiyi mari ichienda '. Tonde ' Ok chimwe chokwadi chasara 1 kuti uwane zai asindoda kutiza kuti tichaita sei ne zai ne kuti zai nderangu ini kwete renyu '. David ' Hahaha The egg of life harisi rako '. Tond ' Ok kana risiri rangu zviri nani ndife ndigovona kuti ndiani acharitora inzwa unzwe David . Hausi king kana Mambo iwwe .Imagine unofunga kuti ukavura isu tiri pano tinofa ne shngu kwete .Tinotofara ne kuti chero ukawana zai uchavuraya vanhu vangu vese so iwe ita deal neni '. David ' Ukuda kukura musoro ka ,ok ukuda deal rakaita sei ?' Tonde ' Deal iri riri kuda iwe na Elvis kuti muwirirana ini na Mambo tiwiriranavo '. David ' Ok kuwirirana sei ?' Tonde Mambo kana tava kudunhu munokwanisa here kubvisa mutemo wekuti zai risava hupenyu hwedu se zvakaitwa kunovo '. Mambo ' Manje 12 mhandara tinozvodziwana here ?' Alice ' Zvinosiyana sometimes panogona kudiwa zvisiri izvozvo '. Mambo ' Ok kana pakadaro hapana kuipa tinoita seizvozvo '. Tonde ' Ok isu na Mambo tawirirana kwasara imwi na Elvis '. Elvis ' Ukuda kuti tiwirirane sei ?' Tonde ' Kuti zai muchapanana marii ?' Elvis ' Ok ini handsi kuziva kuti iwe ukuda kuti titengesepi zai racho ,kwangu here kune mari yakawanda kana kuti kwako ?' David ' Hamusi kuda kunditamba here imwi ?' Tonde ' Hapana kukutamba apa iwe kana une imwe plan '. David ' Ok tinoita seizvozvo asi zai ndini ndinobata '. Tonde ' Hapana kuipa asi first kutanga takadzirisa dunhu rangu zvese ne mhiko '. David ' Ok ko book ne tsvimbo muchaita sei ?' Tonde ' Ndini ndichaenda kunozviviga kusina anoziva kunze kwangu '. James ' Never '. David akavhunduka achinzwa voice kumasure kwake ... David ' Ko uyu ndiani futi ?' Tonde ' Oh uyu ndiye James akuda book chete '. David ' It means makawanda ka ?' Tonde ' Kune vaviri vasipo chete '. James ' I said never i'm beause ndikuda book Elvis vaudze '. Elvis ' Ini handisi kuziva imwi itai deal renyu ini ndaita angu kuti ndiane chandiri kuda '. Alice ' Iwewe uri kuridii book ?' James ' harisi basa rako rekuziva izvozvo '. David ' Ok kana risiri basa rake yapfuura iyi nhawu saka todii manje ,Tomirira ma giants adzoke ka ?' Tonde ' Kwete ma giants hana basa asi muvhunzo wangu ndiwekuti kana wava ne zai dunhu rino uchaita sei naro ?' David ' Ndongorisiya rakadaro ko hazvina basa ka ?' Tonde ' Kwete tikuda kugadzia dunhu rino tosiya ranaka so kana tabata zai bvisa mhiko dzako udzose dunhu rino pawakawana riri '. David ' Ok ndazvinzwa '. James ' Chero iwewe Tonde tsvimbo iyoyo haisi yako idzosere kwawakaiwana ugadzirisevo dunhu re vanhu '. Tonde ' Oh ok ndichaita sekudaro asi book nderemudunhu rangu hausi kuzoriwana '. Mamo 'Ko tadii tangochitora zai racho '. David ' No pakuda ropa re mhandara '. Alice ' Kwete hapana chiri udiwa apa mhiko yakaiswa apa hapana pakungoda book ne tsvimbo chete '. Tonde ' Yaaa izvi tazviitira kuti uzive kuti takangwara kupfuura iwe '. David ' Ok saka nditeverei mutore zai racho '. Tonde akabva asimudza hake tsvimbo yehwumambo ndokutanga kuenda pasi pasi p gomba ndiko kwakanga kune bako rakanga rine zai ....... Ipapo zuva rakanga rakacheka nyika asi mudunhu mana Tonde makanga makaita kakusviba . Tana akanga akatogara kumaendero e mvura akamirira vana Tond .Amos akanga akatogara hake muako na sekuru vake .Vanhu mu dunhu vakanga vakatogara zvavo vakazorora .Mu dunhu makanga mune runyararo asi Tana akabva anzwa mutinhimira uchiba nepa side paakanga akavata .Akabva avna mazi vanhu 2 achibva ne mumvura achienda ku dunhu ...... Vanhu vemudunhu vakabva vanzwa mutinhimira ndokubva vasimuka vachida kunzwa kuti chii .Umwe akabva avuya achimhanya kubva musango ..... Seu ' Ko chii chiri kuitika ?' Man 1 ' Haaa tafa pane mazi giants 2 ari kuvuya '. Seu ' Gadzirai ma pfumo ne museve yenyu '. Sekuru va Amos na Amos wacho vakabva vauda mubako kuti vaone kuti chii chiri kuitika .Vachitarisa vakabva vaona mazi gians 2 achitopinda mudunhu .... Sekuru Amos 'Nhoroondo yaiva ye chokwadi shuwa kudzidza hakuperi handina kuzviva kuti ndezve shuwa izvi '. Amos ' Manje tovauraya sei vanhu ava .' Sekuru ' Haaa handifungi kuti vana Tonde vachiri vapenyu haaa tese tapera ndiko kupera kwerudzi uko tingavauraya sei vanhu vakadai ?' End of epidose