Episode 26 Story by Malvern #Adventure Timoty "Here it comes that side ". Vakabva vatarisa kuri kunongedza Timoty vakabva vaona zi giant richivuya richimhanya .Vana Tonde vakabva vamhanya mubako kuti ridarike .Tonde akabva atora Tsvimbo yake .... Tonde "Hatisi kuenda tese Mambo na Baba Amos handei vamwe Sarai ". Alice "Kwete tiri kuenda tese ". James "Yes handisi kuzosara muno ndega ". Mambo "Regai tiende hakudi vanhu vakawanda uko " . Tonde "Imbodzidzai kunditereravo zuva rimwe chete please zvimwe hazvidi tiri tese plus zvoda backup ". James "OK chiendai kwacho " . Vakabva vatora zvombo zvavo asi Tonde akangotora Tsvimbo yake chete .Vakabva vatanga kufamba vachienda kwaienda giant ..... Giant rakasvika richizvikanda mumvura ndokumbogara ruchifema zvaro .Tonde ne vamwe vake vakabva vasvika ndokuvona giant rakatogara mumvura ..... Baba Amos "Manje zano nderipi apa ?" Mambo "Zvatichatoita apa kutorivuraya hapana zvekuita ne kuti hapana patichaenda kumusoro kwe mvura uko ine simba mvura iyi ". Tonde "Yaaa ichokwadi hapana rimwe zano pano ". Mambo "Dambudziko nderekuti ko torivuraya sei zinhu rakadai ?" Tonde "Torai chikonde konde ne museve timbozama kuti zvinoita here ". Baba Amos vakabva vatora Museve ndokufura gumbo re giant but harina zvarakanzwa ganda racho raive rakasimba .Mambo vakabva vazamavo kurova asi museve yaingovhunika chete ..... Tonde "Ndiri muvhimi ini ndipei museve timborizama asi kana ndatorirova rofanirwa kufa nekuti rikativona it's means tese tafa ". Tonde akabva atora museve wake ndokubva atendekera pa ziso re giant ndokuuregedza uchisvika uchirova giant pa ziso richibva rada kusimuka .Tonde akabva apamha rimwe ziso ndokubva ratanga kusavona .Rakasimuka ndokutanga kurovera pamatombo .Mambo vakabva vatora pfumo ravo ndokubaya kumbo .Giant rakabva ram ramwiza gumbo Mambo vachibva vawira kure ..... Baba Amos vakabva vatanga kukanda ma pfumo ayingobaya asi hapana zvaibetsera sezvo raive zihombe .Chinhu chairingwadza maziso chete kwariri mapfumo ayita semhinzwa hapana zvarainzwa .Giant rakabva rabudisa gumbo rimwe chete panze roda kubuda ipapo Tonde akabva atora Tsvimbo ndokupinda mumvura ..... Tonde akaita pasi pe mvura akabata Tsvimbo akaba ataura dzimwe ndimi mumvura imomo ipapo magarwe akabva from no way ndokutanga kuruma giant rimwe gumbo. Giant rakada kuzama kubudisa rimwe gumbo asi zvakaramba .Magarwe anga atozara muviri wese giant rakaridza mhere richiwira pasi .Tonde akabva amhanya kumusoro kwaro ndokuwana Elvis asimo mumusoro .... Baba Amos "Tonde hande amwe ma giant ava kuvuya ". Tonde akabva abuda mumvura vachibva vasenga Mambo ndokudzokera kubako .Mamwe ma giant akasvika pa mvura ndokuwana giant rimwe ratofa apa makarwe akanga achingofamba famba mumvura .... Ma giant akabva atora musoro werimwe wavo ndokuenda naro ku dunhu kwawo achichema .Akasvika ndokugeza musoro uya kuti vakwanise kuviga .King wema Giant akanga ari mupfupi akaita sana Tonde .King wavo ayonzi David... David akabva asimuka kuti avone musoro wacho akabva avona maziso pasina ..... David "Mati munhu uyu afa nei ?" Giant 1"Arumwa nemakarwe mambo vangu ". David "Kwete hasi makarwe aya pane vanhu vari mudunhu rino ". Giant 1"Vanhu vakaita sei ivavo vangavuraya umwe wedu uyu asi vanenge vakakura sesu here ?" David "Kukura hakuna basa, kana zvava zvekurwa zvinoda kushandisa pfungwa chete ". Giant 1 "Saka todii mambo wangu ?" David "Ndoda vanhu 4 vaende kunorinda kune Egg of life .Hakuna munhu anopinda kana ndisina kudaro ini .Vamwe vanhu ndoda kuti murinde pa main gate hapana anobuda kana kupinda .Vamwe vaviri endai kunotsvaka vanhu ava muvuye navo pano ". Giant 1 "OK boys mazvinzwa zvataura mambo wedu handei tivone". Vakabva vaita sekudaro mamwe ma giant 2 akabva atanga kufamba sango rese achitsvaka vanhu . Vana Tonde vaitova vari mubako vakagara vakangonyarara vese ..... James "I don't understand kuti mati Elvis apo nei ?" Baba Amos "Handisi kuziva kuti mupenyu kana kuti akafa zviri kutonetsa ". Alice "Manje plan yenyu ndeye kudii because ma days akufamba ". James "Tonde what is the plan ". Tonde hana kupindura ayingofamba famba mubako akabata muromo ..... Alice " Manje todii kuti tidzokere tiwane Elvis mukati umo ?" Timoty "Ngatimbotorai nguva yekufunga kuti todii apa ". James "We don't have time here ok ndipei book racho ndiende hangu kumba ini ". Alice "Hatisi kukupa book kana tisina kuvona kuti Elvis akafamba sei .Hatina basa naro book iri tiri kuda hupenyu hwevanhu vedu ". James "Vanhu venyu are you crazy nhaiwe asi uri kuda Tonde here cuz e hero". Alice "Ko izvozvo zvabvepi manje .Hauna moyo here nhaiwe .Ukuda kuti ma innocent people vafe here nekuda kwe Egg of life .Sometimes kana usina moyo shandisa pfungwa kana kuti kana usina moyo shandisa pfungwa". James "Mind your next words Alice " . Timoty "Guys stop tikuda kuti tiite plan yekuti tiwane Elvis saka ngatizvipei nguva yekufunga kuti topinda sei ". James "Munhu ane ma plan akangonyarara uyu dai ativudza". Sekuru Tembo "Noise vazukuru zvimwe dzidzai kuvhunza kana kunyarara kana musingazivi .Elvis hana kufa mupenyu asi paari hakwanise kubuda saka ari kutoda help kubva kwatiri. Asi manje nhawu yavapo manje tapeputsa ma giants aya saka kuti tifambe pano panonetsa saka panotoda zano chairo " . Alice "At least kana ari mupenyu but zano rekupinda todii ?" Tonde " Yaaa that's true at least takuziva kuti mupenyu. Hatina time tasara ne 3 days kuti tidzokere ku dunhu vanhu vasavuraiwa so tofanirwa kuenda kunotora zai na Elvis wacho .Zvatichaita pa gate pane vanhu so tofanirwa kupinda tisina kuvonekwa .Then kubva pano kusvika ku gate ikoko kune amwe ma giants akufamba musango muno tofanirwa kuti vasativona. Kana vakativona furai maziso chete kuti vasakwanisa kuvona ." Mambo "Saka toenda here ?" Tonde "Hongu asi sekuru na Alice muri kusara pano ". Alice "Manje kana motora Zai ndini ndofanirwa kuverenga book ". Tonde "OK saka James Sara na Sekuru tovuya tokutorai ". James "No ndiri kuda kuenda nemwi moda kuzonditiza moti handisi kuziva plan yenyu ". Tonde "OK saka sekuru mosara mega henyu tovuyayi tokutorai I promise ". Timoty "Regai ndisare navo ini uko ndotya hangu kutaura chokwadi ". Tonde "OK thank you Timoty please musabva pano chero zvikadii asi kana 3 days dzikapfuura itai plan mudzokere kumba ". Timoty "Zviri munzeve ". Tonde akabva a hug Timoty .... Tonde "Ndovimba kuti tichavonana zvekare ". Timoty "Please come back brother ndoda kuzoenda newe ku lunch ". Tonde "Ndiko kupi ikoko ?" Timoty " Hahaha enda udzoke kana uchida kuzokuziva kuti ku lunch ndekupi ". Tonde "Handei hedu varume ". Vakabva vatora museve yavo .Tonde akabva atora hake Tsvimbo yake chete ..... Ipapo anga ari makuseni apo Seu akanga akangomirira mhinduro kubva kuna Ngoni .Ngoni akabva ayenda kunogara pa side pa Mambokadzi ndokutanga kutaura navo...... Mambokadzi "Uri kudei nhaiwe mute mutengesi?" Ngoni "Ndiri kuda kuti tisavona vamwe vedu vachifa pano ". Mambokadzi "Saka uri kufunga kuti vawakavuraya havasaida kurarama here ?" Ngoni "Vaida kurarama asi kana uchida kuti zvinhu zvinake panofanirwa kufa vamwe ". Mambokadzi "Saka tisiye tife ka kuti zvinake " . Ngoni "Ini handina hama yangu pano .Murume wako ndiye akavurayisa hama dzangu iwe uchimusiya achiisa mutemo wenhamo pano .So chero zvikanzi mufe mese pano ini handina chandino lose asi imwi mhuri yako inofa yese ." Mambokadzi "Ini handisi mambo waida kuti ndipikise mutemo here ?" Ngoni "Murume chero rikava benzi asi rukavudzwa ne mukadzi rinonzwa ". Mambokadzi "Uri kudei pano Ngoni?" Ngoni "Sezvandareva ndiri kuda kuti pasafa munhu pano mukangondivudza kuti Tonde aripi uye anodzoka rinhi ?" Mambokadzi "Ndikakuvudza hapana munhu wedu anofa ka?" Ngoni "Handingakuvimbisii ipapo asi ndichazama kuti pasavurawa chero munhu ". Mambokadzi "Olk Tonde ne vamwe vaenda Kuma Giants kunotora the Egg of life asi vaenda ne vamwe vanhu variduda zai iroro .Tonde ndiye mutakuri we tsvimbo vanofanirwa kudzoka 3 days kubva nhasi ". Ngoni "OK maita basa regai ndimuzivise ". Ngoni akabva asimuka ndokuenda kuna Seu ..... Seu "Ehe taura nhema dzako tinzwe ". Ngoni "Tonde ndiye ane Tsvimbo yehwumambo vaenda Kuma Giants kunotora The egg of life varikudzoka 6 days kubva nhasi asi vaenda ne vanhu vanoda kuzotora Tsvimbo, book zvese ne zai ". Seu "Vanhu vacho vanoda kutora zvinhu izvi vangani ?" Ngoni "Handisi kuziva hangu asi vashoma zvavo vakawanda vacho ndivo ava vari pano ". Seu "OK saka tichafana kumbodya ava asi kana vakapera 6 days dzisati dzakwana tinotanga kupindira vanhu vako " . Ngoni "Zviri munzeve " . Vana Tonde vachifamba vakabva vaona ma giant 2 akanga atumwa kuti atsvake vanhu mudunhu akanga akatogara achitodya zvawo achitaura ..... Giant 1 "Haaa wangu umwe wedu afa sei iwe ?" Giants 2 "Zvinonetsa kuziva izvi .Togona kutofavo muno dai tatongogara tisada kutsvaka makudo mugomo". Giant 1 "Manje Mambo vedu vakaziva kuti takagara pano tinovuraiwa ". Giant 2"Haaa Mambo wacho anobatira uyu dai zvaibvira afa kubva musi waakasvika mudunhu muno izvezvi takungoita zvakaipa ". Giant 1 'Handei hedu kunonwa mvura haaa chero tikavaona ini handivaurayi ini ". Ma giants akabva asimuka ndokuenda ku no nonwa mvura ...... Tonde "Haaa ko chii chaitika apa ?" James "Pane zviri kuitika apa so tofanirwa kutaura nema giants aya ". Alice "Are you crazy ko kana ririzano rekuda kuti vatibate ". Tonde "James ari right regai ndiende ini kunotaura nawo imwi mogara makakata museve muchinzwa history yaanenge achindivudza ". Mambo "Olk handei ....... End of Episode