Episode 30 STORY BY MALVERN NDLOVU THIS CHAPTER IS NOT EDITED READ ON YOUR OWN RISK THANK YOU ....... Vakomana vari munzir kuenda hwamanda yakabva yatanga kurira kune rimwe gomo . Vakabva vatanga kuenda ikoko vavakuda kusvika hwamanda yakabva yarira kune rimwe futi gomo izvi zvakavapa kuti vambogara pasi . Vakagara pasi vakomana ipapo ndipo pavakatanga kunzwa ma sounds muma side avo ..... Vakomana vakabva vasimuka asi hapana chavakaona .Hwamanda yakabva yatanga kurira vakabva vamoisiya asi apa haina kumira kurira .Nanheru iyayo vakomna vakabva vasimuka ndokutanga kuenda kuri kurira hwamanda .Apa haina kuchinja kana kumira vakomana vasvika vakabva vakomberedza ipapo hwamanda yakabva yamira kurira ...... Umwe wevakomana ava akabva ayenda ega ndokusvika pane hwamana ndokuwana pasina kana munhu .Akabva asimudza hwamanda hapana chakaitika vamwe akambomira kubuda vachida kuvona kuti chii chinoitika .After 2 hours vakabva vanzwa hwamanda ichririra kure navo ku gomo rakanga riri kure ..... Izvi zvakabva zvavabata ndokubva vabuda mavakanga vakahwanda ndokuenda kune umwe wavo .Ipapo museve yakabva yatanga kunaya kubva musango .Vakomana havana kpihwa nguva yekubatanidza vakabva vatanga kumhanya vachidzokera kudunhu .... Tana akabva ati chitsoka ndibereke achitevea vanhu .Szvo Amos akanga asingagoni kumhanya akasara achingotevera vamwe .Vanhu vaya vakabva vapesana pesana umwe kwake umwe kwake apa vakanga vakawanda .Mukuru wavo ne vmwe vakabva vapinda mubako ndokuhwanda kuti vasaonekwa .Ippo vaingonzwa mhere vanhu vachivuraiwa ...... Vamwe havana kukwanisa kubuda mubako vakabva varamba vakanyarara vachitya kuvuraiwa nezvavasingavoni .Tana akabva adzokera kuna Amos .... Tana '' Vamwe handisi kuziva kuti vatiza sei asi vachanokurukura zvavo '. Amos ' Yaaa apa hande kuduze ne dunhu tinovona Ngoni achiita zano riya '. Tana ' Kwete zva Ngoni ngatizvisiye plus ana Tonde vanogona kudzoka nhasi kana mangwana so isu ngatiende kurwizi tinovamirira '. Amos 'Iwe chienda ini rega ndiende kuna sekuru vangu .' Tana ' Hapana kuipa tichapota ndichivuya kuzokuvona '. Tana akabva ayenda kwake Amos kwake .Makuseni vakomana va Seu vakabva vabuda ndokumhanya vachienda kudunhu .Vakasvika kudunhu vanhu vakarara vachiridza mhere .Su akabva amuka .... Seu ' Ko chii chaitika ?' Man 1 ' Vanhu vese vavuraiwa n sango zvandavona handina kumbozvivona ini museve iri kuita kunaya se mvura '. Seu ' Hakuna munhu ari kubva pano chero hwamhanda yenyu ikarira .Tasara ne 3 days kuti Tonde avuye pano kana asina kuuya mese muri kufa imwi '. Makuseni iwayo David akamuka ndokutora Mambo ndokuenda kwakanga kwakavharirwa ana Tonde .Vakabva vavhurirwa ndokubva vabuda .Alice paakavona Mambo vachitaura na David akabva azeverera Tonde....... Alice ' I think Mambo havana kumupa mshonga '. Tonde 'Yaaa vakatogona ,Inzwa unzwe Alice pane zvese zvichaitika nhasi ndokumbiravo kuti usavavudza kuti book riripi '. Alice ' Zviri munzeve '. David ' Oh lok who is here ,Guys today it's a big day so ndokumbiavo kuti musatambisa nguva yangu .Tonde tora tsvimbo Alice tora book '. Tonde ' No handisi kuzosimudza tsvimbo kna ndichiri mupenyu '. David ' Handisi kuda kuti tipedze nguva pano ndoda kutobva mudunhu rino'. Tonde ' Ndikasimudza tsvimbo iyo ndiri kuzovuraya munhu wese muno musaita kuti ndidaro iwe tisiye tiende '. David ' Oh hauna kungwara kupfuura ini Alice verenga book kuti riri kudei kuti tivhure .' Alice akabva atora book re fake riya apa rakanga risinganzwisisiki .Alice akabva ada kuverenga book riya asi rakabva rangofufunyuka ...... David ' Don't play with me ndikuda original book apa '. Alice ' Handisi kuziva kuti riri kupi '. David ' I believe you vuya pano '. Alice akabva ayenda hake ndokumira pa mberi pa David .David akabva amupinga Alice achibva awira pasi .Tonde akabva ada kumhanya akabva abatiwa ne giant..... David ' Ndava kukuvhunza kwekupedzisira book riripi ?' Alice ' Handisi kuziva kutaura chokwadi '. David ' Saka uri useless die '. David ava kuda kubaya Alice Tonde akabva ataura .... Tonde ' Wait ndoziva kune book '. Alice ' Tonde no usamuvudza rega ndife '. Tonde ' NO one is dying today .Baba Amos vuyayi ne book '. David ' Ndiani baba Amos '. Baba Amos 'Ndini iri book ramuri kuda siyayi vanhu vaende '. DAVID 'Oh makatowanda ka ,i told you kuti Tonde kungwaa kwako ndichakupedza '. Tonde ' So what motivuraa here /. David ' Hapana ari kufa today kana mukaita zvandiri kuda .So Alice verenga book tinzwe kuti ririkudei '. Alice akabva asimuka ndokupukuta musodzxi ndokutanga hake kuverenga book '. Alice ' Long ago Madzimambo akanga akagara zvawo asi gweta guru rakabva rasimuka ndokutaura 'Varume iri zai ndiwo hupenyu hwedu hondo ikavuya rikatorwa tinoitsa dambudziko .Ko tadii tabvisa mhiko kuti iri zai risava mwari wedu tingozvirarsmira '.Umwe wavo akasimuka ndokutaura nepake 'Hongu ichokwadi zano rakanaka iri asi zvinoda 12 vakadzi vasingazivi varume kuti iyi mhiko ibve '. Umwe wavo akabvavo asimuka 'Hapana kuipa ini ndichakupi= mhandara shanu '. Vese vakabva vavunganidza mhandara 12 ndokuita mabiko vakamirira kuvuraya vanhu ava ...........' David ' I know the story iri kutipredzera nguva enda pekuti parikudiwei kuti tivhure bako iri '. Alice ' Ok book iriri kuti tsvimbo ndiwo key yekutanga '. Tonde ' Ndoda kuvona kuti achaibata ndiani '. David ' Imbomira kuvhura zigaba rako hapana ambokkumbira ,Alice verenga book upedze '. Alice ' Ok key number 2 e book then number 3 pari kuda ropa re munhu asina kumborara ne munhu '. David ;' Oh so dambudziko riri pa munhukadzi iwewe Alice hausi mandara here //??' Alice ' Hahaha chero ndiri mhandara pane pandichakuvudza here '. David ' Ok hazvinetsi ,Giants 2 endai kurwizi tevedzai rwizi kusvika masvika kune vanhu .Ndivigirei musikana umwe chete wechidiki '. Ma giants akabva atopnda munzira ndokuenda hawo .David akabva asungirira ana Tonde pachituro iye ndokuenda hake kwaayenda ..... Alice ' Tonde hazvisi izvo zvatatenderana izvozvo #'. Elvis ' Wanga uchifunga kuti angakusiya achifa here '. Alice ' Zvanga viri nani '. Tonde ' I care ndosaka ,handingakusiye uchifa wakandibatsira kubva day 1 . Since James akandituma kunovuraya Elvis ndipo pandakatanga kuvona kuti hupenyu hana kumira mushe'. Elvis ' You mean James ndiye akakutuma kuti undivuraye '. End of episode