EPISODE 37 STORY BY MALVERN NDLOVU Broken promise time Timoty ' What ?' Tonde 'Ndati tiri kuenda tiri mudumbu re hove '. Elvis ' Are you out of your mind ?' Tonde ' Mune imwe plan here ?' Alice 'Wait ndine chinhu chandisiri kunzwisisa pano , toenda tiri mu hove how ?' Tonde ' Ok pane chandisina kukuvudzai guys ,Mukuvona musi uya patakarwa ne giant riya ,oh no regi ndikudzosei kumaure mbinjana .Mukuvona musi wakangawarasika tsvimbo apo sekuru pavakati iri pasi pe mvura .Musi iwowo ndakabva ndaziva kuti ndine simba re mumvura ndokwanisa kutaura ne hove zvese zviri muvhura .' Baba Amos 'Saka makarwe aya akadya zi giant riya ndiwe wakamadana here ?' Tonde 'Hongu asi hapana wandakavudza '. Sekuru 'Nguva ikuenda tadii kuita tichifamba '. Alice 'Manje totora mazuva mangani kuti tisvike kudunghu ?' Tonde 'Kwete mazuva asi ma hours kufamba ne ndege kwatichaita '. Timoty ' This is a bad plan ko ikazasotirutsa hove yacho ?' Tonde ' Kwete hazvimboitiki izvozvo have my words '. Timoty 'Amana uku ku experence rufu chete '. Alice ' Ok saka takamirirei handei '. Ipapo vakabva vaenda kwainyudza Tonde akabva ayisa ruvoko rwake muvhura akabata tsvimbo .Hove dzakawanda dzakabva dzatanga kuvuya ... Timoty 'Please usandivudza kuti ukuda kuti ndipinde muka hove aka .' Tonde 'Idzi idiki hombe iri kuvuya '. Achingopedza kutaura Tonde akabva avona hove hombe ichivuya iri pamusoro pe mvura .Yakabva yasvika ndokuvhura muromo ipapo Tonde akabva atanga kuipurudzira vanhu vachipinda .Vapedza kupinda vese hove yakabva yavhra muromo ndokuenda pasi pe mvura ipapo yakabva yatanga kumhanya ichienda kudunhu kwana Tonde ... Timoty 'Haa ini dai mandiisa pamusoro pe hove ko tikasarutsiwa muno '. Alice 'Haaa ndaida adventure but iyi yakanyanya shame '. Tonde 'Muawara tinosvika manje manje kudunhu '. Ipapo zuva rakanga rava kurova nhongonya vana David vakanga vavapakati pe dziva vachienda havo kudhorobha . Ipapo David akanga akagara ega akabata zai hake James akabva asvika ... James 'Now what ?' David ' I want to become a god chakupa zvese zvaunoda that is my promise '. James 'What about Mambo ?' David 'Oh Mambo ndivo vachava mutevedzeri wangu '. James ' Ok yaaa i never know kuti ndichawana book iri '. David 'Now wava naro '. James 'Yaaa so hat is your secret ?' David 'I don't understand '. Jams 'I main ma powers wakamawana sei ?' David 'Long story '. James 'I don't mind hangu '. David 'Ok chinzwa story yangu ,Dzakatanga dziri shungu pandaivona vanhu vane ma powers vachiita zvavanoda ipapo ndaivona Tv .Ndakavhunza daddy vangu kuti kana ndichida ma powers in real life ndoita sei .Daddy vakati hazviiti izvi zvakandirwadza .Ndakura manje ndichitobva kubasa ipapo ndanga ndatodzingwa kubasa ne nhawu ye knonoka .So ndadzingwa kudaro ndakabva ndadarika nepa mall ndikabva ndavona shop yaitengesa ma books most ayiva ema real life akaitika kumasure before my father .So paive ne book raitaura nezvekuwana ma powers .... Ndakabva ndatanga kuriverenga ndikarinzwisisa ndakatora mari yangu yese ndokutsvaka vanhu 5 vekuenda navo musango munotsvaka place yacho .Takakwira magomo nekudzika for 5 days takabva tavona place yacho .It as real ini ndini ndega ndaiziva kuti book rinoti chii vamwe vangu vakanga vangondiperekedza chete . Vanhu vakabva vatora ma pics tikabva tabika chikafu chedu tese ipapo vanhu vese vakabva vavata kunze kangu ...... Ndakabva ndatora tambo dzandakanga ndinadzo ndokubva ndasunga munhu ne munhu pa muti waitwa mhiko idzi .Hapana akamuka sezvo ndakanga ndavapa mushonga kuti vese vavate .Makuseni munhu wese akamuka akawana akasungwa vakazama kuda kubvisa asi zvakaramba .Ndakaswera ndakamirira kuti zuva rivire ........... Zuva rakabva ravira ipapo ndakabva ndapinda mubako rakanga riri ipapo ndokubva ndatora banga racho raishandiswa .Ndakabva ndaita zvese zvaidiwa ,ndapedza ndakabva ndatora banga racho ndokubva ndacheka umwe munhu pa muti ipapo . Ndakabva ndacheka vese ndokufa asi hapana chakaitika .... Izvi zvakandibata ndakarwadziwa ndikabva ndarara so makuseni ndakabva ndamuka ndichinzwa kuti zvachinja ndiri munhu ava nema powers .Ndakabva ndadzokera ku guta mu same shop ndokubva ndakumbira rimwe book akandinyima sevo ndakanga ndisina mari .Sezvo ma powers angu asingashandi kana kune zuva ndakabva ndamusiya asi manheru ndakamuvuraya ipapo ndakabva ndawana book rakanzi The Egg of life .Book iri ndakariverenga kusvika ndarinzwisisa ........... So chakandipa kuti ndide The Egg of life ndechekuti kana ndikariita hapana munhu anoita powers kupfuura ini sezvo ndinenge ndava mwari uye ndokwanisa kushandisa ma powers angu masikati ...... So ndakabva ndatora vamwe vangu kuti tivuye kuma ginats .Ndakawana ma ginats ari peacefull asi mukuru wavo akaramba ne zai then ipapo ndipo pakatanga hondo .Manheru ndakabva ndatanga kurwa nawo sezvo ndakanga ndine simba .Mukuru wavo ndokabva ndawisa ipapo zuva rakanga rava kuda kubuda ,so ndakavona kuti zuva rikabuda ma powers akambozorora ma ginats anondivuraya .Ndakabva ndavudza vamwe vangu kuti sarai muchirwa nema giants ini ndikudzoka ......... Ndakabva nagura musoro we giant ndokubva ndarisenga nema powers angu ndokuenda ku mvura .Ipapo ndakabva ndaundura musoro waro ndokubva ndatora pfungwa dzacho ndikaisa mhiko yangu kuti ma giants ese anditerere ........ Pandakadzoka ndakawana vamwe vangu vese vafa so ma giants akabva ayita zvandoda ese .Akabva andiratidza kune zai asi pakanga pasingapindiki sezvo book rangu risina kundivudza zvese .So nakabva ndatsamwa ipapo ndakabva ndaita mhiko kuti dunhu rema giants rityise kusvika .Munhu wese asvika asina key yekuvhura bako ndavuraya ....... Saka ndakagara makore 5 ese pasina avuya kusvika pamakazobudikira mune zvandaida .So nhasi manheru ndiri kutora simba rese re zai ndozvipa inini ,ndini ndichava mwari wenyu hapana achandikurira even Tonde pachake ,ndovimba kuti wainzwa nhoroondo yawanga uchida kunza '. James 'Haaa nhawu ndainzwa yese asi une zvinokukurira ka ?' David 'Hongu asi ndini ndega ndozviziva '. Zvese zvakanga zvataurwa na David zvakanga zviri munzeve ya Mambo ......... END OF EPISODE