EPISODE 39 STORY BY MALVERN NDLOVU BROKEN PROMISE TIME Timoty ' Tonde wait ndimbokuvudza story diki . Kubva day 1 randakakuvona ndakavona kuti uri munhu ane moyo wakanaka hauna kundivuraya iwewe . Inini chandakanga ndavuyira kuno ndechekuita revenge pamusoro pa mukoma vangu Timoty .Asi ne kufamba kwenguva wakandipa simba rekuzvikanganwa . Zvadaro nekuenda ne kuenda ndakavona kuti zvandakavuira kuno hausi iwe Tonde asi vanhu vako ava .Ndinonzwa tsitsi ndikavatarisa asi handina chekuita .Zvakaita mukoma vangu hazvina kunaka and dai ndaigona kuzviripa ndaizviripa asi ndakafara pandakaziva kuti ndiwe the chosen one . You are not just a Tonde but uri mvura inoita kuti zvinhu zvese zvinake kana pasina iwewe hapana chinobuda '. Tonde 'I'M nothing Timoty izvozvo hazvichinji chero chinhu .Mashoko ako ndamanzwa asi panguva ino hasi kubetsera dzokerai kwamakabva musati mafira mahara '. Alice ' Ndaikuvona se munhu kwaye Tonde '. Tonde 'I'm sorry Alice wakavona zviri wrong handina kumbonaka ini ndosaka ndakadzingwa mudunhu rino '. Alice 'Kwete handisi kuzvireva chaizvo .Zvandiri kureva ndezvekuti vakawanda vakafa mazuva apera ese ava ne kuda kwe dunhu renyu .Hakuna zvinorwadza se kufira mahara ,vanhu vese vakafa vakafa vachiti toda kuti dunhu rinake .Manje kana iwewe wava kuramba vakafa vachafara here ?' Tonde 'Handisi kuziva Alice musoro wangu wakazara zvekufunga asi dai mangodzokera henyu makaita henyu nekundibatsira'. Mambokadzi ' Tonde mwanangu '. Tonde ' I wish dai mune mwanakoma ini maybe ayinzwisisa . Semwi handisi kuda kunzwa kana shoko renyu .Zana renyu ramakarera se zai '. Mambokadzi vakabva vagara pasi ,mashoko akanga abaya moyo ipapo '. Tonde 'Maita lucky mese imwi dai ndine hutsimwe ndatora tsvimbo iyi ndakuitai ivhu izvezvi '. Mai Tonde 'Mwanangu sarudzo ndeyako wakura iwewe ini handina chandichakuvudza wava kuziva zvekuita ndomashoko angu '. Ipapo Tonde akanga akafuratira amai vake ,akabva apfukama pasi mukomana ndokutanga kuchema isodzi ichingobuda chete . Tonde akabva asimuka ndokudzoka ndokumbundikira amai vake kwechinguva ..... Tonde 'Ichokwadi amai handingasiyi vanhu vachifa ini ndichigona kuzvimisa .Ndichaita zvakanaka chero vakaipa vakataura handei nhazvo ndokudai amai '. Mai Tonde ' Ndakakuda kubva day 1 pandakavona kuti ndava ne pamuviri '. Tonde akabva asimuka ndokupukuta musodzi ..... Tonde 'Right saka todii manje zai ravapo ?' Vanhu vese vakabva vagara pasi moto ndokuveswa .Vanhu vakabva vavungana vese vachinzwa zvaitaura .' Ngoni ' Munhu wese unotenderwa kuisa zano rako ,ndokumbiravo kuti mazano enyu ave akanaka '. Tonde 'Ndanga ndichiti saka todii zai tava naro and David akuzorivinga '. Timoty ' Alice ndiye angatoziva '. Tonde 'Alice book riri kuti chii ?' Alice 'Makanganwa here kuti rakaenda nana David '. Elvis @' Manje todii ne kuti kana pasina book hapana zvatinoziva '. Tonde 'Sekuru hamukwanisi here kudzokera ku past muvone kuti vakambozviita sei '. Sekuru Tembo ' Zvinonetsa muzukuru rwendo rwacho runotora nguva hapana rimwe zano here '. Ngoni 'Ko Tariro ndiwe unovona zvamangwana panodiwa chii kuti The egg of life ridzokere patsvimbo '. Tariro ' Iyi inhawo hombe kudarika chipo changu asi kuipedza panongoda book chete '. Baba Amos 'Hazvinetsi izvi Tonde une simba re muvhura wadii kuenda kunotaura ne mvura tyakuvudza kunana David '. Alice 'Yaa izano rakanaka kana waziva kwavari wovaunzwa kuno '. Tonde 'Yaaa hapana zvekuita '. Alice 'Yaaa zano rakanaka asi ka the more yaunoshandisa power rako Tonde uri kukuvara .Ma powers ako akapanduka hapana anokumisa remember '. Tonde ' Hongu asi hapana zvaari kundiita izvezvi ini '. Alice ' Tsvimbo ndiyo iri kukubetsera '. Tonde 'Izvozvo zvapera ngatirongei kuti kana David avuya toita sei ne kuti ndiyo hondo hombe yatakatarisana '. Ngoni ' Iwewe enda hako mazano azere unowana tazvironga iwe ronga ako '. Alice 'Haungaendi wega panodavo vamwe vanhu pa side '. Tonde 'Ichokwadi manje ndoenda nani '. Alice 'Ini ndiri kuenda newe '. Timoty ' Chero neni '. Ngoni 'Haa munenge makwana makadaro mungatoenda henyu ; Tonde 'Saka imwi sarai muchironga Sekuru na Tariro betseranai iyi hondo inoda mazano edu tese '. Vakabva vasimuka zvavo ndokutanga kuenda ku mvura . Panguva idzodzo David akabva atora zai riya ndokuenda pamusoro pechikepe .Akabva avunganidza zvinhu zvake zvese zvaidiwa ipapo ,Zai akabva ariisa mberi kwake ndokuda kuzama black magic dzake zvikabva zvaramba .Akazama achazama mukomana asi zvakaramba . Ipapo akabva adana James kuti avuye . .... James 'Ehe ndavuya '. David ' Something is wrong The egg of life riri kuramba kuita zvaraifanirwa kuita '. JAMES ' Rinofanirwa kudii asi ?' DAVID 'Rinofanirwa kufufunyu rimwe divi nhasi then rimwe divi mangwana ipapo ndinenge ndava ne power rese '. JAMES 'Hausi kuresva here ?' DAVID 'Kwete ndizvo chaizvo '. James 'Pamwe zai ndere fake '. David 'Haaa ritarise ndiro iro '. James 'Patakakupa book re fake hauna kuzvivona wani putsa dai iri uvone chokwai '. David 'Tikaputsa riri iro ziva kuti pedu papera ne kuti hatikwanisi kuzoribatanidza zvekare '. James ' Hapana zvekuita tinozoita imwe plan but taziva chokwadi '. Ipapo James akabva atora zai riya ndokuriputsira pasi . Zai rakabva raputsika ipapo vakabva waona mavhu chete mukati zai chairo pasina ...... James 'This is fake '. David ' Yaaa matsotsi hagerani '. James 'Manje todii ?' David 'Handei kunotora ma giants tiende ku hondo '. End of episode